N'anga yekuchema inodzokerazve Mudare ra Headman Chigodora

  Рет қаралды 60,870

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

7 ай бұрын

Пікірлер: 344
@chibvumburasamanyikastation263
@chibvumburasamanyikastation263 7 ай бұрын
😅😅😅😅 ndashaya pekuisa voice note N'anga ngayidzoke every months kkkkkkkk Team Mutare ndipeiwo malike angu😂😂😂
@rumbidzaitarisai7282
@rumbidzaitarisai7282 7 ай бұрын
Kkkk 😂😂😂 ndaseka naTamary arova futi
@tichaonakanombirirra3067
@tichaonakanombirirra3067 7 ай бұрын
​@@rumbidzaitarisai7282nezuro aarikurowa wanhu
@jaspernambala
@jaspernambala 7 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@blessingnyandoro786
@blessingnyandoro786 7 ай бұрын
Headman just give defendants time to explain and express themselves, You cut the accused often.
@ndizvo06
@ndizvo06 7 ай бұрын
Vanhu vari kusvora Bernard pano hamusati mamboita ma target ehurombwa hwemhuri ndosaka musingaoni shungu dzake. Makagara bhoo nekuti zvinhu zvenyu makaisa pane vamwe saka hamungambozivi kurwadziwa kwemunhu anenge ndiye ari kurarwa kuhope. Kwamuri dzingori ngano
@dumisanidube4773
@dumisanidube4773 7 ай бұрын
Chokwadi ichocho . Family iyi yakanzwana kt ifamba vachibvurana.ikozvino vakurohwa nemkomana nekuda kwekutsika tsika pakutiza mhosva dzavo.
@Angylngumashupa-gt3yz
@Angylngumashupa-gt3yz 7 ай бұрын
taura hako mdikani ..regai vachaka garika zvavo kana zvazopinda mumisha yavo ndipo pavachaona kurwadza kunoita matare
@user-bx1zn4zr9c
@user-bx1zn4zr9c 7 ай бұрын
Benny haapengi mberiyo muchazomubata ruoko🤝💪dare musatonga zveukasha mibvunzo mnayo Asi matauriro ngaave manyoro mbichana👏👏👏
@gonotv4953
@gonotv4953 7 ай бұрын
Benard akutenderedza vanhu misoro, last time akati ane $250 but now akut baba vake vabhadhare, kwedu tinoti iye benard ngaabudise Mari vafambe, kana vabatwa ozodzosera. Also, ane mhosva yekurova nekushungurudza vadhara
@tendai9314
@tendai9314 7 ай бұрын
very true...
@muchmuleya9651
@muchmuleya9651 7 ай бұрын
Bernard dare RiRi kumupembedza one day achaita zvikuru ngaatsurwe strong .
@PrudenceMutungwazi
@PrudenceMutungwazi 7 ай бұрын
Headman ndudawo munda ndigarire mudhuze nematare enyu
@gracemandivei6016
@gracemandivei6016 7 ай бұрын
He hibernates some of the things to me 😂😂😂😂
@haisonmuzungu753
@haisonmuzungu753 7 ай бұрын
From the onset ndakazviona kuti bhuku ririmo mumusoro umo. Dzingori mhepo chete dzikutenderera asi vakadzidza
@faraicmwaruta5725
@faraicmwaruta5725 7 ай бұрын
Killed me😂😂😂😂
@francischitova2345
@francischitova2345 5 ай бұрын
😅😅😅😅
@calebmagoba1278
@calebmagoba1278 7 ай бұрын
Headman munotenderedzwa naBenard. Amuoni kuti unopenga ngembanje ere uyo.
