BONDE DHOLOLO .Dare ra Headman Chigodora

  Рет қаралды 392,934

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

5 ай бұрын

Пікірлер: 658
@Dust-cv7iw
@Dust-cv7iw Ай бұрын
The way she is saying murume wangu ❤❤ vakadzi vakadai vari priceless
@ratidzaichakabvakure6275
@ratidzaichakabvakure6275 5 ай бұрын
Powerful!!! Thank you for normalizing being HIV Positive. I like the fact that there is no stigma in this case. Dai tikaramba tichidaro, chirwere chisava chinhu chinotyisa
@MichaelMazo
@MichaelMazo 5 ай бұрын
Kuti kuchipatara first,, what about murume asina chirwere guys, cos vanenge vonodzidziswa magariro avanofanira kuita kuchipatara,,
@MichaelMazo
@MichaelMazo 5 ай бұрын
Kuchipatara first b4 vararazve
@ratidzaichakabvakure6275
@ratidzaichakabvakure6275 5 ай бұрын
@@MichaelMazo Ipapo ndizvo chaizvo... asi panobara munhu paya, baba namai vese vanotariswa chirwere kuitira kuti anachiremba vazive kudzivirira mwana kana pachinge pachidiwa kudaro... not sure why ava vasina
@RudoSerima
@RudoSerima 5 ай бұрын
Inhema idzo anacho chirwere uyu ndiye akatopa mukadzi
@ratidzaichakabvakure6275
@ratidzaichakabvakure6275 5 ай бұрын
@@RudoSerima Ndoonawo sekudaro hangu
@shungupenyayi1052
@shungupenyayi1052 5 ай бұрын
Chigodora is a father figure, he brings peace in disgruntled families.... I salute you Headman ❤❤
@josephmusara9163
@josephmusara9163 2 ай бұрын
Yes yes I agree
@user-cl7gz3fl8s
@user-cl7gz3fl8s 4 ай бұрын
Pane nyaya Idina kujekeswa naChigodora and his team. Nyaya yechirwere iyi vari kuemphasizer kunorara vese but murume Ari Kuti akawanikwa asina chirwere. Vanhu ngavaende Kuno testwa vasati vatanga kunorara vese.
@marylynmutemera981
@marylynmutemera981 3 ай бұрын
Do you know that there are people who are carrires vasingabatwi chirwere but chisangabudi chozobuda later in life
@Beadsley1
@Beadsley1 2 ай бұрын
True
@carolinekaswa
@carolinekaswa 3 ай бұрын
I stayed with this girl while helping me when I was pregnant for my second baby eish I feel so sory she was so nice to my daughter
@desmondmasenda7995
@desmondmasenda7995 2 ай бұрын
Serious here
@SPM-tm1ti
@SPM-tm1ti Күн бұрын
pregnant with
@maiwalee
@maiwalee 5 ай бұрын
Headman Chigodora dai Mwari mavachengetedza. A lot of wisdom for our generation. ❤
@blessedmpofu5017
@blessedmpofu5017 24 күн бұрын
wise headmam
@user-zv2jo2dr2u
@user-zv2jo2dr2u 5 ай бұрын
Headman headman tirimo tirimou mu SA takachibata ndokubasa kwedu keep it up 😊
@innocentkunyangura1487
@innocentkunyangura1487 5 ай бұрын
Mutongei muchiona mambo inherera mwanawo uyo.
@MarthaTholanah
@MarthaTholanah 5 ай бұрын
Wow! Lots of profound lessons here. Thank you Headman Chigodora nedare renyu. Thank you Karanganda TV .
@JeremiahChibanda
@JeremiahChibanda 5 ай бұрын
The couple need proper HIV counselling
@solomonmachokoto1274
@solomonmachokoto1274 5 ай бұрын
I applaud Chigodora for waiving mari yedare. This young man is making $60 a month while trying to support his wife and child. Panenge pagonekwawo zvinoda kutendwa. Lovemore seems like a decent young. I can only imagine being the only child and then losing both parents. I hope they resolve their issues peacefully.
