Mukotsanjera vs Nanga yekuChipinge P2MuranganwaFamily Dare raChief Mutasa

  Рет қаралды 59,386

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Ай бұрын

Пікірлер: 625
@Cay123.
@Cay123. Ай бұрын
For those vnomira naMukotsanjera💪💪💪
@NhamoNyakupinda-jc5uz
@NhamoNyakupinda-jc5uz Ай бұрын
Ndoda kutoti andiroore hangu ndewegore ripi
@ltm454
@ltm454 Ай бұрын
😂😂😂😂😂
@user-bx7up8jh5n
@user-bx7up8jh5n Ай бұрын
Handisati hangu ndaona nyaya yacho asi n'anga iyo Pana Mukotsanjera haikwani zvayo, Mukotsanjera chibaba hakuna anoti pweeeee
@user-rh9rj1lz6o
@user-rh9rj1lz6o Ай бұрын
Hooo anogona hre mukotsanjere uyu
@user-bx7up8jh5n
@user-bx7up8jh5n Ай бұрын
@@user-rh9rj1lz6o Anogonesa uye haazvitutumadzi pabasa rake
@estheresther1963
@estheresther1963 Ай бұрын
Ini l prefer dzimwe n'anga. not nekuti mukotsa ahagone but nekuda kuonawo mashandiro anoita vamwe
@TinasheChari-hk1rm
@TinasheChari-hk1rm Ай бұрын
Ukat hakuna anoti pwee wanyepa
@rejoycezinyama7963
@rejoycezinyama7963 Ай бұрын
Chief Mutasa munogona and very professional vese na Sekuru Mukotsanjera. Sando dzenyu. ❤❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉😂😂❤❤❤😂😂😂🎉
@tambudzaitasiyenyika3196
@tambudzaitasiyenyika3196 Ай бұрын
Muchatidzingisa basa baba Taps panoti Mukotsanjera hatibve zvekumhanya
@constancemarifiye6658
@constancemarifiye6658 Ай бұрын
Same to me hama kkkk😂😂😂😂 vanotibhadhara Baba Taps klk
@SandileHopewellNdlovu
@SandileHopewellNdlovu Ай бұрын
Neni nyaya dzikangova nevamwe vabatsiri andimire baaa😂 ndoita exit kkkkkk
@mataxyjoe6082
@mataxyjoe6082 Ай бұрын
Kkkkk
@priscillakuchuna9434
@priscillakuchuna9434 Ай бұрын
😂😂😂
@theresamambara5923
@theresamambara5923 Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂
@rejoycezinyama7963
@rejoycezinyama7963 Ай бұрын
Mukotsanjera anopedza ma Sports. Hapana anoti pweee. Mukotsanjera to the world 🌎 ❤❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉❤❤❤😂😂
@user-rt2hw2dw1f
@user-rt2hw2dw1f Ай бұрын
Svikiro iro rinongobudisa maziso zvenhema Kkkķkkk pana mukotsanjera haukwani
@JohnManyore-fw8fc
@JohnManyore-fw8fc Ай бұрын
😂😂😂😂😂
@Cay123.
