Chikupisa! Mhirizhonga paBarika nekuda kweBonde

  Рет қаралды 19,143

Manass chibanda

Manass chibanda

23 күн бұрын

Chikupisa! Mhirizhonga paBarika nekuda kweBonde

Пікірлер: 190
@it3788
@it3788 22 күн бұрын
Mother vachembiza havo zvawadzerwa nenhamo shame 😂😂😂🎉
@nomsanyika151
@nomsanyika151 22 күн бұрын
Haaa barika handitambire handimbofarisa kusvika ipapo kana zuva rikachinja direction handitambire mukadzi wechi2 ndingaswere ndaita samai Sasha
@JacobDembedza
@JacobDembedza 19 күн бұрын
Uchazviwana zvako
@patriciachamanga5075
@patriciachamanga5075 17 күн бұрын
i agree kana kupisira munhu mumba chaiko
@michelleboko2875
@michelleboko2875 9 күн бұрын
Haaa kana ini ungatoita iri girlfriend yandisingazive
@RegisChakanetsa
@RegisChakanetsa 18 күн бұрын
Dunhu ra Bushu ndere nyengo.😂😂😂
@shanazchipanga4101
@shanazchipanga4101 21 күн бұрын
Ndokumbirawo kuti muudze Zigo asafambe fambe kwese kwese.. Hatisi kuda kumuona isu..
@namatiraisithole6158
@namatiraisithole6158 5 күн бұрын
😂😂😂😂
@user-wd8vr5ds2w
@user-wd8vr5ds2w 22 күн бұрын
Vanhu musataura zvokuti mukadzi uyo muhombe ko iye murume wacho paayivhura makumbo avo ayisazviona hr
@iedrenkodzevu4264
@iedrenkodzevu4264 18 күн бұрын
But muhombe nekuvhura makumbo acho
@RegisChakanetsa
@RegisChakanetsa 18 күн бұрын
That doesn't change fact yekuti muhombe hake
@bosslincochiweda9821
@bosslincochiweda9821 22 күн бұрын
Varume avo vakuru vakagara right and left mambo pakati they're brilliant 👏 mambo team renyu manake ,,,past this message to Mambo 😅
@tnyararai
@tnyararai 22 күн бұрын
I admire those two men. True elders of the court
@user-uc7ds6cq3h
@user-uc7ds6cq3h 22 күн бұрын
Avo mai vadhafu vane noisi
@iedrenkodzevu4264
@iedrenkodzevu4264 18 күн бұрын
Sure 😂😂😂😂
@trustchiriseri3510
@trustchiriseri3510 18 күн бұрын
Vane kamwe kachi behavior ke Chiprimary,primary school prefect. ..
@RegisChakanetsa
@RegisChakanetsa 18 күн бұрын
Havana hunhu kungo pwipwinyika zvisina basa
@mott1241
@mott1241 17 күн бұрын
😂😂😂😂 lol
@michelleboko2875
@michelleboko2875 9 күн бұрын
Hanzi kunyange iri chembere hayo kudaro mukadzi biyake
@mimmssamuriwo5958
@mimmssamuriwo5958 17 күн бұрын
Maiguru vakura kudarika murume na mainini🎉
@user-xb1hs6sx8y
@user-xb1hs6sx8y 16 күн бұрын
Yeah vakura hawo
@evelynchihuri6480
@evelynchihuri6480 15 күн бұрын
Kkkkk kana mainini
@nyaradzomanyeruke9167
@nyaradzomanyeruke9167 14 күн бұрын
Istress
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 22 күн бұрын
Amai havasi vahombe kumurume here kana kuti kusakara nenhamo
@QueenMutsunemwe
@QueenMutsunemwe 22 күн бұрын
Wakura mbuya awo
@patrickchiyeke7871
@patrickchiyeke7871 22 күн бұрын
Sure yachembere iyo
@it3788
@it3788 22 күн бұрын
Zigo arikunakirwa hanzi vakagoka matwins😂😂😢😢😮
@smartchidyamuti2437
@smartchidyamuti2437 22 күн бұрын
Kukura hakuna basa wakaona vanhu muchingara 23 years muri mese vaindanana
