Mukomana wechidoko opinza Sabhuku mudare

  Рет қаралды 172,428

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Жыл бұрын

Пікірлер: 907
@chipomchenje8987
@chipomchenje8987 Жыл бұрын
Headman Chigodora matonga Sando dzenyu 🙏👏👏👏 Sabuku namai guru vanozivana
@mlondolozimlondolozisengwa5421
@mlondolozimlondolozisengwa5421 Жыл бұрын
@Chipomchenje wabaya dede nomumkana 😂😂😂😂
@musakhumalo8444
@musakhumalo8444 7 ай бұрын
This sabhuku is so bully. He must be arrested. How can he beat this boy . To make matters worse he goes late at his home to assault him at 12 night .sabhuku is over using his powers . It's violence. He is just used this wife and this lady to cover his😅 bad deeds
@Olcool
@Olcool Жыл бұрын
ZRP ingatuma headman kunosunga munhu iyo ZRP iriyo inotosunga vangu.
@johannesjohannesj.m9061
@johannesjohannesj.m9061 Жыл бұрын
Vanoshanda vese plus masabhuku anoziva vanhu vese vari mubhuku rake
@leodhunguza3025
@leodhunguza3025 Жыл бұрын
Headman👏👏👏maiguru bvumai kuti muri kaBhishu lite....Ishe vazviburitsa pachena kuti bota varudya
@modistamaraidza1346
@modistamaraidza1346 Жыл бұрын
True🤣🤣 bamnn vakuvengerwa Kuti varikutadzisa sabhuku kudya bota zviri free
@jethromukoriro9519
@jethromukoriro9519 Жыл бұрын
Sabuku anodanana naMai guru full stop!!!
@progressnhamoyebonde7609
@progressnhamoyebonde7609 Жыл бұрын
Headman this court was excellent you get the story right. Thanks keep on the good stance
@dareckmubvakure135
@dareckmubvakure135 Жыл бұрын
Matongere enyu headman ndoafarira uyeo hamuna favour munonyatso ongorora nembo nembo ❤
@user-nq3to4vk9g
@user-nq3to4vk9g Жыл бұрын
Ishe uyo arikudya mukadzi wemunhu , bamunini vakaona something
@johannesjohannesj.m9061
@johannesjohannesj.m9061 Жыл бұрын
Bamunini vaitodawo kudya bvavanyimwa apo sabhuku achipihwa bota
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 Жыл бұрын
I she avo vatori necriminal case of assault, he should be arrested. Threat or attempt to inflict offensive physical contact or bodily harm on a person is a criminal offense
@leonyamidzi8514
@leonyamidzi8514 4 ай бұрын
Dai uriwe waitonga sei ?
@clemenceranso8768
@clemenceranso8768 2 ай бұрын
Ishe ngavasungwe sure
@uhmtapza5635
@uhmtapza5635 Жыл бұрын
Ndiri munhu Ane ka intelligent kamwe kakahwanda in Mambo's voice, Mambo well done pamatongere amuri kuita
@ibraimoalbertopaunde3843
@ibraimoalbertopaunde3843 Жыл бұрын
Yes
@ruemamoyo9259
@ruemamoyo9259 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂
@juliaherbet2063
@juliaherbet2063 Жыл бұрын
Iye muroora anorarirei pamubhedha vana tezvara
@linnyclarify3872
@linnyclarify3872 Жыл бұрын
Zvakaoma
@innocentmthawonga8356
@innocentmthawonga8356 Жыл бұрын
Headman Chigodora you have wisdom, hats off for you. 👏👏👏
@tawandamaredza8091
@tawandamaredza8091 10 ай бұрын
ishe CHIGODORA kutonga kwake kwakarurama one of the best leaders in Zimbabwe
@tracymukombiwa3283
@tracymukombiwa3283 Жыл бұрын
Chigodora yaenda nechimuti nematare. Ko ishe ari pasi pasabhuku here? Sabhuku Chigodora vane wisdom. I like him
@lm97070
@lm97070 Жыл бұрын
"Chigodora ndiheadman, sabhuku ari pasi paheadman. They were just conferring the word "ishe" kuna sabhuku seruremekedzo rwaanopiwa nevanhu vemubhuku rake
@johannesjohannesj.m9061
@johannesjohannesj.m9061 Жыл бұрын
Chigodora is Headman not sabhuku. Headman ane masabhuku aripasi pake.
