Akatyorwa ruoko awanikidzwa nemukadzi wemunhu irimo yeke yeke

  Рет қаралды 21,564

Manass chibanda

Manass chibanda

7 күн бұрын

Akatyorwa ruoko awanikidzwa nemukadzi wemunhu irimo yeke yeke

Пікірлер: 257
@manasschibanda
@manasschibanda 5 күн бұрын
Thanks for watching-Remember to like, comment and share
@kudakwakebonzo7517
@kudakwakebonzo7517 5 күн бұрын
Baba imi musanopinda mumba mevanhu munokura maremara 😂
@xyz12602
@xyz12602 2 күн бұрын
Murume uyo ari kuseri kwechikomba anenge anozviita, ka smile ako!!!
@knowlygwatidzo6865
@knowlygwatidzo6865 3 сағат бұрын
😂😂😂kana maziso wena zviri kuenderana nekasmile
@juliasmaponga4493
@juliasmaponga4493 4 күн бұрын
Mambo Tongai nyaya yapinda mudare yekunyengerwa mukadzi iyo. Then yekurohwa kuchikomba ndeye judicial court ndiko kuti wisdom pakutonga nyaya. Ari wenyu wamasvikira anechikomba pamwe maitogona kuuraya chaiko. Ane lucky akatorarama vazhinji vakafa nazvo.
@DianahSithole-un5ck
@DianahSithole-un5ck 4 күн бұрын
Ukaona mukadzi apinza chimba mumba kureva kuti haachisina hanya newe kungoti varume hamunyatso funga apamukadzi ndiye apinza munhu mumba simba iroro ndereì Ndirini muridzi we mukadzi i dont fight chikombandinoenda ku dare asiwo mukadzi ngaaripe murume wake muchatò wopera
@SamNairobi
@SamNairobi Сағат бұрын
Mambo avo ndevekumama avo tongai nyaya yechikomba y kusimbirira kurowha kwechikomba
@RudoMukombe
@RudoMukombe 4 күн бұрын
Chikomba chacho chisvinu kudarika muridzi kkk
@xyz12602
@xyz12602 2 күн бұрын
Ndazvionawo Rudo
@nomoremoffat8122
@nomoremoffat8122 2 күн бұрын
Wachidawo hr chikomba ichi kkk
@tembanzounhenda3341
@tembanzounhenda3341 5 күн бұрын
Kuisa mutemo mumaoko avo is being dealt with by the magistrate court, mambo's court should deal with hupombwe nemukadzi wemunhu. Mambo ngavasatonge criminal case
@mildredmharira8764
@mildredmharira8764 3 күн бұрын
Vanoda kuti vaende kwaMutasa kuchikoro
@tyn874
@tyn874 3 күн бұрын
You are wrong vanotenderwa Chief kuongorora nyaya yekuisa mutemo mumaoko avo coz the Traditional Court is a recognised court just like the magistrates court chibosiyana chete kuti vekumagistrate vanozoonderera mberi pama issues
@mKupfuwa
@mKupfuwa 2 күн бұрын
That might prejudice the Plaintiff. Say, the chief fines the lecher two beasts ($700). At the magistrates court the lecher manages to convict the husband and then sues for $2,000 damages for assault and public humiliation.
@tyn874
@tyn874 2 күн бұрын
​@@mKupfuwa you are right l guess
@user-iw3jp4xy5y
@user-iw3jp4xy5y 5 күн бұрын
Vazhinji vanourawa iwe une lucky kusiiwa uri mupenyu vanhu zvekugutsikana nedzimba dzedu zvaramba
@nancyrimai1224
@nancyrimai1224 5 күн бұрын
Ehe ane mhosva kurara nemukadzi wemunhu but makatora mutemo mukaisa mumaoko enyu..thats how stubborn the Law is…unosara uriwe unenyaya yacho apa ndiwe watadzirwa
@user-lr8xs3px3o
@user-lr8xs3px3o 4 күн бұрын
@@nancyrimai1224 Chief vatonga civil and criminal mudare ravo which is not fare though
@MoreblessingDenhere-bi2ti
@MoreblessingDenhere-bi2ti 3 күн бұрын
Kujaidzwa uko mhani, uyo akuda ambush anonoi withdrawer ega case iyo.