@user-kt8kl8ub2g
@user-kt8kl8ub2g 7 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@Olcool
@Olcool 7 ай бұрын
True
@sandramatara3731
@sandramatara3731 7 ай бұрын
Kkkk lol anonzi bhenzoo iyeye iclass mate yangu
@muchmuleya9651
@muchmuleya9651 7 ай бұрын
Bernard is too much he's making he's parents and relative's like fools in the community he's a narcissist ,tsimbe Iyo mbanje Hun'anga hwenema
@user-kk1og7py7k
@user-kk1og7py7k 7 ай бұрын
Akupenga uyo mukomana
@zimzimm-qe5in
@zimzimm-qe5in 7 ай бұрын
Guys ndiri pa self restraint. Is it possible kuti nyaya yakadai iendeswe kuna chief mutasa. Mwana uyu akarova vana baba ndinoona sekunge inyaya yakazvi miririra yoga. Harisi basa reve karanganda tv but popular headman vedu vanoda rubatsiro. Semufananidzo handivose vano ona mhinduro dzinobva mukufamba. Kunevekaranga tv, vaChigodora vanombo verenga ma comment here?
@Chrismadede
@Chrismadede 7 ай бұрын
Headman my advice hamunawo here masimba ekutumira demon iro ririkuzviti n,anga kunachiremba uyo akadzidzira basa rekuongorora kuti pfungwa dzake bhoo here,
@NhereraYenyika
@NhereraYenyika 7 ай бұрын
Mdara ane sutu uyo anenge ane zvikuutu zvaanoziva zvaarikuvhara vhara
@kudakwashemarire851
@kudakwashemarire851 7 ай бұрын
I second you
@phineasmasori3540
@phineasmasori3540 7 ай бұрын
Ndiye siva namba wani kuti ngatiende kun'anga
@ruthmurungweni2317
@ruthmurungweni2317 7 ай бұрын
Vakatengesa fridge kuti vawane mari yekuienda ku n'anga kkkkkkk vanhu vachasara vave varombo nadzo n'anga idzi
@user-ro3ij3qo4b
@user-ro3ij3qo4b 7 ай бұрын
Kkk ko mukomana we mastabation adzoka zvekare😂😂😂😂 haa uyu aakutopenga uyu someone like my comment
@muchmuleya9651
@muchmuleya9651 7 ай бұрын
Kupenga nembanje dare iri naro rinoterera mahumbwe abernade
@ricardogaricai-nl6im
@ricardogaricai-nl6im 7 ай бұрын
N'anga yaremerwa ..ndazviona....😂😂😂😂
@user-vz9wt3fh4l
@user-vz9wt3fh4l 7 ай бұрын
Haa n'anga inondipedza iyo, he's funny the way yaanodaira nayo kkkk pkp
@gracekhoza5289
@gracekhoza5289 7 ай бұрын
😂😂bro iko kuzozvambura vana baba umm Mwari ngavapindire usunungurwe mkomana uyo
@NhereraYenyika
@NhereraYenyika 7 ай бұрын
Shame.ndanzwa tsitsi na Ben mutambanengwe bcoz ndiye arikurwadziwapanyaya iyi .dai atsvaga hake kwekunobatsirwaar ega bcoz zvekubatana semhuri zvaramba
@namatiraisithole6158
@namatiraisithole6158 7 ай бұрын
N'anga haipfeki bhutsu ,ndiko kuti chuuuuuu🎉🎉🎉🎉🎉🎉
@wilmarmarara2448
@wilmarmarara2448 7 ай бұрын
Karangandaaaaa naHeadman wedu ❤❤❤
@dzidzaisibanda7069
@dzidzaisibanda7069 7 ай бұрын
Iyi mhuri iyi yakaoma
@alexrathete8483
@alexrathete8483 7 ай бұрын
Ava they must come week in week out,they bless me
@fortunatechoba1258
@fortunatechoba1258 7 ай бұрын