@johannesjohannesj.m9061
@johannesjohannesj.m9061 Жыл бұрын
Sisi vaRuru vatsanangura asi zvese zvavataura zvinosungirira Ishe
@josephmusara9163
@josephmusara9163 Жыл бұрын
Headman ava is getting wiser each day. Hands up mukuru
@wondergwizo6253
@wondergwizo6253 Жыл бұрын
Ishe Matika namai avo vauya kudare vakanyatso rehearsa nyaya yavo but luckily Headman did not buy their story for a second. Thank you Headman for seeing their shenanigans from the start
@wilsonmamvuto3988
@wilsonmamvuto3988 Жыл бұрын
Haa rehearsal yacho dai ndirini ndatonyengerwa kkk
@francismashavave1178
@francismashavave1178 5 ай бұрын
Maybe vanotozivana manheru.
@dogmanman4413
@dogmanman4413 Жыл бұрын
Ko mukadzi uyo zvaanenge akafanana newamatutsa nachabodo uya kkkkkk
@ginahnyabvedzi1390
@ginahnyabvedzi1390 Жыл бұрын
Ndofunga ihama yaRutendo
@livesonmavhura7675
@livesonmavhura7675 Жыл бұрын
iwewe usadaro
@clem5474
@clem5474 Жыл бұрын
Chinyaya chirikunakidza ichi.. 😂
@emmiesmit1241
@emmiesmit1241 Жыл бұрын
Ndakaona kufanana ini nkope dzacho kikikikiki
@johnmlambo7822
@johnmlambo7822 Жыл бұрын
I have been following nearly everycourt cases under this headman guess what ,for the first time justice took its course. He didn't leave any stone unturned. He ruled without fear or favor I hope he will solve all cases in amicably way as this.
@cleofay9346
@cleofay9346 Жыл бұрын
Same here haa this is the first time to hear him achitonga chaizvo uye zvine wisdom mukati
@pkchims8565
@pkchims8565 Жыл бұрын
Varikukura
@clientithinktafireyizvakay5768
@clientithinktafireyizvakay5768 Жыл бұрын
Apa handi anga asingadi kubhadharisa😂,,, hapana kudya Saka aita justice
@perkinsgondo2596
@perkinsgondo2596 Жыл бұрын
Sabuku avo vane nyaya avo nemkadzi uyo
@TonderaiMudzindiko-vv3hk
@TonderaiMudzindiko-vv3hk Жыл бұрын
Totenda neumhare hwakadai
@user-bx9ol4ht1p
@user-bx9ol4ht1p 9 ай бұрын
This headman is a neutral venue and has strong and powerful words of wisdom
@alfabtv7915
@alfabtv7915 Жыл бұрын
Ishe vakudya mukadzi wemunhu
@roseramsey2250
@roseramsey2250 11 ай бұрын
Headman Chigodora to the fullest ❤️
@kawinamusa4288
@kawinamusa4288 Жыл бұрын
One thing i like about this headman is he give chance to his pple to say what they think 🙏
@cephasmuganuki5620
@cephasmuganuki5620 7 ай бұрын
headman i think mofanira kuita supreme court judge mondigonera🙏
@rexzvinoguma6439
@rexzvinoguma6439 Жыл бұрын
I salute Chief chenge Chigodora,you were born with natural intellegence
@Preciousgwande
@Preciousgwande 6 ай бұрын
I like your intelligence head man Chigodora , long life changamire
@DestinyThegamer241
@DestinyThegamer241 Жыл бұрын
How are you baba taps?sabhuku matika tinoaziya anoda madress kt chuu😂😂
@faraiwilsondhlora106
@faraiwilsondhlora106 Жыл бұрын
