Chief Makoni's traditional court-Vakatorerwa murume na Maid (house girl) part 1

  Рет қаралды 8,588

Manass chibanda

Manass chibanda

6 ай бұрын

Chief Makoni's traditional court-Vakatorerwa murume na Maid (house girl) part 1

Пікірлер: 53
@Dadirai-xg3no
@Dadirai-xg3no 6 ай бұрын
Kutorerwa here kana kuti vakadanana gadzirisai Shona chinotorwa Chitupa nePassport vanhu vanodanana
@sashanomvulamandere250
@sashanomvulamandere250 6 ай бұрын
Most of the scars on people’s hearts weren’t left by their enem!es.They were left by the people who claimed to love them the most
@user-on4uw7xv1g
@user-on4uw7xv1g 6 ай бұрын
Pasina kuvarairwa chihure chaicho chirimumoyo momunhu hachibisiki ungageza ugorukwa ugopfeka but kna chihure changopfeka munhu chapfeka
@freedomchitake5552
@freedomchitake5552 6 ай бұрын
Our house wives they relax so much,nekugeza chaiko vanenge vakutosiya nekungoita mazi-body senguruve I always fight with my woman to keep her sexy body in shape and be hygienic
@user-mt3qg9sk5l
@user-mt3qg9sk5l 6 ай бұрын
Kutozorora chiko ndoo kwavanoita regai zvisare vanenge vakangogara pasofa wonzwa sisi huyayi mupe dad chikafu aaaaaa dhemeti ngazvisare kugeza hazvigeze kkkkkkkkkk
@user-gz1br6xc6e
@user-gz1br6xc6e 6 ай бұрын
Ukunyepa chiure chetr
@varaidzomurerwa2971
@varaidzomurerwa2971 6 ай бұрын
Musaite kunge musina brain imi. Hamuzivi kuti varume vanongohura here. Makavatarisa mai avo vanganzi havana kugeza ivavo. Mangani ma celebrities vakadzi vari glamorous vakahurirwa. Maid wenyu iyeye achasiiwa futi
@Dadirai-xg3no
@Dadirai-xg3no 6 ай бұрын
Kkkkkk haaa kuzonzi nguruve ndakahwa umwe achinzi Jojo Tank veduwee zviri mudzimba umu zvino ukaona wonzwai neRudo rinenge richiperawo vakadzi wake up musazochema musazorora kugeza unhu. Mapfekero musanyanya kuvaraigwa murikuzvihwa izvi
@Dadirai-xg3no
@Dadirai-xg3no 6 ай бұрын
@@varaidzomurerwa2971 zvimwe zvotisungira secret dzeimba yemukati varume ava vanoravira Kunze vouya Mumba vonzwa haiwa pane musiyano.ndozvimwe zvinosiisa vakadzi vazhinji smart Mumba yemukati ndohondo huru
@user-go1ht8zi8i
@user-go1ht8zi8i 6 ай бұрын
This us a real traditional court, kwete circus inoitwa ne clown tinonźi Chigodora and his sidekicks.
@user-xs1tl7bf2v
@user-xs1tl7bf2v 6 ай бұрын
Chibanda media your picture quality and sound system is very impressive 🎉🎉🎉. Well done
@Totallyprinters-un8en
@Totallyprinters-un8en 3 ай бұрын
I enjoy watching this channel picture, sound 👌
@constancemabhonga1339
@constancemabhonga1339 6 ай бұрын
That was a very dangerous move unouraisa mai vevana vako ko dai akaisirwa poison naMaid
@proudkadungure1247
@proudkadungure1247 6 ай бұрын
Vanhu muchinyanya kuwachisa ma maid ma underway evarume venyu murume anoitirwa zvose na maid chako kuzongo ita zvepamubhedha chete aaaa moti varume vakapata hre..anotoda hake munhu arikumuitira zvose iwe hnty hausi kuzvikwanisa hahaha siyai murume ade hake munhu anomuitira zvose
@user-ts4uw3tz5s
@user-ts4uw3tz5s 6 ай бұрын
Hakuna kwazvinosvika baba ava vakasangwara richava rombezvinhu varikutengesa mashavi anosiyana kuzove chiseko chenyika
@natashahweru9479
@natashahweru9479 6 ай бұрын
Musawarairwe mudzimba umu changamukai vakadzi dzidzaiwo kuzvishandiea please musikana websa haisi hma tako
@constancemabhonga1339
@constancemabhonga1339 6 ай бұрын
Maid akashandisa mushonga chaiwo akachiva life yepamba apa obva asangana nababa hure so the maid aive neAccess kune zvese hembe chikafu this man will regret later
@tichkachmtvdjtone
@tichkachmtvdjtone 6 ай бұрын
Yaaa ma 1
@felistasmasvii1847
@felistasmasvii1847 4 ай бұрын
Uyu mukadzii anoshanda uyu ndomuziva zvakaoma vavakidzani vangu ava
@nobizaho2340
@nobizaho2340 6 ай бұрын
Vakadzi vakachata vanoita rilax
@Dadirai-xg3no
@Dadirai-xg3no 6 ай бұрын
Sheedzerai vanokanganwa kuti Muchato ibepa vokanganwa zvavakavinga
@user-mt3qg9sk5l
@user-mt3qg9sk5l 6 ай бұрын