@pakhanimhazo347
@pakhanimhazo347 5 сағат бұрын
@@user-lr8xs3px3o Chief havana kutonga. That's why he postponed the case kusvika court yapedza. Dai vatonga vangadai vatoripisa munhu
@mahafrika7116
@mahafrika7116 4 күн бұрын
Dai akatyora maoko ese zvese nemukadzi. Court yacho inenge iri biased wo iyi towards chikomba
@felistusngwenya4129
@felistusngwenya4129 3 күн бұрын
Chikomba chinokuda uri pamurume muchazvirega henyu mahure
@user-qh6jt7wx1f
@user-qh6jt7wx1f 5 күн бұрын
Unotsanangurei chikomba hauna nyadzi here
@vivianmasamha9111
@vivianmasamha9111 5 күн бұрын
Dai ariwako mukadzi wakatotyorawo ruoko
@user-qp6xe1re7k
@user-qp6xe1re7k 5 күн бұрын
Very true
@robyphiri
@robyphiri 5 күн бұрын
Akatanga kùrova chikomba mambo, chashaya pekubuda napo akamhanya achino header munhu uyu kuti abude akadonha kkkkkkkkkk muterere nyaya imi
@user-cs2wl1jh1y
@user-cs2wl1jh1y 3 күн бұрын
Mambo munogona basa imi, vanhu vane husimbe hwekushanda kuda kudya dzechihure chemunhu wako. Waimbosiirwei nemukadzi? Hauna taste 😂😂
@Beloved5
@Beloved5 4 күн бұрын
Kuita kudadq nechihure, hanzi ndaidanana nemukadzi wake uyu, ndikamuti nhasi handiuyi ndakaneta ndrikubva kunoona mhuri yangu..., amai ndakazongoenda naye kuna amai vangu but ndaisada zvekumuroora...saka ndakavamhan"harira kuti vakandirova nyaya ndakati iende ku court Gegegegeeee haaaa ndati Gegegegeeee, ndini hangu ndadaro, idi ndini ndati Gegegegeeee 😅😅😅😅😅
@makandioneipasipanodya460
@makandioneipasipanodya460 4 күн бұрын
Mahure anonetsa mhani!! Kurara nechikomba on your matrimonial bed here mxuuuuu Mambo tisataura mazita kani😂😂😂😂😂
@princematica5952
@princematica5952 3 күн бұрын
"Nyaya yatinotaura ndeye chinoparadza pfuma, muromo nechinhu chako (mboro),ukaishandisa pese pese unoparadza pfuma yako"
@Jayjay-ik9su
@Jayjay-ik9su 18 минут бұрын
😂😂😂😂 Mambo ndevekumama avo
@sirchifamba39
@sirchifamba39 5 күн бұрын
The way this chief finds excuses not to punish vanhu vanotora vakadzi vevanhu zvinondibhowa
@dennismasenda5705
@dennismasenda5705 3 күн бұрын
Anenge atengwa
@josekamowa
@josekamowa 3 күн бұрын
Not really , the chief is following the tenets of law ... a lower court cannot make a ruling in a case that is pending in a superior court. Ana mhata avo vakasvirirwa mukadzi vakawanza hasha ...... now vaakuda Mombe kumunhu wavakakuvadza. Manje chikomba can easily get away apa akangobuditsa ma Medical records akuti akakuvadzwa
@nicolaesongore5797
@nicolaesongore5797 4 күн бұрын
My first time kuona mambo anoziva kutonga according to the law. Nyaya haitongwe mu higher and lower court ka1
@sheillasiboli7697
@sheillasiboli7697 5 күн бұрын
I think it is a good lesson to you babamunini 😅😅😅don't ever ever do this again never touch someone's wife all the best 😢😢
@A_JM585
@A_JM585 4 күн бұрын
Vakadzi vacho ndivo mahure ,how do you sleep nemumwe murume kutokumura bhurugwa kubatwa wotobatirira murume wako ouyazve oraranaye ,munhukadzi akazvibata chaiye haakumurire murume wese wese pant ,kana iri rape ano repotaka