@Cay123. Ай бұрын
😂😂😂😂😂 ndazvionavo kuita seachawira pasi maziso acho nhym
@shamainetimarizeni5429
@shamainetimarizeni5429 Ай бұрын
Haana kana nyaya
@Ashley-up6xy
@Ashley-up6xy Ай бұрын
😂😂😂😂
@TanyaMuridzo
@TanyaMuridzo Ай бұрын
😂😂😂😂😂 hamusi mune violence 😂
@user-bx6mx5ww1q
@user-bx6mx5ww1q Ай бұрын
Mukotsanjera ndomuda hangu inzwa point chete ❤❤❤❤❤❤❤❤❤
@shungupenyayi1052
@shungupenyayi1052 Ай бұрын
Avo vauya kuma sports na Sekuru Mukotsanjera vanodzoka kumusha kwavo vabatwa ivo nezvikwambo zvavo, kudenha mangwiro wotokwinya....batai basa Sekuru Mukotsanjera 💪💪💪💪💯💯💯
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve Ай бұрын
Sekuru Mukotsanjera number 1,haaa ndonzwa kunge ndatobatsirwawo ndichiona sekuru Mukotsanjera. Basa sebasa mukuru wangu
@TerrenceTawusa
@TerrenceTawusa Ай бұрын
Kana neni i feel the same..I like mukotsanjera
@innocentbanda1117
@innocentbanda1117 Ай бұрын
Update baba Taps .n'anga yakatengwa iyo. Mukotsanjera very calm 😌. Long live Tsoka
@Chikatsa
@Chikatsa Ай бұрын
Tichango pedza kuona imwe imwe yatouya😂. Thank you BaTaps 👏
@fortunateshoko1660
@fortunateshoko1660 Ай бұрын
Mkotsanjera akapora zvake ndomudira kt anozvinipisa zvake much love ❤❤❤❤❤
@user-qd1sc6ln5l
@user-qd1sc6ln5l Ай бұрын
Mukotsanjera on point
@walternleya2196
@walternleya2196 Ай бұрын
I didn't understand this chief at first, but I've come to appreciate most of his rulings
@nadianicolas-pd7ri
@nadianicolas-pd7ri Ай бұрын
😂😂😂😂 n'anga iyo inode shamhu akomana. Kurowa yakabudirwa kudaro muone kamudzimu kekunyepera kachitiza. Kubviro taura zvayo makuhwa ayakaudzwa. Inoguma sei anhu achine mibvunzo.
@shepherdmanzira993
@shepherdmanzira993 Ай бұрын
Huh imwe n’anga iyi iri kutaura zvayakaudzwa na Abu
@resinadhuura4192
@resinadhuura4192 Ай бұрын
Regai tione kuti mkuru ndiyani ,but Mukotsanjera for the people
@lovemorechinyadza6603
@lovemorechinyadza6603 Ай бұрын
I like mukotsanjera anizvinipisa zvandinoda
@user-gx5rk3yg3j
@user-gx5rk3yg3j Ай бұрын
Abuja unoziva nyaya yako why are worried too much or sei mako mumba hapana abudirwa but varikubudurwa vacho vsnouya kumba kwakl uuuummm kune zvawakanoita after mhikl iwe ndosaka pasina chirikuitika mumba mako kutouya kuri kuita avo varikubudirwa kumba kwako kurreva kuti vafi ava vane chokuita newe hauna kuchena murume iwe hokoyo
@user-mv1yn9cb4w
@user-mv1yn9cb4w Ай бұрын
Baba vataps regai kutangirwa kuposter ndivana chibanda media this is high quality vedio
@tkgumindoga1301
@tkgumindoga1301 Ай бұрын
I don't like Chibanda
@memorymagadzire8505
@memorymagadzire8505 Ай бұрын
Hamunyepi ipapo...ivo vanachibanda nanaZigo vakazotanga kuenda kwaMutasa riinhi aaarg
@veronicamashumba7387
@veronicamashumba7387 Ай бұрын
True
@veronicamashumba7387
@veronicamashumba7387 Ай бұрын
Chibanda ngaibate kwedu kumakore kore baba taps manicaland
@LovenessBenhura
@LovenessBenhura Ай бұрын
Anoba kwababa taps chibanda nxaa​@@memorymagadzire8505
@maggie-tj6nv
@maggie-tj6nv Ай бұрын
Uuo green mamba zotsotsi haatozive nyaya yacho arikutonzvenga zvenga mibvunzo
@Tatenda684
@Tatenda684 Ай бұрын
VanoComenter every stage Let's Gather here..handei kumaGround
@reginamatienga7504
@reginamatienga7504 Ай бұрын
Leeeets gooooooo
@thekisonomsa2826
@thekisonomsa2826 Ай бұрын
Handei 😊
@user-wi9wk7fy8t
@user-wi9wk7fy8t Ай бұрын
Mukotsanjera chibaba l love you sekuru
@user-pj7ge9iv2w
@user-pj7ge9iv2w Ай бұрын
Ngatiyisei malikes to sure kuti we love chirongwa
@nyashagibsotichiwangana8841
@nyashagibsotichiwangana8841 29 күн бұрын
iwewe Tanga kuisa like
@YvonneNhakaniso-cf3xe
@YvonneNhakaniso-cf3xe Ай бұрын
Mukotsanjera to the world
@kingsdaughtersaltoftheeart5194
@kingsdaughtersaltoftheeart5194 Ай бұрын
zveku towundi panobuda chinhu apa 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣. King Mutasa the best. VaMukotsanjera makangotaris henyu drama. I am not of the world yenyu Vamukotsanjera but what i learnt from you nhsi is humility.
