MURANGANWA FAMILY 1 SEKURU MUKOTSANJERA Karanganda TV

  Рет қаралды 68,427

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Ай бұрын

Пікірлер: 515
@Karanganda
@Karanganda Ай бұрын
TINOKUTENDAI MUKARANGANDA MUNO , MUSAKANGANWE KUSIYAWO LIKE. TINOKUVIMBISAI KUKUPEDZESERAI NYAYA DZOSE DZATAKATANGA NGUVA YACHO TAWE NAYO VARI BINGA ,MUTORASHANGA KANA MBERENGWA TIRIKUUYAYO TIBATEI
@juniortichawona
@juniortichawona Ай бұрын
Headman Chigodora varova BaTaps variko hr tavasuwa
@ronaldevans9420
@ronaldevans9420 Ай бұрын
Handina mari zvangu asi kumberngwa maifanirwa kusvikawo kudzinza rekuwo kunezvikukutu zvirikowo
@VaraidzoZhou
@VaraidzoZhou Ай бұрын
Baba taps mboshanyai mberengwa
@TamaryManyika
@TamaryManyika Ай бұрын
​@@juniortichawonahakusisina chiro kuye kwabva kwati ziii
@user-qd2sr9lu8s
@user-qd2sr9lu8s Ай бұрын
Yaaaa vanhu ava varoyi zvesure ummmm vanhu vekwamarange makaoma
@Karanganda
@Karanganda Ай бұрын
NHASI IDAMBAREFU
@mariadumba
@mariadumba Ай бұрын
Aiwa apa matinyaradza kurova kwamanga maita👏👏👏👏
@user-bh7rs3tl3c
@user-bh7rs3tl3c Ай бұрын
❤❤❤❤❤tiripoooo
@mc_martie
@mc_martie Ай бұрын
Kuti deshe hangu pasofa rese nhasi
@mdkt1097
@mdkt1097 Ай бұрын
Long play ❤❤
@user-pj7ge9iv2w
@user-pj7ge9iv2w Ай бұрын
Thank u luv these beautiful, work tsoka ❤❤❤
@nondochirau9664
@nondochirau9664 Ай бұрын
Mese maKarangandanians muri sei ndokudai mese kana tichiungana pano pakaranganda nasekuru vedu Kotsas ava
@user-gx5rk3yg3j
@user-gx5rk3yg3j Ай бұрын
God bless sekuru mukotsanjera murambe muchiita basa renyu nemo nemo great job ndatenda katatu
@saulmhoka8907
@saulmhoka8907 Ай бұрын
I wish Sekur Mukotsanjera dei vabatsira vabereki vaChenai vamutse musikana,,,, svimai sviya svekurebesa muromo naGogo vacho zvimame ikoko
@madamboss7216
@madamboss7216 Ай бұрын
Taurai zvenyu😢
@ttfam8742
@ttfam8742 Ай бұрын
Zvakanakira Mukotsanjera anoronda rufu rwacho zvese zvakaitika kusvika kumagumo
@paterniahchitems824
@paterniahchitems824 Ай бұрын
​@@ttfam8742taura zvako
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa Ай бұрын
Chenai wakutomuka uya
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 Ай бұрын
Mukotsanjera kana uriwe wakatadzira munhu haite izvozvo, anotokuti ripa mhosva yako. Chenai akarumwa nechekuchera
@tafadzwangamurani3468
@tafadzwangamurani3468 Ай бұрын
Manga matiregerera sekuru Mukotsanjera
@gladmorejaphet
@gladmorejaphet Ай бұрын
Taura hko hama kutiramwa chaiko
@Maffiavybex
@Maffiavybex Ай бұрын
Ahunyepi
@sdshippers9332
@sdshippers9332 Ай бұрын
Sekuru Mukotsa 👏👏👏 vanopedza maSports manje
@Manondo34
@Manondo34 Ай бұрын