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 5 ай бұрын
I don't think anorarama nepay chete anofanirwa aine kaside hustle because mukadzi kana wapihwa $54 kureva kuti wapihwa pay yese saka arikuziva kuti anowana more than that
@user-of3vq1iy1d
@user-of3vq1iy1d 5 ай бұрын
60 inhema zvadzo
@menzishabangu2047
@menzishabangu2047 5 ай бұрын
But there was a red flag that murume was not in a position to commit to marriage
@chipochiponda1049
@chipochiponda1049 4 ай бұрын
Veduwe chero zvodii musazoshungurudzawo.munhu an mwana mucheche mumawoko
@zinhlemoyo7042
@zinhlemoyo7042 4 ай бұрын
Marayira tinotenda chief Chigodora
@ShingiraiwinslowSurgeon
@ShingiraiwinslowSurgeon 5 ай бұрын
I like Mr Gucci coz of his stance against clever fools who pretend and claim they smart and clean after abusing fellow humans especially to the opposite sex taking advantage of their poor background and upbringing. Sekuru is the worst disgabadge in this family Sekuru takes sides Sekuru must distance himself from this couple
@user-nz7gv5rg2g
@user-nz7gv5rg2g 4 ай бұрын
Agree with you sekuru inyoka varikubvumirei kutumwa ngavaraire mwana kuti enda nezvinhu kumusha echinoona mhuri yake
@mahafrika7116
@mahafrika7116 5 ай бұрын
Karanganda! Great coverage as usual. Headman pamberi nemi nedare renyu
@hungwetv6978
@hungwetv6978 5 ай бұрын
Ndokumbirawo kuti mukwenyewo comment yanyu iyi
@estheresther1963
@estheresther1963 5 ай бұрын
Kkkkkkk
@daisychirambwi8758
@daisychirambwi8758 5 ай бұрын
Ndiani anoziva akapa mumwe chirwere nhai headman ngavanotetswa vese for 3 months cz akapa mumwe hazikanwe
@piniasmandebvu7384
@piniasmandebvu7384 5 ай бұрын
Mambo atonga zvakanaka.
@valeriemashado2311
@valeriemashado2311 3 ай бұрын
Kune inonzi discodent couple,,koita macarrier so don't be quick to judge
@Beadsley1
@Beadsley1 2 ай бұрын
True apa hapadii headman or not it needs proper health experts
@bellaafrique2607
@bellaafrique2607 5 ай бұрын
Lovemore & his wife should go for tests together. I also suggest DNA for baby. Good luck
@kudachits9091
@kudachits9091 5 ай бұрын
I agree with you coz it was not established if Lovemore is HIV positive or not and also if the baby is his. HIV tests for him and the child and DNA tests to establish if he is the father of this child. It’s against his rights to force him kungonogara nemhuri iyi without getting these tests done
@tanakachirikure8112
@tanakachirikure8112 5 ай бұрын
Bt chances are high that the guy was born hiv positive
@TawandaSawi
@TawandaSawi 5 ай бұрын
​@@tanakachirikure8112how did you calculate the probability
@gloriamarvellousmutindivar5349
@gloriamarvellousmutindivar5349 5 ай бұрын
​@@tanakachirikure8112what of the lady?
@tanakachirikure8112
@tanakachirikure8112 5 ай бұрын
Kid born and 98, both parents late... And he was the only child
@freedomchitake5552
@freedomchitake5552 5 ай бұрын
Ths is the saddest day ever with you all today APA madzigira madaka asisi Aya the guy is responding with facts ,haisi mhosva kutetswa nhasi wobuda negative mangwana unogona kuenda wonzi negative or honzi negative wodzokera wonzi positive Bamunini musarara namainini kana situation yakadaro Just do the tests again and do DNA with the child full stop
@stanleymuusha2835
@stanleymuusha2835 5 ай бұрын
From my own analysis that small guy ari kunyeba he's positive and he was in love with that girl for five years,and that girl have got a child for this guy. Which means if they go for tests mface uyo akano batwa ari positive apa asingade futi mukadzi ano sungwa uyo. Remember Chabodo and Mwatutsa vari mu jail
@Hungwe
@Hungwe 5 ай бұрын
Anonyepa imhata mfana uyu anacho I know him
@burdenchitambira5858
@burdenchitambira5858 5 ай бұрын
I agree with you. The young couple needs counselling and medical guidance on living with HIV. Yes, there HIV is like any other human conditions like diabetes or high blood pressure. It needs management from an informed position. Asking the guy to go back and carry on as if everything is OK is not the right advice.
