Alick Macheso Dancer Majuicy Achikumbira Ruregerero kuti adzokere Pabasa

  Рет қаралды 10,595

Zimbabwe Entertainment Online

Zimbabwe Entertainment Online

3 ай бұрын

Пікірлер: 114
@TynasheMandi
@TynasheMandi 3 ай бұрын
Thanks majuzu wagonesa ndafara nekuzvininipisa pajekerere ini Ndinokumbira kwamuri baba shero muregerereiwo mwana adzoke pabsa 👏👏👏
@TerrenceMunyaradzi
@TerrenceMunyaradzi 3 ай бұрын
Well done brother
@chriss-chrosschaitezvi2298
@chriss-chrosschaitezvi2298 3 ай бұрын
Ndaisafunga kuti u"re very humble kusvika pawasvika wangu, usafuririke nekutaura kwedu vanhu tinokurasisa gwara. On behalf of Juice yeMatohwe, juicy yeTsambati, juicy yeMaroro, juicy maGuava pliz Baba Shero nzwirai mwana tsitsi adzoke panzvimbo yake. Kana wadzoswawo ochidzikama wangu, dzungu riya nekuvhengedzera ochiita uchidira mvura.
@beautychitoro2207
@beautychitoro2207 3 ай бұрын
Vakarairwa Majucy well done❤👏👏👏👏👏👏
@user-rx7te4oy9r
@user-rx7te4oy9r 3 ай бұрын
Thank yu munhu wenyama anotadza zuva regarega rakasikwa namwari baba vachakunzwa chichemo chako I still love yu
@filipejambo6356
@filipejambo6356 3 ай бұрын
Diretamente de Moçambique, peço pra boss macheco perdoar esse dançarino, as pessoas mentem e gostam de ver a separação. Favor macheco perdão lá
@veemunetsi422
@veemunetsi422 3 ай бұрын
Yesaya chibaba magona..mudhara regererai mwana tokumbirawo..we miss his moves
@lloydndedzu6172
@lloydndedzu6172 3 ай бұрын
Well done Majucy for being humble and accepting your mistake,talent alone is not good enough it's needs to be blended by a good character and descipline
@user-ey8le6fz8l
@user-ey8le6fz8l 3 ай бұрын
Amen chifungama unamate mwari anokunzwa
@AriozasiphoNyoni
@AriozasiphoNyoni 3 ай бұрын
Well done majuicy mudhara anokudzosa kubasa
@wavellhouse718
@wavellhouse718 3 ай бұрын
Mudhara Zim number 1 musevelaizer baba shero ndozvanoda zvawaita young man havadi munhu anozvitutumadza vachakuregerera kutadza kwako asi iwe chichera kakomba wosvipira kuti handichazvipamhezve in Jesus name amen basa watodzoka 😊😊
@smartsystem552
@smartsystem552 3 ай бұрын
Well done Sammie wagonesa
@AstonMubuwa
@AstonMubuwa 3 ай бұрын
One love Aleck Macheso can u forgive Majuicy, thank u Majuicy for your apology. Mwari vakasarudza kare.
@kingstonetafara986
@kingstonetafara986 3 ай бұрын
Salute you .... Engine Hombe inodhonza ngoro zhinji ...aiwaaaa wagona Chikomana ndokugona ...what we call wisdom is to know what is wrong and what is right ,and you show us .. Wisdom.....With Powers invested in Me as A whole and all time Fan and Supporter...Majuisi Dzoka pa Basa ..Baba Sharo mapihwawo ruremekedzo ...Dzorai Moyo ...Musarovera Zamu pamuhacha ...makaimba wani ...Thanks Ma Juice...Koche
@kazembeaugustine
@kazembeaugustine 3 ай бұрын
Haaa maboss u are so humble we as fans takunzwisisai takutokumbirawo management yemberikwazvo kuti ikudzose pabasa kukanganisa kunovanikwa muvanhu
@fransgumbo9062
@fransgumbo9062 3 ай бұрын
Good one majuzi baba shero havakusiye chero zvodini
@maicoclaudio9107
@maicoclaudio9107 3 ай бұрын
Ahhhhh this guy is too humble please Zimbabweans help him wer'e human being all of us we cominty mistakes is normal.
