Рет қаралды 164,191
Ivai chiedza, Ishe wemoyo wangu
Nditungamireiwo ndinamate
Mazuva ondorarama avekuguma
Nditungamireiwo ndinamate
Ndinoda Jesu muupenyu hwangu
Andipe simba ndimire mukunamata
Jesu wainyengetera Mwari maimunzwa
Nditungamireiwo ndinamate
Pandinoshaiwa simba Mwari ndisimbiseiwo
Nditungamireiwo ndinamate
Album :- Nditungamirei
2006