@BeeMavuto
@BeeMavuto 4 ай бұрын
Muface arikungojamba Jamba seems like iye anachowo plus mukadzi uyu dai akapiwa nasomeone haaimbouya kudare aibva atongosiya murume wacho
@chandagwikwarare2797
@chandagwikwarare2797 3 ай бұрын
washaya iwe to hell
@perpetuavhudzi3970
@perpetuavhudzi3970 5 ай бұрын
I like Allen zvangu,very composed these days
@sueeland5675
@sueeland5675 5 ай бұрын
Always composed like him too full of wisdom and he builds people
@magumbochitovaresskitchen8348
@magumbochitovaresskitchen8348 5 ай бұрын
Handibvume kuteerera murume asingarare nemi. Bonde rakakosha rinoninipisa. Vanhu ngavarare mubhurangeti rimwe.👏🏾👏🏾
@zimharomunyaradzi4416
@zimharomunyaradzi4416 5 ай бұрын
Waiwepo ere thanks karanganda tv machines mambo munotigonera Basa sebasa.🙏🙏🙏🙏
@AppleApple-sx1zf
@AppleApple-sx1zf 5 ай бұрын
Thank you so much for the Subtitles❤️❤️
@treddahkatsadzura9323
@treddahkatsadzura9323 5 ай бұрын
Headman chigodora Much Respect Baba pamwe ne team🎤🎤🙏🙏vaChinyamunzore 💪🎤🎤🎤🙏 Sekuru varikudya kubva kumuzukuru pamwe nambuya kumusha, saka mukadzi wake uyo shinga,
@user-oe9rw8os6w
@user-oe9rw8os6w 5 ай бұрын
Foni yangu kungot Dare raHeadman Chigodora ,kutotsveta zvandri kuita kuda kunzwa , Headman basa rangu rikapera ndouya kuzoita mupurisa ikoko coz ndri muhari menyu
@ConstanceChingoma-xn2dy
@ConstanceChingoma-xn2dy 5 ай бұрын
Kkkkkkkk ini ndikarambwa nemurume ndondoita jindakadzi ravo
@Anashe254
@Anashe254 5 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂
@pacienciamatchinga100
@pacienciamatchinga100 5 ай бұрын
Ini rakatopera ndakutogadzirira kuenda kudare
@ConstanceChingoma-xn2dy
@ConstanceChingoma-xn2dy 5 ай бұрын
@@pacienciamatchinga100 kkkkkkkkk
@angelkiller99
@angelkiller99 5 ай бұрын
Kkkk shuwa hre 😅
@giftmataga9554
@giftmataga9554 4 ай бұрын
Ummm Headman kaaa i salute you.God give you those2 wise man sitting to your both sides
@Faith-vc4vc
@Faith-vc4vc 5 ай бұрын
Facebook angove mahumbwe ega ega...tikatoshaya headman and crew tonofa nestress shuwa ooooh 😂😂😂
@margaretchitsiku8807
@margaretchitsiku8807 5 ай бұрын
Taura hako
@tanakachirikure8112
@tanakachirikure8112 5 ай бұрын
Nice nice.. Case handled nicely. Gucci is intelligent. Vasiya kubvunza roora, coz mkadzi asina kubvisirwa anonetsa kuchengeta, coz haazivi kana achidiwa
@princessmamthe
@princessmamthe 5 ай бұрын
Headman Chigodora for the people ❤ Karanganda tv ❤sibonge 🙏
@nomsanyika151
@nomsanyika151 5 ай бұрын
I miss Tamary
@PaloSant
@PaloSant 5 ай бұрын
Me too. Ngaambotsvaga munhu wekukwirira dare. She's very clever.
@wekwamazorodze8660
@wekwamazorodze8660 5 ай бұрын
😂😂😂😂
@justicemunyoro5408
@justicemunyoro5408 5 ай бұрын
Tamary anonyudzisa vanhu 😂
@manyonimapfidza8375
@manyonimapfidza8375 5 ай бұрын
Kklkk musadaro
@user-qb9sm5wi9n
@user-qb9sm5wi9n 5 ай бұрын
Kkkk kuti achimo hr machigodora nguva yareba asina kuuya mudare
@user-sc3wx4qn5n
@user-sc3wx4qn5n 5 ай бұрын
Karanganda KZfaq channel hie to all who are now addicted to Headman Chigodora and the Dare. Sanibonani bakwethu watching Headman Chigodora from here in Matebeland I thank you
@user-ub3ne7iw4o
@user-ub3ne7iw4o 5 ай бұрын
I salute you Headman and your Court for this fair judgement
@user-ir3fu4xh5x
@user-ir3fu4xh5x 5 ай бұрын
Bt pamwe pacho mufanirwa kutarisa both side bcz otherwise mukomana uyo haanawo chirwero so zvorema avakuziva KT anacho panotoda concealing yakasimba NEMA pills ekuti asabatirawo mukomana uyo so mukasapacherechedza
@mukombe15
@mukombe15 5 ай бұрын
Chitsvambe icho!!! Mukuwasha chigwara. Ndiwe wakanotora mukunda wavaridzi. Amairume dzidzai, hero shoko, "gwati redare musasa ndipa. Endai muno gara nemwana wangu zvakanaka!"""
