Mambo manyama❤❤❤❤❤nyangwe asiri mwana wanjerere .hazvichashande
@user-mk7iv9iw2m6 ай бұрын
Kwazvo
@Cecilliamakombe-lr2vf10 ай бұрын
❤❤❤❤❤❤❤❤❤ we'lldone Mambo I'm so proud of you
@hedwigsithole2119 ай бұрын
Iro zimbuya rine hembe ye green rine hutsinye iro akati nderekwa njerere ndiani iro racho ngaritorwe ma DNA futi hurombwa chete apo kushungurudza vana vakafirwa. Well done Headman Chigodora 👏👏👏👏👏
Sabhuku vatengwa ndi prince tinongoda Tinashe Mugabe
@chukuchataps10 ай бұрын
sabhuku havana kutengwa ba, tete avo vakaitwa DNA nani vanoziva sei kuti baba vaPrince mwana wababa vawo
@porciarutsvara695310 ай бұрын
very true SaChigodaz n crew are on prince's size, just do the DNA finish n klaar
@emmiesmit124110 ай бұрын
Ane Mari here yekutenga Headman. Ndi baba va Prince vari kuda vana vavo. Ndoozvinoita ivhu.
@mancuencube540910 ай бұрын
Ko why DNA now ngenyaya ye stand here aaaa chii chakadaro, hakuna DNA , even akawanikwa asiri wepo stand ndeyake finish
@user-zk5hh5gt5n6 ай бұрын
I love mambo Chigo his exerllence ...king Solomon has risen🎉
@mabelmatshitse572110 ай бұрын
Tete how do you know you are a njerere. Let sleeping dogs lie. Don't give vana ava hard times coz you just want upfumi.
@sinosmajayaya111210 ай бұрын
This chief is right. Why are they giving hard time to orphans. Vari kudzwanyirira nherera
@iyeate36179 ай бұрын
But DNA will clear the Dust nekuti vana ava to the last generation vanenge vachingonzi HAVASI VE DZINZA. Ko DNA yakatonaka zvee inoburitsa pachena zvose ,yonyadzisa vaifungira Nhema
@user-nv1ln5wr9l9 ай бұрын
Dare renyu headman mogona chose keep it up zvamoita Dai zvirizvowo zvoitwa nevose vanotonga I don't kune waizopamidza zve kutadza welldone❤
@rexzvinoguma643910 ай бұрын
Chigora, makanyanya changamiri, I just wish if the gvt will built you a better courtroom 🙏
@fortula.tichwagoramuog878410 ай бұрын
These courts get a lot in fines.Mari dzacho dzinoendepi? Government is an administrative body doesn't really earn much money to provide all infrastructure!Here in Ireland communities build what they need except for basic infrastructure!
@fortula.tichwagoramuog878410 ай бұрын
It's not the duty of the government to build everything in communities.All over the world communities do it for themselves!It is a terrible weakness of dependency syndrome.He gets court fees money,goats,cows zvinoendepi???
@fortula.tichwagoramuog878410 ай бұрын
Ana Marange,Bushu verse avo vakavaka wani.Vamwe ndovanoswero itira muma classroom.Rules should be in existence to manage how these fines,fees etc are used!!!
@shurakatemanyengo324610 ай бұрын
Ini zvangu ndinoda kubvunza kuti state land inotengeswa here se zviri kuitika bcz vmuharare vamwe vari kusungwa nazo
@patiencekumirai293110 ай бұрын
Dna chete headman makurasika imi aah
@TawandaMataranyika-lu1by10 ай бұрын
Vanatete awo vanopenga makadii kugadzirisa nhau iyi vabereki wacho varipo kuti vana awa havasi vemumusha muno inhubu Mai awo munopenga kuda munda chete hudyire nxaaaaa
@brightonchamonyonga675610 ай бұрын
Tich ita uchitsvagawo wako chief,kwete kuda kungotevera zvabudiswa nevamwe ,haa zvinobhowa we end up ndisisa vhuri zvaunotumira, a good journalist anovhura dzake,
@fungaimapondo116610 ай бұрын
Ini ndikatongwa na headman vakadai ndinozoripa ndamukwapaidza nembama namagirazi wake I horo dzevanhu
@muchmuleya965110 ай бұрын
Even me
@ngonidzashemunatsi10 ай бұрын
Kkkkk true
@GovathManuel6 ай бұрын
Kkkkkk
@shingiekachemukuya10 ай бұрын
Vakadzi vanozviita dna z the best dna first mozotonga nyaya
@patiencekumirai293110 ай бұрын
Headman varikuramba vanenge varikuziva nyaya ava
@ponsomanmadana94210 ай бұрын
Munopedza maspots mambo 🔥🔥🔥🔥
@godwinmuzavazi18988 ай бұрын
Mambo Chigodora Great Chief of Justice thank you and your team
@williamjay13010 ай бұрын
Chigodora nemakuruko ake ndeve kumurmer avo vanenge vakatengwa. I feel aunty is not being fairly tried, dare rikutora masides
@elianamarunza598110 ай бұрын
Pfidzeke iwe kamba iwe natete avo munoroya mese
@obertdube61652 ай бұрын
Inini maonero anguwo hdman vaifanirwa kudidza tinashe then from there votora matanho
@user-ev5hr1tn1n10 ай бұрын
Ko Prince sei arikurambawo ma DNA acho arikutyei.Tinashe Mugabe ngauye padare aite basa pamberi pedare mhani.mazidofo
@johannesjohannesj.m90614 ай бұрын
Mai vake told her kuti tirikungochengetwawo pano
@lorrainemudhara81407 ай бұрын
Ayiwa Haaaaa Headman Chigodora akanyanya. You have great wisdom.
