zbc always leave in behind of everything. This incident has occured almost a month now where were you eish
@deeteemugari434310 ай бұрын
Vairidza Hwenje songs 🤣🤣🤣
@mamaangi3754110 ай бұрын
Yeah but i like kuti vanozobata zvese ka1 nekutiratidza nzvimbo dzaiitikira zvinhu nemonemo
@marcussok646910 ай бұрын
😂😂😂 they were waiting for go ahead from ZANU PF
@Musatanyoko10 ай бұрын
Munenge mumbori kupiko😂
@angelicamuchena866610 ай бұрын
Pakaipa apo n,anga nemaporofita enhema varegewo kutuma vanhu kouraya munhu kuti vapfume ,Ngaapihwe zvinhu zvake, nxaaa,,Wanhu vakasikwa na Mwari nemufananudzo vake tisashande tiri against his word and commandments ,
Apa pataurwa vhudzi nerurimi neziso kapaya paimbonzi nemabhora wani
@dove558410 ай бұрын
ZBC chiseko chenyika😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂🤪🤪🤪🤪🤪🤪🤪🤪🤓🤓🤓🤓
@BettypeterbettyPeter10 ай бұрын
Taneta nenyaya iyi murisure we thank social media nebasa ravarikuita
@clemencemuchowa706610 ай бұрын
Zbc kkkkkkk after a month you come up zvakaoma
@shannelmatsaure765710 ай бұрын
Haàaaa maivepiko veZbc makubuditsa nhc
@blessingmuzari-un2qh3 ай бұрын
akazochengetwa hre munyaradzi
@user-gh3oy5cw7n10 ай бұрын
Ngavadzose ma parts
@BettypeterbettyPeter10 ай бұрын
Why mapurisa asiri kuita basa ravo tinevemutemo here muzimbabwe ASI basa ravano ziva kurova vanhu vasina mhosva
@maviskaseni9 ай бұрын
Chimunya😂😂😂😂 zbc azviko izvii
@tsitsithandie258010 ай бұрын
😂😂😂😂 Zbc ma1
@hoto3110 ай бұрын
kanyika aka ma1 mabasa ezanupf ose aya
@moreblessingsmazhata973510 ай бұрын
Memumboripi ko tatova mberii kwenyu
@MandlenkosiPrinceNdlovu-dy9pz10 ай бұрын
Kkkkkkk zbc
@josekamowa10 ай бұрын
and these Zhombe people voted for Zanu PF nekudhakwa kwakakaita soo
@tripodxxx110 ай бұрын
Chaunoti kudhakwa chi? Muma towns mogara muma tangwena wani buy mongovhotera ma ccc? Woda kuti ku ma village kuite sei? Enda kumamisha e zambia, malawi, Mozambique, Botswana uwone kunonzi kudhakwa. Vanhu mongotaura imbofambai kudzimwe nyika kumamisha even mumatowns avo and see..that's a proper village life iyo..better than vanogara mumukuku ma ma towns...
@JoyceDzviti-wp8lc10 ай бұрын
Vanhu Ari kuita Mari nevnhu Soo munyaradzi teach them a lesson
@josekamowa10 ай бұрын
kana usingazive chinonzi kudhakwa iyo haisisiri mhosva yangu iyooo @@tripodxxx1
@giftmaoneni120410 ай бұрын
munya wenhau
@mahomuhomu601410 ай бұрын
Useless ZBC
@belindatafadzwa415610 ай бұрын
Icho chi late entry chapindira
@audreybanhu848310 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@user-bn5xg6ec3l10 ай бұрын
ZBC it's better to close your channel becoz you are sleeping