@rangariraimabwe6578
@rangariraimabwe6578 5 күн бұрын
Uridzetse mambo dacha chairo ,wakapiwa chioko muhomwe
@JoyousGonga
@JoyousGonga 5 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂
@patiencechimwanda1204
@patiencechimwanda1204 4 күн бұрын
😂😂😂😂😂 haaa unotuka
@rangariraimabwe6578
@rangariraimabwe6578 4 күн бұрын
😂😂😂​@@patiencechimwanda1204
@user-hl4pw6zq8h
@user-hl4pw6zq8h 4 күн бұрын
Mambo siyanayi nemacrimal case tongai dzenyu,ndosaka ndichifarira zvangu mambo Mutasa murume ane wisdoms zvake uya kwete zvatirikuona apa
@Tafaragmai
@Tafaragmai 5 күн бұрын
It's not easy kuti wabata mukadzi worega kurova manhu pakaipa 😮
@blessingmurozvi6059
@blessingmurozvi6059 4 күн бұрын
Imi varume zvatinokubatai makarohwa nani
@Tafaragmai
@Tafaragmai 3 күн бұрын
@@blessingmurozvi6059 murume murume language
@Tafaragmai
@Tafaragmai 3 күн бұрын
@@blessingmurozvi6059 zvinonetsa ukahurira murume unenge wamusvora to the last number
@felistusngwenya4129
@felistusngwenya4129 3 күн бұрын
Mazuva ano vakupiswa nemafuta​@@blessingmurozvi6059
@netsashumbanhete7805
@netsashumbanhete7805 4 күн бұрын
Maida kuti adini awanikidza munhu😊 mumba make
@mahafrika7116
@mahafrika7116 4 күн бұрын
Nhai zvenyu
@user-nu2nv7qx8b
@user-nu2nv7qx8b 5 күн бұрын
Dare iri nderematuzvi iwe mambo ukabata mbavha irimumba mako haurovi here
@GeorgeFabulous-nh7nf
@GeorgeFabulous-nh7nf 5 күн бұрын
Mutemo haubvumi kurova kana kuuraya munhu kunyangwe akutadzira unoenda kwevemutemo moyananiswa
@user-nu2nv7qx8b
@user-nu2nv7qx8b 5 күн бұрын
@@GeorgeFabulous-nh7nf panenyaya dzinooita umirire mutemo iye yechikomba unonyepa wangu
@gloriamarvellousmutindivar5349
@gloriamarvellousmutindivar5349 5 күн бұрын
But ko ukarova ukauraya anozosara nemhosva ndiani,mukadzi wacho anongosara achihura futi
@user-it7vv1wk8j
@user-it7vv1wk8j 5 күн бұрын
Mutemo uri stubborn manje unotozosara uriwe unenyaya apa uriwe wanga watadzirwa mutemo ma one
@user-nu2nv7qx8b
@user-nu2nv7qx8b 5 күн бұрын
@@gloriamarvellousmutindivar5349 kurova kunenge kusikuda kwako but zvaunenge waona
@AmonMutukumira-we9hz
@AmonMutukumira-we9hz 3 күн бұрын
Chimambo ichi hachiziye kutonga nyaya chakungosimbirira kutyorwa kwerwoko but kunetsvina dzese tsveee apa ndiye futi akatanga kuheader muridzi wemkadzi. Nhaimi hamugoni kuchirowa here chimambo ichi chigoramba chioko muhomwe
@namuinnomla804
@namuinnomla804 5 күн бұрын
Mambo tongai zvakanaka tapotaaa...... maanhu awo ekunyenga vakadzi vevanhu vari kuputsa misha yevamwe,...... bcoz vanhu avo vachatoramba vachidanana big time
@A_JM585
@A_JM585 4 күн бұрын
Hure ngaridzoserwe kwarakabva,kana mukadzi ririhure haafe akarega chero murume uyu akatongwa vakarambana achangohura nemumwe
@TheVoiceOfSeniors
@TheVoiceOfSeniors 4 күн бұрын
Madzimai kwavo havaite zvikomba. Mukadzi ndiye hure risina hunhu kuti murume ayenda kurufu akupinza chikomba mumba. Vakadzi ndo vanofanira kuripiswa kwete zvikomba.
