NDAKAITA MWANA NEHADZVADZI YANGU ZVES BVUU NASEKURU TASVU.. Call/Whatsapp +263784 614 908

  Рет қаралды 7,886

SekuruTasvu Officials

Ай бұрын

Пікірлер: 43
@TanyaMuridzo
@TanyaMuridzo Ай бұрын
Idzo dzri kutonetsera kunotora mbudzi nehuku 😂😂😂😂😂 kuseka nhamo serugare 😂😂
@ArnoldMlambo-yg6co
@ArnoldMlambo-yg6co Ай бұрын
Tinotenda sekuru tasvu kufumura zvakawanzika kuti vanhu vapore tasvu kahwani tasvu kahwa,,,hoyo !!!! zvinotendwa sekuru tasvu pamwe chete namukoma Robert
@NaomeMunyesa
@NaomeMunyesa Ай бұрын
Ho saka nyaya iyi yakatopedzwa ikapasiwa kare thank you sekuru tasvu andigoni nemi
@lorrainemazhawidza6790
@lorrainemazhawidza6790 Ай бұрын
Nyika yakarema veduwee ndapota zvangu....
@joemakerdzawo5586
@joemakerdzawo5586 Ай бұрын
1 Tasvu
@mellanyaningwe878
@mellanyaningwe878 Ай бұрын
Wonzwa umwe achiti hakuna amai vanoroya vana vavo
@PreciousMutenda-zk9rb
@PreciousMutenda-zk9rb Ай бұрын
Uuuuummmm weduwe kaaaa Zvakaoma
@user-ll4ci6et7w
@user-ll4ci6et7w Ай бұрын
Sisi haana mhosva aivamabasa emishonga yamai
@lorrainemazhawidza6790
@lorrainemazhawidza6790 Ай бұрын
Sekuru Tasvu tendwai nedenga shuwa...basa ramurikubata ihombe
@user-sq5xj5cr9h
@user-sq5xj5cr9h Ай бұрын
Sekuru muno nhonga tsono ndapa kutenda hngu
@lorrainemazhawidza6790
@lorrainemazhawidza6790 Ай бұрын
Chekuzviurayira hapachina ....zvakatoitika izviii....kutoshinga kubatsirwa nasekuru zviite
@user-wr7mr6oo4e
@user-wr7mr6oo4e Ай бұрын
Kkkkk yemwana yanetsa kaaa
@elizabethaaron1120
@elizabethaaron1120 Ай бұрын
Sekuru munogona henyu rambai muchibatsira nyika .
@jephiaschinganga7565
@jephiaschinganga7565 Ай бұрын
Shem zvakaoma
@MonalisahSibiya
@MonalisahSibiya Ай бұрын
Zvakaoma asi mm
@GoodNyamadzawo-du7qc
@GoodNyamadzawo-du7qc Ай бұрын
Zviriko here izvo uuuu ma 1
@PreciousMutenda-zk9rb
@PreciousMutenda-zk9rb Ай бұрын
Uuummm maone iwe
@lorrainemazhawidza6790
@lorrainemazhawidza6790 Ай бұрын
Zviriko imi kunyanya kune vanhu vemishonga ivava .
@Eunicechinyoka
@Eunicechinyoka 23 күн бұрын
Zvakaoma imi veduwe sekuru tasvu munobata bsa zvinokudzwa
@fortunatejaravaza
@fortunatejaravaza Ай бұрын
Yuwiiiiii
@user-fw5eu5uk4o
@user-fw5eu5uk4o Ай бұрын
Kuita makunakuna kudya zvehukama sekuru batayi vanhu
@tariromargaret5979
@tariromargaret5979 Ай бұрын
Robert dai waisa silent mode, sekuru pavatanga kutaura nyaya yenwana uyu, kune vatonzwa kare, guhwa ratoenda
@mellanyaningwe878
@mellanyaningwe878 Ай бұрын
Wateerera hre zvataurwa kana kuti wangomhanya ku commenter
