Tongai dare sezvariri wehumambo musatore masides. Mai awo wanoda kurwisanisa vana
@Nokutenda7742 ай бұрын
Ndekupi kwekuti amwene vanokukurudzira kuenda kubhawa. Vaida kuti adhakwe then vozomuframera. Kana kutsvaga kwavakaita mwana wavo it was clear she already knew where he was.
@FaithKamutsungira2 ай бұрын
Cooked story naamwene
@joinahmukanangana2993Ай бұрын
Tuvana utwu twune makore manganiko. Mai ava ngavagare zvakanaka netuvana utwu. Twunoda kudzidziswa kwete kutumwa kubhawa.