Please give us some more
@dakawangu4490
@dakawangu4490 7 ай бұрын
Mudhara usashandisa mari yako ye fridge mbavha dzana mambo neuteo turume tunodairira
@agnesjokonya1405
@agnesjokonya1405 7 ай бұрын
Mari haisi kupihwa headman ndeyekuti vafambe avo vati vauya ndeyavo vaenzi chengetai Mari yenyu muzouye makwana mofamba nekuti bamunini vakabvusirwa gonna pamba pavo and hama idzo hadzisi kuwirirana anedambudziko mkomana uyooo ..and avo vakatengesa fridge ndiBaba vake why vasiri kurwadziwa nehupenyu hwemwana wavo😔 it got me thinking uye chavasirikumbo Famba semhuri Chii kuti zvinhu zvijeke 🤔
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 Ай бұрын
Ukaramba uchiteera mambo Mutasa unoona kuti Chigodora haana chaanoziva. Zvake ndezvekuti ngatiendei kun'anga chete brain dzekutonga chaidzo hapana. Vaendesei kwaChief Mutasa
@auxilliakamuzonde975
@auxilliakamuzonde975 7 ай бұрын
Headman ndikudawo munda please ❤
@giftmashingaidze543
@giftmashingaidze543 7 ай бұрын
Kkkkkk uda kuswera uchiterera nyaya mudare here
@maposatich5026
@maposatich5026 7 ай бұрын
Neniwo ndakatorota Ndina Headman kkkkkk
@TawandaMataranyika-lu1by
@TawandaMataranyika-lu1by 7 ай бұрын
Bernard anojairira mfana uyo arikupedzera dare nefamily nguva akarohwa anoita munhu kwaye arikukonzeresa bishi mumhuri
@agnesjokonya1405
@agnesjokonya1405 7 ай бұрын
Baba Taps makumberi kwekuseri ❤❤❤
@tatendamatsokotere6459
@tatendamatsokotere6459 7 ай бұрын
Uyu haachadi kuramba achisekererwa uyu,achapedzisira auraya munhu manje ana Chigodora vachingomusekerera.and if he does kill l hope ngozi yacho inobata neivava vakuru vedare varikumupesva vasingatsiure.ndeupi mutemo wenyika unobvumira mwana kurova mubereki??
@norestkhumbula8716
@norestkhumbula8716 7 ай бұрын
Bernard dzifambire nyaya idzodzo kusvika dzapera madhara akaromba ayo
@maxwellstraight9989
@maxwellstraight9989 7 ай бұрын
Uyo n'anga ngaamboongorogwawo Uyo anezvaakambonorombawo Uyo pamwe mishonga yaapihawa haisi kushanda kkkk mwana mudiki anochin'nga kudayi uuuuuum nine? ????? Nemufana Uyo
@tsitsichigoche3347
@tsitsichigoche3347 7 ай бұрын
Yaaa mhuri iyi inehurombwa zvino yaakutya
@malvernchipaza4521
@malvernchipaza4521 7 ай бұрын
haaaa awa wakundotemana manje kamubudire kaiata n`anga ako muchanditauriraa
@MorgenPontez
@MorgenPontez Ай бұрын
Mr mutambanengwe with green t shirt my shona teacher and her wife😢😢😢😢
@florencemangatu499
@florencemangatu499 7 ай бұрын
N'anga mupengo iyo inoda kurova varikuitunidza kungotaura zvese zvese zvayafunga
@user-gz1br6xc6e
@user-gz1br6xc6e 7 ай бұрын
Arikutunhodzwa mupengo uyu
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 7 ай бұрын
Iyi nyaya haiperi zvayo, too mch confusion.
