Pastor N Matende Mune Rudo Official Video

  Рет қаралды 27,996

PASTOR N. MATENDE

PASTOR N. MATENDE

7 ай бұрын

Пікірлер: 56
@tafadzwakamwaza3874
@tafadzwakamwaza3874 3 күн бұрын
When you make a strong Encounter with the Holy Spirit, it changes you..... if you knew this guy and you a chance to listen to this song and still never believe in Christ's true existence in your life, then you have a problem. His Shekinah Glory prevails forever...well done Baba Harare
@user-vz6nk2vt2y
@user-vz6nk2vt2y Ай бұрын
Murume uyu dzimbo dzake dzinoswedza munhu pedyo naMwari Chokwadi Jehovah vanoera Amen 🙏🙏🙏
@cralanmudakureva51
@cralanmudakureva51 Ай бұрын
🔥🔥🔥Thanks ticktock ko zvandandakasarira next notification on ..aaa ndonzwa kukomborerwa zvangu amen 🙏🙏🙏
@user-vz6nk2vt2y
@user-vz6nk2vt2y Ай бұрын
Chokwadi Mwari tipeio Simba rekunamata Amen
@AngellineChawanda
@AngellineChawanda 3 ай бұрын
Thank you Pastor munondipa simba rekunamata nziyo dzenyu dzinokomborerwa pfudzwai mberi🎉
@GetrudeMaredza
@GetrudeMaredza 3 ай бұрын
Baba ndaitombova nemweya wekuzviuraya ,kubva pandakatanga kuterera music yenyu ❤ndakayambuka ,ndavakumberi ,keep on vanhu vatendeuke
@PaulineMagoronganye
@PaulineMagoronganye Ай бұрын
God bless you
@tafadzwabaisheaneni5934
@tafadzwabaisheaneni5934 7 ай бұрын
Tinoda kushumira kwakadai nguva dzose. 1. Tipeiwo simba 2. sawi nezviyo 3.Gamuchirai kupona 4. Ndotaura munana 5. huyai Jesu 6. Mazuva atokwana ft Joseph Tivafire.
@user-vz6nk2vt2y
@user-vz6nk2vt2y Ай бұрын
Aliluyaaaa muri mutsvene Jehovah munoyera Baba
@Chittsman
@Chittsman 7 ай бұрын
Mashoko ane kunamata haasi ekuita dambe nawo🙏
@user-ly4eb2vv4s
@user-ly4eb2vv4s Ай бұрын
Amen chekutanga tsitsi nerudo 🙏
@CurrenMapuranga-dm8ir
@CurrenMapuranga-dm8ir 2 ай бұрын
Umm munogona pastor munondionesa hukuru hwamwari
@josephinemashongwa
@josephinemashongwa 2 ай бұрын
Hallelujah Hallelujah ❤
@user-mf7tb8vx7o
@user-mf7tb8vx7o 3 ай бұрын
Munogona Pastor powerful
@mutsakamudende4823
@mutsakamudende4823 Ай бұрын
Nice inspiring music. Feel blessed
@giftdanielmachakaire1301
@giftdanielmachakaire1301 4 ай бұрын
Baba vangu munondiitira keep it up
@TetiweMutima-kp8np
@TetiweMutima-kp8np 7 ай бұрын
Ichirikupisa iyi......haisikubatika....nekupisa....hamusikumira nekubura manew songs. Pastor...keep up well done good job raMwari🙏🙏🙏🙏🙏
@lydiazi3893
@lydiazi3893 6 ай бұрын
Kwakatanga tsitsi nerudo tozonamata Amen 🙏 komborerwai mwari vakupei zvakawanda zvekushumira song nevedio ndoswera ndchingoridza mune rudo mune rudo🙏🙏🙏🙏🙏🙏
@creative-cv7650
