Chigodora anongowawata too much power pamuromo kunge pinjisi
@user-rx7te4oy9r2 ай бұрын
Dare irinderipi hamuna mike hre 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@fadziachirongo42805 ай бұрын
Pepechwa🤣🤣return soldier kukonzeresa, sisi vake akarova, Batsi akatotiza pamuromo.
@VirginiaMachakwa18 сағат бұрын
Well😅
@user-fq1cg3mr7z3 ай бұрын
Apa vachogodoro musatonge zvekutora side mmmmm mwana anotengesa stand sei iye kana awona kuti ndazvitadza anonotenga kumwe kwete kutengesa hazviite apa matonga chitororo mukuru
@user-rx7te4oy9r2 ай бұрын
Well😂😂😂😂😂
@carolineashline41567 күн бұрын
Kkkkkkkk hayiiiiii makwikwi
@sydneymachipisa32333 ай бұрын
Mdara uyu 😂😂😂😂akabatwa hake
@user-fq1cg3mr7z3 ай бұрын
Stand haitengeswe ba haaah apa dare matadza zvachose
@user-zj6ke7pb4l5 ай бұрын
Saka ndaurireiko ini 😂😂😂
@evetaruvinga-mudokwani98236 ай бұрын
Saka taurirei😂😂😂
@user-zz8iw3zr6j5 ай бұрын
Ska ndaurireiko ini kudare
@kudzaimatunhira6219 ай бұрын
Saka ‘well’
@fadzaidickson585 ай бұрын
Some statements are unnecessary chigodora hatina data yeku teerera munhu anozo dhakwa osimudza makumbo mudenga huye munhu ano rema😢
@shungupenyayi10529 ай бұрын
Mambo havana chekuita here nema secretary manyama ayo 😂😂😂😂😂
@mitchellkingsleyzindoga32966 ай бұрын
😅😅😅
@juliusshambare2 ай бұрын
Vanodya
@shungupenyayi10529 ай бұрын
Headman vakadzvanywa
@user-zz8iw3zr6j5 ай бұрын
Tarambwa
@juliusshambare2 ай бұрын
Makaza 1 0 headman
@user-no9ub1mf5y8 ай бұрын
Makhaza😅
@GandagobvuTV11 ай бұрын
Sei uchingodzokorora content ya baba Taps?
@innocenthapazari869911 ай бұрын
It's Part 2. In Part 1 chidhara icho chekudhakwa changa chisipo. Saka dare harina kupera. Idzokororo yes; but a different event/recording.
@GandagobvuTV11 ай бұрын
@@innocenthapazari8699 changa chiripo pandakaiona.This guy always repeats what Karanganda posts
@tmaktmak14649 ай бұрын
Makatadhakwa😅
@phinnyndhlovu854310 ай бұрын
Haa TICHKACH TV muri shiri you're copying baba Taps (Karanganda TV)
@carolinesibanda767311 ай бұрын
Kwete
@rendanigumbo987911 ай бұрын
Uri mhata magochera tv fambira dzako nyaya dofo rekupedzisira siyana ngenyaya dze karanganda
@kudakwashehamadziripi80096 ай бұрын
Oder mudare
@janetmhere605210 ай бұрын
Hanzi," shut up."😅
@Goodshepherd.5 ай бұрын
Hi Jann
@kundaimaboreke79409 ай бұрын
Baba MAKAZA vari kubatirwa naHeadman , musabatire Vvanhu Headman, poor judgements