Ku Studio NaaBanda😂🙌

  Рет қаралды 44,165

Frets Donzvo

Frets Donzvo

Ай бұрын

Tikasarovana ticharovana chete 😂🙌

Пікірлер: 636
@chadah24
@chadah24 Ай бұрын
Frets wangu mhaiiiiii chopedza ndati Frets fans let’s gather here
@RanganaiMakozho-vj4bm
@RanganaiMakozho-vj4bm Ай бұрын
Ndatanga kuseka mucomment ndisati ndanzwa nyaya yachk😂😂😂😂😂😂😂any thamps up to us who like b4 watching
@letstalkngatitaure2899
@letstalkngatitaure2899 Ай бұрын
😂😂 No doubt this is the skit of the century. The funniest thing I ever saw on KZfaq. Frets ukapfuura apa unenge wakutopenga 😂😂
@VurayaiMaposa
@VurayaiMaposa Ай бұрын
Chaikoo😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉
@brilliantsadzauchi4270
@brilliantsadzauchi4270 20 күн бұрын
Kkkkkk ini ndatambura kuchidzokorodza 😂😂😂
@TatendaTsoro
@TatendaTsoro Ай бұрын
Mukundiimbisa nemanyasarandi😂😂😂😂😂😂😂
@matthewchonse6820
@matthewchonse6820 Ай бұрын
ndaimboti ndaona zvinhu panyika, ndafamba ka, asi ndatozoona kuti handina chandaona😂😂😂😂🙏🏾🔥
@sarahnyashamaregedze5302
@sarahnyashamaregedze5302 Ай бұрын
😂😂😂😂hanzi kana zvanga muchiimba zvirizvo zvakakurerai makarerwa nenzira yakashata 😂😂😂😂😂😂
@tryvinkambanje8554
@tryvinkambanje8554 Ай бұрын
😂😂 that was hard
@enitachembe5789
@enitachembe5789 Ай бұрын
😅😅
@guidekasu5799
@guidekasu5799 Ай бұрын
Haaa Frets uri chibaba ramba wakadaro wangu 😅😅😅😅😅
@collinmazumba9712
@collinmazumba9712 Ай бұрын
Ndotalent iyi pazvese....all the best youngsta
@user-bo8fg2nd6l
@user-bo8fg2nd6l Ай бұрын
kana makutemba mheni ini ndinepfuti inouraya ipapo ipapo😂
@takudzwamakopa1657
@takudzwamakopa1657 Ай бұрын
"Ndomuitiro wake but zvinotobuda"😂
@VitalisParadza
@VitalisParadza Ай бұрын
Mukomana nodzo mukuda kuti ndifiche nemunyasarandi
@dennysauru
@dennysauru Ай бұрын
😂😂😂😂
@LizzyMhlanga-fy7ji
@LizzyMhlanga-fy7ji 23 күн бұрын
😂😂😂
@Desirekamuti
@Desirekamuti Ай бұрын
Haaaa iye akubatanidzai ndiani iyeye keep it up brooo
@jaytinabouy7096
@jaytinabouy7096 Ай бұрын
Pruducer uyu atori nebasa hombe😂😂😂😂😂😂
@TatendaTsoro
@TatendaTsoro Ай бұрын
Hanzi vakutoita kunge ivo😂😂😂😂😂 frets wakaoma l surrender 😂😂😂😂
@eesamukwamba1771
@eesamukwamba1771 Ай бұрын
😂😂😂😂😂
@sir_kay
@sir_kay Ай бұрын
Vakuru ve common kidneys, hanzi nhasi hamurare🤣🤣🤣🤣🤣of all Frets's skit, I have never cracked like today...my best so far🤣🤣🤣🤣
@spacezitoh6570
@spacezitoh6570 Ай бұрын
Nhasi wawedzera one subscriber .... Ndini zvangu
@nyashamavhudzi1616
@nyashamavhudzi1616 Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂vakuimba kunge amai vacho varimugomo