😂😂😂😂😂 vanofunga kuti kana wakachata haurambwe kkkkkkkk vanosara vakatemba
@Dadirai-xg3no
@Dadirai-xg3no 6 ай бұрын
@@user-mt3qg9sk5l Muchato ibepa haunei neunhu hwemunhu robvarugwa riya. Kkkkk zvokana woinda kudare munhu orega kuuya kutoreva zvadhakwa ngavatoita plan B zvavachiri kutoonekera kudaro kkkkk pane kuzomirira kusemesa nyika nekuonda nestress kkk
@konekt.
@konekt. 6 ай бұрын
Vanoganza chaizvo nemuchato
@Dadirai-xg3no
@Dadirai-xg3no 6 ай бұрын
@@konekt. Bepa kkkkk ndounhu unosara neBepa rako nering Yako kuseni seni kkkk
@andremtetwa9780
@andremtetwa9780 6 ай бұрын
Vakadzi they relax too much wakazoona maid otora murume hmmmm maOne
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 6 ай бұрын
Kuri kutonhora here uko? Mabhachi tii asi secretary we eversharp uyo arikumhanya nayo ballpoint arikutopisa muviri😂
@user-xs1tl7bf2v
@user-xs1tl7bf2v 6 ай бұрын
Rusape inotonhora, remember hall iyo yaMambo is a kilometer or less from the Lake Rusape
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 6 ай бұрын
@@user-xs1tl7bf2v Pakaipa, nemuna January 🥶
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 11 күн бұрын
Hakuna murume anotorwa mhani murume ndiye anonyenga umwe.
@gideonmanyusamcips3310
@gideonmanyusamcips3310 6 ай бұрын
Maonero angu, mai ve mudzimai uyo vanenge vane dambudziko rekutonga kumba kwe mukuwasha. You can see the power she has over her daughter. I don't think a lot of my black sisters understand what it means to "respect " a man. Apo panzi murume akati handichakudi nekuti unoronga zvinhu zvako wega, it shows kuti there is a lot panyaya iyi. Uyo mudhara apedzisira kutaura, kinda picked that up. I wish my sisters could watch Kevin Samuels shows pano pa KZfaq, especially vechidiki, they could learn a thing or two, they can save ma marriages avo. It hurts when families break apart like this..Let's hope she will come out of this strong.., she is traumatized..
@user-sl8uo9wy2h
@user-sl8uo9wy2h 6 ай бұрын
Kurera imbwa ne mukaka inofuma yokuruma . Nhasi morambidzwa kusvika pamusha pamakavaka .makavarairwa amai kuti musikana webasa ayite zvose onai nhasi ndiye watova muridzi wemurume nekuti imi mavakurambwa.
@Dadirai-xg3no
@Dadirai-xg3no 6 ай бұрын
Sheedzera. Ndivo vanoudzira mwana Rudo vaviri ukaona zvodai paipa pane anenge asina Rudo paMoyo kuzogadzirisana mamboita zvematare izvi hazvishandi izvi srs munhu atoti haachadi hatodi
@wilbrodmadzura8456
@wilbrodmadzura8456 6 ай бұрын
Thank you for referencing the Godfather, KSamuels. He put everything out there affecting the black family and how the modern feminist, Me 2, and welfare movements are conspiring to undermine the fabric of society. I also like the following: Rivah, Melanie King, Myron, Chishani Zed, Pearly, and more who are trying to restore marriages among blacks. The problem is our folks, lawmakers, etc, run with anything without seriously attending to research; rather they encourage sociopathy and narcissism.
@gideonmanyusamcips3310
@gideonmanyusamcips3310 6 ай бұрын
Thank you bro! I couldn't have said it better. The Godfather was the best(RIP to him) ! He really tried to restore marriages and make the black family work again. Our sisters have been lied to by the so called feminist movement, left to grow old and die alone without a solid family. Literally, hanged on the washing line to dry on their own. Wow, you mentioned Melanie King, bless you bro..I also follow Melanie and Myron as well. I truly wish more women could watch these treasure troves and save their marriages. @@wilbrodmadzura8456
@it3788
@it3788 6 ай бұрын
Employ older ladies whom yuand husband age of yomama s cos man are childish😢😢😢
@pelagiamuguti8693
@pelagiamuguti8693 6 ай бұрын
Vakadzi ngatidzidzei kuhustler even ukaroorwa nemunhu ane mari yakawandasei. Now vana havasi kuenda kuchikoro coz zvese vavakajaira kuitirwa nemurume. Its never too late to start up something for yourself that brings in money incase u go through something like this.