@A_JM585
@A_JM585 4 күн бұрын
@@TheVoiceOfSeniors nhai nhai hanzi ndisati ndasvika Ku bedroom meaning aitonovata naye mu bedroom imagine murume arikunhamo nxaaa stupid mambo ,izvi hazvifanire kutombotongwa ripiswa izvi kungodzosera hure kwarakabva chete
@user-lr8xs3px3o
@user-lr8xs3px3o 5 күн бұрын
Nyati tongai nyaya iri mudare. Yekunyengwa kwemukadzi
@JairoTowers-op4ug
@JairoTowers-op4ug 4 күн бұрын
hava gone kutonga avo idzungu chete rizere apa pana nyati venyu ava.
@user-gz1br6xc6e
@user-gz1br6xc6e 5 күн бұрын
We all watching how the court is to deal with this case if it's fair kutyora munhu nekuda kwehure
@EmergeGwetera
@EmergeGwetera 4 күн бұрын
No need to explain chikomba ,you were wrong just pay
@user-ku6pz3pm7p
@user-ku6pz3pm7p 3 күн бұрын
Mambo imi mopenga hr tongai zvekutora mukadzi wemnhu chete ipai mutongo ipapo hamusi mupurisa imi
@tyn874
@tyn874 3 күн бұрын
Kkk it depends kuti aendesa nyaya kudare ndiyani kana ari akarohwa vabodealer nenyaya yapinda mudare avowo vanozopinda neyavo kana vachida😂
@makonidanies7851
@makonidanies7851 3 күн бұрын
Ana home boy wangu muri kuzviita sei nhai
@kissmorem756
@kissmorem756 Күн бұрын
I bet that woman regrets her choices … but aah some people can only learn the hard way… your husband don’t want you….small house included his mother don’t want you….people back home gave up on you… uno chema yooo
@emmanuelmahove9989
@emmanuelmahove9989 2 күн бұрын
Hauchafa wakatora mukadzi wemunhu futy ,kudayi makatyora makumbo ese
@user-il6ex4sd5j
@user-il6ex4sd5j 3 күн бұрын
Nyaya yekurova haisi yako chief ,iwe Tonga yekuhura kwete yekurova ,iyo irikumapurisa siyanai nayo
@concilliamandaza3732
@concilliamandaza3732 3 күн бұрын
Chikomba chine zvivindi icho. Mambo tongai nyaya yechikomba kwete yekurohwa haisi yenyu
@AfroTravellor
@AfroTravellor 5 күн бұрын
Anodheerera uyo waonekwa nemukadzi wemunhu wakuenda kupolice no remorse.Asi kuna mambo he was supposed to pay
@walterngwarai5181
@walterngwarai5181 4 күн бұрын
Excellent chief
@HazelKupakuwana
@HazelKupakuwana 3 күн бұрын
Nhai giribheti, warambisa munhu, apa newewo hauchamuda. Urinyoka inoruma chaisingadye.
@user-ct7yn6gp2j
@user-ct7yn6gp2j 2 күн бұрын
Mambo apo magona henyu kupa muono,,nyaya kana yava kumatare edzimhosva haichatongeke naMambo..
