Aaron Chaka the alleged son of the late Oliver Mtukudzi interview | ZTN Prime |

  Рет қаралды 127,719

ZTNPRIME

ZTNPRIME

22 күн бұрын

Aaron, the alleged son of the late Oliver Mtukudzi, shares his poignant journey of discovery, recounting the moment he learned that the iconic musician was his father.

Пікірлер: 699
@timothykamuswapu7899
@timothykamuswapu7899 18 күн бұрын
On behalf of our honest cdes in comment section, We say sorry to you Aaron for the treatment you got from that self proclaimed dumb journalist from the pub. #munhuwesemunhu.
@OwenMapuranga-we9vq
@OwenMapuranga-we9vq 20 күн бұрын
Voice ndera Tuku...Height Oliver... Complexion Tuku... DNA handizivi hangu
@ashtonchikozho22
@ashtonchikozho22 18 күн бұрын
Vanhu vanogona kufanana chero pasina ukama. DNA 0 percent
@MeandMe-ti8dg
@MeandMe-ti8dg 17 күн бұрын
Yes vataura Hama 100%
@tauraizizhou6132
@tauraizizhou6132 16 күн бұрын
Ko muromo waTuki 🫣
@TENBALZ
@TENBALZ 3 күн бұрын
varikuramba vacho kuti DNA iitwe vanozviziva kuti Mwana wake otherwise vaingoti ngaiitwe
@wellingtonmatongolity6275
@wellingtonmatongolity6275 20 күн бұрын
The interviewer seems to disrespect the boy because he is asking zvinhu in way ine kakushora
@SLK_zw
@SLK_zw 20 күн бұрын
I have noticed that about many Zim journalists, very unprofessional. That's why we are not taken seriously in this field.
@wellingtonmatongolity6275
@wellingtonmatongolity6275 20 күн бұрын
True wanku haa arikudzikisira muface uyu
@fultonchikwata7295
@fultonchikwata7295 20 күн бұрын
very true akudzikisira blaz uyu
@shingiraikambarami1274
@shingiraikambarami1274 20 күн бұрын
Kakushora karipo
@melisajavangwe6128
@melisajavangwe6128 20 күн бұрын
Very true
@goldenrufarokamba4263
@goldenrufarokamba4263 20 күн бұрын
RiP Bla Tuku even in death muri kungo bura ma hits 🤣🤣🤣🤣
@memorymakoni9916
@memorymakoni9916 18 күн бұрын
😂😂😂
@olisondomhani8570
@olisondomhani8570 18 күн бұрын
😂😂😂😂 itsi okeyi
@hoerrrrr
@hoerrrrr 16 күн бұрын
true my brudda
@kudzaiglory3317
@kudzaiglory3317 15 күн бұрын
😂😂😂😂😂 wandityora
@juniorchiwani1485
@juniorchiwani1485 20 күн бұрын
The interviewer she's so disrespectful. She acting like a sister from another mother
@chef_shumba_
@chef_shumba_ 19 күн бұрын
Vane vapinda mabasa zvepasi pemuti
@juniorchiwani1485
@juniorchiwani1485 19 күн бұрын
@@chef_shumba_ interviewer arikuonekwa kut ane side raari
@devantemudemba3711
@devantemudemba3711 19 күн бұрын
Whats up with mibvunzo yasisi ava
@willabjnr8080
@willabjnr8080 18 күн бұрын
she is not really professional
@juniorchiwani1485
@juniorchiwani1485 18 күн бұрын
Vakapinda basa neback door vakuwanza mafeelings
@elishamuranda5793
@elishamuranda5793 20 күн бұрын
Yes yes arroan chaka sahwira uyu murume anonzi aroan chaka takakura tese takazivana kare kuchitungwiza kuzengeza 1 pandakamuziva ndinoziva amai vake ma sisi vake kozoita avo sekuru vaari kutaura munhu anemari yake vari hadzwadzi yaamai vake hapana pandakambonzwa achitaura nezvababa vake nekuti zvinhu zvanga zvisina kuburitswa pachena aroan chaka munhu ari very intelligent munhu ane big pontencial akawana rubatsiro rwakakwana uye munhu anoda zve music zvakanyanya ma songs aakanyora akawandisa kubva 1999 achingoti ndizo recorder saka izvi zvekunzi mwana wa Oliver mutukudzi ichokwadi aroan munhu anoda zvekuimba zvakanyanya music yake yakangofanana ne Oliver mutukudzi ini aroan ndakamuziva kare baba anesu ndaitombosheya same bed tichitirara tese ndichitobika sadza tichidya tese kiri ndizive ku GABORONI KU BOTSWANA NDIYE akaenda neni tichitogara tese asi saka ndirikufara zvakanyanya nekuti aroan munhu ane big potencial zvekuti dai akapfuma asi nyaya dzekunge usina kumbopinda mumusha mako dzinosunga hupenyu saka ndirikufara zvakanyanya mwari variko samanyanga saka tiri mukoma nemunin'ina ini ndiri nzou samanyanga dande pizha mamaheya tanganyika ndokwakabva dzidza redu saka hukama hurip0 kare asi chiburitsa music yako 1000 songs dzinopfuura dzakanyorwa aroan chaka music is in your blood mwari vakanaka ndine masong andichaburitsa manje manje
@ashtonchikozho22
@ashtonchikozho22 18 күн бұрын
Kune vamwe vanhu vane zvipo zvekutevedzera ma voices evamwe vanhu . Saka vanhu vanozopedzisira vava kukupa nickname yezita remunhu waunenge uchikopera.
