What kind of action .because the courts are captured.police is for zznu not for the nation fuseki wena ruseru watsho nja
@miriammafiyamafiya19 күн бұрын
Imbwa iyo Munhu iyo arikutumwa né ZANU Munhu we kwamunangagwa musanetseke
@Shamukandatsamar429919 күн бұрын
Gava harisi imbwa Talent igava.Mukomana is wiser aitoziva kuti mabara nembwa zvange zvakatogadzirirwa mhomho ye Zimbabwe dai vakaita ma demos.A good leader considers his people before any decisions.That aspect is the primary element lacking in the current leadership.Thats why our nass is suffering.
@HebertChitakuza-vo9ud19 күн бұрын
This Rusero is an outsider, ill-informed with the situation on the ground.
Vanhu hatisi mapenzi tirikuziva zvese zvirikuitika hatiudzwe zvekuita nembavha idzi.tirikutoita demo vachida vasingade.Pazambiya apa takatochiheretsa kana tikafa hazvina basa.KuKenya vakazviita wani.Mnangagwa ngaachenjere kuzokundikana zvaanenge atanga coz macitizen akatsamwa we are even ready to die for chamisa.
@ncenganimichaels42219 күн бұрын
Which Constitutional court pple must stop dreaming all those organs of the state have been captured by ZANU PF
@Tsitsi-y5e19 күн бұрын
A Zanu agent sent to discourage citizens from expressing their sentiments about corruption, stolen elections etc. Rusero does not have to join the protestors. Rema romurume ndivo vanovhiya mbudzi vamwe vachitonga nyaya padare