Hauna kuuya kuru Rwangu part 3 NGOZI DARE RA HEADMAN CHIGODORA

  Рет қаралды 50,329

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

11 ай бұрын

Пікірлер: 198
@sylviamhlanga9640
@sylviamhlanga9640 11 ай бұрын
To us🥂🥂 vari addicted nedare raheadman chigodora 😂😂😂😂nyaya yengozi yadzoka zvakare ndovimba mai mutanga havafone futi nhasi nguva yedare😂😂😂
@yeumakwindi1528
@yeumakwindi1528 11 ай бұрын
Kkkkkk last time vakanyadziswa ndakatotumidzwa zita nemurume kuti headman chigodora kkkk andibve padare
@sylviamhlanga9640
@sylviamhlanga9640 11 ай бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣ayikaka matova headman kumba ikoko saka mapinda zvee sisi vangu😂😂😂
@MaggieMombe
@MaggieMombe 11 ай бұрын
Vanhu Ava havazive kuti kwavo vachashaishirawo vamwe munhu kana apotera munzweiwo
@dylanflavour7185
@dylanflavour7185 11 ай бұрын
Iyo family yekuuraya munhu kufanana kwacho vakazonyanya kuita zvidhori kudaro 😂😂😂😂
@pmuringa1
@pmuringa1 11 ай бұрын
😂😅
@madamdelicious3183
@madamdelicious3183 11 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@akadee8355
@akadee8355 11 ай бұрын
😂😂😂😂
@Hungwe1456
@Hungwe1456 7 ай бұрын
Stirring yegonyeti irikudivi ripi. Endai munofamba mubvunzire or kubuditsa ngozi itaure. Magirazi arikup
@wellingtonmutsambi3627
@wellingtonmutsambi3627 11 ай бұрын
Mambo Mari imboitaiwo muchiita shoma. Mazonyanya kukama vanhu. It's not fair
@user-gz1br6xc6e
@user-gz1br6xc6e 11 ай бұрын
Pane Kuba kwakuitwa apa
@svodainduma9979
@svodainduma9979 11 ай бұрын
Vanhu vasashungurudza baba ava ,ko kungofamba mufi otaura nyaya yake kwete zvavarikuda kuita
@petermamere5493
@petermamere5493 11 ай бұрын
Very good headman. Matonga idi. The poor man was not driving the car.
@susandzingai
@susandzingai 11 ай бұрын
As for me l realy ms Allen nemagirazi ake
@wilmarmarara2448
@wilmarmarara2448 11 ай бұрын
Eheee waiyepoere .Kumakomoyo baTaps ❤
@FungaiMuringa
@FungaiMuringa 5 ай бұрын
Vanhu ava varikubvunza mapenzi chaiwo,they don't know ngozi.Ngozi inonetsa even waona zvichiitika.Kwedu pane munhu akauraya munhu akakumbira bhara paneumwe musha akapiwa,bhara rikashandiswa kutakura munhu akapondwa uya achinoraswa murwizi but nhasi vekupa bhara vapinda busy nengozi
@alexmatutu6168
@alexmatutu6168 11 ай бұрын
When I come to Zim wana visit this headman to be honest wana see his village
@rudomadzivire2512
@rudomadzivire2512 5 ай бұрын
Nyaya dzeko hadzipere
@MrKuda2008
@MrKuda2008 11 ай бұрын
There is a police docket.itvwill tell the truth of what happened. We appreciate the effort people are making assumptions. It's not fair on the old man.yes it doesn't make sense for the ngozi to target him.but Headman must go to police and find out what actually happened. In a proper court if law the assumptions are not admissible
@faraiwaya
@faraiwaya 11 ай бұрын
Uyu wechisuit chitema ane ma questions akazungaira 😅😅😅.