@Sha88342
@Sha88342 3 ай бұрын
Hawasi wese wanozvigona wangu. Wakabva kunewanhu iwe
@spencersadondondo8081
@spencersadondondo8081 3 ай бұрын
Waita pachirume wangu, well done. Vanhu vanoda kutora mukana wakaita seuyu woda kurwisanisa. Munhu wese anotadza guys we are bound to make mistakes and we learn from them and we move on ... Life goes on. Apolog accepted on behalf of mafans shaa let's wait to hear from BaShero and managers. Cheers
@kingstonmvundura9032
@kingstonmvundura9032 3 ай бұрын
Wagonesa mfana ami. Mukuru mukuru chete mutsime hamuraurwi. Alick Macheso munhu atakapihwa namwari and Macheso munhu ari humble and anobatsira vanhu vakawanda. Ndinoti kuna BabavaShero mwana achema chema muregerereiwo. Azvipeta akumbira ruregerero. Mberi kwazvo iband revanhu
@FortunateDube-os2cn
@FortunateDube-os2cn 3 ай бұрын
Baba shero murasase mwana uyo akumbira ruregerero pamberi nama juicy
@ProceedDzapasi-vn2kv
@ProceedDzapasi-vn2kv 3 ай бұрын
Majuicy takusuwa dzimwe, shiri dziriko hadzigone kutamba zvinonakidza, bba shero ndadzoke majucy ndewedu akumbira ruregerero pamukuuya kuBindura huyai naye takamumirirra chibaba ichooolll
@kingazzurie8616
@kingazzurie8616 3 ай бұрын
Wagonesa apo,anyway rega titaure na baba nemuzita ra Jesu ndinoti Haaaaaaaaalleuja
@it3788
@it3788 3 ай бұрын
Yuwrong saka ukuudza vanhu chii ya wakuonaurovha hauite ka uchazvirega zvako pride makes go down😂😂
@user-zj5bf3nc2i
@user-zj5bf3nc2i 3 ай бұрын
Ngaadzoke Majuice!
@user-rf9ch2px5c
@user-rf9ch2px5c 3 ай бұрын
So humble majuce like u
@Langas44
@Langas44 3 ай бұрын
Indeed well done Majuicy nekuzvininipisa
@EvidenceMurove-tu8jn
@EvidenceMurove-tu8jn 3 ай бұрын
Well done majuicy
@blessingmurawu6608
@blessingmurawu6608 3 ай бұрын
Uuuuuuu I'm touched majuicy you are humble
@johnmawere9251
@johnmawere9251 3 ай бұрын
Well done 👏 ✔️ 👍
@payiemuchemwa960
@payiemuchemwa960 3 ай бұрын
Well done bro,wazvimiririra panyaya dzako n hauna kuda kutuma munhu kt akukumbirire ruregerero uye wataura pajekerere kureva kt zviri kubva pamoyo hauna kuzvikudza kana kunyara vanhu cz ukanyara vanhu mhuri yako ndoo inofa nenzara...mdara Cheso haaa kna makati 2 wks or mwedz ari pabench ndokumbirawo kt murerutse moyo adzoke kana mangwana chaiye .
@luismachado9396
@luismachado9396 3 ай бұрын
Well done
@user-ni3qc7op3v
@user-ni3qc7op3v 3 ай бұрын
I love and like pple who accepts their wrong doings and ask for forgiveness!,that's being mature and being experienced, I hope the top board will forgive you maJuicy good luck!
@user-vi9ns8rv9l
@user-vi9ns8rv9l 3 ай бұрын
Good Majucy ndafarira kuzvininipisa kwawaita.
