Kwenyu zviriko here, Mukuwasha kunanga ambuya huroi apa uchichengeterwa vana-Chief Makoni's court

  Рет қаралды 6,783

Manass chibanda

Manass chibanda

2 ай бұрын

Kwenyu zviriko here, Mukuwasha kunanga ambuya huroi apa uchichengeterwa vana-Chief Makoni's traditional court

Пікірлер: 49
@tmatz6467
@tmatz6467 2 ай бұрын
Makoni Mkwasha naAmbuya vese vakafirwa, maonero angu.
@tariekapawu7077
@tariekapawu7077 2 ай бұрын
Kanodherera kamukono ketsambarafuta aka
@ChauChaurura
@ChauChaurura 2 ай бұрын
Chibanda wati kurei manje wava kutipavo nyaya dzinoterereka ,, kwete zvawaiita zvemahure izvo
@user-gr4kd9ii3d
@user-gr4kd9ii3d 2 ай бұрын
Hakana respect kamunhu ako kanoda kumamiswa
@rashedngadze8853
@rashedngadze8853 2 ай бұрын
Nhai kanorwara ako, madzimambo vanofanira kupihwa mvumo ye corporal punishment munhu anatso pfidza
@preciousmashozhera6384
@preciousmashozhera6384 2 ай бұрын
Benzi remukwasha ,kachimisa tsinga tare tare mumusoro , nemukadzi aive mujere chaimo
@user-xs1tl7bf2v
@user-xs1tl7bf2v 2 ай бұрын
Famba Makoni 🎉🎉
@nyaraylshonhiwa5521
@nyaraylshonhiwa5521 2 ай бұрын
Uyo ngaapiwe time frame
@SheStoicForLife77
@SheStoicForLife77 2 ай бұрын
Haaaa imi “kindly stay tuned” inoitirweiko pa video?? I for one want to watch video not to hear an audio even for a minute. Nunodarireiko? 😅
@manasschibanda
@manasschibanda 2 ай бұрын
Camera yakange yadzima, takangokwanisa to record audio only pakunguva iyoyo
@manasschibanda
@manasschibanda 2 ай бұрын
Tiregerereiwo
@SheStoicForLife77
@SheStoicForLife77 2 ай бұрын
@@manasschibandapanohwikwa 😊
@EmergeGwetera
@EmergeGwetera 2 ай бұрын
Mukuwasha murwere
@beautymutiti3605
@beautymutiti3605 2 ай бұрын
He is the one who killed the wife ne Hiv encephalitis
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 2 ай бұрын
Dzizvozvo kachigara hako musango. Meningitis kudii kachiuraya munhu
@dudutaziweya3349
@dudutaziweya3349 2 ай бұрын
Amai vanvunzi zero Ora is 100% correct. Level of respect differs although tuvakwasha twacho tumikono twedzambarafuta.
@TanyaMuridzo
@TanyaMuridzo Ай бұрын
Ini mnhu asingarespecter vabereki Vnku hnditombode zvnku chief imii itai mushe imiii mukwane
@it3788
@it3788 2 ай бұрын
Kamusuri mama boys dze nyu should havekumbokabatabata musati maendakwa mambo kamusuri aka no respect Diagnosis meningitis.so chikubenzi😢😢😮
@simbakapondoro2600
@simbakapondoro2600 2 ай бұрын
Mukwasha ngaripe kugara pa bhenji navambuya mhosva yekutanga
@nyaraylshonhiwa5521
@nyaraylshonhiwa5521 2 ай бұрын
Angaite zvingani. Muromo unotaurisa ne homwe dzakabooka. Tibvigwe
@BvaruJoker-bg6zl
@BvaruJoker-bg6zl 2 ай бұрын
Mkwasha ngabhadhare akanyarara zvake dai kurikwadu aibvusa mombe 4
@user-bm8cn3dn7x
@user-bm8cn3dn7x 2 ай бұрын
Chipenzi icho chirume Shaya sedzedhongi
@user-yy2rm9hy9z
@user-yy2rm9hy9z 2 ай бұрын
Anoda chief Mutasa uyu anodzikama uyu kabenzi aka
@user-iz2sf4wz1f
@user-iz2sf4wz1f 2 ай бұрын
Kamukwasha kamukono ketsambarafuta
@preciousmashozhera6384
@preciousmashozhera6384 2 ай бұрын
Uri mwana wani iye wavo mwana akafa ,pfutseki rombe remukwasha
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 2 ай бұрын
Peter Mugarandoga
@preciousmashozhera6384
@preciousmashozhera6384 2 ай бұрын