@memorygwerendende9861
@memorygwerendende9861 3 ай бұрын
Chief chigodora I salute you, par excellent munogona zvenyu
@rudzichief6207
@rudzichief6207 5 ай бұрын
Muroora atori nemwana mucheche but food irikuite shoma mumuviri semunhu arikuyamwisa
@Olcool
@Olcool 5 ай бұрын
True. Ndarwadziwa.
@proudkadungure1247
@proudkadungure1247 5 ай бұрын
Kana neni ndarwadziwa veduwe
@proudkadungure1247
@proudkadungure1247 5 ай бұрын
Kana neni ndarwadziwa veduwe
@proudkadungure1247
@proudkadungure1247 5 ай бұрын
Kana neni ndarwadziwa veduwe
@proudkadungure1247
@proudkadungure1247 5 ай бұрын
Kana neni ndarwadziwa veduwe
@bhekashambira9600
@bhekashambira9600 5 ай бұрын
Cameraman, when swinging camera from one end to the other,do not point to the ground but keep your camera focused on the audience as you move towards your next subject. All in all, Great program!
@cricket694
@cricket694 5 ай бұрын
kutinzwisa dzungu kunge tadonha pasi
@ceejambsvlogs5245
@ceejambsvlogs5245 5 ай бұрын
There are 2 cameramen, umwe wacho aripakati saka anenge achimunzvengesa cameraa kuti asabude
@user-ub7ee2qr6x
@user-ub7ee2qr6x 4 ай бұрын
Hi
@bhekashambira9600
@bhekashambira9600 4 ай бұрын
Hi
@josigurupira9905
@josigurupira9905 5 ай бұрын
Well-done headman and your court. More blessings to you. Stay blessed
@angelinec.mhlanga4504
@angelinec.mhlanga4504 5 ай бұрын
Chigodora team needs a lot of education in all sectors health ,social etc
@william46199
@william46199 5 ай бұрын
Vachadzidza, uye vari ku improved, protocols Dzavo, dressing zvese. Tinovapawo nguva, every year all headman and chiefs they go for training on customary law
@tatiratsawa7981
@tatiratsawa7981 5 ай бұрын
Chiiii nhaiwe vanhu vanogona ava very cool ukavhiringa vano raiser mavoice ukaita munyoro they also cool down
@anondo-hm7lx
@anondo-hm7lx 5 ай бұрын
Very true ko mkomana kana asina chirwere they need to be educated
@talithadube6468
@talithadube6468 5 ай бұрын
@@tatiratsawa7981makangofanana nevanhu veZanu PF nevana vana papa havagoni chinhu
@user-mp9eb6gb7x
@user-mp9eb6gb7x 5 ай бұрын
Kanonyepa kakomana ako anotozviziva kt akapa munhu chirwere mastatements ake haana kujeka sekuru ndoproblem vakafidha muzukuru komana wawo kufurira kt arambe mukadzi vakadii kuuya nemaresults eHIV acho kana iye angaakachena ko sei sekuru vaitadza kuudza muzukuru kt chimbotora off upote uchiona mhuri yako than kungotora zvinhu vachiendesa vachida kunzi ndivo varikutenga kuzama kt mukadzi uyu aone sekuti murume wake haamude zvimwe zvacho zvinorwadza musikana uyo akatambura fani ipapa sekuru vakatsvaga kamari kekunozivisa votya cht kt mwana wevaridzi akafa vachadii not kt rwaive rudo rwekuti muroora agare mumusha
@evidenceshopera4478
@evidenceshopera4478 5 ай бұрын
Headman vangadai vava adviser kuenda kuchipatara ❤❤
@ApoloniaDamburayi
@ApoloniaDamburayi 5 ай бұрын
Pahukama apa kutoonaa vadmi vasingasimidze musoro pamwe mkomna akatosiiw achirwara body yake ne 28 yrs ma1
@Beadsley1
@Beadsley1 2 ай бұрын
Chokwadi chokwadi zvinoda chipatara use chipatara
@honoursande
@honoursande 5 ай бұрын
Pane book reshona olevel novel renyaya ya Thandi. Similar to this story. I'm heartbroken, my advice to her, hold on to your life and your child Mwari haazi shiri. God bless you
@BellapasheHove
@BellapasheHove 2 ай бұрын
Yeah rorwadza
@nicolemercy
@nicolemercy 5 ай бұрын
4mins tapoooo kaangandaa❤
@leahmarwa3572
@leahmarwa3572 5 ай бұрын
Musabatira Lovemore imi ,ngavaende kuchipatara
@freedomchitake5552
@freedomchitake5552 5 ай бұрын
Mfana uyu ibenzi chairo ,why he can't say the truth Ramba kurara nemkdadzi kana iwe usina chirwere mfana , What if she cheated
@MichaelMazo
@MichaelMazo 5 ай бұрын
vatomutyisa already ,,haachisina action
@ruel1703
@ruel1703 5 ай бұрын
What if he cheated?