@simontumbare9240
@simontumbare9240 11 ай бұрын
vanhu vaibvunza mibvunzo isina musoro wese,munhu auya ega kuzotaura zvirikuitika ,
@TawandaMataranyika-lu1by
@TawandaMataranyika-lu1by 11 ай бұрын
Sekuru awo maonero angu havana mhosva kuburikidza nekutaura kwavo he is innocent trust me dare raHeadman Chigodora nevadare wese but pane hushereketwa hwakaitwa nadriver kusudhira mhosva kumudhara uyo or mufi arikuda kuti atungamirwe nasekuru awo kuti vaende kwadriver
@tinomutenda7658
@tinomutenda7658 11 ай бұрын
Moyo wangu unorwadza kuona munhu mukuru semudhara uyo achitaudzwa so imagine vari baba vako. Sometimes unenge uchitotaura chokwadi but the fact yekuti dare rinotora masides unosara wamura wega. Apa upenyu huchitoratidza kuti hauna kutambanuka
@costachigwida4819
@costachigwida4819 6 ай бұрын
Ko kana asina kuzviita ngozi yauya kwaari sei
@proscape258
@proscape258 11 ай бұрын
Allan magirazi uripiko anhuwe
@bothwellmatewe847
@bothwellmatewe847 11 ай бұрын
Karangandaaaaaaaaaaaaaaaaaa, karanganda wooooyeeeeee, maivepoooo ereeee (vaivepo dairai kkkkkk)
@cyrilmangwana9713
@cyrilmangwana9713 11 ай бұрын
But imwe mibvunzo Haina basa imi ndimi here muchaudza kuti ngozi ibva pamurume uyu if mukaona asina mhosva. Better to help him kuti ngozi iripike iyi kwete kumutambudza
@CatherineJonas-sf9vo
@CatherineJonas-sf9vo 5 ай бұрын
Musarurwa head man Chigodora havana problem ... problem vanhu vanoenda nenyaya dzavo vachida kugadziriswa pedzezvo vopandukira head man
@pedzisaimapfuti
@pedzisaimapfuti 11 ай бұрын
Haaaa that guy the new secretary is so irritating he is always pulling backwards chii ibhebhi here ripa side
@josephchenjerai1075
@josephchenjerai1075 11 ай бұрын
Kkkkkkkkk mkadzi anokonzeresa
@regreatdoreka
@regreatdoreka 11 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂
@pedzisaimapfuti
@pedzisaimapfuti 11 ай бұрын
Srius kkkkkkkk bcoz he is seeking too much attention yellow bone yapinza mfce busy
@thinkwellmanzou1515
@thinkwellmanzou1515 11 ай бұрын
I used kumuona ari kwa Chief Zimunya
@pedzisaimapfuti
@pedzisaimapfuti 11 ай бұрын
Ngadzokere kwa Zimunya akatiza kuya coz mkadzi wa zimunya haamupe chance vanotaura mai vaya
@cyrilmangwana9713
@cyrilmangwana9713 11 ай бұрын
Iro zirume ririkunyora mazita evanhu rinomboita nezveiko coz everytime anobvunza zita even kumunhu vambobvunza before nxaaa
@dilolismsengezi4829
@dilolismsengezi4829 11 ай бұрын
Karanganda ❤❤❤much love
@eunicezimunya3991
@eunicezimunya3991 11 ай бұрын
Karanganda bravo 🔥
@linnetgambura9943
@linnetgambura9943 11 ай бұрын
😂😂😂 haaa mapurisa asabhuku madzikisirwa chokwadi zvanzi munongombeya mbeya zvisina basa
@sanyatwelawrence
@sanyatwelawrence 11 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂
@TawandaMataranyika-lu1by
@TawandaMataranyika-lu1by 11 ай бұрын
Sekuru awo vanofanira kundo reporter nyaya yekurohwa vakabviswa mazino ayo I feel srry for him vanofanirwa kutoripwawo, he ws not driving sekuru awo
@collycollyman4396
@collycollyman4396 11 ай бұрын
Mambo ava hawanyatsotongi nyaya zvakanaka wanoda marii too much