@user-zz8iw3zr6j
@user-zz8iw3zr6j 6 ай бұрын
Vakadzi munonetsera pakti mukaita musikana websa muno relaxer zvakanyanya
@maxiewaini2267
@maxiewaini2267 6 ай бұрын
Mukadzi avakuita respect hama dzake mudecision making yemba yake, thus why muchiona ari a bit authoritative tarisai mataurire ake unonyatsoona kuti there is someone behind her . Zvisinei hatikurudziri kurambana kwevanhu asi madzimai dzidzai kuremekedza varume venyu nyange zvazvo paine muchato
@wilbrodmadzura8456
@wilbrodmadzura8456 6 ай бұрын
Outdated laws. In most other countries, kids a year or two years old go to the parent who best serves the interests of the kids. The provision that children should have attained majority age to go with the father is an affront to fathers, thus, must be overhauled. No wonder boys nowadays are feminized and emasculated while girls become pregnant. For many mothers, child support payments are their mainstay financially, yet they walk away with half the loot when they divorce. If anything, mothers should be required to work to support their children, as is done in most modern states. Why not opt for joint custody? After all lobola payments are not factored into the equation when the marriage sunders. Blindly adopting these draconian laws will make marriage tenuous, mark my words! Marriage is imploding; sooner or later, fewer and fewer folks will opt for for the institution with horrendous outcomes for the society, especially with regard to family functioning.
@priscamukucha8942
@priscamukucha8942 6 ай бұрын
Vakadzi tinozonyanya kuvarairwa kni haiwa usimbe moti ndinoitirwa nemudikana webasa regai vatore usimbe hauite hushoma vana Mai mudzimba umo
@ShaolineMandeya
@ShaolineMandeya 6 ай бұрын
But maid maimudi shuwa maimi mune vana 2 vadiki kudaro hamuendi kubasa moswera pamba saka maid maida wekudii naye shuwa honai aputsa imba yenyu manje
@sashanomvulamandere250
@sashanomvulamandere250 6 ай бұрын
If a woman says,"l'm stressed" just say, "Its gonna be alright" .But if you have money ,you can ask," what's wrong" ?.
@christinewadzanayindengwa3502
@christinewadzanayindengwa3502 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂
@eltonpride1989
@eltonpride1989 6 ай бұрын
Zvakaoma mufunge
@proudkadungure1247
@proudkadungure1247 6 ай бұрын
Kunzi ita maid hazvirevi kt iwe haichina zvaunoita maid anonyanya kuita zvevana neku cleaner asi ini moirawo nezvemurume wenyu kwete kt imi hamugoni nekurasha chemba weti yamavata muchiwete nemurume wenyu moti maid weta ..nekachira kenyu kemu bedroom hanzi maid wacha haaaa come on mhani gys murume anenge achiona hake
@user-sl8uo9wy2h
@user-sl8uo9wy2h 6 ай бұрын
Musavarairwa mudzimba umo , onayi nhasi moitwa muranda pamusha penyu.
@Dadirai-xg3no
@Dadirai-xg3no 6 ай бұрын
Vaovaraigwa vamwe vakadzi Kani kkkkkk kukanganwa
@freedomchitake5552
@freedomchitake5552 6 ай бұрын
Huchapa too much
@Dadirai-xg3no
@Dadirai-xg3no 6 ай бұрын
@@freedomchitake5552 ko kuita murume sepwere anenge achitemba takachata manje unopasara wakatemba kkkk
Vane pfupi hawagone-Bhishu Reality Show Season (1) Episode 19
15:14
Manass-Chibanda
Рет қаралды 4 М.
НРАВИТСЯ ЭТОТ ФОРМАТ??
00:37
МЯТНАЯ ФАНТА
Рет қаралды 3,7 МЛН
ПРОВЕРИЛ АРБУЗЫ #shorts
00:34
Паша Осадчий
Рет қаралды 6 МЛН
Ndakadzingwa pamba Pevabereki vangu Dare Ra Chief Makoni
38:14
TICHKACH MTV
Рет қаралды 3,3 М.
BEST OF MAMBO MUTASA
10:46
TexasMowGoSA
Рет қаралды 7 М.
Babamukuru Vakandibatabata Zamu Vachibva Vandiita Yeke
36:28
SlyMediaTv
Рет қаралды 90 М.
Chabodo NaMatutsa  Muchirikuvaziva Hr Kana matokanganwa Nezvawo
22:57
Nhumbu haisi yangu asi mukadzi ndomuda-Chief Makoni's traditional courth
25:08
RUSAPE ............CHIEF MAKONI VOTAURA PAMUSORO PE SHUMBA DZINOERA
20:09
CHIEF BUSHU: Ndinogara Ndichi Bleeder Nekuvaviwa Kusikarudzi
24:44