Ishe avo vanodanana nemukadzi uyo. Time dzinopinda mukadzi uyo mumba 2 hours later ndidzo time dzinosvika ishe pamba paWatson. Ishe vanoisa Watson mahandcuffs. Ko nhai Watson mahandcuffs waizoabvisa sei nekudzorera Ishe since waibva pavari nemutoo wekutiza? Ishe vanotumwa nemapurisa kubata Watson, ko nhai ishe mutumwa akabata mbavha anobvumirwa here nemutemo kurova munhu ari mumahandcuffs. Nhai mapurisa aituma ishe kubata Watson, renyu basa nderei kana mobvisa ishe mumuzinda kunobata mbavha? Nhai Ishe, Watson akambobira ani tifambe nezvinhu zvine umboo(evidence)? Watson nekukura kwese kwawakaita ko nei kusanozvishandirawo uchingodhakwa nekutangira maiguru kupinda mumba? Watson wakowo musikana/mukadzi aripi zvowoshushira maguru? Ucharoorawo riini zvowongorindiswa mukadzi wamukoma Promise? Mukadzi waishe unaona kupururudzira mukadzi anorimiwa negejo rako, rikazouyawo kune wako munda muromo waro wapera. Nhai mukadzi waIshe, itsika yewako murume kuda zviro ndiko saka aine 2 vakadzi, munofunga kuti anotadza nei kuita mukadzi waPromise wetatu? Headman mune muono usina vazhinji, murambe makadaro
@alzmafy
@alzmafy Жыл бұрын
That ishe needs to be stripped off his crown. Katsotsi
@sheillasiboli7697
@sheillasiboli7697 Жыл бұрын
Amen amen you can say that again 😂😂
@trumhungwe
@trumhungwe Жыл бұрын
Well done Headman chigodora, you're vey professional ... Keep the good work
@mollysibanda8520
@mollysibanda8520 Жыл бұрын
Ishe Chigodora vanotonga chaiko chaiko 100% uyo sabhu vanodanana nomukadzi uyo zviripachena
@CHIBABA85
@CHIBABA85 Жыл бұрын
I like how some elders speaks sense, Ishe Matika siyai kudya mukadzi wemunhu and imiwo maikuru garai zvakanaka nabamnini and dzokai mumbawo early
@EmilyTsotetsi
@EmilyTsotetsi Жыл бұрын
I am proud of you Headman Chigodora 🤝🤝🤝🤝🤝🤝🤝🤝🤝
@calvinmaposa9492
@calvinmaposa9492 11 ай бұрын
Yaaaa ishe ava vane zvavanoita nemukadzi uyu
@Beloved5
@Beloved5 Жыл бұрын
Changamire, Mambo👏👏👏👏👏 may you live long 🙏 👏👏👏👏👏. I'm not a chief but I tap into your wisdom nguva dzese. Ishe, you need more maturity plus siyanai nekuda kufadza magerofriend vakadzi vevanhu...Ishe vatokuonai havo pamumire but decided not to embarrass you.... Mai Ishe, dzikamai, monitonhorerwa manje manje, unless muchiita ma games amwe chetewo nemukadzi uyo.... Mukomana,welldone nekusimudza nyaya🎉 coz Ishe vanodheerera vachishandisa chisimba. Vaibatei mubedroom mako husiku and vakatadza nei kukusunga on several occasions. Karanganda TV ❤❤handigoni nemi, I love the way you cover issues , you don't interject unnecessarily uye pamunobvunza mibvunzo munobvunza mibvunzo manyama kwete mibvunzonhando. Picture quality yenyu is lit 🔥 👌 Thank you all the time.
@user-yt8ep4ic9z
@user-yt8ep4ic9z Жыл бұрын
Ishe varikutopinda mumba ava.Mkadzi wacho dzungu unochema murume aenda.
