Ngozi yenhumbu igandanzara,kurapisa varwere,kutengesa mombe

  Рет қаралды 2,678

Manass chibanda

Manass chibanda

26 күн бұрын

Ngozi yenhumbu igandanzara,kurapisa varwere,kutengesa mombe

Пікірлер: 14
@nomsanyika151
@nomsanyika151 24 күн бұрын
Atezvara ngavadzikame varikupinda papi apa
@tracychiumba1436
@tracychiumba1436 25 күн бұрын
First
@nyaradzaikwaramba
@nyaradzaikwaramba 25 күн бұрын
Makuda kut rasikeyi asi ndinotenda kt mazoona zvenyu pamazoti vafambe vose cz uyo murume zitsotsi chairo iro kunyepa kwakariwandira ...Nhai mambo hamusi kuona hr kuona hr apo kuti murume uyo itsotsi baba mukuru avo zviri kunzi Ivo Havana kuenda kuudza muridzi wemukadzi hr kt vanoda kurapisa murume wavo apo murume uyo itsotsi uyo Ari kuda kuparadza Mombe nevana Vamai guru cz haanga taure kt akatadza kurapisa mupfana wake nokut Mai vaiva vapengu hazvina musoro zvaari kutaura uyo uye ATI Mai vake vakafa 2013 hant ko nguva yose aiva kupi asinga varapise now auya achiti murume vamainini Ari Mozambique abva ATI akafamba akanzi hurume uyo haachadzoke kuno Zimbabwe ko kana vakamuuraya cz Ari kuratidza kt haasi kutoda kuti adzoke uye musha wamainini avo hasi kutovada wn chose Ari kuratidza kt Ari kuda kutovadzinga wn apo honai Ari kutsika tsika kt vaende vose sei uyo murume uyo itsotsi chairo hombe anoda Shamu mambo
@OlindaDziike-ck6xx
@OlindaDziike-ck6xx 25 күн бұрын
Kana dziri mombe dzenhaka vatezvara avo Havana need yokudairira
@TrypsenInvestment
@TrypsenInvestment 25 күн бұрын
Ngavakumbirirane ruregerero uye vambe ipapo vabatana
@SaymoreNdawi
@SaymoreNdawi 24 күн бұрын
Atezvara vakambira havafane kuwanika mudare revakuwasha
@kudakwashechikwiro3029
@kudakwashechikwiro3029 25 күн бұрын
Ko nhay mpostori anogorambirei mombe dzevakwasha chero dzikaiswa muzita ramukoma zvine basa rei
@innosyngwenya
@innosyngwenya 24 күн бұрын
Dzikule idzo ndedzekumama
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 25 күн бұрын
Ko mombe hwani yabva yaramba kubuda kunorapisa munhu here nhaimi?
@MrKuda2008
@MrKuda2008 25 күн бұрын
Baba madire amunoita puma yenhaka so.hamutsveruki ere seenzai anhu woye.pfuma yenhaka inoparadza ukama
@kudakwashechikwiro3029
@kudakwashechikwiro3029 25 күн бұрын
Bamukuru varikuda kuti mombe dzese dzitengeswe ndoo pane nyaya
@tapiwachiguvare2605
@tapiwachiguvare2605 24 күн бұрын
Terera nyaya iwe asi waiita number 50 here kuschool
@nyaradzaikwaramba
@nyaradzaikwaramba 25 күн бұрын
Asi murume uyo anenge ane mushonga cht cz muri kungomubvumidza kutaura wn asi avo muri kuvamisa wn kkkk asi ndirikuona kt hakuna achakunda kuitengesa cz panenge patobuda chokwadi apo zirume zitsotsi chairo iro
@blessingpongwa4298
@blessingpongwa4298 25 күн бұрын
Munhu akatanga kuno mhan'ara ane evidence, saka vakatanga vanzwa humbowo before court ndivo mambo ndovakamutuma kunotsvaga zve mombe ku dhibhi Aine mapurisa a mambo
Muzukuru Selling Gogo's Land  : Dare raChief Chinhamora
15:42
BUSTOP TV
Рет қаралды 1,9 М.
Ndakangoita bonde kamwechete naye
24:47
Manass-Chibanda
Рет қаралды 1,1 М.
IQ Level: 10000
00:10
Younes Zarou
Рет қаралды 11 МЛН
Alex hid in the closet #shorts
00:14
Mihdens
Рет қаралды 17 МЛН
How Many Balloons Does It Take To Fly?
00:18
MrBeast
Рет қаралды 204 МЛН
Mom's Unique Approach to Teaching Kids Hygiene #shorts
00:16
Fabiosa Stories
Рет қаралды 36 МЛН
Murora Akasimudzira Vamwene Demo Hondo Pamusha
26:24
TICHKACH MTV
Рет қаралды 32 М.
Murume akanzi anoita anorara nedhodh********
25:52
Manass-Chibanda
Рет қаралды 2,6 М.
DOTITO: Ndakaroohwa Namwene Abatwa AneChikomba
38:02
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 14 М.
Muchembere oratidza kusafara nezvari kuitwa
30:46
Manass-Chibanda
Рет қаралды 1,5 М.
Ndinoita Naye Bonde Kusvika Chibereko Chabuda
10:20
SlyMediaTv
Рет қаралды 39 М.
Vane pfupi hawagone-Bhishu Reality Show Season (1) Episode 19
15:14
Manass-Chibanda
Рет қаралды 11 М.
Akabatwa nekarusero? kumuka akagerwa panhengo yake
48:02
Manass-Chibanda
Рет қаралды 2,4 М.
P9 DURI FAM Kufa kwemapositori #MUKOTSANJERA # Karanganda TV
1:06:49
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 123 М.
kushungurudzwa kwa Gwasha Linda, Zvemba zvakaoma
44:13
Manass-Chibanda
Рет қаралды 12 М.
IQ Level: 10000
00:10
Younes Zarou
Рет қаралды 11 МЛН