@AngeloJunior-wf5ef
@AngeloJunior-wf5ef Ай бұрын
I feel sorry for the producer 🤣🤣🤣
@BlessingMuzvuzvu-ss1vm
@BlessingMuzvuzvu-ss1vm Ай бұрын
Kkkkk
@callmeKATawanda
@callmeKATawanda Ай бұрын
😂😂😂😂😂
@TatendaTsoro
@TatendaTsoro Ай бұрын
Kana makutembawo mheni ini ndine pfuti inouraya ipapo ipapo 😂😂😂😂frets😂😂😂😂
@FariraiDzapata
@FariraiDzapata Ай бұрын
🎉😂
@Kudzymutema
@Kudzymutema Ай бұрын
Vapfanha vemagudum gudum😂 frets afara patadza aBanda😂😂
@Munyaradzikartelkaterere-og6yh
@Munyaradzikartelkaterere-og6yh Ай бұрын
haaaah anakirwa last😂😂😂
@tracymupaya5248
@tracymupaya5248 Ай бұрын
Madhala ndiAchimwene kkkkkkk😂
@miguelbones1152
@miguelbones1152 Ай бұрын
😂😂😂pfuti inorova ipapo ipapo musati magadzira magic dzenyu😂🙌🏼
@silaschiponda7176
@silaschiponda7176 19 күн бұрын
😂chandikiller
@user-iq2bn6ti2j
@user-iq2bn6ti2j Ай бұрын
Mudakuti ndifiche nemunyasarandi uyu😂😂
@tinashechatikobo2331
@tinashechatikobo2331 Ай бұрын
ayiwa muri chibaba😂🤣🤣🤣🤣🤣😂😂, kutoti baba kumunyara, ndisekuru vangu vamurikuda kuti ndiimbe navo, apa munhu achiimba suprano 😂😂
@emmanuelusupu8913
@emmanuelusupu8913 Ай бұрын
yes ayaaaaààaàh Frets ndomutemba ,never disappoint
@plackisidithchavuraya8114
@plackisidithchavuraya8114 Ай бұрын
Haaa Frets ma1 hanzi amai vacho vari mugomo vabatwa nemusungo😂😂😂😂😂
@panonakatv6353
@panonakatv6353 Ай бұрын
😂😂😂mukoma nodza mukuda ndifiche nema nyasarandi
@Annawishesmurengwa
@Annawishesmurengwa Ай бұрын
I loooooooove this 😂😂😂😂Sekuru Banda is the best 😅 nhasi zvasangana naFretz 😂😂❤❤❤
@MrDocMex
@MrDocMex Ай бұрын
Kkkkk. Mukoma Nodza muri pabasaaaa. 😂😂😂
@kencefamily8344
@kencefamily8344 27 күн бұрын
Kkkkkkkk aaaaah ndachema zvangu, this is too much ndaseka kusvika ndakuzeza kuramba ndichiona coz ndanga ndakurwadziwa nembabvu nekuseka. Hanzi amai vacho kuita kunge vabatwa nemusungo mugomo😂😂😂😂😂😂
@lglifeisgracehumbleafrican2191
@lglifeisgracehumbleafrican2191 Ай бұрын
Frets my yute you are blessed and talented remain humble ndiwe unondipedza stress
@bernardjoseph8747
@bernardjoseph8747 Ай бұрын
Thank you mkoma Nodza for believing in frets may God continue to bless you ❤
@Munyaradzikartelkaterere-og6yh
@Munyaradzikartelkaterere-og6yh Ай бұрын
Hanzi Amai vacho vakuita kunge vakwira mugomo🤣🤣🤣😂😂😂😂😂
@matthewchonse6820
@matthewchonse6820 Ай бұрын
aaah soup-rano yangu yatanga kushanda nhasi here😂😂😂😂
@Munyaradzikartelkaterere-og6yh
@Munyaradzikartelkaterere-og6yh Ай бұрын
right ndo of manje iyii haaah Fretz hatina zera newe
@artkinhlungwani386