@nomsanyika151
@nomsanyika151 22 күн бұрын
Akavada achiziva kuti vahombe hanti vatova ne23 years vari vese here
@marymuzenda8364
@marymuzenda8364 21 күн бұрын
Mambo Mambo munoorora mapenzi
@BvaruJoker-bg6zl
@BvaruJoker-bg6zl 22 күн бұрын
Kkkkkk Chief Bushu makapenga zvenyu mambo . Apa magadzirisa nyaya zvakangwara magona maripisa murume uyu kkkk ndiye honzeresi pakati pevakadzi vake 😂long live Chief Bushu
@stacey4012
@stacey4012 22 күн бұрын
Nhasi Chief vandiuraya. 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣.Karume kacho kunyepera kudzikamira iko kari kapenzi
@emmanuelwashaya3388
@emmanuelwashaya3388 11 күн бұрын
hey hey mai avo ndiye mudzimai here aaaaaah
@tracychiumba1436
@tracychiumba1436 22 күн бұрын
Baba namai ini vauya vakamecha MA t shirts🎉runonzi rudo🥰😋
@ViolaMakusha
@ViolaMakusha 16 күн бұрын
Maiguru havasi vadiki asi ndinoona stress ndiyo iri kuita kunge vanzi vakuru kumurume
@saviousmanyatwa4205
@saviousmanyatwa4205 18 күн бұрын
Kkkkkkkk zimhai ririku terrace uko rakafita kukechesa kkkk
@HazelKupakuwana
@HazelKupakuwana 18 күн бұрын
Bota for the peopleeeeee😂😂
@mekidhliwayo874
@mekidhliwayo874 22 күн бұрын
Vakagoisa chibage mushonga....Havana chavakaita
@mercynyasha9186
@mercynyasha9186 10 күн бұрын
🤣😂🤣😂
@wellingtonnhiwatiwa6449
@wellingtonnhiwatiwa6449 22 күн бұрын
Mambo bushu very wise like mambo Mutasa
@smartchidyamuti2437
@smartchidyamuti2437 22 күн бұрын
Kkkkk😂😂😂😂 mambo soo hanzi makabikwa bikwa
@fadzaidickson58
@fadzaidickson58 8 күн бұрын
The guy in the grey blaxer is firm knowledgeable and wise
@user-qb1pf6ym3t
@user-qb1pf6ym3t 22 күн бұрын
Avo mai vakobvu varikutonga kuside kwamambo ngavarege kutaura zvisina basa ...her haachadi mkadzi nekuti ichembere mashoko akaipa iwayo...chembere mkadzi
@rumbidzainerutanga8540
@rumbidzainerutanga8540 22 күн бұрын
Aah nhy zvako chii ichocho mkadzi mkuru ko kuzosekenyeka vanhu kadzi vanotongei mudaro vanobhowa Mai ivava kuganhira kwacho siye kunowacha nduhwe dzavo
@user-uc7ds6cq3h
@user-uc7ds6cq3h 22 күн бұрын
Apa vanenge vachitaura taura mubackground zvinoto bhowa
@qbeebee5886
@qbeebee5886 21 күн бұрын
Taura hako. 23 years in marriage ivo votaura zvisinabasa.
@simbarashesami5173
@simbarashesami5173 17 күн бұрын
Kkkkkkkkkk maiguru varamba kutaura makore avo
@conniejam5575
@conniejam5575 22 күн бұрын
Tukwa wakashayavwako qega here
@enwardmusanzika6209
@enwardmusanzika6209 22 күн бұрын
I salute you Mambo
@user-pb6gt5bz1m
@user-pb6gt5bz1m 22 күн бұрын
Wise chief
@WisdomNgondo-vg8sr
@WisdomNgondo-vg8sr 15 күн бұрын
Kkkkkk bhushi anoda mariiii uyoooo
@richardmuswavinda1741
@richardmuswavinda1741 14 күн бұрын
I salute you mambo 😂😂😂😂
@tavengwaeddison8607
@tavengwaeddison8607 22 күн бұрын
First to Comme
@tsimaso
@tsimaso 22 күн бұрын
Hongu mukadzi mukuru pane murume asi zvawedzerwa ne stress chaiyo inosakadza.