@goldensomenow737
@goldensomenow737 11 ай бұрын
Eishhhh ndanzwira tsitsi that old man arikunzi akatsika munhu,chitongoripa mhosva yacho ipere mdhara eishhh apa life yacho inenge yakatowoma futi 😢😢😢
@ngonidzashekagoro9578
@ngonidzashekagoro9578 11 ай бұрын
ASAUNGWEME HAVANAKUNGE BATIRIRA PABHAZI HERE VAKAZOTSIKWA AVEKUDZAKA
@user-ir6eu3gr8r
@user-ir6eu3gr8r 9 ай бұрын
Aaaaaaa dzekutsanangura idzi dzototaura nyaya dzegonyeti
@ashygrace2956
@ashygrace2956 11 ай бұрын
Our TV Netflix hoyoooo team repano
@ndizvo06
@ndizvo06 11 ай бұрын
Hapana driver anotsika munhu iye oti TATSIKA munhu instead od NDATSIKA, poshi. Piri hakuna munhu apara mhosva anoti tozoripa kana ngozi yabuda mufi ataura zvaanoda, why would the driver say that ari iye atsika. Anga asingatyire mhuri yake here kuti ngozi ngaimbobhebha tozoripa yambomuka 1st unless aiziva kuti aisi kuzouya kwake
@LilianLilian-fi1br
@LilianLilian-fi1br 5 ай бұрын
Musadaro imi sekuru wanogona wasai driver
@user-ir6eu3gr8r
@user-ir6eu3gr8r 9 ай бұрын
Aaaaaa idzi adzidi kusiya dzichitaura dzorebesa nyaya dzotenderera
@lijahmamvura86
@lijahmamvura86 11 ай бұрын
Murume uyo was not the driver then police payakauya yakatora statement kune munhu upi aidriver ngavaende kopiwa docket kupolice
@maxwellguvava1709
@maxwellguvava1709 11 ай бұрын
According to police, the docket has since been destroyed. Docket rine makore arinogara zvichienderana ne mhosva so it has since been destroyed
@lookout1234
@lookout1234 11 ай бұрын
Ngozi iyi isajairira vanhu aaah
@descenttigere4299
@descenttigere4299 6 ай бұрын
Anetswa nengozi anofamba kwaanofamba ega kwete causing expenses to the Saungweme. VekwaSaungweme havatofanire kugariswa pazuva pakadare Ako. What if vakaramba kutambira muripo wacho. Ngozi dzinongoripwa between families without involving the Headman.
@cyrilmangwana9713
@cyrilmangwana9713 11 ай бұрын
Nyaya dzengozi dzichapera here imi
@JoyleenChibanda-vu3gp
@JoyleenChibanda-vu3gp 11 ай бұрын
Hesi batapisi 🤜🤛
@gracemanyamba8702
@gracemanyamba8702 4 ай бұрын
Zvinoshamisa kuti shuwa vanhu vekwachigodora vakugara vari padare here? Kugeza mangwanani kuenda kudare😂😂😂😂😂😂 Mwari ngaatibatsire
@minjified
@minjified 11 ай бұрын
Paifundirwa driving apa kana wakaronga kuchekeresa machinda aya
@Dragon-cw6yz
@Dragon-cw6yz 5 ай бұрын
Chigodora is being judgemental before vangu vafambafamba .
@wekwamazorodze8660
@wekwamazorodze8660 11 ай бұрын
New secretary will benefit from observing Rasta vachiita basa. He is too much
@NzouMushavi
@NzouMushavi 11 ай бұрын
Akazungaira and anobhowa
@petermamere5493
@petermamere5493 11 ай бұрын
Ma kepesi and your brother ,murikuda kurambira zvirikutaura vana saungweme vana baba vakafa uye nemashoko avakaudzwa parufu na driver. That's why I said vadare nhasi you missed it. Headman big up
@simontumbare9240
@simontumbare9240 11 ай бұрын
munhu arikutaura pachena kt ini handina kutsika munhu ,Driver akaenda kumapurisa mudhara akarohwa nekuti ndiye akawonekwa aripanzvimbo Kusaenda kunhamo kwake akataura pachena kt ndakatya kurohwa !!