@dennismasenda5705
@dennismasenda5705 3 күн бұрын
Mambo vakatengwa nyaya yauya mudare ngaitongwe yekumapurisa yoperera ikoko
@cathymakoni7114
@cathymakoni7114 4 күн бұрын
Kugadzirirwa size mupfidze mjolo unoremadzwa kkkkkk
@constancegwasira2418
@constancegwasira2418 3 күн бұрын
Rambai mukadzi uyu achakuurayisa uye nekukuitamurombo leave her Chikomba chinorohwa Mambo Akauya ega kumba kwemunhu.police must deal with the criminal side imi deal neuponbwe
@user-wf8gk2hz7m
@user-wf8gk2hz7m 4 күн бұрын
Ichi chimambo ichimbwa hachigone kutonga kubva kare, Tongai nyaya yechihure yekorohwa iri kumacourts mbwaaaa
@pakhanimhazo347
@pakhanimhazo347 5 сағат бұрын
Yah kunzwisisa chaiko kunonetsa. Inga mambo vataura wani kuti hazviite kuti vatonge nyaya iri ku higher court. Havana kuramba kutonga nyaya yechihure asi havangaitonge iyo iri kwa magestrates court. Ndiko saka vati vanhu avo vazodzoka nenyaya yavo kana court yapera. Ndiwo mutemo wacho.Haikona kungoti munhu imbwa iwe usingazive mutemo. You must learn from this pane kungotuka
@user-wf8gk2hz7m
@user-wf8gk2hz7m Сағат бұрын
@@pakhanimhazo347 chagara chidofo hachina zvachinotonga chimbwa icho
@samkelisonkube2110
@samkelisonkube2110 2 күн бұрын
Lithathelwa abafaz likhona kusho kukhona okungahambi kahle ezindlin
@nkululekomakhowa-en3qd
@nkululekomakhowa-en3qd 5 күн бұрын
Thanks chibanda ukudzifambira ❤❤❤
@nyaradzaikwaramba
@nyaradzaikwaramba 5 күн бұрын
Iyo yokutyorwa ndeyekudheerera kupinda mumba memunhu chaiko saka vakatokutadza vaifanirwa kutokuvhuna musana chaiwo kupinda mumba iwe iwe iwe iwe iwe iwe iwe iwe iwe iwe iwe wakajairira chaiko
@josephined8931
@josephined8931 5 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂kuvhuna musana chaiko Ku court chikomba chichadyiwa nemhosva icho naichoo chakarwisa muridzi wemukadzi ndezvake izvo
@nyaradzaikwaramba
@nyaradzaikwaramba 5 күн бұрын
​@@josephined8931Zvitori pachena chaizvo izvo vanorltarisa ft kut wakarohwerwa kupi uye nguvai uye uchiiteyi ipapo uye nezvawakazoita ipapo fr
@MoreblessingDenhere-bi2ti
@MoreblessingDenhere-bi2ti 3 күн бұрын
Seiko hama dzemukadzi dzichingopaparika nhai, kana makazvara hure makazvara hure chrte
@nyati3613
@nyati3613 5 күн бұрын
Apa hure racho kunyepera kutsiga .fear woman .But apa munhu anga ato gepa cozy murume vacho angaatodonha .
@dailyshowtelevisiondstv5585
@dailyshowtelevisiondstv5585 3 күн бұрын
1 chiMambo chakangwara😊
@netsashumbanhete7805
@netsashumbanhete7805 4 күн бұрын
Aiitei mum.ba memunhu chihure chagara chakashatq musakurudzire chihure uko....abatwa ngaarohwe munhu ane mhuri yake
@winnetchikunguru9604
@winnetchikunguru9604 2 күн бұрын
You can not take law into your own hands - they are likely not to get anything from Chikomba.