@VanissaMazikana
@VanissaMazikana 5 ай бұрын
Yes ngaasarare naye mukadzi uyu pamwe kakahura
@VanissaMazikana
@VanissaMazikana 5 ай бұрын
Imi headman apa matadza udzai vana vanoteswa vese because uyu ari kuti haana chirwere moda kuti azadzwe
@lucymasedza4703
@lucymasedza4703 5 ай бұрын
Pamwe akaberekwa nacho mukomana uyu ,vabereki vakafa nei.or musikana anogonawo kunge akaberekwa nacho so they should go kuma test first
@user-li1bg5fo9v
@user-li1bg5fo9v 5 ай бұрын
Zimbabwe yes hatina umwe headman anogadzirisa nharaunda saHeadman Chigodora ❤❤❤
@eniamukosera3012
@eniamukosera3012 5 ай бұрын
Sekuru vanoziva chokwadi sei vakazoenda naye kuclinic
@againstmakuyana8524
@againstmakuyana8524 5 ай бұрын
This case was not handled well. The Court should have first established the following: 1) Is the Guy really HIV negative? If yes - then the wife must confess where she got the infection if she was not cheating. 2) DNA test. The guy clearly said he was expecting mwana in January. The Lady said the guy does not contribute anything and yet turned around and said he gave her $54 out of his $60 salary. Yes - it's small but compared with what he gets - that's all he can afford. Ife she wanted a rich guy - she should have focused on her school and look for a rich husband
@MichaelMazo
@MichaelMazo 5 ай бұрын
l like your words
@tanakachirikure8112
@tanakachirikure8112 5 ай бұрын
Yu cld have said the judgement has gaps... The guy admitted that mwana ndewangu.. He was also told to remain behind as well
@PaloSant
@PaloSant 5 ай бұрын
$54 from day rakatizira munhu how is that even trying? Pa 54 ipapo ndipo pane food, kutenga preparation neye scan. That's not right. I don't even believe kuti anowana 60 chete, I'm sure ane madhiri aanoita to get more. Harisi basa raHeadman to establish who is HIV positive or not, zviri kwavari vari 2 because headman havasivo vambovhunza kuti pane ane mukondaz here pahu 2 hwavo. DNA test haarambidzwe he's free to go. Zvekuti January izvo vanhu hobho havazivi musi wabata mimba. The guy said mwana ndewake and didn't dispute that. Vanzi vanorara mu same blanket so they can use protection if they want. Iye handiti akamboita chivindi chekudanana nekurara nemunhu vasina ku tester or protection saka using a condom isn't a big ask
@againstmakuyana8524
@againstmakuyana8524 5 ай бұрын
@@PaloSant he is earning US$60. So if you say $54 is not trying then you should tell us how much must he pay from his US$60 salary
@againstmakuyana8524
@againstmakuyana8524 5 ай бұрын
@@tanakachirikure8112 anoziva Baba vemwana ndiMai. But this woman did not even tell him that he has been tested and she was positive. I'm struggling to reconcile why a Court would force sleeping together without protection. That's a very dangerous judgement. Manje vese vachasiya mwana nherere obva achengetwa futi kwanaSekuru??
@memorygwerendende9861
@memorygwerendende9861 3 ай бұрын
Headman chigodora I now believe kuti grey hair is a sign of wisdom,,, more years
@Bigjingo1011.
@Bigjingo1011. 5 ай бұрын
The best Headman ever ndongofarra hngu kuti haasi munhu anotungamidza cash too much munhu anotonga nyanya more than mari vamwe hautongwi isina mari. THE ONLY issue yandoda kuti @Karanganda TV mubatsire is the word (Chirwere)harifanirwi kutombotaurwa HIV hachisi chirwere Hutachiwana have to separate them bcz ndipo panobva stigma and discrimination ippo the Word chirwere rine kurema kwariinako nekutodzikisira chaiko thank you 🙏🙏🙏🙏
@trinnymimi1
@trinnymimi1 5 ай бұрын
Headman is the best kwete mamwe marara atinoona, good stance choosing new panel team rakarongeka iri
@princechidziya3639
@princechidziya3639 5 ай бұрын
apa dare rafanira kuendesa vanhu kwa Mugabe first then vozonogara vese plus kuno testwa vese
@rudzichief6207
@rudzichief6207 5 ай бұрын
Inobvepi mare yekwaMugabe nemabasa ataurwa apa
@user-qp4rx9qc7t
@user-qp4rx9qc7t 5 ай бұрын
Headman is a good man justice nomatter zvichirema vanozvipedza more life and good health ❤
@tripodmusamba3940
@tripodmusamba3940 Ай бұрын
My opinion is dare iri harina kutongwa zvakanaka. There was a lot of strongarming the subjects, and command authority was largely used. The subjects were not given fair time to share their side of the story, only the accuser was listened to. I also wish they could have given more counseling concerning HIV not nearly overlooking it as they did. However, I applaud the chief's advice about family and union in the end, and him waiving the fee was very thoughtful.
