A look of the story of Dickson and his wife of 70 years #macheso #zambia #jobsikhala #ccc #babaharare #sadc #southafrica #blot #byelection2023 #chamisa
Amanaka baba vaDhiki vanonzi Tiraburu Chisale kkkkkkk iyi mhuri ndatenda hangu
@user-wd2iq3uw3vАй бұрын
Vangosanganawo zvavo dzakadambuka vese😂😂😂😂
@RumbidzaiButauАй бұрын
Kkkkk zvekuzotsiga bhara yoooo
@WachidopaidamoyoАй бұрын
Mbuya ava ewo
@isheakanakafulАй бұрын
He came to the rescue.😅 Inga vakati murume wavo akaita breakdown zvinhu zvavo hazvisi kushanda. Kwanzizve chembere mukadzi hazvienzani nekufira mugota😅. Dhiki the menace😅😅😅
@annahloicemafunga4642Ай бұрын
Benzi chairo pamudzimai rinoshanduka 🎉🎉🎉🎉
@user-jm9nq2eu3pАй бұрын
Mbuya iyi ikudeiko kumwana nhayi vedueee dhiki siyambuya iyi yachemberaiyo
Kokana ambuya ava varichipoko🧐 since muchiti hamusati makambovaona muvillage menyu? But kana chipoko chake chichimudzikamisa then pamwe ingirozi yakatumwa namwari🤔
@beautyadaarewa638Ай бұрын
Mwana komana asina mari, anoshupika that's the ending,