@charterfreddylumando2421
@charterfreddylumando2421 7 ай бұрын
N'anga yakanyenga mainini ikarambwa.this is personal
@gracekhoza5289
@gracekhoza5289 7 ай бұрын
😂😂iiih Mwari
@muchmuleya9651
@muchmuleya9651 7 ай бұрын
Anopenga Bernard nehusimbe most guys if they don't make it in life they don't do corrections they shift the blame that's bernade type narcissist
@user-cq2vf8nv7i
@user-cq2vf8nv7i 7 ай бұрын
Kķkkk mwana watungamira mberi haaa those 2 guys munaona kobhurwa😂😂😂
@letwingora9415
@letwingora9415 7 ай бұрын
Ummmm Bernard uchauraya baba nebp usadaro kushungurudza baba kudaro tenda mwari vapenyu vari kukubatsira Dai akafa unobatsirwa ndiyani,homie usadaro
@tendaimichaelsakarombe6100
@tendaimichaelsakarombe6100 7 ай бұрын
Kana usisina wanhu mu game ungati uchine wanhu yere😂😂😂😂😂😂😂😂 mudhara wesutu mahwani
@patiencemanyeruke3290
@patiencemanyeruke3290 7 ай бұрын
Bernard atova problem hombe uyu ngabvise mari aakutambisira vanhu mari dzavo apa iye asina kana contribution. Mentally pane iri kuregerera umwe. Headman vari kumupembedza vachidya havo mari dzedare
@lindaanashemazemo65
@lindaanashemazemo65 7 ай бұрын
Mmmmm headman chii chakadaro hanzi ngavanotemana mmmm hakuna zvakadaro
@user-nv1ln5wr9l
@user-nv1ln5wr9l 5 ай бұрын
Yakazppererepiko nanga iyi updated please 😂
@angelinaballerina5203
@angelinaballerina5203 7 ай бұрын
Hanzvadzi ya Tamary iyi 😂😂😂😂😂 Bamunini vemukadzi arikurotwa vari kupera something is going on.
@queenmomakunike9639
@queenmomakunike9639 6 ай бұрын
Ndazvionawo
@academyofpips
@academyofpips 7 ай бұрын
Munodyirwa Mari ne n'anga
@Gonawapotera1
@Gonawapotera1 7 ай бұрын
Zviri kwese imi munodyirwa nema pastors
@fwm146
@fwm146 7 ай бұрын
Heardman varikuto taimira Mari yefriji yemunhu nhaimi🤣🤣
@lindytv3075
@lindytv3075 7 ай бұрын
😂😂😂😂😂 ndezve kumusha
@Angylngumashupa-gt3yz
@Angylngumashupa-gt3yz 7 ай бұрын
havasiivo varikuida heardman asi ndeyekuti vaende kunotsvaga angabvisa gona mumusha
@user-lb1zd5fq8v
@user-lb1zd5fq8v 7 ай бұрын
Headman ❤
@brightonsongore9428
@brightonsongore9428 7 ай бұрын
Chigodora bho here kuenda toyaz nonstop
@ElliotKasere-hn3cm
@ElliotKasere-hn3cm 7 ай бұрын
Karanganda on top of the roof headman chigodora bhora mberi
@user-sh8jd9mp6o
@user-sh8jd9mp6o 7 ай бұрын
N'anga ngaipuhwe bhutsu guys first 😅
@chingombedaries
@chingombedaries 7 ай бұрын
Iyo n'anga is on drugs everytime vanhu varikungobhadharisa mari wasting time nemunhu anopenga.Chigodora arikutopengera mariye fridge vanhu must not attended tuma tare twekupenga utwu
@user-dp2hp5hc2u
@user-dp2hp5hc2u 7 ай бұрын
Pls mari ye fridge hainei nawoo
@kudakwashemarire851
@kudakwashemarire851 7 ай бұрын
Funga kaviri, he is not on drugs but nyaya dzemhuri kana usina kumbopinda ma situations akadai hauoni zviri seri kwegomo. Wait until it's over
@chingombedaries
@chingombedaries 7 ай бұрын
@@kudakwashemarire851 baba vacho vakataura kare kuti he takes drugs it's from me.chivanhu chinogona chiripo but uyo anoputa drugs ndozvomuonesa zvisipo
@chingombedaries
@chingombedaries 7 ай бұрын
@@user-dp2hp5hc2u vanoita deals nen'anga ndosaka waona chigodora apengera mari
@ThePrivy1
@ThePrivy1 7 ай бұрын
Headman mwana uyu mudzimu we disrespect ku family. He is silly
@muchmuleya9651
@muchmuleya9651 7 ай бұрын
Anopenga uyu dare ngaritsure bernade
@cassperchiyanga-ih3mv
@cassperchiyanga-ih3mv 7 ай бұрын
Well done bba Taps pamberi nebasa
@academyofpips
@academyofpips 7 ай бұрын
Dare iri rine bias. Wese apumhwa uroyi anotonzi Ari guilty. Why is it pese munhu anenge ane zvatadza zvinonzi uroyi. No one takes the blame for his wrongdoing. And mwana uyo anonzi akarova baba and dare doesn't do anything
@agnesjokonya1405
@agnesjokonya1405 7 ай бұрын
Akarova 2 not 1 and zvirikukonzerwa nevabereki vacho why vasina kuzo reporter kuti varohwa nemwana varikuziva nyaya dzavo madhara ayaa mishonga yeraki yavaitora kare vachashanda kudhorobha inopanduka kkkkkkkk
@academyofpips
@academyofpips 7 ай бұрын
But mukomana anopenga uyo.