@artkinhlungwani386 Ай бұрын
This is the best skit ever.....😂😂😂😂
@DavidVdakParadzai
@DavidVdakParadzai Ай бұрын
Kkk😂😂hanzi havasi kuita kunge inini varikungoita kunge ivo
@user-oz9we7oh3o
@user-oz9we7oh3o Ай бұрын
🤣🤣🤣🤣
@LyricalBolt809
@LyricalBolt809 Ай бұрын
kana makutembawo mhenika ini ndinepfuti inouraya ipapo ipapo musat magadzira magic dzenyu🤣🤣🤣🤣🤣
@FelixMupfawi-go3bw
@FelixMupfawi-go3bw Ай бұрын
Nyudzai vanhu chibaba ,haazive kwamoshanda kkkk😂😂😂😂😂
@costerchipunza6676
@costerchipunza6676 Ай бұрын
Haaa guys ma1 aya ndichiri kuchema nekuseka 🤣🤣🤣 frets more likes brother
@tapiwachinhema1380
@tapiwachinhema1380 Ай бұрын
Mabatiwa nemusungo here 😂😂😂😂
@user-pl4mz2ih3v
@user-pl4mz2ih3v Ай бұрын
Kana wanhu wachembera wanenge wachembera 😂
@LinQuei_beatz
@LinQuei_beatz Ай бұрын
Aihwa frets u are the best😅👊🏾👊🏾👊🏾👊🏾especially your videos Una mdara Banda 😅watching from the UK
@TatendaNelson
@TatendaNelson Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂Frets 😂😂😂 100%
@jestinakanyenda889
@jestinakanyenda889 Ай бұрын
Kkkkkkk aaah ndati ndiikuudzire futu nhasi, hausikurara kkkkkkkkk😂
@tracymupaya5248
@tracymupaya5248 Ай бұрын
Unotanga kuseka usati waona kani😂
@ngonidzashedzivampamba
@ngonidzashedzivampamba Ай бұрын
Ft😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂the is good 👍 👌
@DakaraiMaguebaSithole
@DakaraiMaguebaSithole Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂 yeah neh hanzii inyaya yekuti tinenge hedu tichida Mari 😂
@charamanjengwa8934
@charamanjengwa8934 Ай бұрын
His fear after the threats at the end 🙌🏽🙌🏽😂😂😂😂
@stellamangwiro
@stellamangwiro Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂Frets Frets Frets.... Haaa guys motikwadza nekuseka
@michaelgurupira2712
@michaelgurupira2712 Ай бұрын
Hanzi ndiri mukati mukati😂😂😂
@mosessmart5333
@mosessmart5333 Ай бұрын
Aaaaaah 😀😀😀😀😀 amai, amai woyeee kkk makutidzingisa mumaoffice imi kkkk you guys ka kkkkkk
@williemazurutse1880
@williemazurutse1880 Ай бұрын
Kana wanga uchida zvaiita poem waienda kuna Albert Nyathi😂
@Kudzymutema
@Kudzymutema Ай бұрын
Team Freddy😂😂😂😂😂 Abanda hanzi frets ndewemukozodo
@emmanuelmuremo6389
@emmanuelmuremo6389 2 сағат бұрын
Aaaaahh 😂😂😂😂 ndafa nekuseka🤣🤣🤣🤣
@PrinxShonna
@PrinxShonna 16 күн бұрын
Frets ma1…..keep it up my bro
@Travolterchipaz
@Travolterchipaz Ай бұрын
Kkkkkkkk haaaa frets anondigonera hnku kana mazogara ,,hanzi amwa mukozodo kkkkkk
@alenyandiya5589
@alenyandiya5589 Ай бұрын
yeaaaaa shuwa fretz anoda kumboenda pasi peshamhu😂😂😂😂😂😂
@user-uq5od1ie5k