@CatherineJonas-sf9vo
@CatherineJonas-sf9vo 5 ай бұрын
Hanzi neni nyepe😂😂😂
@mataxyjoe6082
@mataxyjoe6082 11 ай бұрын
Muchinda wemagirazi arikutodzosera shure. Headman chigodora vaiva vapedza nhau iyi.
@brianmatande451
@brianmatande451 11 ай бұрын
Neiyi handivati ndisina kuterera
@ashygrace2956
@ashygrace2956 11 ай бұрын
Iwe woshooraaaa
@hardsonmashaya8677
@hardsonmashaya8677 11 ай бұрын
Uyo mureme arikuti makachena hrr arikutadza matauriro nabba ava nekuti zvakatoitika zvakatoitika my yr wrds they you speak nevamwe padare
@solomonmangwende4181
@solomonmangwende4181 11 ай бұрын
Chigodo🤝😂👍
@malvinchiyangwa6947
@malvinchiyangwa6947 11 ай бұрын
Uyo ane sutu uyo ngaasangoda kunzi ataura,how can the pple noe zvemari ya 2003. Ukwane iwewe kubva ipapo nyika yakachinja mari kangani zidhodhi.
@manatsalukeshoniwa9025
@manatsalukeshoniwa9025 7 ай бұрын
Secretary please tsvakai wechidiki ari fast in writing anobata ka 1 not to irritate wanhu mhani
@nyashabuwerimwe-sw6qu
@nyashabuwerimwe-sw6qu 11 ай бұрын
Ba tapusi murutangirwa ndi tich tv iya
@yeumakwindi1528
@yeumakwindi1528 11 ай бұрын
Baba taps please Toda kuziva kuti Allen Magada uripi muono vake vakatikoshera mudare umu
@sylviamhlanga9640
@sylviamhlanga9640 11 ай бұрын
Vamagada varipiko mazuvano tasuwa maonere awo mudare umu😂😂
@yeumakwindi1528
@yeumakwindi1528 11 ай бұрын
Kkkk mufundisi pamwe vakambofamba nemabasa awo kkkk
@sylviamhlanga9640
@sylviamhlanga9640 11 ай бұрын
@@yeumakwindi1528 ahhhh manje dare harimirire izvozvo vachawana vanhu vatovaka ayizvee🤣🤣🤣
@MaggieMombe
@MaggieMombe 11 ай бұрын
Munofara here headman
@simontumbare9240
@simontumbare9240 11 ай бұрын
Endai kwaSekuru Mukotsanjera zvibude pachena zvengozi izvi ,ndofunga mambo mangamusina nyaya dzakawanda this day coz tumibvunzo twacho too much!
@user-jt2dd1lv5n
@user-jt2dd1lv5n 10 ай бұрын
Iih makushandsa maflngz musanetse mdhara imi
@user-kf2eo9dj9g
@user-kf2eo9dj9g 11 ай бұрын
Gore rakafa baba vangu zororai murugare baba
@user-de3js1wq2w
@user-de3js1wq2w 6 ай бұрын
Gregg and outside the gate please Simangaliso here my controller pleasr the same ma and outside of my account so that I can I fit tommorow please Simangaliso here my phone was wet 😢😂
@TafadzwaNyamazha-xk9hx
@TafadzwaNyamazha-xk9hx 11 ай бұрын
Ndiripo ngepangu wasuweee
@kelvinmbiriri387
@kelvinmbiriri387 11 ай бұрын
Dare harisi kutongwa mushe iri
@nadianicolas-pd7ri
@nadianicolas-pd7ri 11 ай бұрын
Last time baba awa akati mota yakadzoka reverse ikarowa asaungweme....nhasi akt anga akarara mmmmmmmmm?? Apeno
@mavisvimbainashedzapasi2529
@mavisvimbainashedzapasi2529 11 ай бұрын
iyi nyaya inonetsa kutonga kusatoti tanzwa side raMawuwa
@gracemupita1801
@gracemupita1801 11 ай бұрын
Mabhimbo come back Padalecki by public demand
@PlaxedesMakonye-ji8nr
@PlaxedesMakonye-ji8nr 11 ай бұрын
Karanganda kwaakumberi
@Dragon-cw6yz
@Dragon-cw6yz 5 ай бұрын