Sekuru Mukotsanjera ndokufarirai zvekuti dhuuuuuu❤..Thnx so much baba Taps
@rashenry-mb9wc
@rashenry-mb9wc Ай бұрын
warova kani
@getrudebwerinofa8717
@getrudebwerinofa8717 Ай бұрын
Thanks karanganda for this LP yasekuru Mkotsanjera
@legitconnections6828
@legitconnections6828 Ай бұрын
Konoriyo wati twasa. Ndikafunga nharo dzako sooo ndofunga kuita revisit ma episodes ako😂😂😂😂
@sergiomauyekufa7640
@sergiomauyekufa7640 Ай бұрын
Sekuru mukotsanjera your are my number 1 munobva nenyaya yacho pamudzi kusvika kumashiza and munosiya mhuri dzava kuwirirana muripo pakuvaka ❤ one love from mutare
@judx34
@judx34 Ай бұрын
Ahhhh 3hrs 53..haaas nhasi ifirimu.. Thank you
@user-ij9rp7yu2g
@user-ij9rp7yu2g Ай бұрын
Kkkkkkkkk 😅😅😅😅😅 pakuti firimu wandipedza
@judx34
@judx34 Ай бұрын
Shuwa tinorara pano❤​@@user-ij9rp7yu2g
@user-ln9qj9mt7t
@user-ln9qj9mt7t Ай бұрын
Nhas ndovata yapera ..... Karanganda weeee
@mdkt1097
@mdkt1097 Ай бұрын
Movie❤❤❤❤
@nyashabuwerimwe-sw6qu
@nyashabuwerimwe-sw6qu Ай бұрын
Bhoo chaiko nhau dzacho unobva wanyatsodzibata
@mariadumba
@mariadumba Ай бұрын
To us who watch the full video tisinga jambe jambe 🥂🥂
@nyashabuwerimwe-sw6qu
@nyashabuwerimwe-sw6qu Ай бұрын
To us 🥂🥂🥂
@Olcool
@Olcool Ай бұрын
🥂😂
@Kudzymutema
@Kudzymutema Ай бұрын
🥂to us
@GetrudeMaredza
@GetrudeMaredza Ай бұрын
Munhu one anoita zvinhu pachena ,keep on sekuru mukotsanjera
@LionessEeez
@LionessEeez Ай бұрын
My favourite traditional healer when it comes mukuvhenekwa kwema dzinza❤🎉
@eunicemutegudemutegudeeuni6436
@eunicemutegudemutegudeeuni6436 Ай бұрын
Vanowanikwepi
@ganyaz
@ganyaz Ай бұрын
mazvionaka kt madharaazhinji akabatabata akatizira kumaChurch wachifunga kt Ngozi dzinonyarara Vanakomana nevanasikana vhurai maziso nguwa ichiripo Johane marange yakazara mhondi newaroyi
@kingforbiemutengambiri4279
@kingforbiemutengambiri4279 Ай бұрын
Mukotsanjera to the fullest
@marthachinyanga4664
@marthachinyanga4664 Ай бұрын
Karanganda ndato addicted to this channel ....but anotadzisa kugarisika ndi sekuru mukotsanjera ....chababa chezve baba ❤
@silascheyinacho978
@silascheyinacho978 Ай бұрын
Mukotsanjera aiwa musiya dzasukwa basa iri akatumwa kuzogadzirisa misha yedu ende anodzidzisa nemonemo ❤❤❤🎉 famba navo kusvika vati eke.Abuja handisi kumuchenesa hangu
@elphuselvisnyangombe383
@elphuselvisnyangombe383 Ай бұрын
Now taakuona nhau manje thank you Karanganda tv and chiremba Mukotsanjera
@cathrinesamanga
@cathrinesamanga Ай бұрын
Mukotsanjera to the world
@fecksonmutapati1389
@fecksonmutapati1389 Ай бұрын
Mukotsanjera anopedza masports👏👏👏👏
@royalmudau1227
@royalmudau1227 Ай бұрын
I like this Man's work , always prooves a point.