@tonderayikh
@tonderayikh 5 ай бұрын
Chigodora, wakapenga and your team. Keep it up bro!
@cronwellmukodzo
@cronwellmukodzo 5 ай бұрын
Apa vakatadza kutonga hapana zvavakatonga apa kumbunyikidza chete uko
@workmorechakorera9935
@workmorechakorera9935 4 ай бұрын
Hapana chozokanwa apo
@bluecatreal
@bluecatreal 4 ай бұрын
Zigomana rakashata chose,ngauye mkadzi ndiroore
@MonicaChadoka
@MonicaChadoka 5 ай бұрын
Karangandaaaaaaa my favorite channel,headman chigodora hats off
@ashermafukidze8570
@ashermafukidze8570 4 ай бұрын
I have been following headman Chigodoras courts for sometime and I found a number of shortcomings. There's this other case where there was a pregnancy dispute and the young girl was asked to take off her panties and hit the man's face and the boy was found guilty and responsible for the pregnancy. However the boy proceeded for DNA test which proved the child not his. Using outdated ancient laws in today's life is unacceptable.Theres is also a case of a man who they wanted to force to go to traditional healers against his wish which was later turned down by our formal courts as unconstitutional.. The chiefs court is very unfriendly to say the least
@mz5584
@mz5584 4 ай бұрын
Its a kangaroo court
@MrPPower-du9fo
@MrPPower-du9fo 2 ай бұрын
Chidare chekupenga icho
@priscapodini644
@priscapodini644 5 ай бұрын
I wish I can attend one dare zvaro am addicted on this dare.
@Paradzaimurwisi.
@Paradzaimurwisi. 5 ай бұрын
Dare iri riri balanced. I like the fact that they respect vanhukadzi
@Memorifoodwithlove123
@Memorifoodwithlove123 5 ай бұрын
Aaaaaah team repa vumba musadaro 😂😂😂😂😂 makuzotinyadzisa manje haaaaa ko makazororana nini imi
@marshallnyamadzawo8553
@marshallnyamadzawo8553 5 ай бұрын
The way she easily dislosed her HIV status 😮 like someone saying "ndini ndadya sadza". Maggie I see you, excellent work 👊🏾
@user-fr2eb7kr3w
@user-fr2eb7kr3w 5 ай бұрын
I salute you headman Chigodora dai tikawana vamwe vadai taisvika kure dare renyu deserve some credit
@tichakundamajange1909
@tichakundamajange1909 2 ай бұрын
Waida kuti ati chii?
@marjoryzariro8104
@marjoryzariro8104 2 ай бұрын
I salute her akazvigamuchira
@user-nn2pr6ko3l
@user-nn2pr6ko3l Ай бұрын
Aah baba kana wakunzwisisa nezvayo u don't stress, she is equipped with the information
@carolinenyamadzawo9663
@carolinenyamadzawo9663 5 ай бұрын
since mukomana uyu asina both parents maybe akazvarwa iye anacho but asiri willing kuzvitambira that's if kana ari positive but for now condomise kana uchiziva kuti andina andina ndiri negative and muzim tichiri kuda zvekudzidziswa about hiv coz haa tichiri takasara
@violanyika3860
@violanyika3860 5 ай бұрын
I hope yhis young couple will go on Chirongwa programme 😢 With an income of only $60.00 its difficult to feed and care for 3 including a child.
@efeson.godori6421
@efeson.godori6421 2 ай бұрын
Nxaaaaa chiheadman ichi chinyoka. Asi vasikana havahuri? Asi vakadzi havazvarwi vaine chirwere?