@bestgilbertdzeka4164
@bestgilbertdzeka4164 18 күн бұрын
I think urimuranda wepfungwa chaiye. Haunyatsofarira kufunga hako.
@bujubee9757
@bujubee9757 17 күн бұрын
​@@bestgilbertdzeka4164🤣🤣🤣🤣🤣😍😂😂😂😂
@JoyANgirazi
@JoyANgirazi 17 күн бұрын
😂😂😂😂 Kunyora page kudai hatina simba rekuverenga isu
@ivuchigora4195
@ivuchigora4195 17 күн бұрын
Why coming out now, moreso Tuku is now late, let us respect the dead.
@natheben6977
@natheben6977 20 күн бұрын
Interviewer ari kuita sekuti ari kuti this guy akuda pfuma. No he just wants an identity. Aishuwavo kuitirwa sexvaiitirwa vana vese but hazvina kuitika. Now anodawo identity, uyezve support in music. Achishandisawo zita redzvinza rake. The Interviewer seems to mock the guy and not understand him. Its a sensitive matter but mabatirwo acho. These guys veku media must be professional. Shuwa angade her pfuma? He is a guy anodawo identity yake. Vekwakewo. Shame. Hazvina kunaka asi
@YGGT17
@YGGT17 16 күн бұрын
The interviewer's behavior seems disrespectful and unprofessional. She should conduct the interview in a respectful manner to ensure the individual and his mother are treated with dignity.
@amutaks
@amutaks 18 күн бұрын
Resemblance is amazing too, I hope all goes well with him it's sad what these men do to kids ukuwo Daisy wacho hutsinye atadza to help this boy shuwa. Yekuroora masmallhouse iyi they will forget vana vako. Same Daisy akatambudza Mai vegirls its sad 😔
@anesumidzi9680
@anesumidzi9680 17 күн бұрын
Please Miss presenter, your Job requires ethics not that scornful look and aproach, let your guests express themselves, you have no right to expose them
@johanesstafadzwachibamu3191
@johanesstafadzwachibamu3191 15 күн бұрын
Mmmm presenter uyu ndatyawo ethics dzacho kutoseka
@blackstudiostv
@blackstudiostv 19 күн бұрын
Can someone ensure that this man releases his music😊
@shepherdmungarevaani243
@shepherdmungarevaani243 20 күн бұрын
Kusvora kwaJournalist uyu. Is not fit for purpose. Sakaoda inheritance, Saka murikudei kwaMtukudzi hezvo.
@merjurymakaripe-ne8qb
@merjurymakaripe-ne8qb 20 күн бұрын
Tambirai mwana uyu kani mupei pekugara azorore vekwaMutukudzi
@crispenmuriro9410
@crispenmuriro9410 20 күн бұрын
Iniwo ndirikuda kutouyawo ikoko kumapaper nenyaya yangu. Mai vangu vakati ndiri mwana waED. Vakadanana munguva yeCease fire. Apa ndirikutambura ndirimuno muMatapi.