Anamambo vadodya nevanhu please 😅
@hildajudy9161
@hildajudy9161 11 ай бұрын
Haaa iyo yemari iyi zvakaomaa
@Olcool
@Olcool 11 ай бұрын
Hakuna dare rinoendwa usina mare. Chero ku court ya magistrate unobhadhara mari kuno reporter mhoswa
@lainahmusariri5111
@lainahmusariri5111 11 ай бұрын
BaTaps mofara ere
@nelsonmutheluwari6121
@nelsonmutheluwari6121 10 ай бұрын
Police report inoti chii dzokai kumarecords
@vickymatanha4455
@vickymatanha4455 11 ай бұрын
Tamari aripi ko kkkk
@BeniasMukatini
@BeniasMukatini 11 ай бұрын
Ivona vasaungweme vacho vanga vakadhakwa kan ksvika pakusaona mota ichidzokera kmashure
@lydiataruwinga395
@lydiataruwinga395 11 ай бұрын
Vanhu ava vari kungodaro kt baba ava ndivo vaive driver chete
@nyashabuwerimwe-sw6qu
@nyashabuwerimwe-sw6qu 11 ай бұрын
Baba we hat nhema awo vakutoita dare kunge rawo imwi weee wakutotaura zvekuti mishonga yawo zvinei nawo baba avo
@patiencemaunga3679
@patiencemaunga3679 11 ай бұрын
Ttaura hako vakutobhowa
@restonemtandavari5348
@restonemtandavari5348 11 ай бұрын
Pane chine chitenderano chakaitwa pakati pasekuru ava vanogara kuDora na driver uye company. Saka vakanzi nyaya iyi ichadzokera company kuti bhadharai maysika munhu mekupa munhu asina driver's license .
@tinakasiyandima3842
@tinakasiyandima3842 11 ай бұрын
Baba awo warikusiririsa
@josephchenjerai1075
@josephchenjerai1075 11 ай бұрын
Asi dzimwe nyaya dzinoda mapurisa kwete dare rashe
@costachigwida4819
@costachigwida4819 6 ай бұрын
Ngozi inoda mapurisa here
@josephchenjerai1075
@josephchenjerai1075 6 ай бұрын
@@costachigwida4819 handina kunzwisisa apa
@tabethamashava7923
@tabethamashava7923 11 ай бұрын
Yooo 2003 pakaoma
@minjified
@minjified 11 ай бұрын
Allan uripi😢
@hardsonmashaya8677
@hardsonmashaya8677 11 ай бұрын
Dare iri maritadza hama musadzoke Shure bvunzai Kuti ko mapurisa vakatii panyaya iyi
@nadianicolas-pd7ri
@nadianicolas-pd7ri 11 ай бұрын
Last time akati akapinda paneimwe imba nhasi akt handizi kupinda mumba memunhu ..chokwadi ngechekt baba awa ndiwo aiwa driver
@user-sg4ih3cd5c
@user-sg4ih3cd5c 11 ай бұрын
Taivepo oshora
@caxtonkuzonyei8631
@caxtonkuzonyei8631 11 ай бұрын
Driver ndiye yakadambuka mota ikashaya control assistant is right
@TendaiKanhare
@TendaiKanhare 11 ай бұрын
Akafira kuona mdhara uyo hanamhosva
@talenttukazi1284
@talenttukazi1284 11 ай бұрын
Munhu ane magirazi uyo anobhaiza anobhaiza always dragging the story back nxaaa
@nelsonmutheluwari6121
@nelsonmutheluwari6121 10 ай бұрын
Tongai khule
@mutsaipmuguta5954
@mutsaipmuguta5954 11 ай бұрын
Ichi chimagirazi chine mibvunzo nhando
@mamaangi37541
@mamaangi37541 11 ай бұрын
Mari muri kudzitora mahara kuvanhu
@regreatdoreka
@regreatdoreka 11 ай бұрын
True 😢
@TarisaiGwenzi-gv3em
@TarisaiGwenzi-gv3em 10 ай бұрын
Shame baba ava ngavangoripa zvipere
@givelashlychaluka4665
@givelashlychaluka4665 10 ай бұрын
Aaaa dare iro. Vakutonga using feelings.