@benniasnicholas3808
@benniasnicholas3808 3 ай бұрын
There are a very few give who can apologise publicly like you, that's great, very soon unenge wadzoka pabasa
@FortunateDube-os2cn
@FortunateDube-os2cn 3 ай бұрын
Thanks majuicy wabvuma mhosva yako number 1
@OvingtonMagwenzi
@OvingtonMagwenzi 3 ай бұрын
so humble,
@Elpatron242
@Elpatron242 3 ай бұрын
Kutamba haugone wangu
@batanaipardonmakumucha9945
@batanaipardonmakumucha9945 3 ай бұрын
Well done MaJuicy. Wrong is wrong and that's being a gentleman coming out open to clear the air by categorically stating the real situation at the same time apologising publicly. Iwe uri mwana wedu kuMberikwazvo. Tose tinokanganisa. Mudhara Xtrabasso hezvoko mwana achema uyo; Tichborne Makahamadze newe Lucky Macheso inzwaiwo kuchema kwemwana uyo. ❤
@douglasncube
@douglasncube 3 ай бұрын
God bless you majuice vamacheso vanoregerera
@deshawn7498
@deshawn7498 3 ай бұрын
BaSharo mwana wenyu uyo...haaa wakashata ndeanoramba mhosva...iyo mbudzi kana yazvarira pavanhu saizvozvo kutoti vabate imbwa
@jameskwindingwi4912
@jameskwindingwi4912 3 ай бұрын
We love you majuice unodzokera kubSa
@user-pz7gd2hm2h
@user-pz7gd2hm2h 3 ай бұрын
sorry wangu bless you baba wanco is good man
@ruthchinaka2725
@ruthchinaka2725 3 ай бұрын
Welldone majuce macheso dzorerai munhu pabasa
@user-nh2gc7bd7y
@user-nh2gc7bd7y 3 ай бұрын
Ndozvinoita murume izvi waratidza kuziva kuti kana shumba dzine mukuru wadzo.Baba Sharo ndoona vachakuregerera
@rejoycezinyama7963
@rejoycezinyama7963 3 ай бұрын
Kana ma Juice asiko ku Ochestra mberi kwazvo. Band hatifaye.Ma Juice tinomuda back by public demand. Lastly thank you ma Juice for apologising. Much appreciated. ❤❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉❤
@jaisoncalvintarusarira6348
@jaisoncalvintarusarira6348 3 ай бұрын
I pray that the authorities be will also see it important to forgive you. It's not very easy for a man to express a piece of apology publicly hence the gesture should be accepted with the seriousness it deserves. Well done Majuicy
@MafiosHlaluka
@MafiosHlaluka 3 ай бұрын
Muregererei shuwa pliz
@Judge629
@Judge629 3 ай бұрын
Sorry is a big word ..well done
@fidelisnyorovai
@fidelisnyorovai 3 ай бұрын
what a humble man
@kudzanayigwanzura694
@kudzanayigwanzura694 3 ай бұрын
Chienda unoona Victor wagonesa
@generalemuziq6431
@generalemuziq6431 3 ай бұрын
Dzungu rinokwadzisa dzikama wangu dont forget hausi baba Shero anopera ndiwe
@symlexbrn5396
@symlexbrn5396 3 ай бұрын
It's called kugariswa pasi or kuiswa pasi peshamhu 😂😂😂 don't worry unodzoka, Baba Shero is an understanding man.
@sirjonesjerry970
@sirjonesjerry970 3 ай бұрын
Thank you chibaba ndokuti murume chero vanhu vakasakuregerera Mwari vanokuregerera
@AgrippaChilembwe
@AgrippaChilembwe 3 ай бұрын
Babá Shero muregererei mwana wenyu zvinowanikwa mukushanda bhora mberi
@AddmoreChgwendere
@AddmoreChgwendere 3 ай бұрын
Now I believe ppl when they say u are humble .. baba shero forgv yo son and take him back ..
@JohnMutimbanyoka
@JohnMutimbanyoka 3 ай бұрын
Good 1
@simbaroynwork9556
@simbaroynwork9556 3 ай бұрын
Unodzoka wangu, wagonesa
@arnoldkandaba9470
@arnoldkandaba9470 3 ай бұрын
Ndokugona mudhara zvinoto murwadza kuti awuko kubasa uchadzoka kubasa wangu
@simukaichivandikira9032
@simukaichivandikira9032 3 ай бұрын
Anokudzosa kubasa don't worry wagona wangu
@TsitsiKwangwa
@TsitsiKwangwa 3 ай бұрын
Regererai munhu baba ndachema zvangu 😭😭😭
@Save332
@Save332 3 ай бұрын
Baba Sharoe dzosai mukomana kubasa uyo azvininipisa akabvuma kutadza kwake ndizvo zvinoitwa pachirume kubvuma pawaresva
@fariikarikoga1381
@fariikarikoga1381 3 ай бұрын
Wagonesa wangu wataura zvandanzwa uye kuzvininipisa semwana
@TalkmoreNaiti
@TalkmoreNaiti 3 ай бұрын