@tawandanyoni4087
@tawandanyoni4087 20 күн бұрын
Haaaaaa 🤣🤣🤣🤣🤣Enda hama Asii ngwarira kufira mu Jerii
@gaingtztawodzera979
@gaingtztawodzera979 20 күн бұрын
manje uye vana haachengeti
@user-qi9re2tf3f
@user-qi9re2tf3f 20 күн бұрын
Mhanya kuDNA
@user-hs7dn9tf2e
@user-hs7dn9tf2e 20 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@dylankadzere1962
@dylankadzere1962 20 күн бұрын
😂😂 amana kaa 🙌🏽
@user-cn4gz9fc2w
@user-cn4gz9fc2w 18 күн бұрын
I didn't like the journalists's attitude too bad
@ChipoMarimo-sh2zu
@ChipoMarimo-sh2zu 19 күн бұрын
Hes so humble asi vanamai budai pachena panyaya dzevana apa pachine nguva vana vawane mainheritence yana baba vavo,zvorwadza mwana haana kana kuendeswawo kuchikoro kana chaasiirwawo hapana,anamai tisadaro vana vedu,Tuku kumwana uyu angaasina hake pa Will aifanira kumuisawo since aiziva kuti.aiveko.
@edwardmpofu6188
@edwardmpofu6188 18 күн бұрын
I remember Tuku singing the song "Jeri "....Anga ari minija...His name was Jack Sadza
@fontways4728
@fontways4728 17 күн бұрын
Ztn next time don't let chituta to interview People this is very interesting story and his saying his son of legend
@trymoremupukunyore4202
@trymoremupukunyore4202 10 күн бұрын
😂😂😂 chituta shuwa icho
@benafrikatrip9575
@benafrikatrip9575 20 күн бұрын
Akafanana naSeymoir
@user-gh4iw3dd5i
@user-gh4iw3dd5i 20 күн бұрын
Ndatozvionawo neni
@martinamukanya1200
@martinamukanya1200 18 күн бұрын
Zvekuti
@tsungaimahumucha2805
@tsungaimahumucha2805 18 күн бұрын
Right to identity, my sister. It's not always about inheritance.
@bla-den612
@bla-den612 19 күн бұрын
Interviewer uyo atumwa Daisy chete. We expect Selmor kubudikira and take a role apa
@mjay1169
@mjay1169 20 күн бұрын
Grew up together with this guy in Mutare, DVAT .Mukukura kwedu zvaiziikanwa kuti mwana wa Tuku and then suddenly he vanished avaku High School & that was the last time I saw him. Happy to see him!
@talentmasarakufa1908
@talentmasarakufa1908 20 күн бұрын
Ndakazoshanda naye mumupedzanhamo Tshaka uyu
@nigelharry-ind3782
@nigelharry-ind3782 20 күн бұрын
Anokodzera kuwana pfuma yababa vake
@nchimombe
@nchimombe 19 күн бұрын
Kodzero hake hapana since will yakasiya yanyorwa. Some who benefited could donate to him if they wish
@tsitsinyarumwe5037
@tsitsinyarumwe5037 19 күн бұрын
Ichiripo here ​@@nigelharry-ind3782
@terencechidziya4603
@terencechidziya4603 19 күн бұрын
That's not the guy. Weku Dangamvura ndi Selby. Uyo anotoshandisa Mtukudzi se surname and he is acknowledged by he family.
@alwynchikono2321
@alwynchikono2321 20 күн бұрын
his story adds up, poor presenter there ZTN, she has to go back to school that one "clearly amusikuda surname, murikuda kuwana yatinoti inheritance" this is very poor journalism, dont incite things on the man. He wants to prove his ancestry chete, the name Oliver Mutukudzi will give him a platform to grow musically, azvisi zve inheritance izvi
@bosslimpopo8532
@bosslimpopo8532 18 күн бұрын
So otodzokera ku skuru just because of that statement 🤔
@user-xg7eb3rn4o
@user-xg7eb3rn4o 18 күн бұрын
Kwazvo
@memorymakoni9916
@memorymakoni9916 18 күн бұрын
Thank you ,he just want closure chete, zvino sisi vane kakushora nxaa
@martinamukanya1200
@martinamukanya1200 18 күн бұрын
She's very rude and insensitive and came across as very unprofessional too. Putting words in this man's mouth ,that's not good journalism ,ndanzwa tsitsi
@leahafauconier4072
@leahafauconier4072 18 күн бұрын
Very true
@supert9114
@supert9114 20 күн бұрын
Rinamanyanga hariputirwe🎶🎵
@EnockLubengo-uu3zi
@EnockLubengo-uu3zi 17 күн бұрын
true from Zambia 🇿🇲
@websterimbayago1644
@websterimbayago1644 19 күн бұрын
Kana isu tichiziva dzinza redu ngatisasvora vanotsvaga dzinza ravo. Uyo ava munhu mukuru haadi inheritance asi kuva kudzinza rake. Zvinonzi nhamo yeumwe hayirambigwi sadza asi ngativeyi netsitsi kwete kusvora veduwe. Kune vanhu vane mari kupfuura ya Tuku seyi asina kuda kuenda ikoko. Hapana chiutsi chinobuda pasina moto kazhinji
@progressmutandwa6724
@progressmutandwa6724 20 күн бұрын
Welcome Nzou Samanyanga 🙏🙏🙏
@emmanuelchiku3167
@emmanuelchiku3167 15 күн бұрын
the interviewer ndaadzidze kuva professional in short idako
@elishamuranda5793
@elishamuranda5793 20 күн бұрын
Aroan chaka munhu ari intelligent lets give him a new Ginius mutukudzi ane ma song akanyora kubva 1999 over 1000 songs
@user-uk7uu4uf5x
@user-uk7uu4uf5x 19 күн бұрын
VaMugabe hero basa
@shumbahurushumbahuru4894
@shumbahurushumbahuru4894 20 күн бұрын
No need for DNA. Face yacho + height + skin colour. Ne Saka iro.