@PaulMwanaka-uk2fj
@PaulMwanaka-uk2fj Жыл бұрын
Wiseman chigodoro Haas nhasi ummmm matonga exalencey I like it
@DanielDaniel-qo2rr
@DanielDaniel-qo2rr Жыл бұрын
Sabhuku ane makore mangani age ino contributer pautungamiri ndoona sekuti sabhuku vachiri vadiki hapana zvinozivikanwa
@abigailcharakupa8490
@abigailcharakupa8490 Жыл бұрын
​@@DanielDaniel-qo2rr exactly, age contributes, vachiri vadiki sabhuku ava plus vaneka pride
@VivianMaposa-zh4ux
@VivianMaposa-zh4ux Жыл бұрын
Munotonga pachokwadi headmen wedzerwai Makore baba
@user-ww5wi6bz7d
@user-ww5wi6bz7d Жыл бұрын
Gud mambo vanogonakutonga thnk u so much mambo vanonyepa maiava anodanana na mai ava sabhuku avo
@angelmarima5355
@angelmarima5355 Жыл бұрын
Matika akavhengedzera, dzungu rakawandisa
@violanyika3860
@violanyika3860 Жыл бұрын
Changamire have got wisdom. Well done. Ishe is not straight forward, maybe he is jealous that babamudiki is taking the girl friend amaiguru 😂😂😂🎉
@lenaharuvhera8753
@lenaharuvhera8753 Жыл бұрын
Excellent to Head man Chigodora. Baba vanotonga. Avo
@sekuruvaJamella1078
@sekuruvaJamella1078 Жыл бұрын
Sabhuku vari kurova ma HALF. Zvokusaitenga chikafu Sabhuku makazviwanepi. Uuuum sabhuku vari kurova sitonyeni. Kkkk. Ko Simba rokurova MUNHU ne baton stick makaisa MUNHU ma cuffs vanoriwanepi?
@africaunite2488
@africaunite2488 Жыл бұрын
Thanks very much to mambo Chigodora. Ndomatongerwo anoitwa nyaya ndoaya. Ishe wanzi rondedzerai nyaya, hapana kana zvine musoro zvaataura, mukadziwo auya hapana chine musoro charondedzerwa. Nyaya dzikatongwa nemutowo uyu zvinofamba zvakanaka.
@user-yc4ql6od7l
@user-yc4ql6od7l 7 ай бұрын
Ishe avo vavekuziva zvekumba kwamai ruu ngei umm vanenge vanotorara vese
@piniasmashanda3573
@piniasmashanda3573 Жыл бұрын
Baba huchi never disappoint. Sando dzenyu heardman Chigodora. Kutonga kune hungwaru
@spiwenyamz1699
@spiwenyamz1699 Жыл бұрын
Hats off Headman. You are a wise leader you are not biased 👋
@user-ls6ed4hd3q
@user-ls6ed4hd3q 6 ай бұрын
That young man is a leader too, its not everyone who can take a leader to a dare, and his witnesses are not rehearsed like the ones for Ishe, may justice always serve to prevail
@rosemarydzamara7857
@rosemarydzamara7857 Жыл бұрын
KaSabhuku Matika irubbish chaiyo,maiguru vakudanana naMatika, vakurukira bmnini nyaya
@chicaldochico7838
@chicaldochico7838 Жыл бұрын
I she ndovarikutenga chikafu😂😂😂. Kuti chuuuuuu
@user-jj5tg5xm7f
@user-jj5tg5xm7f 11 ай бұрын
Headman mareerera hama yenyu. Ishe varikudanana namaguru
@mikevhunani7079
@mikevhunani7079 Жыл бұрын
Heard man chigodora u are a good and wise chief
@Seamusmtepa
@Seamusmtepa Жыл бұрын
Mambo ndavafarira APA kkkkkkkkk so far vachirikutonga zviri fair. Shuwa vamatika avo varikudanana namaiguru. 😂
@sukaimasvingise2051
@sukaimasvingise2051 Жыл бұрын
Chokwadi vagona chief
@Seamusmtepa
@Seamusmtepa Жыл бұрын
@@sukaimasvingise2051 true
@alzmafy
@alzmafy Жыл бұрын
Ehe Headman varikuziva zviri kuitika between Ishe naMaikuru
@Seamusmtepa
@Seamusmtepa Жыл бұрын
@@alzmafy shuwa
@franktaruwona144
@franktaruwona144 Жыл бұрын
VaMatika vanodanana nemukadzi uyo
@ndanamaseko4283
@ndanamaseko4283 Жыл бұрын
Ishe Chigodoro is the best of bests coz vanotonga nyaya zvairi keep it up ishe ndichakumbirawo hurumende yedu ivasumudzire kuendamberi chaiko coz him nedare ravo vanoziva zvavarikuita Igwee igwee
@liviemusampa640
@liviemusampa640 Жыл бұрын
Well done chief.thank yu so much Headman.matonga zvakanaka.sabhuku vari kudya mukadzi uyu.