@user-uq5od1ie5k 29 күн бұрын
Haha poem kwaAlbert Nyathi
@eddydube3481
@eddydube3481 28 күн бұрын
Haaa Frets wakutiuraya makedneys nekuseka kuisa Chasale futi haaaaa ndachema zvangu..............Keep pushing wangu....Isa like kana wanakwa necombination yachisale.......Watching from Russsia
@blessingmagonz867
@blessingmagonz867 Ай бұрын
😂❤wamunyasarandi kkkk nhasi ndezveduwo gegege
@jeremiahmukonde-oh8kz
@jeremiahmukonde-oh8kz Ай бұрын
Hanzi amaii vaita kunge vabatwa nemusungo kkkk frets chopedza
@tarikennethi536
@tarikennethi536 Ай бұрын
Kkkkkkkk everyone pliz come to my die...i just dieded a die
@VurayaiMaposa
@VurayaiMaposa Ай бұрын
😂😂😂😂😂 hanzi apa varikuita kunge ivoo
@ordinateurtechnologies214
@ordinateurtechnologies214 Ай бұрын
Kkkkkk
@geraldchisango4815
@geraldchisango4815 Ай бұрын
😂😂😂 haaa finish 😂😂😂 umwe anodzimwa apo 😂🔥😂
@CharlesTinex
@CharlesTinex Ай бұрын
😂😂😂Frets is the best ever😂😂😂😂
@tonyluwemba1364
@tonyluwemba1364 Ай бұрын
Frets akukwata haurare nhasi kkkkkkk combination iyi ma1......mdara uyu hazive kuti unomunyudza nemheni yake.........Chisale ❤
@EliasMupome
@EliasMupome Ай бұрын
VaChisale hanzi kuchurch ndivo vatinoisa pasi peshamhu kkkk hanzi havasi o vakomana vanomwa zvikozodo
@user-eq7cy1jb3s
@user-eq7cy1jb3s Ай бұрын
Apa pakasangana combination chaiyo manje 😅😅😅 keep it up we need more ❤❤❤ Big up Nodza Nodza...@FRETS and Chisale
@user-xo4zz3xe8n
@user-xo4zz3xe8n 24 күн бұрын
Unogona kubva usina ziso munomu anoziva ndibva kupi 😂😂😂
@tinae1583
@tinae1583 Ай бұрын
😂😂😂😂😂 mmmmm this combination is deadly manje.
@florencemakungwah6851
@florencemakungwah6851 Ай бұрын
Child of the amazing😂😂
@FungaiJoe
@FungaiJoe Ай бұрын
😂😂😂 haaa frets wakaoma ayisarenda 😂😂😂
@nevilletinashemudimbu3039
@nevilletinashemudimbu3039 Ай бұрын
Great combination ichi chakanyanyisa .
@jonathandzihwema4389
@jonathandzihwema4389 Ай бұрын
Kkkkk surrender wangu, Frets usadaro urimnhu we kuziwa xaaa
@KivenMudzwandi
@KivenMudzwandi Ай бұрын
Trust the process
@stellamangwiro
@stellamangwiro Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂Haa Frets nemunhu wako uyo😂😂😂😂😂😂very bad..... Combination
@RuthMatawa-kg5ux
@RuthMatawa-kg5ux Ай бұрын
This combination is fire 🔥 😂😂😂
@ttkayzproduction908
@ttkayzproduction908 Ай бұрын
This is a best skit🔥🔥🔥😂😂
@lieterzofficial3364
@lieterzofficial3364 Ай бұрын
Frets plus Chisale iiiii combination yacho ma1
@pelagiamuguti8693
@pelagiamuguti8693 Ай бұрын
😂😂😂😂😂the combination nhai Mwari
@MavhenekaBrightonMarunge