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 5 күн бұрын
Uyu mambo hagone kutonga.akufanira kutonga yekuwanikwa nemukadzi wemunhu opiwa mutongo wake zveku court zvomira zvega.
@maverickstar9564
@maverickstar9564 5 күн бұрын
ko ataura wani kuti mutemo unoti kana yava kuCourt havachabvumidzwe kuitonga so yekurova munhu kana yapera kutongwa vozotonga yekurara nemukadzi wemunhu
@MejuletZariro
@MejuletZariro 4 күн бұрын
Dzinopfekana nyaya idzo akazorohwa nekuda kwekuwanikwa aine Mukadzi weMunhu so Mambo havagone kudzi patsanura uye ma Chief havatonge ma Criminal charges
@edsonmapuranga716
@edsonmapuranga716 Күн бұрын
Mambo akatonga zvakana coz nyaya haitongwe matare mairi
@isaacmuchetu9057
@isaacmuchetu9057 3 күн бұрын
Court ngaitonge nyaya yayo yechivano yotongwa kuchivanhu .I dnt understand this chief
@FanazDema
@FanazDema 4 күн бұрын
U deserve kutourawa uringobhi manje unototumira tumachanks twako kumba kwemukadzi wemnhu kuti ubikirwe wakajaidzwa kombai muuraye
@xyz12602
@xyz12602 2 күн бұрын
Muchazvirega vana baba
@fungaikanyasa1990
@fungaikanyasa1990 4 күн бұрын
Kana wabatwa nemkadzi wemunhu unopfavaka uyo dai akapfava haaikuvara saka nekuda kwekuti airwisa kuti atize avo vakazomutyorawo kt vawane kumubata
@user-mi3bg3sd6o
@user-mi3bg3sd6o 4 күн бұрын
Zvirinani kuramba hure rodzokera kwarabva pane kurova chikomba.unozvitorera ngozi
@johnbongwechimunda4723
@johnbongwechimunda4723 5 күн бұрын
Mukadzi wacho chembere zvayo iyii
@MejuletZariro
@MejuletZariro 4 күн бұрын
Don't judge the book by its cover
@MoreblessingDenhere-bi2ti
@MoreblessingDenhere-bi2ti 3 күн бұрын
Ungatotyorerwa chigunduru ichochi
@elphuselvisnyangombe383
@elphuselvisnyangombe383 5 күн бұрын
Hakuna ngozi yehure or yechipfambi
@gloriamarvellousmutindivar5349
@gloriamarvellousmutindivar5349 5 күн бұрын
Wakamboona yasekuru vaye vakapondwa here vabatwa nemukadzi wemunhu
@ChiedzaCharumbira-xn7zj
@ChiedzaCharumbira-xn7zj 5 күн бұрын
Mujolo wanyanya veduwee😂😂😂
@ClarahMakusiro-nv9ue
@ClarahMakusiro-nv9ue 3 күн бұрын
Uuuuu chikomba ko kutsanangura uku hanziiko Saka raive deal rekuda kuripwa here
@Makumire-u2e
@Makumire-u2e 19 сағат бұрын
@samkelisonkube2110
@samkelisonkube2110 2 күн бұрын
Ezakulomuz ngezekuthatha abafaz
@preciousthenjisiwe8753
@preciousthenjisiwe8753 5 күн бұрын
Hongu makadyirwa mukadzi asi ummmm kuita kwenyu ungati amufi matadzira vanhu
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 4 күн бұрын
Kutadza kwerudzi urwu aifanira kutourawa chaiko
@nkululekomakhowa-en3qd
@nkululekomakhowa-en3qd 5 күн бұрын
Yaaah imhoswa yakaparwa but mambo vakataura zvinemusoro
@trustobey2834
@trustobey2834 3 күн бұрын
Ungatadza kurova muchirwisana, chikomba ukasachirova ndiwe unorohwa or kuurawa
@christianmapombere