@fofoemaibvise2768
@fofoemaibvise2768 Жыл бұрын
Kwachigodora kunonaka ndodawo stand ikoko
@tonderaitogara766
@tonderaitogara766 Жыл бұрын
Iweka tinotaura iyoyo
@tlamakunda366
@tlamakunda366 Жыл бұрын
Sambuku kuwanza hasha kani 😂. Headman vane wisdom pakutonga. Thanx baTaps
@user-ww5wi6bz7d
@user-ww5wi6bz7d Жыл бұрын
Ishe matika anodanana na maiguru done saka vaida kudzinga baba mudiki pamba kuti vawanekusvika kunamaoguru
@killianahchikwekwe6539
@killianahchikwekwe6539 Жыл бұрын
I salute you head man munotonga zvemandorokwati thanks
@thomaschawira1307
@thomaschawira1307 Жыл бұрын
Sabhuku vanodya Mai avo unfortunately vakadzi vavo avasat vazviona vachavhunduka one day
@tsungaimukarati9737
@tsungaimukarati9737 Жыл бұрын
Senge pavavhunza kti unotenga chikafu here iwe ummmmm
@elizabethbongers1124
@elizabethbongers1124 Жыл бұрын
Ndoo kutonga manje💪🏼💪🏼💪🏼. Sando dzenyu mukuru🙏🏼🙏🏼
@LizzyChimhete-om2bx
@LizzyChimhete-om2bx Жыл бұрын
Ishe vanekadzungu dzungu vane mhosva.Chikonzero vanenge varikupihwa mkumbo namaiguru avo.
@Seamusmtepa
@Seamusmtepa Жыл бұрын
I'm loving this Bataps sandinyole 😂😂😂😂😂😂😂😂
@medina3002
@medina3002 Жыл бұрын
Maiguru kuda kuti watimore abve pamba parohwe ngoma yemaZion
@muchmuleya9651
@muchmuleya9651 Жыл бұрын
Reggae waya waya nobody can stop reggae Medina
@frankmuchafuruka-ch6nd
@frankmuchafuruka-ch6nd Жыл бұрын
Kkkkkkk kkkkkk
@Olcool
@Olcool Жыл бұрын
Mukadzi akangwarisa uyu. Asi Watmore handimupembedzi. Munhu anodhakwa can do .anything
@clemenceranso8768
@clemenceranso8768 2 ай бұрын
Yes bt wat apa ari pachokwadi maikuru vari kurovesa poto sabhuku vakadya poto mukadzi atoramba kusara Couz akuziva kuti ishe vane mhosva
@kubeshangovender4244
@kubeshangovender4244 Жыл бұрын
Changamire magona kutonga excellent work❤❤❤❤❤
@MrGambinya
@MrGambinya Жыл бұрын
Chief avo vanodanana nemukadzi waPromise sk vachiwona bamunini avo vari kuwona iri obstacle ingangovatadzisa kunyatsofara nerukadzi urwo
@learnmorezisengwe2314
@learnmorezisengwe2314 Жыл бұрын
I like the way herdman handles his cases
@felistasname9468
@felistasname9468 Жыл бұрын
Ishe Marika is not Worthy to be Ishe haagoni kutaura uye kutonga
@Sheila-yr8jq
@Sheila-yr8jq Жыл бұрын
Thank you headman ndafunga kti muchaitira sabhuku favor well done
@MichaelMuleka-ut3ch
@MichaelMuleka-ut3ch Жыл бұрын
Chief chigodora best of the bests job well done!!!