@kaylageorge4782
@kaylageorge4782 7 ай бұрын
Ko baba vaya vekuti ndakahwa mweya kubuda kutombofa 😅😅😅😅 makazodii nhai kwamambo Marange yoh baba Taps amuzotevereriwo imi
@user-kk1og7py7k
@user-kk1og7py7k 7 ай бұрын
Uyo mukomana uyo hatichadi kumuona mudare please y akazobvisa gona nderake
@munashelynce3073
@munashelynce3073 7 ай бұрын
ipai vanhu mukana wekutsanangura musatora diwi especialy those advisers wadzidzisei kutonga
@marthachinyanga4664
@marthachinyanga4664 7 ай бұрын
Mukoma uyo akuradziwa weduwee achauraya.munhu
@ONELOVERECORDSZA
@ONELOVERECORDSZA 7 ай бұрын
We want more
@tendaimichaelsakarombe6100
@tendaimichaelsakarombe6100 7 ай бұрын
Benadhi ashora dare hoyo uyoo asimuka dare riri mbishi ndokupfeka bhutsu dzake hoyooo
@tendai9314
@tendai9314 7 ай бұрын
baba Taps svitsai comment iyi kuna headman: kunzi accused hakurevi kuti guilty... give defendant time to explain.
@tiko3631
@tiko3631 7 ай бұрын
Ana Wasu ndipeiwo stand please 😂😂😂
@oswaldchibwe9161
@oswaldchibwe9161 7 ай бұрын
Daí vachiverenga maminutes kwete kuita zvemakuhwa. Interjection inonyanya so that the defendant will lose course of defense. Headman should not interfere with the accused or accusers or witnesses outside the court proceedings.
@linnetgambura9943
@linnetgambura9943 7 ай бұрын
Nhasi kamudhara kachanokiwa 😂😂
@kaylageorge4782
@kaylageorge4782 7 ай бұрын
Karanganda mumbopawo headman vaverenge macomments vachinzwawo maonere edu mukuru avapi vanhu nguva yekutaura ngavamboona mambo mutasa vatore manotes
@linnetgambura9943
@linnetgambura9943 7 ай бұрын
This 2 guys 😂😂😂 kureva bab
@laiza7878
@laiza7878 7 ай бұрын
Baba vari ryt asi mutape chidima chakavabata kwazvo nemachinda avo kkk
@user-do3bw5mf8v
@user-do3bw5mf8v 7 ай бұрын
Chigodora arimu checky nhasi😂😂😂😂😂
@academyofpips
@academyofpips 7 ай бұрын
He must arrested for beating his father
@WayneMakisi
@WayneMakisi 7 ай бұрын
Akajaidzwa uyu nechin'anga chake chenhema ane ngozi chaiyo mai cake ngavataure chokwadi kwavakatora mwana uyu
@goldensomenow737
@goldensomenow737 7 ай бұрын
Mapurisa haatore nyaya dzinenge dzichitaurwa zvehuroyi
@fortunatepaida2
@fortunatepaida2 7 ай бұрын
Hino akuchinovaponda manje
@namatiraisithole6158
@namatiraisithole6158 7 ай бұрын
​@@WayneMakisivanorambirei kufamba naye ndiye ari kurwadziwa saka mwana uyo ari kurwadziwa
@lovemoremuteura8528
@lovemoremuteura8528 7 ай бұрын
Baba vakabhaiza vanorohwa hapana police case apa
@user-he3dv1im2z
@user-he3dv1im2z 7 ай бұрын
Haaa nyaya yekwa Mutambanengwe yaakubhowa mhani.uyo ane T shirt ye white ibenzi chairo.ko uyo anobvisa zvinhu pamba pavanhu vasipo SEI,hakuna zvakadaro.