@judithmwatauseni5157
@judithmwatauseni5157 Ай бұрын
OUR VERY BEST TATEGURU❤KUMAKOMOYOOO ....makatikoshera ASEKURU
@mariadumba
@mariadumba Ай бұрын
Yaaa pakaipa zvemumadzinza 🙌🏾🙌🏾🙌🏾🙌🏾
@primrosemarimirashiry8460
@primrosemarimirashiry8460 Ай бұрын
Handina zvangu Mari but chishuvo changu kuti nerimwe ramazuva sekuru mkotsanjera vambotsikawo kumba kwedu kugokwe 😢😢😢baba vanosiya musha wachena ava # live longer mkotsanjera ❤
@gladystsikayi1919
@gladystsikayi1919 Ай бұрын
Ndochivhondoraa ndochivhondora chete. Vhondo vhondo ndochivhondiraaaa sekuru mukotsanjera to the world ❤❤❤❤❤❤❤
@user-df4nd4gf2y
@user-df4nd4gf2y Ай бұрын
Munhu aopedza masports haaa sekuru mukotsa mundigonera zvangu❤
@storyushe9716
@storyushe9716 Ай бұрын
Karanganda TV wayeipo here sekuru Mukotsanyera ❤
@mukombe15
@mukombe15 Ай бұрын
Mauya saMukotsajera. Welcome back chiremba.
@ChristineBaduki
@ChristineBaduki Ай бұрын
Happy to see you sekuru Mukotsanjera
@YolandaKatiyo
@YolandaKatiyo Ай бұрын
Kutoita addication ne karanganda ... Big up sekuru vedu basa sebasa
@nokuthulasibandachiwanza
@nokuthulasibandachiwanza Ай бұрын
Welcome back sekuru batsirai hama dzedu
@user-wi9wk7fy8t
@user-wi9wk7fy8t Ай бұрын
Ukuu ndokwangu kwete zvana mapuranga long time kule mukotsanjera makadiiko ❤❤❤❤❤
@upenyuchikaka5011
@upenyuchikaka5011 Ай бұрын
Kkk taura hako. Kupedzerwa nguva nana mapuranga
@ApoloniaDamburayi
@ApoloniaDamburayi Ай бұрын
Kkkkkkk musataurisa
@tkgumindoga1301
@tkgumindoga1301 Ай бұрын
But tatotaura hari yemakore inobuda yakatsvukira kudaro fake Mapuranga
@elizabethchitsiva5607
@elizabethchitsiva5607 Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂
@Kudzymutema
@Kudzymutema Ай бұрын
Hari yainzi ineropa hatina kuiratidzwa hedu yangonzi povo mubucket😂😂😂
@mdkt1097
@mdkt1097 Ай бұрын
Tafara kukuonai. Karanganda, the best.