@williamnyazika5444
@williamnyazika5444 20 күн бұрын
Voice
@AngelineNechironga-zn5cr
@AngelineNechironga-zn5cr 20 күн бұрын
nemananda
@blessingngonidzashe5087
@blessingngonidzashe5087 20 күн бұрын
Tuku chaiye
@shokoproper
@shokoproper 20 күн бұрын
Nzeve ndodzakanyanya
@gwav1a
@gwav1a 18 күн бұрын
Uyu mwana waMtukudzi uyu
@user-yk6mm4cd5s
@user-yk6mm4cd5s 16 күн бұрын
Haaaa ZTN tirikuchema naPresenter wenyu uyu
@Theschiz2003
@Theschiz2003 18 күн бұрын
We cannot wait to hear Oliver again... Mhanyai baba Tuku... I will be first to buy a tickect
@user-jw8gh6hy2r
@user-jw8gh6hy2r 16 күн бұрын
Posture is just like the late brother ad even of the kate father We a waiting to hear from yu soon voice ndera Tuku l hope yu will get the help so that yu carry matsimba amudhara
@officialfaychi7941
@officialfaychi7941 18 күн бұрын
Zvogwadza veduwee I wish all goes well for you my brother
@abigailcharakupa8490
@abigailcharakupa8490 20 күн бұрын
Paataura zva Jack Sadza meaning Tuku ayi dater sister ye best friend yake, ndosaka akaimba kuti husahwira hunokunda hukama singing for Jack Sadza
@varihumambi
@varihumambi 17 күн бұрын
interviewer is very disrespectful....the guy is very calm...
@Tauraishoko-ph9mq
@Tauraishoko-ph9mq 20 күн бұрын
HANDIFUNGI KUTI ANODA ZVINHU MUFACE UYO BUT ANODA KUTI AZIKAMWE CHETE SEZVO TUKU AIVA NEMUKUMBIRA.ZITA ROGA RINOMUITISA MARI
@ElvisMawele
@ElvisMawele 20 күн бұрын
This guy mwana waTuku for real guys.His voice,face and everything about him vanhu vekwaTuku for real.I'm from Madziwa in the same village with Tuku and madzisahwira evabereki vedu nekuda kwekugarisana kwema generations.I know those guys,this guy is definitely one of them.
@stanleymadanha5708
@stanleymadanha5708 20 күн бұрын
Yeah this guy resembles Taku himself tarisai muone kana Jhon wachooo Taku chaiye
@ZaneleMandava-yo5nu
@ZaneleMandava-yo5nu 19 күн бұрын
Kkkkk chero akada mari ndeyababa vake
@decmankharara657
@decmankharara657 18 күн бұрын
Zita inyama iroro
@leonmatambo3562
@leonmatambo3562 18 күн бұрын
God is good, after Sam there was a hidden trump card, to pull up the legacy, hope his music will be mature like Sam`s
@colletmoloi5593
@colletmoloi5593 20 күн бұрын
The inerviwer is not supposed to be in the media fraternity she lakes a lot ,she needs to be reskilled or demoted
@Zoe186
@Zoe186 18 күн бұрын
Not demoted please, let’s help people to improve not thrown out.
@charlesphiri4150
@charlesphiri4150 18 күн бұрын
@@Zoe186 True
@tynash05
@tynash05 16 күн бұрын
Interviewer ihure
@faymas797
@faymas797 14 күн бұрын
Saka Tuku jnr must be a Goat in music. He has music genes from both Mum and Dad. Ngaatipe music zvimwe zvese ratova drama.