Unogara pasi nani neziromo rako iroro ,apo uri kutochengeterwa mhuri yako
@naomimangazi8354
@naomimangazi8354 2 ай бұрын
akajaidwza mukwasha uyo. apa kuzoda kusiira muroyi mwana wako...................labishi
@user-nu2nv7qx8b
@user-nu2nv7qx8b 2 ай бұрын
Mkwasha imboko singing
@KudzaiMagombedze
@KudzaiMagombedze 2 ай бұрын
Ko vakuwasha vanopuma futi vanaambuya uroi taingozvizivira kuvaroora nanaamwene
@emmiesmit1241
@emmiesmit1241 2 ай бұрын
Uyu muchinda munofunga anoshanda kupi nhai Chibanda Family 🤔
@paulinegwati8782
@paulinegwati8782 2 ай бұрын
My crush chief Makoni😅😅😅😅ndange ndakusuwai kani lol
@ConstantineMandiyeda
@ConstantineMandiyeda 2 ай бұрын
😂
@paulinegwati8782
@paulinegwati8782 2 ай бұрын
@@ConstantineMandiyeda kkkkk
@mangenjedorothy8257
@mangenjedorothy8257 2 ай бұрын
Mukwasha ane freedom of speech ngarangwe aii .asiwo mukwasha imbofamba unzwewo kuti chii chirikupedza vana and mukadzi ummm.kufa kuriko asi vhurika meso.ini apasi kundichenera kuti why kubva vafirwa kudaro.
@user-cq3tm2gs4c
@user-cq3tm2gs4c 2 ай бұрын
Mombe nembudzi chete zvishoma mombe ngadziite nhatu kuti azive pekugumira uye vamwewo vadziidze kuti hazviitwe
@tracylyson1371
@tracylyson1371 2 ай бұрын
Mukwasha imboko,ada kudamburirwa pamombe futi, pedzai dare irori muzokwira rimwe futi re mantainence achengete vana vake
@user-jg8oc3sf7w
@user-jg8oc3sf7w 2 ай бұрын
Kutaurisa hakudiwe baba imi
@P.Sango7879
@P.Sango7879 2 ай бұрын
Vakwasha vemazuva ano vanodheerera worse kna ambuya vasina vana vakomana..
@user-qq6tk6mk2x
@user-qq6tk6mk2x 2 ай бұрын
Mombe 5
@shamainetimarizeni5429
@shamainetimarizeni5429 2 ай бұрын
Haarohwe mkwasha imboko
@nyaraylshonhiwa5521
@nyaraylshonhiwa5521 2 ай бұрын
Kamukono ke tsambarafuta
@violetchitambo407
@violetchitambo407 2 ай бұрын
Hakuna mukwambo akadai
@LilianLilian-fi1br
@LilianLilian-fi1br 2 ай бұрын
Kabenzi kemukwambo
@FaithKamutsungira
@FaithKamutsungira 2 ай бұрын
Kuuraya iwe wakamupa AIDS muroyi ndiani
@tmatz6467
@tmatz6467 2 ай бұрын
This mukuwasha anoda castration, no respect at all
@constancegwasira2418
@constancegwasira2418 2 ай бұрын
Mukadzi wake akafa ne HIV Mwana akafa ne HIV I've murume ane AIDS ZVAKARE KUPUMHA VANHU UROYI IYE NDIYE MUROYI
@user-ku6pz3pm7p
@user-ku6pz3pm7p 2 ай бұрын
Chief ava havagoni kutonga
@nyaraylshonhiwa5521
@nyaraylshonhiwa5521 2 ай бұрын
Uyo ngaapiwe time frame
Ndakadzingwa pamba Pevabereki vangu Dare Ra Chief Makoni
38:14
TICHKACH MTV
Рет қаралды 3,3 М.
Chief Mutasa. Munda weNhaka
38:26
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 21 М.
Heartwarming Unity at School Event #shorts
00:19
Fabiosa Stories
Рет қаралды 20 МЛН
DAD LEFT HIS OLD SOCKS ON THE COUCH…😱😂
00:24
JULI_PROETO
Рет қаралды 15 МЛН
Mama vs Son vs Daddy 😭🤣
00:13
DADDYSON SHOW
Рет қаралды 21 МЛН
Urikudanana Nemukadzi Wangu
33:40
SlyMediaTv
Рет қаралды 58 М.
Mai wakurwara mushure mekubirwa bhurugwa-Chief Makoni's traditional court
23:47
Nhumbu haisi yangu asi mukadzi ndomuda-Chief Makoni's traditional courth
25:08
Mukadzi anoshanda night shift onyima murume bonde
25:42
Manass-Chibanda
Рет қаралды 43 М.
Heartwarming Unity at School Event #shorts
00:19
Fabiosa Stories
Рет қаралды 20 МЛН