Tete avo vanoziva zvekutaura padare uye vanoziva kugarisana nevamwe thanks for protecting this children
@user-dt6pq3fm8h10 ай бұрын
Vanhu vari padare apa vanoshandisa chikoro bt family yekwanjerere aiti 😢
@KBT64010 ай бұрын
Saka because they are not educated they must not say what they feel so they maybe corrected hayas
@jerichomasunda.jerichomasu34486 ай бұрын
Big up chief Chigodora avo tete avo kuita moyo sedombo ngavanotonga kumusha kwavakaroorwa sei murikuvatendera akuna tete vakadaro
@linahmukotekwa547510 ай бұрын
Ivo tete vacho vanoziva sei kuti ndevekwaNjerere pamwe ivo vakati hurwawo aaaaaaa
@iyeate361710 ай бұрын
chero dai vasiri , DNA will show percentage yehukama hwa Israel na tete from the mother's side. kana zvabuda izvozvo will prove kuti Prince is related to them
@user-vr2gs2jw3v10 ай бұрын
Imi tete vane green sezvo murimi mune yese taridzai vana baba vavo
@Naomi-zg4bd6 ай бұрын
Ishe chigodora ne vatevedzeri venyu well done kwedu kwachigodora hakuna chitsotsi 🙏🙏🙏
@remingtonsuvo793010 ай бұрын
Nhasi pakadziya. Famba Chigodora 💥💥
@JT-sh6xk10 ай бұрын
Chigodora should not judge on the basis of rumors the guy should not sell the land
@ngonidzashemunatsi10 ай бұрын
Thts true headman ngavasavharidze ma DNA. Variko ana amai vanohura
@lm3633910 ай бұрын
Dna haichashande, mwana wemaparents by rights pamutemo. Vabereki vakamutoresa birth havachipo.
@ngonidzashemunatsi10 ай бұрын
@@lm36339 dzinza haritarise zvese izvo zvekuti wakatoreswa birth wakazodii. We are Africans chivanhu kna chokuda zvese izvo hazvina bsa
Hautengese pfuma isiri ya baba vako nekuti wakatoreswa birth
@lloydhungwe69386 ай бұрын
Chigodora to the fullest, king Solomon
@nyashadzashepiki36628 ай бұрын
Qualities of a good leader are exposed, chigodora is the best headman
@user-xh4go3hk2y9 ай бұрын
Chief u are very clever like the first missionary
@bonuspawari78196 ай бұрын
Aasi chief uyu
@priscillamwembe716210 ай бұрын
Dare iri rinonakidza headman Chigodora Huchi vakomana
@gogokazima354710 ай бұрын
Please Chigodora DNA
@porciarutsvara695310 ай бұрын
headman n crew musazobva mavenga munhu zvekudaro hmmmmm🤔🤔vana tetez didn't care about kt prince haasi wemumusha mavo, bt prince paazoita zvekutengesa musha ndipo pazoita kt vana tetez vaasimudze musoro, n morova pa 1st dare prince ainzi akatoenda kuhama dzababa vake chaidzo chaidzo, go ahead me DNA finish n klaar.. Wat is the problem naiye prince aakuti arikuda bhonzo nebvudzi raIsiah yooooh b serious about life prince, n zviri pachena kt wakabira tetez mapapers epa musha go n do the DNA we want closure isu vamwe kuno... 🙄🤔😏
ZiTete iri muriyo chaiye ndofunga kuti nekwaakaroorwa unotonetsa
@user-pd8us9tr1l10 ай бұрын
This tete is very wicked , ko kana vabereki vemwana uyu vakawirirana nhaym
@patiencekumirai293110 ай бұрын
Kana vakawirirana haatengesi musha mutorwa mutorwa
@agnesjokonya140510 ай бұрын
@@patiencekumirai2931anogoita mutorwa sei iyee akagadzwa pabonde akapihwa tsvimbo dzababa vake...Tete ndivo vakutoda pfuma iyii ..why kutonga kumusha kwavabva ivoo vaine wavo musha as long mwana aîné same surname neyababa he is entitled to the parent's property...ko vakadii kuzvitaura kare vakafamba vakafamba vasati vaiuya kwamambo ...
Tete imi mune TShirt ye green mune mwoyo mukukutu sei muchi ita semusina Kubereka makange muripi makore ese aya makanyararirei mune hundyire chaiwo munotaurisa saka maka dzoka ku murume ma come back anonetsa siyanai na Prince ne hanzvadzi yake vapombonoke munda akasiirwa na Baba vake Israel muri chironda chemumhino nhai Nxaaa
@JosiahJosiya-iv4gy8 ай бұрын
Excellent headman munogona
@berthakunaka296410 ай бұрын
Well done
@OlindaChirara-fn1jv8 ай бұрын
Urombwa hune basa nekuti zvese makaisa pana prince pamakamuisa pabonde uye prince haafanirwi kufa musauraya mwana