@tafimutekwe2855
@tafimutekwe2855 19 күн бұрын
No need for DNA apa. He looks like his late father. However in terms of inheritance I think it makes sense for him to chat his own path in life instead of expecting an inheritance when he is an adult person and not a minor any more who would need such maintenance.
@Theschiz2003
@Theschiz2003 18 күн бұрын
You absolutely do not understand what life is... This man is a continuation of his father's bloodline. Ensuring he receives his just inheritance ensures the success of of his and his father's line. Whom other than him must receive Tuku's wealth.
@martinamukanya1200
@martinamukanya1200 18 күн бұрын
I think the inheritance he wants more is to be known as a Mtukudzi. The presenter is the one who mentioned about inheriting material things .
@petermagugu3828
@petermagugu3828 17 күн бұрын
This guy Aaron is so cool and humble. Wish him all the best in his quest for Music and knowing his biological father.
@AbrahamTewepayi
@AbrahamTewepayi 18 күн бұрын
Interviewer makamunhongepi?
@ztnprime294
@ztnprime294 20 күн бұрын
Thank you for watching, don't forget to subscribe and comment😇 #GetThePicture #Zimbabwe #ZTNPrime #DStv294
@timothykamuswapu7899
@timothykamuswapu7899 19 күн бұрын
You cant believe him, you want us not believe him too ?? Poor interviewer!
@nomsanyika151
@nomsanyika151 19 күн бұрын
Ukuda tisubscriber chii iwe uchitadza basa hakuna interview yechidofo yakadaro,interviewer wenyu anekakushora so ndiyo type inokuseka uchingosimuka pachair,poor journalism
@josh_dat-guy4891
@josh_dat-guy4891 14 күн бұрын
@ztvprime294 let's hope u listen to what people had to say concerning your so called journalist. If u care about yr brand you need to address that
@user-le8ht3el6p
@user-le8ht3el6p 8 күн бұрын
Poor investigators
@coxwellmushaphi530
@coxwellmushaphi530 19 күн бұрын
This story sounds interesting, but english subtitles, please 🙏
@ruvimboremwa538
@ruvimboremwa538 19 күн бұрын
Presenter very disrespectful yohh asi chii nhai ndokuita sei ikoko, imodule ipi pajournalism
@martinamukanya1200
@martinamukanya1200 18 күн бұрын
Yah these are the times we should have ana Robert Mukondiwa and the likes of Takudzwa Chihambakwe ,uyu aratidza hudofo pabasa rake ,very insensitive and unprofessional nekuisa ma words asina kutaurwa
@user-mm3xw8ht1p
@user-mm3xw8ht1p 20 күн бұрын
lol it’s the confidence for me
@amukelanikhoza1932
@amukelanikhoza1932 19 күн бұрын
No subtitles, why ?
@timmy7804
@timmy7804 16 күн бұрын
Muchanyara ana Itai (presenter)zvanzi ichokwadi
@zorodzaijakopo9030
@zorodzaijakopo9030 11 күн бұрын
Ihh this journalist anoda deliverance chokwadi
@ksolzphotography
@ksolzphotography 20 күн бұрын
Cheers to us who knows slim. Cat chaka frm Chirara school pa divira isu ziii zvedu, watch this space, I wl be back
@morrisgavhure176
@morrisgavhure176 19 күн бұрын
@ZTNPRIME Mupote muchiudzana udzana maqns ekubvunza chaiwo akanaka kwete NYEMBA dzanga dzichibvunzwa nemukunda mutsvuku uyu!