@marychigumira6419
@marychigumira6419 24 күн бұрын
Kubva zvandatanga kufollower this channel haaaa ndakugara pano
@silasmwadzura8033
@silasmwadzura8033 11 күн бұрын
even neniwo handibve pano wena anotsanangura zvokt munhu wose anonzwisisa nekuona chokwadi chose
@user-tb6so5de6n
@user-tb6so5de6n Ай бұрын
Mukotsanjera wangu mhai🎉
@silasmwadzura8033
@silasmwadzura8033 11 күн бұрын
sekuru vanobata basa zvokuti mhuri yose inogutsikana ndinotenda zvangu. mashiripiti hapana apa iyi ndiyo live show manje
@shingiraikambarami1274
@shingiraikambarami1274 Ай бұрын
Yes Mukotsanjera tinofara kukuonai
@user-un6yj2ew8f
@user-un6yj2ew8f Ай бұрын
Musandione kunonoka ndanga ndichiuya 💃💃💃
@sqrd3536
@sqrd3536 Ай бұрын
🦅 vision❤. Love Sekuru MK's dedication. Zvaita chazoputika kwaMuranganwa. Vana Duri regai kutamba munopera. Nharo dzacho haaa.....🫣
@user-tf6qq2pj5j
@user-tf6qq2pj5j Ай бұрын
❤my best traditional healer
@judithmwatauseni5157
@judithmwatauseni5157 Ай бұрын
Our
@nomattergwariro7341
@nomattergwariro7341 Ай бұрын
Welcome sekuru mkotsanjera Ko kwatonderai makazodii
@LilianNyapfupi
@LilianNyapfupi Ай бұрын
Welcome back Papa
@SelinaMhiripiri
@SelinaMhiripiri Ай бұрын
Welcome back sekuru ❤❤❤❤
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 Ай бұрын
Karanganda kudzoka nefire fire 💥💥💥
@mildredmharira8764
@mildredmharira8764 Ай бұрын
Nhasi taita marathon ❤ . Thanks baba Taps
@fadzairwaveya4338
@fadzairwaveya4338 Ай бұрын
Blockbuster HEY 👋 💯💯
@TanyaMuridzo
@TanyaMuridzo Ай бұрын
Welcome back mukotsanjera batsira vaye vane mwana wekuchena sebere
@mdkt1097
@mdkt1097 Ай бұрын
Vanopedza zvese
@TanyaMuridzo
@TanyaMuridzo Ай бұрын
@@mdkt1097 hoo vazoendako here hndikuzoipdza ykqrebesa
@nyashakuchenga3872
@nyashakuchenga3872 Ай бұрын
Ndivo vakasiya vatekenya kuti acheme sebere
@TanyaMuridzo
@TanyaMuridzo Ай бұрын
@@nyashakuchenga3872 hoo tamboona Kuna Bba vechipostora zvee
@olisamanyenya2090
@olisamanyenya2090 Ай бұрын
Imagine 😂​@@nyashakuchenga3872
@user-vq6uc1wq1j
@user-vq6uc1wq1j Ай бұрын
Sekuru dai mamusiya amboratidzwa mbichana kkkk ane nharo dzebhinya chaidzo zviripachena nenharo dzake
@judx34
@judx34 Ай бұрын
Karanganda munodadisa🎉🎉🎉🎉🎉
@EdwardTakudzwaBhozha-rr1oz
@EdwardTakudzwaBhozha-rr1oz Ай бұрын
Sekuru muchingotanga dare ndokumbirawo muti heeèeeeeeyi panondiitira ndinonzwa sendosvikirwa
@marthachinyanga4664
@marthachinyanga4664 Ай бұрын
💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃🏿 chibaba .....ndofara kuona mukotsanjera
@user-bh7rs3tl3c
@user-bh7rs3tl3c Ай бұрын
Good job i miss you vanhu imi hatichagoni kutarisa zvimwe kunze kwenyu
@nadianicolas-pd7ri
@nadianicolas-pd7ri Ай бұрын
Humba sakupemba arikuita basa kutsvaira marara ese chaiko
@Paradzaisesedza-hu6bi
@Paradzaisesedza-hu6bi Ай бұрын
My favorite sekuru mukotsa
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa Ай бұрын
Musatanga maisa imweba ndirikumbona iyi anhuwoye ndimirireiwo
@PatriciaDadirayi
@PatriciaDadirayi Ай бұрын
😂😂😂😂😂
@mariadumba
@mariadumba Ай бұрын
Waiyepo here 🤣🤣🤣🤣haradada sofa rese kuti dhezhe 😂😂😂😂😂
@user-wi8cr4vx3k
@user-wi8cr4vx3k Ай бұрын
Welcome back mukotsanjera
@joyleenmanyengavana5502
@joyleenmanyengavana5502 Ай бұрын
Haaaa ini ndinobatikana kuti cy vana sikana tichitambudzwa kudaro mhepo dzese dzinoiswa pavari
@margarettakundwa6333
@margarettakundwa6333 Ай бұрын
My favourite sekuru.4hrs Ka idzi haaa torara pano nhasi
@evanschamburumbudzaa1410
@evanschamburumbudzaa1410 Ай бұрын
Kkkkk uyo wenharo dai afaa😊
@Gogovamelusi
@Gogovamelusi Ай бұрын
Happy to see my crush Conorio. But ari kuita kunge asiri kunzwa mushe. Get well soon Conorio.