@christabellamhlanga4996
@christabellamhlanga4996 Ай бұрын
i like easy ina mukotsanjera
@NhamoNyakupinda-jc5uz
@NhamoNyakupinda-jc5uz Ай бұрын
Ndozvondomudira
@Olcool
@Olcool Ай бұрын
Akadzikama.
@user-rh9rj1lz6o
@user-rh9rj1lz6o Ай бұрын
Tipeiwo number dzawa Mukotsanjere kna muinadzo
@natienyatoti
@natienyatoti Ай бұрын
Tsoka I proudly of u no despointe you.munogona waMukotsanjera .Munhu akabva kuvanhu munozvininipisa tsoka
@user-eb6xg5gu8i
@user-eb6xg5gu8i Ай бұрын
Let's gathering for Mukotsanjera here!
@user-qb1pf6ym3t
@user-qb1pf6ym3t Ай бұрын
Abraham anezvaanoziva anenharo dzemupengo dzisingashandi ...haungarwisanisi n'anga zveee
@Alletarh
@Alletarh Ай бұрын
Kkkk kurwisa n'anga hake kkkkk 😂😂
@tariromagwaza
@tariromagwaza Ай бұрын
Abhu
@tariromagwaza
@tariromagwaza Ай бұрын
😂😂😂
@thekisonomsa2826
@thekisonomsa2826 Ай бұрын
Abuja ane nharo shuwa kukama dhongi ne pinjisi😂😂😂😂
@MissNatie
@MissNatie Ай бұрын
Peni ndiri mundawu😂😂
@Benardnyamayevhu
@Benardnyamayevhu Ай бұрын
Ko hndaaah kuisa ka Dori Dori 😅. Aaah kapfupi pfupi 🎉 ... AMBUYA itai easy henyu kna maudzana newakudeedzai muchabva maanetwekwenyu ft 😂😂😂mkotsa hmusi kumuziyaa
@user-ol2se5cz6t
@user-ol2se5cz6t Ай бұрын
Mukotsanjera you have my vote
@BensonMutize
@BensonMutize Ай бұрын
Chief mtasa 🎉🎉🎉🎉 watching from S.A I always follow you
@watsonpetah3609
@watsonpetah3609 Ай бұрын
true and confidence Sekuru Mukotsanjera ❤❤❤
@GeyDotNaboom
@GeyDotNaboom Ай бұрын
Baba Taps vauya kuuipa famba baba Taps
@tafadzwangamurani3468
@tafadzwangamurani3468 Ай бұрын
Mukotsanjera to the last number
@stanglishsithole2307
@stanglishsithole2307 Ай бұрын
Shumba! Chikara chesango SaMutasa akachekwa zuva rikawora👏🏿 mune wisdom ndati.