@gwav1a
@gwav1a 18 күн бұрын
Mumisoro ma sis ava hamuna chunhu. Nxaa
@morrisgavhure176
@morrisgavhure176 17 күн бұрын
@@gwav1a Mukunda mutsvuku mumusoro hamuna mbuva zvachose
@irenesambadzi9953
@irenesambadzi9953 18 күн бұрын
Uyu presenter ngaadzokere kuchikoro uyu
@mpasichris
@mpasichris 16 күн бұрын
@ZTNPRIME please employee better presenters , sisi ava vakadakwa to be on national TV. She must be charged for bringing ZTNPRIME into disrepute. #ZTNPRIME
@ronaldchabaya2426
@ronaldchabaya2426 20 күн бұрын
But voice rake nderatuku shuwa
@josephinechapfimvira1930
@josephinechapfimvira1930 18 күн бұрын
Zve inheritance mazviwanepi imi presenter. Thats very unprofessional😮
@EletinaMaponga
@EletinaMaponga 15 күн бұрын
Imagine unotoshaya kuti idzungu ra presenter here or chii. Bvunzai vanhu kwazvo muchitarisawo kodzero dzemunhu
@tinosmahori4312
@tinosmahori4312 18 күн бұрын
Investigative journalism???? But kakutarisira Pasi kakanyanya … I feel like you are throwing the man into mockery… kana zvikaita uchaitasei saka
@GladstoneFilhoDeAston
@GladstoneFilhoDeAston 17 күн бұрын
Interview, augoni basa, he needs to have his father's name on the Birth certificate, zvakaipei
@mikemagidi5365
@mikemagidi5365 20 күн бұрын
I believe this guy's story... Besides that kuto fanana chaiko kwaakaita neuya akasara neBand mukadz wemwa waManatsa
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 18 күн бұрын
Yaaa akafanana naSelma
@EdinaJembe
@EdinaJembe 17 күн бұрын
And wazviona akafanana naSelmar
@timmy7804
@timmy7804 16 күн бұрын
Akasara neband upi Salma akasara nechipo band nderake naTendai manatsa
@GovathManuel
@GovathManuel 14 күн бұрын
Shuwa waona akafanana na na selma
@musengabere
@musengabere 10 күн бұрын
Felt my stomach drop, what a disgrace to journalism and a dent on this media house. If ZTN has any decency they would pull this down.
@cassandraker
@cassandraker 7 күн бұрын
Haabvunzwe uyu he looks like his dad❤
@dylankadzere1962
@dylankadzere1962 20 күн бұрын
😂😂 haa mfes ane zvivindi uyu aah 🙌🏽🙌🏽 ada kuteera tsoka dzaani ?
@godfreymakonese1181
@godfreymakonese1181 20 күн бұрын
Who knows,why doubt him
@PatrickManjengwa-df6lo
@PatrickManjengwa-df6lo 19 күн бұрын
Dzababa vake
@maviskaseni
@maviskaseni 19 күн бұрын
Who are u to judge
@trevormatorere8093
@trevormatorere8093 19 күн бұрын
Haasi Ega isu takaenda kuchikoro nemumwe wacho...... Sybell Mtukudzi weku old highfield vana vanekodzero yekupinda mumusha mavo, itai DNA dambudziko ripere especially kunyararidza vanenge vachipikisa.
@MrBC-san
@MrBC-san 18 күн бұрын
Sybell was accepted and is part of family.
@trevormatorere8093
@trevormatorere8093 2 күн бұрын
​@@MrBC-san I KNOW THAT , but what I'm trying to say is "IT COULD BE POSSIBLE FOR AARON TO BE ONE OF THEM"
@TrinityTrevorChikumba
@TrinityTrevorChikumba 20 күн бұрын
Mamusician kupinda denga kuchanetsa vana vakazara mumasango umu
@kenmudzingwa1750
@kenmudzingwa1750 15 күн бұрын
Fire that interviewer
@albertinachirimhunga9593
@albertinachirimhunga9593 19 күн бұрын
Cc siyayi basa harisi renyu hamurigone zvachose
@nomsanyika151
@nomsanyika151 20 күн бұрын
Pane song yakaimbwa naTuku iya inoti Gerry blah blah blah 😅
@tawandamadhimba3769
@tawandamadhimba3769 20 күн бұрын
Gerry my friend 😂
@henryhunter1876
@henryhunter1876 20 күн бұрын
Jack Sadza was his best friend in the 80s who was in a car crush. I remember watching the documentary as a child on zbc in the 90s.
@chicaldochico7838
@chicaldochico7838 20 күн бұрын
Unodada wakandisiya ndiri ndega,zvaunoona usahwira unokunda hukama
@henryhunter1876
@henryhunter1876 20 күн бұрын
@@chicaldochico7838 yes. I remember it very well Oliver was crushed he said he was never the same after the loss of his friend.
@faraidzwairo1063
@faraidzwairo1063 17 күн бұрын
What a poor presenter! She thinks the show is about her!!!
@thehousepreacher3982
@thehousepreacher3982 12 күн бұрын
English translation subtitles are in order. More poeple outside Zimbabwe would love to hear about our beloved Tuku's legacy.
