Baba Taps kune ngozi yanetsa pa Darwin takaiwona ku Drewmas please vanatei sekuru Mukotsanjera vaende ikoko iyo iri pachena iri kungoda mubatsiri bcz munhu wacho akatsipikwa
@elliotmukozhojaravaza75083 күн бұрын
Ndakaionawooo pliz karanganda toda kuti sekuru vasvike Darwin
Mukotsanjera akamnovati mwinyi mwinyi tete ava pavakaramba kugara pane muroora akati tichabatana hedu pamberi apo
@TafadzwaChinjekurep3 күн бұрын
Ndakagara ndavaonao vaisagadzikana
@RoselineNoku-dv6fg3 күн бұрын
Yaa vanatte vanenyaya uye tte nurse vanoziva chaizvo akaruma muroora uye vanofarira zvinoitwa nemuroora akaruma umwe hay dzinza irirakatakura kurema chaiko thats why sahwira akauya hake kuzorwira vana vasahwira wake
@licksongungira373 күн бұрын
My comment is directed to Karanganda , why is it that your videos just suddenly end when the issues are reaching a climax? Matare aMukotsanjera and chief Mutasa keeps you on the edge of the seat and must be concluded properly 😂😂😂🙂👏👏👏
@TamaryManyika3 күн бұрын
Our own Netflix 🎉munodadisa Karanganda
@olisamanyenya20903 күн бұрын
Morning the People's Republic of Karanganda
@Olcool3 күн бұрын
Our Netflix, our village, KarangandaTV village
@keylapatricia98833 күн бұрын
My favourite kule mukotsanjera 💞
@maibamaiba61283 күн бұрын
Vanhu vari pano munorara here musaona kunonoka ndanga ndichiuya
Kkkkkkkkk musadoro zvinezvi ndiri number 19 better
@memorymagadzire85053 күн бұрын
Anhuweee munobva mazadza sofa rese isu togaripiwo manje
@sheunesuhuruva4212Күн бұрын
How I wish to meet sekuru Mukotsanjera vagadzirise nyaya dzemu musha medu. I once dreamed him cleansing the family. I believe that one will meet at our grandmothers kitchen do the cleansing ceremony. There is no unity amongst ourselves as family.
@A_JM5853 күн бұрын
Ehezveee chiku one hour chekubviroti dheeesheeeee
@lucynapwaro57253 күн бұрын
Ana tete ava ummm , zviri muma dzinza zvakaoma sure