@ruthsithole7494
@ruthsithole7494 Жыл бұрын
Headman matonga zviri fair nhasi👏👏👏👏👏👏✊
@ShillahDube
@ShillahDube Жыл бұрын
Hhhhh baba avoooka vanodya bota panamaiguru kkkkkk
@faithpedzisai-jk9ge
@faithpedzisai-jk9ge Жыл бұрын
Chief well done munogona kutonga sabhuku varikuda bota mukadzi uyu
@justicemutizamhepo9842
@justicemutizamhepo9842 Жыл бұрын
Pachivanhu chaipo...kusimuka kwaita mudzimai uyo achinogara padyo naishe avo kunoreva zvakawanda...mudzimai uyo aifanira kunogara padivi pemurume wake anova ndiBabamunini avo....maiguru avo vanodanana naIshe avo and vakafumuka chaizvoo
@creetymundoga4330
@creetymundoga4330 Жыл бұрын
Ko promise akat imi she munobvunza munin’ina wangu zvekutenga chkafu pakai
@progressmuhezva2529
@progressmuhezva2529 Жыл бұрын
Sabhuku vari kuita mjolo namaiguru 😂😂😂
@emmiesmit1241
@emmiesmit1241 Жыл бұрын
Amen Headman Chigodora. Leadership qualities dzenyu isando ....
@alberthlala5632
@alberthlala5632 3 ай бұрын
Headman Chigodora is a man of great wisdom
@shyletmakwiranzou3841
@shyletmakwiranzou3841 Жыл бұрын
Maiguru nasabhuku ngavatiudze chokwadi
@cathrinechenyama2160
@cathrinechenyama2160 Жыл бұрын
Imi ndimai headman varikudaira foni yadady
@sophisticatedimmigrant3912
@sophisticatedimmigrant3912 Жыл бұрын
Ah headman manyama, wisdom galore.
@wellingtonmorire1559
@wellingtonmorire1559 Жыл бұрын
Sabhuku na maiguru vanodyanana
@perpetuavhudzi3970
@perpetuavhudzi3970 Жыл бұрын
Sabhuku vari kudya bota pana maiguru apo,ndatopedza soo
@faithfulmuchape4538
@faithfulmuchape4538 Жыл бұрын
Kkkkkk
@oscarchimwaza2653
@oscarchimwaza2653 Жыл бұрын
Wise words from the headman
@user-ks1nw8qh7g
@user-ks1nw8qh7g Жыл бұрын
Gig up head man
@tunhidzaimubvumbi7635
@tunhidzaimubvumbi7635 Ай бұрын
Ishe awa havana kukwana well done chief chigodora
@crispenchifokoyo
@crispenchifokoyo Жыл бұрын
Very gud vaChigodora,magona kutonga ishe avo inhubu chaiyo..kushandisa advantage yakadhakwa nhy nxa
@nicolemercy
@nicolemercy Жыл бұрын
Aaah dunhu iri rakaoma ne mjolo everywhere 😂😂😂😂😂😂
@melisamaphosa2395
@melisamaphosa2395 Жыл бұрын
Maiguru avadi babamnn zviri pachena izvi
@alzmafy
@alzmafy Жыл бұрын
Of course coz Babamunini vari kuvharisa madhiri
@peterchanyandura5833
@peterchanyandura5833 Жыл бұрын
Sabhuku anofanira ari kudanana namaiguru. Whatmore ngaaende kumapurisa nyaya ibude pachena bcoz kana mapurisa avekushanda zvakapusa kudaro. Hat yaWhatmore ngaidzoserwe
@emilymushanya2077
@emilymushanya2077 Жыл бұрын
Headman Chigodora wise words like king solomon . Kuti chuuuuu