@christianmapombere 5 күн бұрын
Ndoosaka anhu achiurayana nematongere enyu aya
@Anndex-kp8nf
@Anndex-kp8nf 4 күн бұрын
Ieconomy iri kukonzeresa Mjolo here ahhh taneta nadzo dzechihure idzi
@tyn874
@tyn874 2 күн бұрын
Asi so kah saka apa mauya kuzorevera vanhu kuti makarohwa matora mukadzi wemunhu inga mune zvivindi
@EmmanuelShumba-ws4bd
@EmmanuelShumba-ws4bd 5 күн бұрын
Thanks Mambo apa matonga apa vanhu ava vakatonga Vega kutyora munhu ruoko
@nyaradzaikwaramba
@nyaradzaikwaramba 5 күн бұрын
Ndibaba vako ndosaka uchisapota zvakapusa kudai dai ukanyengera mukadzi wako nemunhu anotofamba nepfuti kt uone kt uri nhunzi yemunhu usinganzwe kubatikana nemunhu anoputsa dzimba dzevanhu mhuri dzotambàru nokuda kwake uri munhu hr iwe or wakafa zvako iwe uri nguruve iwe nechimambo chako icho chikomba chamai vako
@emmahgovera8385
@emmahgovera8385 5 күн бұрын
​@@nyaradzaikwaramba watsamwa chaiko cuzie 😅
@JungkyuJakuvose
@JungkyuJakuvose 4 күн бұрын
Uri duzvi
@user-bx8hn5zh1b
@user-bx8hn5zh1b 4 күн бұрын
Unopenga kugona kwekudii Dai vakatouraya
@nyaradzaikwaramba
@nyaradzaikwaramba 4 күн бұрын
@@emmahgovera8385 😂😂😂ndarwadziwa iwe Shure hakuna huroyi unodarika uyo iwe aaaaa ndarwadziwa chaiko
@witnesstoringepi8387
@witnesstoringepi8387 5 күн бұрын
Munhu anoputsa imba yemunhu aadiwi Kuma dzimambo
@wallacechitanda1597
@wallacechitanda1597 5 күн бұрын
Good picture quality
@wiltonhove374
@wiltonhove374 22 сағат бұрын
Uyu akagadzirirwa side yake
@wyneiris9537
@wyneiris9537 3 күн бұрын
siyai chihure ichi imi vanhu
@ZindiTembo-gd7zf
@ZindiTembo-gd7zf 5 күн бұрын
Iwe auna mukadzi hre dai wakabviswa ziso chairo
@MejuletZariro
@MejuletZariro 4 күн бұрын
Kuhura kwakaipa but l like the way Chikomba narrated his story haana kunyeba kuti anga achihura neMukadzi wemunhu unlike dzimwe nyaya dzatinonzwa kuti munhu anenge achiramba zvinhu zvaanenge akaita
@ChamuMasukume
@ChamuMasukume 9 сағат бұрын
Ma1
@MoreblessingDenhere-bi2ti
@MoreblessingDenhere-bi2ti 3 күн бұрын
Next time tanga waunganidza 3000usd usati wanyrnga mkadzi wemunhu mfanha
@concilliamandaza3732
@concilliamandaza3732 3 күн бұрын
Endai kwa Mutasa kana kwa nyamaropa
@RodneyGore-yd7gd
@RodneyGore-yd7gd 5 күн бұрын
Ka Sutu unorebesa nyaya keep zii 😮
@juliamhurirotapera1322
@juliamhurirotapera1322 4 күн бұрын
Makoni anopenga uyu iwe ukabata mukadzi wako aine murume unoitasei
@user-zs9ii7ej7z
@user-zs9ii7ej7z 4 күн бұрын
Uri confused mumba memunhu une zvivindi vakadini kuti hure racho riuye kumba kwako asi varume munofunga here panyaya dzebonde
@beegee118
@beegee118 5 күн бұрын
😂vane hudyiire apa vakarova munhu , ndavakwane Big up Mambo mashandisa wisdom
@munyaradzibanga4891
@munyaradzibanga4891 5 күн бұрын
Apa dzamakisa mushandi wacho futi yatova double trouble.
