DNA TEST YOENDERERA MBERI MUDARE NDAKAKECHA $10 MWANA HAASI WANGU MAMBO

  Рет қаралды 6,175

ZimQuik Tv

ZimQuik Tv

26 күн бұрын

#makandiwa #uebertangel #theclosurednashow #chamisa #karanganda #chigodora #slymedia #tilda #trending #zimcelebs #tytie #kikkie #unclesaint #shematv #magaya #zigo #kundaichitima #djollah #maititi #madamboss #zimbabwe #chiefmutasa #chiefnyamaropa #chiefbushu #mnangagwa #chamisa #maititi # #mhosvatv #mamavee #comielder #jahprayzah #fyi #viral #foryou #africa #zimsocial #trending #love #zimnews #harmonize #zimfocus

Пікірлер: 18
@rumbie6450
@rumbie6450 23 күн бұрын
Nhy ko kungoita maDNA TEST
@EssieChuma-lb4cs
@EssieChuma-lb4cs 24 күн бұрын
Muskana arikuonekwa kuti hana irikurova zvirikuonekwa pa t-shirt 😮
@desperkutoka7161
@desperkutoka7161 23 күн бұрын
😂
@tendaichakupa
@tendaichakupa 24 күн бұрын
Musikana iwe une confusion. Dzikama uzorega kungopomera vanhu vese vese chipfambi ndozvachinoita
@makomborerotanhara
@makomborerotanhara 23 күн бұрын
Mujolo pandemics UMJOLO UYANYISA
@TrustChirimerime-mt7cw
@TrustChirimerime-mt7cw 24 күн бұрын
Why muchingorara ne vakomana usingaziwe kuti muridzi wemwana ndiyani musikana ane problem uyo
@tafadzwamazivanhanga555
@tafadzwamazivanhanga555 24 күн бұрын
Musikana uyu Havana zviripo,
@rendanigumbo9879
@rendanigumbo9879 24 күн бұрын
Waitambisirei nguva yedare
@user-mt5wn4jm6k
@user-mt5wn4jm6k 24 күн бұрын
Uyu pachokwadii haasi kutomboziva mridzi wemwana ngavaende futi kuDNA mambo mchanyara nemskana uyu
@user-vx3sc8vi4s
@user-vx3sc8vi4s 24 күн бұрын
Haaa maonero angu mwana haasi vemukomana uyu musikana uyu hure haas kuziva baba vemwena vake tarisai mafemero aarikuita kunge aneasima anotorwara ngaaend kwa sekuru tasvu
@rumbie6450
@rumbie6450 23 күн бұрын
Guys ko kungoita maDNA test
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 24 күн бұрын
Uku kunoyenzerwa vanhu 👏🏽👏🏽
@Zimquiktv
@Zimquiktv 24 күн бұрын
Vanodonongodzana
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 24 күн бұрын
@@Zimquiktv 😂😂 vanodonongodza nemo nemo
@GeorgeFabulous-nh7nf
@GeorgeFabulous-nh7nf 24 күн бұрын
Uku kunebasa
@bonuspawari7819
@bonuspawari7819 24 күн бұрын
Aiwa akusiko kwamuri kufungira... chief bushu na nyamaropa vakada kufanana😅 kune nyaya dzechihure chete ndekwa hushu
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 24 күн бұрын
Ndokunobikwa maguchu emhando yekuseri - both evarume nevakadzi. Vose vanogara vakachaja - asipo haapo, varipo vanoshanda nezviripo kkkkkkk. Ava ngavachingobvumidzwa havo kungorarama vachingoenzerana pamadiro; otherwise zvekuripisana zvavari kuita izvi yangova fojeja feja yekubirana iyi. Chihure mukominiti iyi yatongova normal zvayo
Ndakaba Mombe Kuti Ndiwane Mari Yepa Christmas
20:11
SlyMediaTv
Рет қаралды 6 М.
НРАВИТСЯ ЭТОТ ФОРМАТ??
00:37
МЯТНАЯ ФАНТА
Рет қаралды 8 МЛН
Double Stacked Pizza @Lionfield @ChefRush
00:33
albert_cancook
Рет қаралды 116 МЛН
Pleased the disabled person! #shorts
00:43
Dimon Markov
Рет қаралды 30 МЛН
CHEGUTU... HALFWAY...MWANASIKANA AURAYIRWA HUNDRED DOLLARS
19:32
Drewmas Media
Рет қаралды 82 М.
НРАВИТСЯ ЭТОТ ФОРМАТ??
00:37
МЯТНАЯ ФАНТА
Рет қаралды 8 МЛН