@tinashekamhapa4803
@tinashekamhapa4803 Жыл бұрын
Ba taps ndokumbirao undibvunzireo kuna mai secritary kuti face book yavo vanoshandisa zita ripi
@CHIBABA85
@CHIBABA85 Жыл бұрын
siyanai neakadzi eanhu bambo kkkk
@janetsvava7052
@janetsvava7052 Жыл бұрын
Matanga ana chabodo
@pmuringa1
@pmuringa1 Жыл бұрын
Jkkkkkkkk😅
@tinashekamhapa4803
@tinashekamhapa4803 Жыл бұрын
Akuudza kiti ndeweminhu ndaani
@tinashekamhapa4803
@tinashekamhapa4803 Жыл бұрын
@@janetsvava7052 kkkkkk kkkkk
@lindamakina1034
@lindamakina1034 Жыл бұрын
Ko gogo vaye verunyoka vakazodii
@annagarwe1621
@annagarwe1621 Жыл бұрын
Hanzi vakafa
@Olcool
@Olcool Жыл бұрын
​@@annagarwe1621 ahhhhhh. Realy? Eish. Inga Mwari. Zvakaoma hazvo.
@ruvachazika1223
@ruvachazika1223 Жыл бұрын
​@@annagarwe1621 shem vakafa uuumm zvakaoma
@chipotasiyenyika7967
@chipotasiyenyika7967 Жыл бұрын
Wakafa
@melodyzimunya5253
@melodyzimunya5253 Жыл бұрын
Aaah shame,vakadzi!!!😢😢😢😢
@YvonneMalota-in9jh
@YvonneMalota-in9jh Жыл бұрын
Maiguru vakutsotswa heinz na Sabhuku zviri pachena
@perpszingwanga
@perpszingwanga Жыл бұрын
Sando dzenyu headman god bless you dai nyika yose yaitonga kudero nhasi irinyika inotarisika
@providekhoza
@providekhoza Жыл бұрын
Munhu ogara pabalance diet here headman😂😂😂😂😂 madzishe manyama anotaura vet
@munekanimunekani6115
@munekanimunekani6115 Жыл бұрын
Sabhuku pavazoti unotenga chikafu here hmmmm suspect vanenge vakuchimanya namaiguru avo.
@mavischirongoma8694
@mavischirongoma8694 Жыл бұрын
Sabhuku havavaki ungataura zvechikafu chepamba pevanhu asi ndivo vanotengapo
@camillioadmire1162
@camillioadmire1162 Жыл бұрын
These terms used here are now confusing me. There appears to have Ishe, headman and mambo. My understanding is that Ishe is mambo and he is superior to headman
@wibertwilbert2290
@wibertwilbert2290 Жыл бұрын
mambo ndimambo haasi Ishe...kare madzimambo were or equivalent to kings ...mwenemutapa was emperor ...thats why we have mutapa or mwenemutapa empire
@wibertwilbert2290
@wibertwilbert2290 Жыл бұрын
kare kwaive na Sadunhu poita samusha ...terms like sabhuku akauya ne varungu...meaning record keeper of people or events...munhu ainzi kuti apiwe book aifanira kuva ne e certain number of people.
@thinkwellmanzou1515
@thinkwellmanzou1515 Жыл бұрын
Other Royal family members ndiwo Anozi madzishe ,but unenge agadzwa pachigaro cheushe ndiye
@thinkwellmanzou1515
@thinkwellmanzou1515 Жыл бұрын
Ndiye Mambo
@camillioadmire1162
@camillioadmire1162 Жыл бұрын
Saka headman ndi Sadunhu here ? Ishe ndiani in English?