@TamaryManyika
@TamaryManyika Ай бұрын
Tichanakirwa pano nhasi 😅
@user-sl2zz2kq8e
@user-sl2zz2kq8e Ай бұрын
Rega tuone kani nhasi tohwirira
@eltondengu9025
@eltondengu9025 Ай бұрын
Where is the complete video
@judithmutseura8014
@judithmutseura8014 Ай бұрын
haaa buritsai ngozi zvinoita mukotsanjera jekesai kwete kungovhura ziso
@serataruvinga7922
@serataruvinga7922 Ай бұрын
Nhai mwari kkk
@thekisonomsa2826
@thekisonomsa2826 Ай бұрын
😂😂😂😂 Kuvhura ziso se adzipwa ne mbambaira yakatonhora
@esthermangoma380
@esthermangoma380 Ай бұрын
😂😂😂😂
@WilsonMatenga
@WilsonMatenga Ай бұрын
Ngozi inoripwa bururu hapana hapana
@aquelinemakwindi8797
@aquelinemakwindi8797 Ай бұрын
Ahhhhhh I give up, ko chigayo chabvepi😂😂😂🤦🏿‍♀️🤦🏿‍♀️🤦🏿‍♀️💁🏾‍♀️💁🏾‍♀️💁🏾‍♀️
@Natashamufefe
@Natashamufefe Ай бұрын
N'anga yabva kutown haina kaThat...pamberi naMukotsanjera❤
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve Ай бұрын
Ngaanase kubhuye zviro kwazvo zvine direction. Vatangira panzira sekuru avo
@user-br5rt6eh9u
@user-br5rt6eh9u Ай бұрын
Haisi n,anga iyo mupositori
@justicemunyoro5408
@justicemunyoro5408 Ай бұрын
Imbavha
@brendamberi-mw7ci
@brendamberi-mw7ci Ай бұрын
Venguwo tsvuku
@brendamberi-mw7ci
@brendamberi-mw7ci Ай бұрын
kunzwa kumerera achidzvova
@mariadumba
@mariadumba Ай бұрын
Sekuru mukotsanjere munodika kuzvininipisa kwamunoita Mwari nevadzimu vakuendesei mberi
@idayichingovo3135
@idayichingovo3135 Ай бұрын
where is the rest of the video?
@enitatrust6933
@enitatrust6933 Ай бұрын
Kkk wapiwa Mari Uyo uye information wakuudzwa yose ASI marongero Acho avaiita ndooakapata
@DRRZOE09
@DRRZOE09 Ай бұрын
On point Mkotsajere
@theresamambara5923
@theresamambara5923 Ай бұрын
Maziso amuchembere bho here
@nondochirau9664
@nondochirau9664 Ай бұрын
Muri sei baTaps,ndanga ndatononoka😊
@user-ry5zn1sy3h
@user-ry5zn1sy3h Ай бұрын
Uyo uyo Abraham sei achingobatwa ngabvume kwete kungoita nharo dzisina basa
@user-wi9wk7fy8t
@user-wi9wk7fy8t Ай бұрын
Green,white versus red ndokutemba mukotsanjera nekamukomana kedu kanotiudza
@Kudzymutema
@Kudzymutema Ай бұрын
Tomboti munosvikirwa nekugona kushopera imi vekutawundi kongozi idzi munozogona kudzipomhodza here?
@elphuselvisnyangombe383
@elphuselvisnyangombe383 Ай бұрын
Kana mazogaro Chiremba Mukotsanjera ibhuru rematare Manicaland let's gather here tichikande ma likes nekungoti Mukotsanjera
@Stavo702
@Stavo702 Ай бұрын
Haa basa totombomira vakatidzinga ndikoko, pajati Mukotsanjera apo🧡
@user-cq2vf8nv7i
@user-cq2vf8nv7i Ай бұрын
😂😂😂😂😂kubeni wei kutipedzera nguwa ngaape sekuru mukotsanjera nguwa
@user-gx4jy1pc6p
@user-gx4jy1pc6p Ай бұрын
Zvakaoma shuwa iribhinya rinonetsa Haro akarohwa anoita zvakanaka
@patriciamarangwanda5188
@patriciamarangwanda5188 Ай бұрын
Avo vakongodzvova kkkkk hapana chavamotaura😂😂😂
@sandranyakuseka1286
@sandranyakuseka1286 Ай бұрын
Chief Mutasa is very wise,vanokubata chete😂😂
@user-ff1jp3mz6g
@user-ff1jp3mz6g Ай бұрын
Mukotsanjera chibaba icho ,love you asekuru
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve Ай бұрын
Ooh ngewekanyi kwedu,vanobva kuri kwacho
@tanyaradzwajeche4764
@tanyaradzwajeche4764 Ай бұрын
Mukotsa to the world Much love ❤❤❤❤❤
@macbethgorejena872
@macbethgorejena872 Ай бұрын
Kuleza kunenge kwakaita saMukotsanjera Soo ndeemunhu anoziva craft rake. So calm!!!!