@LindaMuzenda
@LindaMuzenda Ай бұрын
Pakadai ndopaunoona kuti mubereki wako muroyi dei kurikuti musikna uyo akarwara asvika pakufa Mai vakachengeta secret yokuti mwana vakamuita nehazvanzi yavo kutonyararira mwana chaiko
@sarabiwamufasa5490
@sarabiwamufasa5490 Ай бұрын
Tasvu 1....1 Tasvu never thought ndicha hyper n'anga muhupenyu hwangu😂😂😂
@johanahnyamande6794
@johanahnyamande6794 27 күн бұрын
😢😢😢this is so heartbreaking mmmm
@MilandaFilimon
@MilandaFilimon Ай бұрын
Tatozviwona mkoma rober
@alistarronny5940
@alistarronny5940 Ай бұрын
1
@Energymutodi-ji5dg6yv3u
@Energymutodi-ji5dg6yv3u Ай бұрын
𝐔𝐦𝐦𝐦𝐦𝐦 𝐩𝐚𝐤𝐚𝐢𝐩𝐚 𝐯𝐞𝐝𝐮𝐰𝐞...
@edithmashaire102
@edithmashaire102 Ай бұрын
Pfee ichoo 😢
@ClemenceKanyai
@ClemenceKanyai 27 күн бұрын
Pakaipa
@JamesMandizvidza-yw8cm
@JamesMandizvidza-yw8cm Ай бұрын
Sekuru Tasvu
@KilfordGomba
@KilfordGomba 27 күн бұрын
❤❤❤
@PatrickTshishonga
@PatrickTshishonga Ай бұрын
Yaaaa zvkaoma chkwadi
@lorrainemazhawidza6790
@lorrainemazhawidza6790 Ай бұрын
Tateguru Tasvu ❤❤❤❤❤❤❤
@SippeMngam
@SippeMngam Ай бұрын
But muri pasocial Media musi ska kusazvibuditsa kuri papi kwana iwe Robert
@JamesMadume
@JamesMadume 26 күн бұрын
Kunzwa nekunzwisisa zvinhu zvakatosiyana ...kutobuda pasocial media kureva kuti matare akaitwa akapera sekutaura kwamkoma Robert....Manzwisisa here veRemedial class
@LindaMuzenda
@LindaMuzenda Ай бұрын
Munogoti murikuita secret tatozviona pa media
@thelmamunyoro1709
@thelmamunyoro1709 Ай бұрын
I think vakatobatsirwa
@LindaMuzenda
@LindaMuzenda Ай бұрын
@@thelmamunyoro1709 ok
@mellanyaningwe878
@mellanyaningwe878 Ай бұрын
Iwewe unotopenga chete inga mkoma Robert vataura kuti video takutombomira kuiburitsa pa mhepo kusvika mapedza kubatsirwa.
@LindaMuzenda
@LindaMuzenda Ай бұрын
@@mellanyaningwe878 Saka kupenga kwangu kuripai chero zvakadero hama dzese dzichatongoona chero vapedza kubatsirwa kwacho Saka chii chinenge chichalavanzika zvaifanira kungozikanwa nomusha
What it feels like cleaning up after a toddler.
00:40
Daniel LaBelle
Рет қаралды 81 МЛН
Summer shower by Secret Vlog
00:17
Secret Vlog
Рет қаралды 11 МЛН
No empty
00:35
Mamasoboliha
Рет қаралды 5 МЛН
Erkesh Khasen -  Bir qyz bar M|V
2:43
Еркеш Хасен
Рет қаралды 923 М.
Jaloliddin Ahmadaliyev - Erta indin (Official Music Video)
4:32
NevoMusic
Рет қаралды 1,1 МЛН
Kenjebek Nurdolday & Baller - Сөкпе
3:10
Kenjebek Nurdolday
Рет қаралды 61 М.
지민 (Jimin) 'Who' Official MV
3:28
HYBE LABELS
Рет қаралды 25 МЛН