@lorrainemazhawidza6790
@lorrainemazhawidza6790 Жыл бұрын
KaIntelligent kakahwanda kkkkk
@tsungaimukarati9737
@tsungaimukarati9737 Жыл бұрын
Asi sure ndazvionawo ini kakunyepa karipo
@peterjayanduna789
@peterjayanduna789 Жыл бұрын
Izviii zvotaurwa nevanhu kwete iwe mwene
@tichawandamukavhi6014
@tichawandamukavhi6014 Жыл бұрын
Maoko Kuna Chief Chigodora, uyo sabhuku wenyu ane chisimba chaanozvipa anozvikudza ,anehasha, anotoda zvemaoko, sabhuku namai avo mmmm vane nyaya yavo yakavanzika
@mitchelleruwamakanyanga4394
@mitchelleruwamakanyanga4394 Жыл бұрын
Wasu kuda chirungu😅 hanzi neumwe murume uyo something fishing lol
@fofoemaibvise2768
@fofoemaibvise2768 Жыл бұрын
Maikuru vanopakurira sabhuku bota
@natasha87ful
@natasha87ful Жыл бұрын
Hanzi munhu gara uripa balanced diet 😂😂😂
@isaacpinielo
@isaacpinielo Жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣I thought I was the only one who heard that
@wakibernard2357
@wakibernard2357 Жыл бұрын
U really a good headman
@sheilajohn1026
@sheilajohn1026 Жыл бұрын
Ishe Matika vari kuvenga mwana uyo
@camillioadmire1162
@camillioadmire1162 Жыл бұрын
The headman was suppose to have an internal enquiry or settlement with Ishe not doing it on public .
@johannesjohannesj.m9061
@johannesjohannesj.m9061 Жыл бұрын
Dzimwe nguva anogona kunge amboyedza kugadzirisa muchivande sabhuku owomesa musoro, headman obvaazoiita pajekerere kuti sabhuku adzidzewo kubata vamwe zvakanaka.
@TawandaSawi
@TawandaSawi Жыл бұрын
Magistrate akaita mhisva nyaya yacho yakaenda kudare ino tongwa pa public it's a human right kuti nyaya inofanirwa kutongwa in a public court
Murume ari kurara neHovhorosi Headman Chigodora
1:03:39
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 105 М.
A little girl was shy at her first ballet lesson #shorts
00:35
Fabiosa Animated
Рет қаралды 13 МЛН
A clash of kindness and indifference #shorts
00:17
Fabiosa Best Lifehacks
Рет қаралды 132 МЛН
Best Toilet Gadgets and #Hacks you must try!!💩💩
00:49
Poly Holy Yow
Рет қаралды 18 МЛН
Playing hide and seek with my dog 🐶
00:25
Zach King
Рет қаралды 34 МЛН
Mukwasha anosungisa vanaTezvara naAmbuya .DARE RA CHIEF MUTASA
40:20
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 62 М.
Akabatwa Akarara NeMuroora Wake
41:22
SlyMediaTv
Рет қаралды 78 М.
Chegutu : Ruvimbo wekuurairwa $100 onzi opfuka asati avigwa
1:03:06
BEST OF MAMBO MUTASA
10:46
TexasMowGoSA
Рет қаралды 7 М.
Vana vaitorana mifananidzo vasati vafira mumvura- MARONDERA
38:28
Drewmas Media
Рет қаралды 104 М.
Headman Chigodora .Mr Matimba & Wife
1:40:29
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 191 М.
Akatengesera Vanhu 16 Stand Imwechete
1:32:51
TICHKACH MTV
Рет қаралды 8 М.
A little girl was shy at her first ballet lesson #shorts
00:35
Fabiosa Animated
Рет қаралды 13 МЛН