@malvinchinhema5007
@malvinchinhema5007 Ай бұрын
Kkkkkk the way they where like ndizvo chaizvo 😂
@PhildahMumba-fg9zi
@PhildahMumba-fg9zi Ай бұрын
My favorite sekuru Mukotsanjera
@papafatso1761
@papafatso1761 Ай бұрын
Hooyooo Mukotsaz apindira
@dorothymoyo1018
@dorothymoyo1018 Ай бұрын
besikukhumbule sekuru mukotsanjera thanks baba Taps
@KudakwasheRebecca
@KudakwasheRebecca Ай бұрын
❤🎉🎉kufara kwandaita thanks bataps❤
@RodneyGore-yd7gd
@RodneyGore-yd7gd Ай бұрын
Welcome back Mr Deadman ❤
@user-qn9vv4gy2h
@user-qn9vv4gy2h Ай бұрын
Mmmmmm ndasarenda abhuja kakaoma musoro ....kuita nharo kunge John
@RutoGumbo
@RutoGumbo Ай бұрын
Makadii sekuru mukotsa bhoo here
@djwaxxyzimbabwe2164
@djwaxxyzimbabwe2164 Ай бұрын
Madzinza anorwdza sure unodemba kuti Dai ndakabarwa hangu nevamwe vanotya ngozi
@kitty9595
@kitty9595 Ай бұрын
My favourite
@preciouschipamba932
@preciouschipamba932 Ай бұрын
Ndafara ndaona Conoriyo 😊
@elizabethnyabadza9318
@elizabethnyabadza9318 Ай бұрын
Ihh paMuranganwa maiweee
@noreenmunjanja4279
@noreenmunjanja4279 Ай бұрын
Sekuru komborerwai murikubatsira mhuri dzakawanda.
@lucyhundungu6322
@lucyhundungu6322 Ай бұрын
I love karanga TV
@BvaruJoker-bg6zl
@BvaruJoker-bg6zl Ай бұрын
Pachipamwe asekuru manga marova
@LovelyAnglerfish-nd7qr
@LovelyAnglerfish-nd7qr Ай бұрын
Mukotsanjera's voice muchamama chete 😂😂😂😂❤❤
@nomusasiwela9621
@nomusasiwela9621 Ай бұрын
Taiwepo was waiting for this family 😊😊 thank you Ba Taps
@madamboss7216
@madamboss7216 Ай бұрын
Mukotsanjera woye❤❤❤❤❤❤❤❤❤
@fofoemaibvise2768
@fofoemaibvise2768 Ай бұрын
Uyo akuramba ekizekiri zvaita konoriyo achabvuma hake
@hazel4463
@hazel4463 Ай бұрын
❤ 3 30hrs video thank u so much
@watsonpetah3609
@watsonpetah3609 Ай бұрын
Sekuru Mukotsanjera you are the BEST 👌 ❤
@PatriciaSibanda-zf3kw
@PatriciaSibanda-zf3kw Ай бұрын
My best tateguru
@AlfredopitaNhamunda
@AlfredopitaNhamunda Ай бұрын
Bom trabalho madoda
@nobuhlegumbo9712
@nobuhlegumbo9712 Ай бұрын
Yooo mhuri iyi ine nhau dzakawandisa iiii zvakaoma
@Olcool
@Olcool Ай бұрын
Kuwandisa chaiko. Plus yakazara mabhinza
@tendaikoofa8497
@tendaikoofa8497 Ай бұрын
Tsoka to the rescue. Thanks ba Taps
@constancemarifiye6658
@constancemarifiye6658 Ай бұрын
Happy to my sekuru wngu
@olisamanyenya2090
@olisamanyenya2090 Ай бұрын
Nhai baba taps tinodzingwa mabasa😂😂😂
@Tinto4490
@Tinto4490 Ай бұрын
Ndandamusuwa sekuru
@NyashaMbiroti-rn3gw
@NyashaMbiroti-rn3gw Ай бұрын