@user-cv8pd3kp8e
@user-cv8pd3kp8e 17 күн бұрын
Shuwa 😅😅
@mimmssamuriwo5958
@mimmssamuriwo5958 17 күн бұрын
I thought ndamai ve murume😅
@tsimaso
@tsimaso 17 күн бұрын
@@mimmssamuriwo5958 😂😂😂
@user-dx1zx1wp5c
@user-dx1zx1wp5c 22 күн бұрын
😂😂😂😂 ko kuzouya vaka matcher amna varume kaa
@AliceMushambi
@AliceMushambi 22 күн бұрын
Maiguru avo zvaungati baba vacho ndiye murume wavo 😮
@tracychiumba1436
@tracychiumba1436 22 күн бұрын
Amaiguru ko vakagoita senge ndoamai vemurume sei kkkkkkkkkkk
@RoseFombe
@RoseFombe 21 күн бұрын
Inhamo inochembedza kni
@MafiosHlaluka
@MafiosHlaluka 22 күн бұрын
Madzibaba Nana madzimai this language ndeye chitsotsi
@user-mt5wn4jm6k
@user-mt5wn4jm6k 22 күн бұрын
haaa kuchengetana basi 😅😅😅
@sharainhundu6070
@sharainhundu6070 22 күн бұрын
Chief Bushu vanogona basa ravo
@sdshippers9332
@sdshippers9332 9 күн бұрын
Murume uyu skopudhonoro anoda kukuyirwa musoro paruware zigogogo remurume 😂😂😂😂
@PeeMoyo-qu1wn
@PeeMoyo-qu1wn 18 күн бұрын
maiguru havachaziva makore avo asi pakuriwa 😂😂
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 22 күн бұрын
Maiguru vanyara kutaura makore avo kkkkkk vangoziva 23 yrs dzavagara nemurume asi avo makore havachaziva 😂😂😂😂😂
@user-uc7ds6cq3h
@user-uc7ds6cq3h 22 күн бұрын
Kkkkkk vambonyarara kwakuzoti handinyatsoziva
@ReginaMotsi
@ReginaMotsi 19 күн бұрын
😂😂😂😂this chief I surrender hangu
@user-jh1qv8bw5x
@user-jh1qv8bw5x 20 күн бұрын
Hanzi handinyatsoziwa makore 😂😂😂😂mukadzi mukuru kumurume 😅
@vongaimusima6227
@vongaimusima6227 14 күн бұрын
Mainini kuchengeta baba muri kugona 😂😂😂😂ko kuzopfeka ma twins
@tinymukwati7376
@tinymukwati7376 19 күн бұрын
Kana uine stress guys unochembera,mufunge ,nhamo nestress, zvakaoma,
@conniejam5575
@conniejam5575 22 күн бұрын
Mkadzi hadzisi bhutsu dzinotengwa dziri mbiri baba avo ihure wasakadza munhu waakumu tamba rough nxaa
@talentnyamadzavo
@talentnyamadzavo 14 күн бұрын
Haa varume bhutsu nyowani modzida fani minokanganwa kuti dhara inenge yakambokuvhikirira kuchando neminzwa haya
@JulietHamadziripi-nc1ho
@JulietHamadziripi-nc1ho 18 күн бұрын
😂😂😂maiguru havasi vahombe her kuna hubby her ava yoooh kkkkk ndikuona chembere ini
@user-xb1hs6sx8y
@user-xb1hs6sx8y 16 күн бұрын
😂😂😂😂
@vincentnyirenda7611
@vincentnyirenda7611 22 күн бұрын
Karume ako kadiki kune mukadzi mukuru
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 22 күн бұрын
Ndazviwona ndozvakuita kuti achisiya mukadzi mukuru tofunga ari kusekwa nevanhu kkk
@nomsanyika151
@nomsanyika151 22 күн бұрын
​@@ethelsawadye4023wozosekwa nhasi after 23 yrs
@user-xb1hs6sx8y
@user-xb1hs6sx8y 16 күн бұрын
Vakangouya vakaisa chibage mushonga havana kurara kana kuita sei ivo vakatadza kuitawo chinhu nei
@user-vz2br3hz8i
@user-vz2br3hz8i 18 күн бұрын
Mukadzi mukuru akachembera😂
@user-zl4et5cw2b
@user-zl4et5cw2b 22 күн бұрын
Kkkkk these old men are true leaders
@simbarashesami5173
@simbarashesami5173 17 күн бұрын
Zigo udza mai vadhafu avo vanyarare varikuita noice
@user-gp2bw9fq8d
@user-gp2bw9fq8d 10 күн бұрын
Maiguru isai rukawo
@user-cv8pd3kp8e
@user-cv8pd3kp8e 17 күн бұрын
Anzi choice yako😂😂😂😂😂😂
@fortula.tichwagoramuog8784
@fortula.tichwagoramuog8784 22 күн бұрын
Bushu anondigo era zvangu.Nhubu dzinoda kudzorwa!