@annamercytigere3038
@annamercytigere3038 5 ай бұрын
That young man try his best kuchengeta mhuri yake nebasa ranoshanda ayaaaa veduweka musadaro pay yake $60😭😭😭
@annamercytigere3038
@annamercytigere3038 5 ай бұрын
Ummm nhasi mambo matadza kutonga dare revana ava pls🙏🙏🙏🙏🙏🙏mungadai makurudzira vana ava kuwana counselling uye kuenda kuchipatara pls kurespeta ana sekuru vake remember ndovabereki vemkomana varipo mungadai matsiura mkadzi uyu kuti asiye zvekunzwa mashoko evanhu asapomera sekuru nhema yet ndovakamira naye pakuroora ummmm mambo she must apologise kuna sekuru avo
@faithvaki
@faithvaki 4 ай бұрын
Asi ndiwe sekuru vacho
@ruvimbomachokoto7529
@ruvimbomachokoto7529 5 ай бұрын
My best Count Chigodora zvamanje manje my day does
@gracemunoakwa486
@gracemunoakwa486 5 ай бұрын
Dare iri rinonakidza wena
@joycejeranyama3884
@joycejeranyama3884 5 ай бұрын
Munotigonera esp elder vemagirazi avo hazi baba makachena here imimi kkkkk
@firstlove9968
@firstlove9968 Ай бұрын
😂tsika waitorepi ngaidyiwe nembwa😂😂😂😂boys hunhu kani ibvai kumtare mabhonzo ngewako
@farayichishongo9561
@farayichishongo9561 5 ай бұрын
Good job Mr Gucci
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 5 ай бұрын
Welldone dare apa magona kugadzirisa vana
@djfantasticlife5618
@djfantasticlife5618 9 күн бұрын
Chief munhu ati 60 yaanotambira opa 54 saka modarirei mukomana ari right ko kana Kai hura imbo Mira Chief piyozheni mudare umo ndikauya ipapo unomhanya iwe Chief
@justinmashora3022
@justinmashora3022 5 ай бұрын
Saka tiri kubvumirana muZimbabwe kuti munhu atanga kuReporter nyaya ndiye anotererwa here? I feel for the boy. I felt kuti mskana akusvina mkaka padombo she wants more yet the boy haasi kuwana mari yakawanda ari kuitawo nepaanogona akutambira $60 obvisa $50 osara ne$10 kureve iyewo haana lifeba..kuva nherera kwakaipa mhani. Haana anomutarisawo kana kumubatsira more so oaita chirwere. Pafanha kubvunzwa kuti msakan akamuwana iri mhandara here. Ndiye akamubvisa humhandara here . That youngman haana kungwara zvekunyepa kuti maresults they are nagative.
@ChipoMusekiwa
@ChipoMusekiwa 5 ай бұрын
Mataura idi
@berrycharuma710
@berrycharuma710 5 ай бұрын
Mudhara chigodora anogona. Salute
@TalentMhembere-lf1gs
@TalentMhembere-lf1gs Ай бұрын
Kusvika pakuzvara mwana poshaya chirwere here veduwe murume atorinacho ngaaendi vese kotetswa vese aone kuti haana here
@norahngwaru7762
@norahngwaru7762 4 ай бұрын
I wish I can attend one dare zvaro am addicted on this dare❤
@user-gf9di2wy8n
@user-gf9di2wy8n 5 ай бұрын
Very sorry my dear,to be positive at such age,but don't force marriage my dear sister,yours will come,stay positive,leave that husband of yours alone,you have a lot to achieve in life don't let him hold you down,when a man doesn't get intimate with you it means there's no love.ank u for this program
@williammarodza2146
@williammarodza2146 5 ай бұрын
Headman Chigodora ne vamunotonga navo mukarongeka pakutonga nyaya
@TashaBabe
@TashaBabe 5 ай бұрын
They should go both of them get tested periodttttttttt ukaramba chirwere unacho ndiwe unopera mukadzi akumwa mapiritsi
@HanaPhiri
@HanaPhiri 5 ай бұрын
Thanks conclusion endayi munoterera murume wenyu muroora❤
@TrustChirimerime-mt7cw
@TrustChirimerime-mt7cw 5 ай бұрын
Ndoda kuenda kwa chigodora ini kanyika kanonaka ako chero kune vanhu vasina kuchena ndongoti hangu order kudare kkkkkkkk
@user-hz5hw7wi7v
@user-hz5hw7wi7v 3 ай бұрын
Ahhh iye anoda kurara mu blanket 1 nemurume mwana asati akwanisa 6weeks
@FelistasMboma
@FelistasMboma Ай бұрын
Headman Chief Chigodora ❤👏🔥🙏👏ndinovimba nemi
@SalomonMatampi
@SalomonMatampi 3 ай бұрын
This Ubuntu l hv set in these kangaroo courts this is the best l salute u headman
@giftsithole1426
@giftsithole1426 5 ай бұрын
Chief Mutasa ndicho chibaba kkkkkkkkkkk uuuuuuum, kana mazogara zviya Chief Mutasa ma proper. Haatonge nedemo, haana side
@magnumtorque2967
@magnumtorque2967 5 ай бұрын
Mutasa akaenda kuchikoro
@TawazMarara
@TawazMarara 5 ай бұрын
Kkkk idzi dzinotonga nedemo, worse machinda adzo ayo haaa dzungu rakawandisa
@futuresivelakatshana2468
@futuresivelakatshana2468 5 ай бұрын
Heardman itai kuti chuuuu and the boys may God bless you 🎉🎉🎉🎉
@fortunatepaida2
@fortunatepaida2 5 ай бұрын
Chigodora anofanira kudzidza kutonga kubva kune mamwe maheadmans even machief
@user-wh7dp4ph6d
@user-wh7dp4ph6d 5 ай бұрын
Headman Chigodora siyabonga kakhulu naba kandli bakho ❤❤❤
@user-hp8yo9sj7v
@user-hp8yo9sj7v 5 ай бұрын
Iyi yakatongwa mahumbwe nyaya iyii
@munyaradzigwatiringa3828
@munyaradzigwatiringa3828 5 ай бұрын
VaChigodora ndimayenzanise!! very wise !
