ko Lee kubuda kuenda kunke asiri kuona bby rake 🤣🤣🤣🤣
@user-id1wj5mc3s5 ай бұрын
Lee is very real guys
@babashylomujena96965 ай бұрын
kkkk ko Lee wakadyaa Lolo ipapa 😂😂😂
@Mitchtosolutions5 ай бұрын
Akuna munu asingadyike 😂😂😂😂
@RufaroMunsaka5 ай бұрын
Lee zvakaoma sure apa wanga uchisunga bhutsu ere,wakatarisa pasi😂😂😂
@ConstanceChikanya5 ай бұрын
Kkkkk apo vakagona ini ndakaitambwa iyoyo nemabody edu mahombe aya zvikanzi iyeyu ane vana kumba kwavo kwete 1 chete vaona body chete kkkk zvinhu zvacho vakagona Lorraine ❤❤❤
@doctorprimash61975 ай бұрын
Hanzi enda undoona Victor....wave Chivhayo here
@sarudzaizvoma75695 ай бұрын
😅😅😅for me its Lee upi nhai full name rangu ndiani 😂😂😂😂😂