@mercynyasha9186
@mercynyasha9186 10 күн бұрын
Maiguru is not old, stress nenhamo can make you old veduwe. She just needs rudo and somwone anobvisa stress. Vese ma same age ava
@user-sc1bt5bq2l
@user-sc1bt5bq2l 21 күн бұрын
NYAYA YESVIRO INONETSA NDATIIIIIII
@Hungwe
@Hungwe 21 күн бұрын
Dzine choice yadzo😂😂😂😂. Maiguru vapera panonaka avo mface achiri mudiki😂😂
@emmanuelwashaya3388
@emmanuelwashaya3388 9 күн бұрын
KKKKK PAKAIPA MUUCHINDA ANECHOICE YAKAPENGA
@PreciousChikwede
@PreciousChikwede 22 күн бұрын
Chief tokudai
@it3788
@it3788 22 күн бұрын
Sekuruavo vanonakidza varikubhechi😂😂🎉😢zvawakavafundisa😂😂😂😂
@user-qb1pf6ym3t
@user-qb1pf6ym3t 22 күн бұрын
KO kazevezeve ndekei mudare vakadzi muneproblem ...
@owenkelvin6302
@owenkelvin6302 22 күн бұрын
Mai avo vahombe anotori mwake wake chaiye
@RegisChakanetsa
@RegisChakanetsa 18 күн бұрын
Ko vadzimayi vacho zvavanenge amayi vake 😂
@user-kl8gx3nl9c
@user-kl8gx3nl9c 14 күн бұрын
Mwana uyo akavhengedzera
@user-gr8oc9ij9e
@user-gr8oc9ij9e 22 күн бұрын
😂😂😂😂😂gogo varikuda bonde 😂🤣😂
@stanfordmakwengwere2008
@stanfordmakwengwere2008 18 күн бұрын
Nganovhuna chembere yake musana iyo😂😂😂
@JulietHamadziripi-nc1ho
@JulietHamadziripi-nc1ho 18 күн бұрын
Kamainini kacho mameat
@MiriamNembaware
@MiriamNembaware 22 күн бұрын
Zvavakava fundisa vachapihwa nani. 😅😅😅😅
@tichaz3212
@tichaz3212 21 күн бұрын
Uyo camera man ngasabude pama video mhani. Akutinyangadza
@user-xp7uo1fb8b
@user-xp7uo1fb8b 21 күн бұрын
Bonde yooooh
@user-gr8oc9ij9e
@user-gr8oc9ij9e 22 күн бұрын
Kudzungaira or kudyiswa ka baba aka 😂😂
@user-xb1hs6sx8y
@user-xb1hs6sx8y 16 күн бұрын
Zvinenge zvadhumhaniswa dzawandira pamunhu umwe
@user-fm8ew8ue4i
@user-fm8ew8ue4i 18 күн бұрын
Mai tsvagai anokurovai makumbo
@RoseFombe
@RoseFombe 21 күн бұрын
Murume ane kakudzungaira chiko
@stanfordmakwengwere2008
@stanfordmakwengwere2008 18 күн бұрын
But murume uyu anofarira zvake maslender, vese havana mkaka 😂😂😂. But ngaanorova mkadzi uyo chikapa sapa nzara mkadzi wehujaya hwake chero akuita kunge achembera zvake
@kudakwashekadzinga7504
@kudakwashekadzinga7504 18 күн бұрын
Wechitu wacho anenge bhishu
@simbisaimarumbi
@simbisaimarumbi 18 күн бұрын
Makore vakanganwa asi duty remu bedroom varikurizivisa heavy
@zvanyadzamutsvangwa
@zvanyadzamutsvangwa 21 күн бұрын
hatina kwatiri kuenda senyika.chembere dzekwabushu nemjolo
@user-xb1hs6sx8y
@user-xb1hs6sx8y 16 күн бұрын
Vese vakadz vacho vanenge vahombe kumurume
@francischarewa2195
@francischarewa2195 22 күн бұрын
ko baba zvavanenge mwana wamai avo
@DorcasKatsande
@DorcasKatsande 17 күн бұрын
Mambo Bushu munogona mhani
@smartchidyamuti2437
@smartchidyamuti2437 22 күн бұрын
Ka baba hakachanda mukadzi
@DianahSithole-un5ck
@DianahSithole-un5ck 22 күн бұрын
Mambo munogona rambai makadaro
@alicejakachira9684
@alicejakachira9684 20 күн бұрын
Aaaa ivo baba vacho havatorinawo kuchenjera avo mainini musatambiswe ne kabenzi kemurume ako tsvagai zvirinane usaende pabarika
@user-dp4ys4bn6x
@user-dp4ys4bn6x 21 күн бұрын
Umm Ropa ramai avo richikudziya hre nemiwo muripano rorai vezera renyu
@user-xb1hs6sx8y
@user-xb1hs6sx8y 16 күн бұрын
😄😄😄
@JulietHamadziripi-nc1ho
@JulietHamadziripi-nc1ho 18 күн бұрын
Camera man ane t-shirt yewhite i love you wazvinzwa????