@natashalavaya363
@natashalavaya363 5 ай бұрын
Happy Sunday baTaps
@faraikatangarika4029
@faraikatangarika4029 5 ай бұрын
Ana chigodora makutonga makuhwa, tongai nyaya zvakanaka
@cathrinesakupwanya1048
@cathrinesakupwanya1048 3 ай бұрын
Uyo ndiNyamunzore here 😅 anesuit yegrey
@takudzwamachisa3550
@takudzwamachisa3550 5 ай бұрын
magirazi, gucci and headman!
@cricket694
@cricket694 5 ай бұрын
lovely judgment. vana vatasanurwa
@constancemabhonga1339
@constancemabhonga1339 5 ай бұрын
Aah karanganda nhasi weekend pliz kanda imwe inopisa
@RosterMuurawa
@RosterMuurawa Ай бұрын
Uye ATI nhumbu haisi kupindirana madays Tinashe Mugabe is hungry for that as well
@demetriakanyemba7119
@demetriakanyemba7119 5 ай бұрын
Thank you Headman
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 5 ай бұрын
Murora is HIV positive thou its not a case zvitori normal.asi lack of food itoripo murora hana kusimba tisadaro vana vevamwe😢
@TawandaSawi
@TawandaSawi 5 ай бұрын
That's a case mungati kushaya food is more nyaya than being positive imiii
@Olcool
@Olcool 5 ай бұрын
True ndarwadzirwa.
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 5 ай бұрын
Chokwadi anooneka kut anoshushwa hake
@MrPPower-du9fo
@MrPPower-du9fo 2 ай бұрын
Vanhu vanotongwa nechi headman chakadhakwa chinongoti handipikiswe. Munhu angamanikidzwa kunorara nemunhu ari HIV positive pasina health advice. Zvese zvivanhu zvinotongwa nezvimwe zviri mu cabinet yekupenga zvakadhakwa. Nyaya inongotongwa nematofo
@user-mo6vl1yt9z
@user-mo6vl1yt9z Ай бұрын
Ndange ndisipo but haaaa sure chigodora zvekutonga haagone hake munhu angounza nyaya ndiye anonzi ariright musikana uyo haasi shocked nechirwere ndiye anacho arikutochemera kunyatsokumupa chirwere uyo haaa vana vevanhu vanemunyama
@TariroDelmar
@TariroDelmar 18 күн бұрын
Zvinoitisa hasha izvi musadero eduwe makubva matsikirira mukomana uyu this is unfair kuita murume doesn't mean unofanirwa kumbunyikidzwa kodzero dzake aaah musadero
Murume ari kurara neHovhorosi Headman Chigodora
1:03:39
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 104 М.
Ndakawabata wachitoita bonde
31:45
Manass-Chibanda
Рет қаралды 82 М.
ROCK PAPER SCISSOR! (55 MLN SUBS!) feat @PANDAGIRLOFFICIAL #shorts
00:31
Vivaan  Tanya once again pranked Papa 🤣😇🤣
00:10
seema lamba
Рет қаралды 33 МЛН
MWANAKOMANA ODA BONDE NAMAI MUKADZI PASI TSVEE
37:21
Drewmas Media
Рет қаралды 265 М.
HEADMAN CHIGODORA. Tongues of fire muDare
36:55
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 104 М.
Akanyenga mukadzi wangu  .Dare ra Chief Mutasa
26:46
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 129 М.
Mwana wenyu akandikumbira Bota
1:07:36
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 252 М.
Takabatwa uroyi .Headman Chigodora
1:05:17
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 216 М.