Mambo Mutasa munotonga nehuchenjeri waMambo Solomon Dai muchitora mamwe maChief out of Manicaland movadzidzisa kutonga .Headman Chigodora vanehuchenjeri zve. So far ndimi muneyese
Baba vane suit avo vakakangwa already. Hakuna munhu anopfava zvekusaita hasha after knowing kuti wife is cheating with at least 3 men! Even kuri kupa respect kudare dai ndiriini dai iri bata-bata ndatova pahuro pemukuwasha kare. Ndibvigwe zvangu. Mukadzi uyu akatoendesa tsoka yemurume where the sun don’t shine.
@user-cu5mw5sj4g3 ай бұрын
Kwanga kuchida kuendeswa tsoka yatete ndokwaka endeswa yababa vane suite yebrown avo kubva vaita sepasina chamboitika kudaro saka vachigariswa kumusha
Kambuya kacho hongu kakatadzirwa but dzungu rakati wandei
@PaulineNoah-dw7er3 ай бұрын
Vanhu vari kuhura wena 😅😅😅
@djwaxxyzimbabwe21643 ай бұрын
Hutongi hunobva kunashe zvechokwadi parizvino Zimbabwe muna the late Robert mugabe mambo mutsa mambo nyamaropa the traditional DNA elder kozoti vachigodora
@jamesmaisiri58483 ай бұрын
the composure from the accused is mind boggling
@user-oe9rw8os6w3 ай бұрын
Next time camera man unaita plan toda kuonawo face dzemhombwe idzo incase
Ndaimboti ndakati ngwarirei but today ndanzi unonyepa! When baba ava came back the second time I didn’t realise kuti he’s the same dude wacho akamhanya akabata chikomba chamai ava 😅😅 Ndatozofananidza after mambo vazvitaura kuti heya uri chikomba chakabata chimwe chikomba? Ini what the heck is going on😅🤭😂