@user-xb1hs6sx8y
@user-xb1hs6sx8y 16 күн бұрын
Kwaaaa
@HazelKasinamunda
@HazelKasinamunda 19 күн бұрын
Amai vahombesa ava ummm
@BvaruJoker-bg6zl
@BvaruJoker-bg6zl 22 күн бұрын
46 years vs 50+ kkkkk mfana wakawira iwe kkkk
@melodychikosha9349
@melodychikosha9349 19 күн бұрын
Kusaina ndokuti zvidii nhai balance me here
@manasschibanda
@manasschibanda 19 күн бұрын
Admission of guilt
@PaulineNcube-nc2uh
@PaulineNcube-nc2uh 17 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 mbuya vevazukuru varikuda duty kkkkkkkkkk kutoti hameni iyoyo kkkkkkkkkk hayas
@ayandabanda-gq6cn
@ayandabanda-gq6cn 22 күн бұрын
Akadyiswa murume uyo
@iedrenkodzevu4264
@iedrenkodzevu4264 18 күн бұрын
Ukarishaiwa unoita sewachembera sure...Bonde rakakosha mashewe
@patriciachamanga5075
@patriciachamanga5075 17 күн бұрын
Vanoripirweiko amai vehure nhaimi ukazvara hure rinokutukisa
@makandioneipasipanodya460
@makandioneipasipanodya460 14 күн бұрын
Zvanenge age yamai vake nhaimi
@emmanuelwashaya3388
@emmanuelwashaya3388 11 күн бұрын
MAIWE KKKK MURUME ARIKUTORA CHEMBERE DZEGA
@user-it7vv1wk8j
@user-it7vv1wk8j 18 күн бұрын
Chero vakava pahombe musatambe ne 23 years ugere nemunhu ndiye akavachembedza akavatora vakadai here ko kuzopfeka ma t shirts akafanana unoita seucharidza mhere mudare zvokwadi type yamainn i type dzoshandisira varume vavenhu mushonga chaiyo
@norestyasini
@norestyasini 20 күн бұрын
Pane akaganzaa mudaree umu
@user-oj5mf8kv4r
@user-oj5mf8kv4r 21 күн бұрын
Ummm chembere iyo rega atize zvake
@theresakaruma-fl2zl
@theresakaruma-fl2zl 19 күн бұрын
Uku ndiko.kuroora mai vako mukadzi uyu muhombesa
@zwelindabamukunyadze7582
@zwelindabamukunyadze7582 19 күн бұрын
ko sei tisingambooniwo nyaya dzekudyiwa ma garden ne mombe nedzekusabhadhara mari yezvidhinha
@iyletdzokurasa-xf5ti
@iyletdzokurasa-xf5ti 21 күн бұрын
Magoana apo barika pasi
@emiamushambi1050
@emiamushambi1050 22 күн бұрын
Kamukono ketsambara futa
@user-xb1hs6sx8y
@user-xb1hs6sx8y 16 күн бұрын
Saka anoziva makore avakagara nemurume but awo avamazivi
@WishesTayengwa
@WishesTayengwa 15 күн бұрын
Kkkkk varikunyara kkkkk vachembera gulez
The joker's house has been invaded by a pseudo-human#joker #shorts
00:39
Untitled Joker
Рет қаралды 3,9 МЛН
MEGA BOXES ARE BACK!!!
08:53
Brawl Stars
Рет қаралды 32 МЛН
Akundinyima bonde,akuramba kubereka,akuti anorwara akaita bonde
19:52
Manass-Chibanda
Рет қаралды 18 М.
DNA Results Mwana Wawakaramba Ndewako
20:17
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 16 М.
Ndakauraya Bishu Raigara Nemusikana Wangu
27:16
SlyMediaTv
Рет қаралды 26 М.
Amai Vanotaura Zvawo awo Dare Rachief Mutasa
20:03
TICHKACH MTV
Рет қаралды 27 М.
The joker's house has been invaded by a pseudo-human#joker #shorts
00:39
Untitled Joker
Рет қаралды 3,9 МЛН