@user-wk1vo8ss5d
@user-wk1vo8ss5d 5 күн бұрын
makoni akadya mari yemhombwe apa
@noelmatemedhandabanda8726
@noelmatemedhandabanda8726 4 күн бұрын
Ko pakuzorova nedanda endai kupolice kurova munhu imhosva ka
@user-wv7tg2wc8p
@user-wv7tg2wc8p 5 күн бұрын
Ko zvariri team rangu chairo paNyahowe apo
@elphuselvisnyangombe383
@elphuselvisnyangombe383 5 күн бұрын
Apa pachihure hatina tsitsi. Izvi zvechihure chief bushu, chief Nyamaropa ndoovanodzigona na Mutasa kwedu kuvayera nyati ibasa chairo
@JairoTowers-op4ug
@JairoTowers-op4ug 4 күн бұрын
Ava mambo ava vagara havagone kutonga zvavo. Nyaya dzemapurisa vanodziita dzavo. Vari kuti defender chikomba. nxaaaaaa what a useless mambo.
@ItaiLoice
@ItaiLoice 5 күн бұрын
Ndosaka ndisingade kuterera nyaya dzenyu data ropera mahara
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 5 күн бұрын
Uyu akadhakwa matongero ake anopedza data mahara.
@mindjamesmatazhu7347
@mindjamesmatazhu7347 3 күн бұрын
Dai wakatofa kuri kwedu Dai usitorina maoko uchitieukatarisa unochema
@MoreblessingDenhere-bi2ti
@MoreblessingDenhere-bi2ti 3 күн бұрын
Ko varikumurega achitotsanangura shit iyoyo, mfanha wakajaidzwa iwe, unoda kuchecheudzwa
@zulusondhliwayo127
@zulusondhliwayo127 4 күн бұрын
Kkkkk kutsvakira lawyer chihure
@edwardmangere7384
@edwardmangere7384 5 күн бұрын
Mambo akatengwa Dai muridzi wemukadzi akarohwa chikomba chikatiza maizoitonga sei .Chikomba chati chaida kutiza
@nondochirau9664
@nondochirau9664 5 күн бұрын
Asi vanhu vaakutuma vakadzi kuhura kani kuti varipwe kkk. Apa chikomba chakafitana sei nemkadzi wacho kupinda muridzi wake😂😂😂😂
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 5 күн бұрын
Chikomba chakachiva mukadzi not kuti murume angatume mukadzi kuita chikomba musazodaro kkkkk
@enchiladapatati379
@enchiladapatati379 5 күн бұрын
Ko vanhu varikurorerei pfambi. Iiiiii hanzvadzi dzangu tichazvirega zvekukuroodzai because aaaah murikuhura murimudzimba shame.
@BvaruJoker-bg6zl
@BvaruJoker-bg6zl 4 күн бұрын
Yaaa tsanoz makamama
Murora Akasimudzira Vamwene Demo Hondo Pamusha
26:24
TICHKACH MTV
Рет қаралды 7 М.
KINDNESS ALWAYS COME BACK
00:59
dednahype
Рет қаралды 131 МЛН
He sees meat everywhere 😄🥩
00:11
AngLova
Рет қаралды 11 МЛН
My Son Impregnated My Wife  | Chief Chinhamora |Publicsphere
22:15
mota yotaura paBudiriro
15:36
Drewmas Media
Рет қаралды 808 М.
Chikomba kunakirwa neyeke yeke kusvika pakutizisa Mukadzi wemunhu
23:08
Akabata Mukadzi Wake Achikw^rwa MuToilet NeBoyfriend
24:11
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 39 М.
KINDNESS ALWAYS COME BACK
00:59
dednahype
Рет қаралды 131 МЛН