@taonachenjerai9652
@taonachenjerai9652 20 күн бұрын
gadzirisa audio shamari
@blessedtinotendamtambudzi3723
@blessedtinotendamtambudzi3723 20 күн бұрын
Public DNA is the way to go
@tyronmusona5816
@tyronmusona5816 14 күн бұрын
Interviewer idofo akusi kumba kwake kwaanoita zvaanoda pamurume wake ndokunge aine murume fut nxaa ngaatibvire ndosaka asingageze basa rekuzora ponzi bedzi
@generalmunemo3807
@generalmunemo3807 20 күн бұрын
This guy must go for DNA test to prove what he is claiming
@innocentnsingo6447
@innocentnsingo6447 20 күн бұрын
Just for public interest's sake bt otherwise you heard the guy saying madhara kumusha akati vanodakuita zvedna can go ahead bt mwana tinomuziva
@PreciousUpgraded
@PreciousUpgraded 18 күн бұрын
Come on Zimbabweans ....DNA inotongodiwa ko mai vakarara nevanhu 2sametime murikuzviona paDNA show wani kuti anogona kuita confidence kuti ndewangu and get shocked ma results achiti 0%... Chero ari wake ngszviite proven to clear the air
@dykemacheke
@dykemacheke 15 күн бұрын
Do you think dna is the solution kana family ichiziva
@geraldrubaya1487
@geraldrubaya1487 20 күн бұрын
nyaya dzacho here kikkkkk
@linetncube1542
@linetncube1542 2 күн бұрын
Nyàya yaAaron inonzwisisika iyi ,Good lucky bro
@lovemorejames2857
@lovemorejames2857 15 күн бұрын
Mkupinzwa mabasa nehama interrogation instead of an interview poor Mutinhiri
@saifmurehwamatangira9630
@saifmurehwamatangira9630 17 күн бұрын
Jonolist getaway
@benhildakuchena2239
@benhildakuchena2239 2 күн бұрын
Kana mapictures akaita salute mwana asvika panzvimbo muchadeyi. Hapana chivanhu chinokunda ichi.
@user-dr1do7lm7n
@user-dr1do7lm7n 20 күн бұрын
Ko mai vacho mai nyarara kuzvika munhu afa, why & how? Daisy hatobhoda kunzwa nonsense dzese idzodzo. Vana Sandra na Selmor vana vanozikanwa asi vakanyimwa,wozoti zvako iwe. Dai wango ziva dzidza, the rest wasiyana nazvo.
@beniahdzikamaimakoni8
@beniahdzikamaimakoni8 20 күн бұрын
kana ari mwana waTuku chaiye ngaachinjwe zvine basa rei unless arikunyepa
@snaniemazvimba6500
@snaniemazvimba6500 20 күн бұрын
It's not about getting something problem yenyu ndeyekuti imi makaitirwa nyasha dzekuziva baba ndoosaka mataura mutauriro wakadai Ask vanhu vakarerwa ne madzisekuru n put yourself in their shoes
@Liam-vh8bz
@Liam-vh8bz 19 күн бұрын
Who said akuda something? Akuda kuziva dzinza rake ndozvakakosha
@user-dr1do7lm7n
@user-dr1do7lm7n 19 күн бұрын
@@Liam-vh8bz where was the mother? How old is he, renga Daisy azoti vana vemahure. Bringing confusion, instead of people to remember, Tuku in a respective way. You should peacher to all those mother s, who hide away the children, because they had misunderstanding between them.
@felixnyamaponda1224
@felixnyamaponda1224 19 күн бұрын
​@@user-dr1do7lm7nold enough to be the first child. Reasons for hiding are clearly stated unless you intentionally skipped that part. Mai vakaitiswa mimba neshamwari yavaka introducer kuhanzvadzi mumagitare uye vachimbomutora sehazvadzi ka.
@NyashaMancue
@NyashaMancue 17 күн бұрын
Tuku akakanganisa why akaregerera mwana uyu kana vaizovana aitadza kungopawo mari yechikoro 😢
@dorothy8036
@dorothy8036 20 күн бұрын
I believe him hangu.. No need for dna apa. 😅
@gwav1a
@gwav1a 18 күн бұрын
Need iripo hayo to be 100% sure
@boitumelopida8403
@boitumelopida8403 16 күн бұрын
Interviewer kana wakarorwa une basa guru kumusha ikoko . Basa iri harisi rako , ukubvunza zve personally , ko zve inheritance unopinda papi
@olivermutukudzi7914
@olivermutukudzi7914 17 күн бұрын
Samanyanga Album munongonyora zita hazvidi chitupa...'Oriva akatorwa achiridza mabhanjo e olivine " classic! "amai vako vanemaphotos here?
@NigelDaara-kc4hh
@NigelDaara-kc4hh 18 күн бұрын
Arikuita interview havagoni zvachose. Apa paida tete Tilder Moyo .. Tangomirira zvedu DNA...