@shepherdtarwirei5213
@shepherdtarwirei5213 11 ай бұрын
Paku driver driver haadzime mota isina problem yaajaira kudriver
@user-pe3so5dr6r
@user-pe3so5dr6r 7 ай бұрын
Asi mota yayakafa nemaview mirror zvikutadza kuona munhu
@ibraimoalbertopaunde3843
@ibraimoalbertopaunde3843 11 ай бұрын
Maglass aripi
@gracechowe1612
@gracechowe1612 11 ай бұрын
Ko akamutsika vacho aripi ? Ndauye ka.
@bigmama973
@bigmama973 11 ай бұрын
Ko driver wacho aripi ndiye aifana kuita ngozu
@user-gz1br6xc6e
@user-gz1br6xc6e 11 ай бұрын
Imi hamunyare here kumanikidza mudhara uyo Haana kutsika mheni
@sophiapin1828
@sophiapin1828 11 ай бұрын
Vakarohwa sei kana vasivo vakatsika why driver asina kurohwa
@isabelmavamba5162
@isabelmavamba5162 11 ай бұрын
Ko ngozi yacho vaidii kunyatsouvhunza kuti wakauraiwa nani
@nyashabuwerimwe-sw6qu
@nyashabuwerimwe-sw6qu 11 ай бұрын
Haa mari dzedare anodzida headman ummm
@regreatdoreka
@regreatdoreka 11 ай бұрын
Arikuzvinyanya uyu wemagirazi😢
@petermamere5493
@petermamere5493 11 ай бұрын
Nhasi vadare you missed the point. The lady said it loud that baba vakataura na driver which was not the man mudariro.
@mataxyjoe6082
@mataxyjoe6082 11 ай бұрын
Karanganda tv .tinokudayi
@edinahchatunga5671
@edinahchatunga5671 11 ай бұрын
Marwadzo 😢
@NhereraYenyika
@NhereraYenyika 11 ай бұрын
Amagada tavasuwa varipi mukoma Allan nhai
Hauna kuuya kurufu  Rwangu ! .NGOZI YOSHUPA .DARE RA HEADMAN CHIGODORA #Karanganda tv
1:02:50
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 72 М.
Akatsika Munhu Nemota Ngozi yanetsa Part 3 Hama dzemufi dzauya padare
1:05:41
НРАВИТСЯ ЭТОТ ФОРМАТ??
00:37
МЯТНАЯ ФАНТА
Рет қаралды 2,8 МЛН
تجربة أغرب توصيلة شحن ضد القطع تماما
00:56
صدام العزي
Рет қаралды 59 МЛН
Headman Chigodora Mombe dzakadya mumunda ndoda kuripwa ne……
50:44
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 33 М.
HEADMAN CHIGORA CROSSOVER NIGHT STORY
52:40
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 99 М.
BEST OF MAMBO MUTASA
10:46
TexasMowGoSA
Рет қаралды 7 М.
Chabvondorwa Nasekuru Mukotsanjera Pamberi Pa Chief Mutasa
45:33
TICHKACH MTV
Рет қаралды 23 М.
prophet miracle Paul _ vamwene voudza muroora kuti nhumbu haisiri yemwana wangu
14:32
TRUE LOVE 💕 TV Zimbabwe
Рет қаралды 109 М.
Mbavha yokuma seMombe
23:21
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 166 М.
Dare raChief Mutasa : Nhau yemabhinya
1:04:18
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 87 М.
Bana yohana tout puissant à tshipela
13:45
bana yohana
Рет қаралды 3,6 М.
НРАВИТСЯ ЭТОТ ФОРМАТ??
00:37
МЯТНАЯ ФАНТА
Рет қаралды 2,8 МЛН