@MavhenekaBrightonMarunge Ай бұрын
Kkkkkkk kunge amai vabatwa nemusungo kk😂😂😂
@tambudzaimuzhuzha6917
@tambudzaimuzhuzha6917 28 күн бұрын
Zvedetembo enda kuna Albert Nyathi😂😂😂😂😂😂😂
@kingsleymufundisi3414
@kingsleymufundisi3414 Ай бұрын
Aiwa Frets imbotimirira iwewe😂😂😂😂😂😂😂😂 ndaseka zvangu
@maroonchifuwo1578
@maroonchifuwo1578 Ай бұрын
kkkk comedy best combination , chero ukasanganisa rap ne tsunga
@tambudzaimuzhuzha6917
@tambudzaimuzhuzha6917 28 күн бұрын
Abanda makungoitawo saiyeyu😂😂😂
@RunyararoPaulMuzira
@RunyararoPaulMuzira Ай бұрын
Kkkkkk amai vabatwa nemusungo hr baba kkkkkkkkk
@blessingchimana
@blessingchimana Ай бұрын
Kkkkk yaaa mwasangana apo mudhara atoriwo nehasha . Hanzi haurari chete . Akarerwa ngenzira isiyo mudhara uyo 🤣🤣🤣🤣🤣
@djdilo4550
@djdilo4550 Ай бұрын
😂😂😂hanzi ndine pfutiii
@KudakwasheDube-ux5sp
@KudakwasheDube-ux5sp Ай бұрын
😂😂😂haaa gyz frets kaa kana makutemba mheni tine pfuti
@libertymufukwa4808
@libertymufukwa4808 Ай бұрын
😂😂😂😂😂 Very good
@SmillainVengas
@SmillainVengas Ай бұрын
This combination is awesome
@veemajay
@veemajay Ай бұрын
Frets wandispaka,l laughed like hamenoooo 😂😂😂😂, kunzwa kuda kuliker ka6
@anoldhluyo2864
@anoldhluyo2864 Ай бұрын
Tine pfuti ,pfuti inorova ipapo ipapo😂
@jettinanyamadzavo2863
@jettinanyamadzavo2863 Ай бұрын
Waimbiswa nemunyasarandi😂😂😂😂😂
@delroymakaza291
@delroymakaza291 Ай бұрын
Haaa zvaizvezv Frets ma1🔥🔥🔥🔥🔥
@rudorwashemashingaidze3642
@rudorwashemashingaidze3642 Ай бұрын
😂😂😂 haa producer ane basa heyiiii 😂😂
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 Ай бұрын
Team razosangana ausundi apa nice one 😂😂😂
@user-ct7mf2no2t
@user-ct7mf2no2t Ай бұрын
Haaa Nodza Nodza wakasimba shaaa team iyo inokukuvadza mbabvu nekusekera mukati😂😂🤣🤣🤣🤣
@felixlambiki1104
@felixlambiki1104 Ай бұрын
😂😂😂😂😂amai venyu vakuita kunge varimugomo 😂😂😂😂🙌🙌🙌🙌
FRIDAY PARTY WE PARTY
12:10
Capitalk 100.4FM
Рет қаралды 21 М.
Wakuwanza pride @Comicelder @CymplexMusicZw @mbeuzw
3:41
Frets Donzvo
Рет қаралды 24 М.
Русалка
01:00
История одного вокалиста
Рет қаралды 4,5 МЛН
NERF WAR HEAVY: Drone Battle!
00:30
MacDannyGun
Рет қаралды 52 МЛН
Mari yakashandiswa naTytie kuenda kuZanzibar.😳🙌🏻‼️
7:26
Praise Makara
Рет қаралды 4,2 М.
NHAPITAPI TIINA NIGEL ( NIJO ) PA MAI CHISAMBA SHOW
27:08
MAI CHISAMBA SHOW
Рет қаралды 41 М.
Hekani 🤣🙌
4:15
Frets Donzvo
Рет қаралды 21 М.
Ndombozvida here
3:11
Frets Donzvo
Рет қаралды 1,2 М.
ПОХОДУ ОН БУДЕТ СИДЕТЬ ДОМА ДО СТАРОСТИ
0:18
I Almost Crushed The Poor Cockroach😵🥲🥺
0:20
Giggle Jiggle
Рет қаралды 15 МЛН