@providekhoza
@providekhoza Ай бұрын
Mukotsanjera to the world vanwe vese garai pasi
@veronicamashumba7387
@veronicamashumba7387 Ай бұрын
Takamirira mukotsanjere
@PetronellaNyamatendedza-pz6zy
@PetronellaNyamatendedza-pz6zy Ай бұрын
Ok,,next pls tione ipere inga zvakaoma
@reubenmukoshori1789
@reubenmukoshori1789 Ай бұрын
Nanga haisi kukwanisa kuronda nyaya nyaya, uyo wakatengwa
@TamaryManyika
@TamaryManyika Ай бұрын
Baa Taps muri kugona rambai makandzvanya
@veronicamashumba7387
@veronicamashumba7387 Ай бұрын
Ndandakusuwai baba taps makadiiko
@makonidanies7851
@makonidanies7851 Ай бұрын
Zimbabwe ine nharo yakatakura mhaniiiii
@futuresivelakatshana2468
@futuresivelakatshana2468 Ай бұрын
Mukotanjera to the world 😊
@kervinmutasa9493
@kervinmutasa9493 Ай бұрын
Watengwa uyo
@Olcool
@Olcool Ай бұрын
Kutengwa chaiko
@violamavhatu6434
@violamavhatu6434 Ай бұрын
Mundau haaziyi chiro ummmm hanzi narate the story akunzanzarika​@@Olcool
@molinamurinye7993
@molinamurinye7993 Ай бұрын
Honai vapwere avo kani nhai sekuru Mukotsanjera mahumbwe ayooo
@letwinmurindagomo4158
@letwinmurindagomo4158 Ай бұрын
Muranganwa family yakaoma yoo, ndaiti chirinda yakapenga zvino iii ndazorora, kkkkk Abuja akanoudza chiremba wake zvese, vangosvika nedare rejongwe😂😂😂
@shupiemuzarabani
@shupiemuzarabani Ай бұрын
Baba Taps thank you so much
@LocadiaFenyere
@LocadiaFenyere Ай бұрын
Mukotsanjera to the forster ❤❤❤❤❤❤❤❤🎉
@momoza2985
@momoza2985 Ай бұрын
Karanganda ko muroora aibudirwa naTonde akazodii
@user-un6yj2ew8f
@user-un6yj2ew8f Ай бұрын
Yuwi mudzimu unodakukrengwa kuti ubude 😂😂😂 churu start sikoro sikoro ndingataurisa ngatingoti Sekuru Mukotsanjera zvoga.
@lydianyachiya4127
@lydianyachiya4127 Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂🎉
@Kudzymutema
@Kudzymutema Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂🔥🔥🔥🔥🔥
@tambudzaimuzhuzha6917
@tambudzaimuzhuzha6917 Ай бұрын
Mambo Solomon munopedza maspots Chief Mutasa to the wewe❤❤❤❤❤
@AdmiringCakeSlice-jr1bf
@AdmiringCakeSlice-jr1bf Ай бұрын
Kwa Mtasa kurikunaka 😊...Thanks ba Taps
@fadzairwaveya4338
@fadzairwaveya4338 Ай бұрын
Ndanga ndavona Mbuya nge Smile and girlish behaviour.
@Mwandoz
@Mwandoz Ай бұрын
Tinoda continuation yayo tindzwe nhema dzeku Chipinge
@funwellmatowe1336
@funwellmatowe1336 Ай бұрын
Mukotsanjera vaisafanira kuturikira because urimowo munhandare, siira vemhuri, iwe wozopindawo
@RoselineNoku-dv6fg
@RoselineNoku-dv6fg Ай бұрын
Akapihwa Mari uyo wekuchipinge akaudzwa zvakaitwa pamusha asichokwadi Abraham's hands dzakasviba ndomishonga irikushanda kuzvitorozvake
@linnetgambura9943
@linnetgambura9943 Ай бұрын
Mwedziwachena gore achipfeka nhumbi kkkkk 😂😂😂
@tambudzaitasiyenyika3196
@tambudzaitasiyenyika3196 Ай бұрын
Saheira voye usandione kunonoka ndange ndichiuya gegegege kuseka hangu
@alisonzuva8822
@alisonzuva8822 Ай бұрын
ava ve green vari kungovhura maziso chinozivikanwa hapana. Taura pazvakaitika kwete kutaura zvekuuya kwe mupurisa wa mambo.