Don't worry wangu chishona chinoti kukhava datya kuriyambutsa now watodzidza chakanakira chimwe nepakashatira chimwe
@ronnybanhamombe9823
@ronnybanhamombe9823 3 ай бұрын
Waitangire musindo....wagona wazvidzora
@OlineChiunye-oc9mv
@OlineChiunye-oc9mv 3 ай бұрын
Vagona kukumbira ruregerero mukomana ucharegererwa asi iwewe chirega kuzozvikudza kana kuda kuti unzi ndiwe une chimuti hazvisizvo iwewe dzidza kuzvininipisa uri pabasa
@luckydzobo9006
@luckydzobo9006 3 ай бұрын
Tokudzosa ma juice asi usadzokororo zvawakaita futi baba shero ndibaba vako and he loves you Havana moyo wakaipa futi , but usafunga kuti ukagarisa pabasa watove director. Orchestra mberi kwazvo ndibaba shero ndiwo musoro wechitama , lwe uri starter ino starter chitima chofamba chamutswa ne starter asi usakanganwa kuti stater ikafa tinoisa imwe chitima chomuka chotoenda , rangarira Franco ikozvino arikudyiwa nemadhakisi kunze uko . It's not easy mufana wangu but at list wakumbira ruregerero nekubvuma your mistake baba shero will take you back god bless
@TerrenceMunyaradzi
@TerrenceMunyaradzi 3 ай бұрын
Mwaità basa mkoma
@user-xx2cp4cw4c
@user-xx2cp4cw4c 3 ай бұрын
Wagona wangu
@noahpatrick7015
@noahpatrick7015 3 ай бұрын
Good mfanha sorry yakakosha chaizvo. Ndinovimba baba vedu Aleck vachakuregerera
@AdaodeMatiasPaulo-pr2pn
@AdaodeMatiasPaulo-pr2pn 3 ай бұрын
Mbanje siyai
@ophiasmukau3495
@ophiasmukau3495 3 ай бұрын
Who ever advised you to do this mutende. Newewo wakarongeka mfana wangu
@diyomanyumbu747
@diyomanyumbu747 3 ай бұрын
Asi dzungu uiite Shoma pa stage dzikama dzikama
@user-fx6xd1nu8h
@user-fx6xd1nu8h 3 ай бұрын
Dai vangonzwisisao vakudzorera pabasa kunze kunechando nenzara uku
@brightmanmakoni595
@brightmanmakoni595 3 ай бұрын
Double-faced calamity!
@FaraiKanyoka
@FaraiKanyoka 3 ай бұрын
This guy like his job forgive him
@user-vi9ns8rv9l
@user-vi9ns8rv9l 3 ай бұрын
Majucy tinokuda
@user-ox7eu7xi7m
@user-ox7eu7xi7m 3 ай бұрын
Agonesa just to apologised to the fans but let us think about this,kukufadzai kwanoita zvoenderana here ne pay 😳,akasauya moti atadza
@deshawn7498
@deshawn7498 3 ай бұрын
Huya kubasa iwe
@ElliotMutetwa
@ElliotMutetwa 3 ай бұрын
Wagonesa pane vanga vavakufarira kuti zvaita saRebuen Yudah nana Mark Ngwazi akatowana zvekuimba
@sinyo6228
@sinyo6228 3 ай бұрын
Thanks MaJuice ndiko kukura muhupenyu....I forgive you on behalf of all stakeholders.
@guardnergovere1539
@guardnergovere1539 3 ай бұрын
Ndoo kugona uku wangu wapedza soo
@leontawedzerwamadyiwa
@leontawedzerwamadyiwa 3 ай бұрын
Mujolo nebasa hazvifambirani iwe hona watonyura
@shepherdhlavata
@shepherdhlavata 3 ай бұрын
Ndotenda zvikuru nekubvuma kutadza kwawakaita hakuna chinhu chakakosha sekukumbira ruregerero
@user-kv4os3ne5c
@user-kv4os3ne5c 3 ай бұрын
Tinotenda Ma Juice Ngaadzoke PaBasa Ndafara chaizvo iye Ngaasadzokorora Mistake yakadaro,Baba Shero Tambirai mwana Uyo Mutadzi Adzoka nokuzvininipisa Haachadzokorora zvakare kudaro Ndamukumbirirawo ruregerero Ndini Mutsigiri wemhanzi dzenyu dzose Richman Mukahiwa
@kudzanayigwanzura694
@kudzanayigwanzura694 3 ай бұрын
Wagona chamama
@HasaniMersh
@HasaniMersh 3 ай бұрын
The reason why I hate Zim sports and intertainment industries.... our circle is too small , ask Franko Slomo
@benjamimmapossamapossa3081
@benjamimmapossamapossa3081 3 ай бұрын
What happened with him?
@tatendamaunganidze6649
@tatendamaunganidze6649 3 ай бұрын
Thank u mukoma. Asi usapamidze
@DevineMeats
@DevineMeats 3 ай бұрын
Sorry inodiwa
@user-iu6nu3vz3c
@user-iu6nu3vz3c 3 ай бұрын
Mudzosei anoziva zvaanoita
@garikaichuru160
@garikaichuru160 3 ай бұрын
Wagona nekuti hazvina kumbonzi wakadzingwa hanzi u were suspended. Saka ukama hauna kupera. Saka pakukumbira ruregerero wagona. Pako wapedza chimirira mhinduro ichabva kumukuru weband. And chiregazve kutaura taura kwakawanda.