Man of the moment🎉
@brandonparis7927
@brandonparis7927 Ай бұрын
karanganda ndeya mukotsa
@richardgavaza3569
@richardgavaza3569 Ай бұрын
To me you are the best
@nyashahodzi6030
@nyashahodzi6030 Ай бұрын
Sekuru mukotsanjera tichakudeedzaiwo kwedu kwamutoko coz kwakatakura
@mc_martie
@mc_martie Ай бұрын
Fanike mazuvano kuita honde valley chaiyo
@Kudzymutema
@Kudzymutema Ай бұрын
Mupfure nekwedu kwasadza😂😂😂😂
@byronziko5987
@byronziko5987 18 күн бұрын
Kupi kwachoo
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve Ай бұрын
Zvimadhara zviri kungoti bwai bwai 😂,aah ngozi idzi dzine basa
@LuckmoreMachaka
@LuckmoreMachaka Ай бұрын
Baba taps maiwepo here
@user-ux8nl7wb4r
@user-ux8nl7wb4r Ай бұрын
Kkk ndawona konoriyo kkk
@lukemarwa5959
@lukemarwa5959 Ай бұрын
Mumwe ano mama 😳🤣🤣🤣 mukotsa 's voice
@nyashahodzi6030
@nyashahodzi6030 Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂
@KudakwasheKwambana
@KudakwasheKwambana Ай бұрын
Anomama chete😂😂😂😂
@graciouschingwena2910
@graciouschingwena2910 Ай бұрын
Kkk hanzi mangssiii😂😂😂
Munhu akavigwa kasingaperi Dare raChief Mutasa
54:14
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 10 М.
НЫСАНА КОНЦЕРТ 2024
2:26:34
Нысана театры
Рет қаралды 1,4 МЛН
НРАВИТСЯ ЭТОТ ФОРМАТ??
00:37
МЯТНАЯ ФАНТА
Рет қаралды 8 МЛН
ПРОВЕРИЛ АРБУЗЫ #shorts
00:34
Паша Осадчий
Рет қаралды 7 МЛН
Best Toilet Gadgets and #Hacks you must try!!💩💩
00:49
Poly Holy Yow
Рет қаралды 22 МЛН
Maporofita ,Nanga vopera Kubudirwa vari paDare ra Headman chigodora
37:59
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 171 М.
July 8, 2024
14:23
Madzibaba masango
Рет қаралды 10 М.
Makauraya baba vangu part 3 Chirimo family
1:00:17
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 235 М.
Chegutu : Ruvimbo wekuurairwa $100 onzi opfuka asati avigwa
1:03:06
MAKIBHORO 1 Dare raChief Mutasa
1:07:16
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 9 М.
Headman Chigodora. Akapfekedzwa Siketi mudare
49:14
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 203 М.
Mukadzi odyiwa bota murume akatarisa
32:26
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 147 М.
tom with Jerry 😱 #funny
0:12
Nemi Shorts
Рет қаралды 14 МЛН
Когда ты младший в семье
1:00
Ерболат Жанабылов
Рет қаралды 1,1 МЛН
小丑的猫咪摇太可爱了!#天使#小丑#家庭#搞笑
0:26
家庭搞笑日记
Рет қаралды 9 МЛН
Арбузорезка 🍉
0:42
Сан Тан
Рет қаралды 4 МЛН
Why Is He Unhappy…?
0:26
Alan Chikin Chow
Рет қаралды 63 МЛН