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 7 ай бұрын
Headman musasuporter mukomana uyo Benard kurova vabereki ingozi iyo, apa achinyepa kuti ndine mudzimu ndiri n'anga ari madrugs, anoda kurohwa Benard uyo makamujaidza
@latestfootballhighlights9450
@latestfootballhighlights9450 7 ай бұрын
Baba havana ngozi
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 7 ай бұрын
@@latestfootballhighlights9450 Aaaa iweeka rova vako, vasina ngozi, kana iwe kurohwa nemwana wako
@robinreally7996
@robinreally7996 7 ай бұрын
I worry for Bernard vakasatonga nyaya zvakanaka kumberi uko ndawona awuraya munhu…
@MableSande
@MableSande 7 ай бұрын
uuuuum apa headman matadza ayiwa sure mungati endai munotemana here
@TrymoreMisongwe
@TrymoreMisongwe 7 ай бұрын
Ooh Bernard ndiye uripoo
@sqrd3536
@sqrd3536 6 ай бұрын
Mukomana akutopenga uyu. Haizi mudzimu iyi panezvimwe...
@lloydmpofulodzapower8739
@lloydmpofulodzapower8739 7 ай бұрын
But dzungu rineteam rimwe racho iro ririkuside kwaheadman rakanyanyisa dzungu haridi kudaro
@teacheapmoregain
@teacheapmoregain 7 ай бұрын
Mudhara ane suit hokoyo na tasvu iwe uuumm unenge unechirombo chakowo iwe, otherwise mwana uyu zvekunyepera kusvikirwa itori mhepo yakaiswa na baba
@lucymasedza4703
@lucymasedza4703 7 ай бұрын
Bernard unode shamhu uyo kusarohwa chaiko uku
@user-bp9co9zn5h
@user-bp9co9zn5h 7 ай бұрын
Uyo Bernard wenyuwowoooooo
@user-ui4ck8zi4h
@user-ui4ck8zi4h 7 ай бұрын
Chigodoraweeeeeee
@namatiraisithole6158
@namatiraisithole6158 7 ай бұрын
These guys look like each other 😂😂
@preciousmatenzenichatukuta7288
@preciousmatenzenichatukuta7288 7 ай бұрын
What kind is that kind now??? 🤣🤣🤣🤣
@felixowuor6744
@felixowuor6744 7 ай бұрын
Inga mari inoperera mahara
@avechite514
@avechite514 7 ай бұрын
Chigodora unodherera vanhu vaya vakaita hondo pa dare bt wakavatadza wakuda kudherera mudhara uyu
@suchmoremutete9990
@suchmoremutete9990 7 ай бұрын
Mutambanengwe they have paid more Dare fees many times more than anyone else 😂😂😂 vano Para ma1
@dzidzaisibanda7069
@dzidzaisibanda7069 7 ай бұрын
🎉
@zimzimm-qe5in
@zimzimm-qe5in 7 ай бұрын
Ba Taps makati spoiler. Tajaira kumuka mato poster what youbdo best
@user-ii1co5nt6v
@user-ii1co5nt6v 7 ай бұрын
Haaa Bernard ma1 akutochema drama king😂😂
@user-mv3oe5em8f
@user-mv3oe5em8f 7 ай бұрын
Indai kuna profet miracle paul or vaye vanopa maspritual glass
@ednashumba8326
@ednashumba8326 7 ай бұрын
Karanganda waiting for matare akaitwa msi wa2 December sekutaura kwaheadman
@linnetgambura9943
@linnetgambura9943 7 ай бұрын
Bernad kurova mdhara ishungu weduweeee dai manzwisisao dambudziko rake bab imi musadaroba