@GibsonKutsawa
@GibsonKutsawa Ай бұрын
TSOKA NASHUMBA YOU ARE PROFESSIONALS
@Roses94897
@Roses94897 7 күн бұрын
aka kanonyepesawo aaah hapana zvikuzikanwa kungovhurawo maziso nhando kkkk
@user-nu2jm7jl1e
@user-nu2jm7jl1e Ай бұрын
Baba awo wauya nachiremba wekutaundi ndavaziwa hangu musatambe naMukotsanjera imi .
@lucyholokani2211
@lucyholokani2211 Ай бұрын
Hazviperi zvakanaka Sekuru Mukotsqnjere ndovatemba chibababa
@ConstanceNyatsana
@ConstanceNyatsana Ай бұрын
Well educated chief Mutasa 💪
@businkala2554
@businkala2554 Ай бұрын
Ok ndawuya wo ini
@rosemasuka8071
@rosemasuka8071 Ай бұрын
Nhasi ndaseka 😂😂😂 n’anga iyi ikwane 😊
@gracemupita1801
@gracemupita1801 Ай бұрын
Ko headman Chigodora kuti ziii zvanziiko,Kuya kunomboitawo ma drama kani 😂😂😂
@johnchakaza6685
@johnchakaza6685 Ай бұрын
Ane page rake kungato headman chigodora unomuona
@slauschannel
@slauschannel Ай бұрын
Kablaz aka kanofunga dzungu ndokungwara, chasara kachapazwa nedzinza,
@monnietaah9583
@monnietaah9583 Ай бұрын
Mweya wacho unobuda here wakaita kurindirwa kudaro 😂😂😂😂
@fofoemaibvise2768
@fofoemaibvise2768 Ай бұрын
Kkkkkk ini ndiri Mundau 💯 akuna sentence inotanga ngekuti kubeni peyani kkkkk
@silentmutsikamahwe6906
@silentmutsikamahwe6906 Ай бұрын
Kkkkkkkkkkkk Volume wedzera ndakakugara kumaNdau haungotangi nekuti peyani
@mhlopemelody
@mhlopemelody Ай бұрын
😂😂😂dzitso remundau bhoo here atanga abhema mbanje
@user-mf5jz8mi7r
@user-mf5jz8mi7r Ай бұрын
Takutoda part 2 kkkk
@tambudzaitasiyenyika3196
@tambudzaitasiyenyika3196 Ай бұрын
Ndinoreketa emene ndirimundau
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve Ай бұрын
Kkkk unobva pari hiweee,ini paChipinge apo
Mukotsanjera vs Nanga yechipinge Karanganda Tv
2:46:20
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 77 М.
Murora Akaisira Tezvara  Mushonga Muchikafu Dare Rachief Mutasa
16:50
Зачем он туда залез?
00:25
Vlad Samokatchik
Рет қаралды 3,2 МЛН
Эффект Карбонаро и нестандартная коробка
01:00
История одного вокалиста
Рет қаралды 9 МЛН
DAD LEFT HIS OLD SOCKS ON THE COUCH…😱😂
00:24
JULI_PROETO
Рет қаралды 15 МЛН
NGOZI YAGWEJA MUKOTSANJERA
36:29
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 19 М.
July 8, 2024
14:23
Madzibaba masango
Рет қаралды 7 М.
Uzumba: Baba Vakabvisa Mwanasikana Wavo Virginity Ndokumumitisa
43:00
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 71 М.
Chief Mutasa . Oi  Fish tidye Bota ****Mufakose
50:04
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 73 М.
Kanjanda Family Mudzimuwababa
24:56
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 28 М.
Бушмен и бабуин. В поисках воды.
0:42
BERMUDA
Рет қаралды 10 МЛН
Waka Waka 😁 #funnyshorts #rianashow
0:14
RianaShow
Рет қаралды 4,6 МЛН
😹😹😹
0:19
Татьяна Дука
Рет қаралды 18 МЛН
Smart thief😳 لص ذكي…
0:19
MARYA & AMINE
Рет қаралды 76 МЛН