@pollackjames1330
@pollackjames1330 3 ай бұрын
Ndizvo zvinoitwa izvi kwete dzungu rawanga woda kuita ku Facebook
@johnsonkitchens685
@johnsonkitchens685 3 ай бұрын
Thanx wena, wagonesa, sorry inonyadzisa vawengi
@nyashaelliot8931
@nyashaelliot8931 3 ай бұрын
Wagona iwe enda unokumbira ruregerero usamirira kufonerwa enda mangwana chaiwo
@hamanjese4483
@hamanjese4483 3 ай бұрын
Ukadzingwa basa unoita sober
@latkecepatrick3019
@latkecepatrick3019 3 ай бұрын
What’s going on? I don’t understand the language.😳
@caltonparatema3833
@caltonparatema3833 3 ай бұрын
Simply means Hazvinei newe
@latkecepatrick3019
@latkecepatrick3019 3 ай бұрын
I’m sorry boss for asking. I never know we still have un primitive and stupidity people like you. We’re in modern days, this is a public forum for everyone to understand. Asking questions should not be a sin. Respect yourself!
@user-wu1kg5ci8m
@user-wu1kg5ci8m 3 ай бұрын
Bwidi iri rakutonga chi zanu why on Facebook don't you have office yekugadzirisa zve band rako kana uchi donater no need of cameras ita nemoyo wako kwete kuitira meso
@tmafungo84
@tmafungo84 3 ай бұрын
Bwidi chiiko?
@user-eh7og1dt7v
@user-eh7og1dt7v 3 ай бұрын
Bwidi from Malawi@ Macheso
@tmafungo84
@tmafungo84 3 ай бұрын
Kuti umwe munhu "bwidi" hakusi kudzikisira here?
@user-gy1rm7wx4s
@user-gy1rm7wx4s 3 ай бұрын
The most embarrassing thing is that most Zimbabweans havana brain this dude has been nothing but entertaining for a very long time if you saw the comments on Facebook you'll understand what lm really talking about
@user-hu2ev5se1d
@user-hu2ev5se1d 3 ай бұрын
Ndakazo Sara ndo gaya ndini ndaka kutadzirai sorry sawira
@emmanuelgondo3034
@emmanuelgondo3034 3 ай бұрын
You are talented stop praying malawian 😂
@elliotlikonga
@elliotlikonga 3 ай бұрын
Jende rako unonyanya bvepfepfe
@SereneChronicles.
@SereneChronicles. 3 ай бұрын
Dai mazowamirwa nyasha
Alick Macheso ft Baba Harare 🔥🔥🔥 Baba Harare chibaba che lead Guitar
13:39
Zimbabwe Entertainment Online
Рет қаралды 1,6 М.
Useful gadget for styling hair 🤩💖 #gadgets #hairstyle
00:20
FLIP FLOP Hacks
Рет қаралды 9 МЛН
Mom's Unique Approach to Teaching Kids Hygiene #shorts
00:16
Fabiosa Stories
Рет қаралды 33 МЛН
Pleased the disabled person! #shorts
00:43
Dimon Markov
Рет қаралды 27 МЛН
Ndakabaya Munhu Nebanga Tichirwa Vachida kundibira
26:50
SlyMediaTv
Рет қаралды 5 М.
Admire the Art of Business Episode 1 Part 2 : Alick Macheso
42:34
admire_the art of business
Рет қаралды 35 М.
Chegutu : Ruvimbo wekuurairwa $100 onzi opfuka asati avigwa
1:03:06
FROM THE ARCHIVES- NOEL ZEMBE
13:39
Drewmas Media
Рет қаралды 29 М.
Alick Macheso Best ever dancer Majuicy wins NAMA award(exclusive  2020)
13:16
Chikonzero chakaita kuti Baba Harare vatendeuke
45:03
STAR FM LIVE
Рет қаралды 71 М.
Alick Macheso- king of sungura achiratidza ma skills pabasa rake
10:29
Classic Media 263
Рет қаралды 74 М.
Solo Makore | Gidani Chezeya
24:26
NRTV
Рет қаралды 2,8 М.
Would you recognize your soul mate by smell?
0:14
Den Done It
Рет қаралды 18 МЛН
Choices for your loved ones❤️
0:15
ISSEI / いっせい
Рет қаралды 16 МЛН
Mother Cat Drinks Lots of Coffee to Get By #funny #catlover #cuteanimals #cartoon
0:21
Super Emotional Stories
Рет қаралды 20 МЛН