@gwav1a
@gwav1a 18 күн бұрын
Agree. Anobhowa mukadzi uyu
@CharityDube-yl4xd
@CharityDube-yl4xd 15 күн бұрын
Paisa Stella muusha
@practitioner83
@practitioner83 20 күн бұрын
Is this presenter a trained journalist? So rude, judgemental and patronizing, whether the case is true or not.
@nyasharichardson9249
@nyasharichardson9249 19 күн бұрын
She’s too proud for nothing. Too judgmental to the boy .
@tawedzerwachakaduka9851
@tawedzerwachakaduka9851 20 күн бұрын
Mazuva ayirwara baba hataikuonai ,babamunini mpuma yababa musazotitorera sing 🎶 the late Tazvida
@user-mg6st2iu6z
@user-mg6st2iu6z 17 күн бұрын
Lucky you vamwe. Kana kuziva dzinza tongoitq zvekunzwa mai vachijamhuka kuti hqndikuudze ..
@josh_dat-guy4891
@josh_dat-guy4891 14 күн бұрын
I am so sorry for you dearest. I hope one day she will have the courage to tell u nguva yaMwari isati yakwana on either end
@LukeBanda-xt7mz
@LukeBanda-xt7mz 18 күн бұрын
Even if he wants inheritance, ko ndeya baba vake zve iwe urikushandira maid wako here or vana vako. Chi journalist chepasi pemuti
@LeniasChimombe-oy8zs
@LeniasChimombe-oy8zs 17 күн бұрын
Tezvara well come 🎉🎉🎉
@user-uk7uu4uf5x
@user-uk7uu4uf5x 19 күн бұрын
Cant wait for dna result presentation for this one😅
@moneymaketipsonline
@moneymaketipsonline 18 күн бұрын
Pachachemwa 😂😂😂😂
@timmy7804
@timmy7804 16 күн бұрын
DNA is the best Oliver Mtukudzi was a brand having the name Mtukudzi as his surname kana arimwana wacho zvechokwadi inhaka hombe iyoyo ngatiregei kumushora ikodzero yake semwana
@sibusisiwedube5645
@sibusisiwedube5645 18 күн бұрын
This young man resembles Tuku honestly
@amiosndavabwa
@amiosndavabwa 18 күн бұрын
Jonarist munge makadzungaira..life ivhiri zvinochinja please
@varaidzoamandakhumalo5626
@varaidzoamandakhumalo5626 5 күн бұрын
Makashaya here umwe munhu wekuti aite tackle this issue uyu anenge atori neproblem nazvo
@user-mo2un4ej4u
@user-mo2un4ej4u 16 күн бұрын
Presenter anorwara
@JosphineMhute-dx7ou
@JosphineMhute-dx7ou 17 күн бұрын
Nxaaaaa journalist
@teliciousmakomheke1519
@teliciousmakomheke1519 18 күн бұрын
Interviewer usadaro 😢
@kelvingilbertmakosa3416
@kelvingilbertmakosa3416 15 күн бұрын
What kind of journalism is this. Why are you putting words into this guy's mouth with regards to inheritance. 8:54
@edmorerambakupetwa4714
@edmorerambakupetwa4714 16 күн бұрын
this lady talks like she owns the world. kushora kwacho nikisi
@joycemafigo3517
@joycemafigo3517 20 күн бұрын
Uuummmm zvinotyisa regai timirire DNA🤓🫣
@masciemudumo
@masciemudumo 18 күн бұрын
Apa panongoda the probability is ….. kureva kuti baba hapana Chenyu Chiri Pa mwana or ndimi baba vemwana zvisina kupokana. Aaron apa Pa kuda Tinashe Mugabe nevana va Tuku
Joven bailarín noquea a ladrón de un golpe #nmas #shorts
00:17
Would you like a delicious big mooncake? #shorts#Mooncake #China #Chinesefood
00:30
How many pencils can hold me up?
00:40
A4
Рет қаралды 18 МЛН
Daisy Mtukudzi interview
10:44
The Sunday Mail
Рет қаралды 15 М.
Hezvo! Apostle TF Chiwenga on Sir Wicknell, nevese wakatengerwa mota
12:57
What's Up With The Manatsas: Selmor and Tendai S1 E1
15:28
Tendai Manatsa Official
Рет қаралды 1,5 М.
Woman claims her son, Aaron, is Tuku's son (Part 1)
3:16
HMetro Zimpapers
Рет қаралды 9 М.
Behind Bars: Wicklove anotsangura mhosva yekuuraya yaakapara
32:29
Tilder LIVE ZIM
Рет қаралды 270 М.
Joven bailarín noquea a ladrón de un golpe #nmas #shorts
00:17