@percymudzuri9510
@percymudzuri9510 7 ай бұрын
Pisai gona Riya vana Mutambanmbwe. Confusion ndopayirikubva ,coz even headman atovewo confused
@percymudzuri9510
@percymudzuri9510 7 ай бұрын
Muchinda uyu n'anga iyi ngaende Kuna mudhara wake ane gona rikuda kupiswa
@kudzaidzvairo4363
@kudzaidzvairo4363 7 ай бұрын
Shame sorry zvako Bernard😢
@keithjemwa2973
@keithjemwa2973 7 ай бұрын
Zvimwe ra drama but he hibernates haa wakapenga musharukwa
@user-xj2eh9lw1f
@user-xj2eh9lw1f 7 ай бұрын
Thank you Karanganda
@user-lu4rr7di2b
@user-lu4rr7di2b 7 ай бұрын
Connected
@user-xw1se9gq9f
@user-xw1se9gq9f 7 ай бұрын
Head man wane n'anga dzawo dzawanovhara wanhu Mari padare
@user-ds5eg6hd3w
@user-ds5eg6hd3w 7 ай бұрын
Haa ndaona ana baba ava vanyasokinditsiwa zvavo vakaramba vavhiramba kufamba zvavarikuita izvi
@faraimbawa7312
@faraimbawa7312 7 ай бұрын
Bogus court
@chingombedaries
@chingombedaries 7 ай бұрын
Bernard is on drugs arikutambisa mari nenguva yevanhu
@ericachari5942
@ericachari5942 7 ай бұрын
Iyi mhuri iyi ka
@TBMEntertaiments-ri1gj
@TBMEntertaiments-ri1gj 7 ай бұрын
tipeiwo zvine nguva refu baba taps ..dare redu ihombe pachigodora apo
@user-kk1og7py7k
@user-kk1og7py7k 7 ай бұрын
You kno n'anga iyi ndiyo yakutoshandisa vanhu avo coz anenge akada kusimbiswa but anenge akatadza mhiko so zvakumupengesa 😅😅😅😅😅
pane achafuma Mach**de  awe ma Fatcook
26:22
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 70 М.
NGOZI YAGWEJA MUKOTSANJERA
36:29
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 13 М.
Задержи дыхание дольше всех!
00:42
Аришнев
Рет қаралды 1,7 МЛН
🤔Какой Орган самый длинный ? #shorts
00:42
Sigma girl and soap bubbles by Secret Vlog
00:37
Secret Vlog
Рет қаралды 6 МЛН
Na'nga yekuchema mudare inodzoka zvakare Dare ra Headman Chigodora
32:48
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 58 М.
Nanga inosungisa vana tezvara kudare
38:55
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 56 М.
Headman Chigodora Miti inoera
42:24
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 48 М.
N'anga haisumira muDare raHeadm Chigodora kusvika zvanaka
1:01:56
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 67 М.
TINASHE MUGABE FOUNDATION: CATCHING UP WITH MUTARE COUPLE (DRONE OPERATOR)
23:27
Amai vakarombesa mwana nekuda Good Life
44:23
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 165 М.
Matiraburu is on Fire 🔥 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
41:23
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 11 М.
Задержи дыхание дольше всех!
00:42
Аришнев
Рет қаралды 1,7 МЛН