@creative-cv7650 7 ай бұрын
First
@user-ws4bb2gk5o
@user-ws4bb2gk5o 2 ай бұрын
🙏 HARIRUYA MAMBO
@user-sf3ct2uw4n
@user-sf3ct2uw4n 5 ай бұрын
Heaven is the goal,,,NeNyasha dzake tichatenderwa,,,, keep giving us such good music Mufundisi
@user-mv5uo4bq6r
@user-mv5uo4bq6r 4 ай бұрын
Your songs heals mie my Pastor, Nyasha ngadzirambe dziri pamusoro penyu ❤
@calvinobo9018
@calvinobo9018 4 ай бұрын
Komborerwai baba ndatenda angu🙏🙏🙏
@rumbichikuwe1592
@rumbichikuwe1592 5 ай бұрын
Yees❤❤❤❤❤❤
@AngellineChawanda
@AngellineChawanda 3 ай бұрын
Yah irikupisa iyi🎉🎉🎉
@Deemubs
@Deemubs 5 ай бұрын
Murimutsvene x4 Amen baba 😢😢
@BmafaMafa
@BmafaMafa 3 ай бұрын
Amen and amen 🙏
@user-dd1nx3dr5q
@user-dd1nx3dr5q 3 ай бұрын
Ndonzwa kuda kubhururuka pliz nditoreio dakuimba nemi
@ELizabethChinengunduChinengund
@ELizabethChinengunduChinengund 4 ай бұрын
Nziyo dzinondi komborera
@theophilus.atirivaishe5874
@theophilus.atirivaishe5874 3 ай бұрын
Ariruya babA
@primevines744
@primevines744 Ай бұрын
Amen amen
@blessingmashandureblessing9650
@blessingmashandureblessing9650 Ай бұрын
Amen❤
@BeatriceZinduru
@BeatriceZinduru Ай бұрын
Ameeeeeen 🙏🙏🙏
@shamimakashangura7791
@shamimakashangura7791 7 ай бұрын
Nyasha dzivanzwe kwamuri nekut nziyo dzenyu dzinorapa
@MamsanaSapol-he8yi
@MamsanaSapol-he8yi 3 ай бұрын
amen
@user-vz6nk2vt2y
@user-vz6nk2vt2y Ай бұрын
Amen
@lydiazi3893
@lydiazi3893 7 ай бұрын
Amen n Amen 🙏🙏
@Shiellah-mh1zz
@Shiellah-mh1zz 6 ай бұрын
🥰🥰🥰🥰🎉🎉
@ruebeta8233
@ruebeta8233 7 ай бұрын
Famba Matende, tichenese hako!!
@user-pm8wj9kt4l
@user-pm8wj9kt4l 4 ай бұрын
Panyika chasara kunamata chete hama
@Skelemu576
@Skelemu576 7 ай бұрын
You are too much
@NhereraYenyika
@NhereraYenyika 7 ай бұрын
Ameeèen🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
@GiftMadanhi-yp2hw
@GiftMadanhi-yp2hw 7 ай бұрын
amen
@tapiwachidzinzwa1774
@tapiwachidzinzwa1774 7 ай бұрын
Ishuka
@PTF847
@PTF847 7 ай бұрын
Amen l need these songs in my playlist munhu wamwari..where can i download mp3 of all your songs
@pastorn.matende7751
@pastorn.matende7751 7 ай бұрын
Muma play stores mazvinji just typ Pastor N Matende. Or contact +263773386188 bless you
@user-lk3yl3bl7u
@user-lk3yl3bl7u 7 ай бұрын
Wow❤
@JosphineJaravaza
@JosphineJaravaza 3 ай бұрын
Amen amen
@ELizabethChinengunduChinengund
@ELizabethChinengunduChinengund 4 ай бұрын
Amen
@kudzaibotsanzira7487
@kudzaibotsanzira7487 4 ай бұрын
Amen
@isabelmukuze9128
@isabelmukuze9128 4 ай бұрын
Amen
@user-sd8iv5vz8z
@user-sd8iv5vz8z 6 ай бұрын
Amen
@user-xq5dc2ki7g
@user-xq5dc2ki7g 7 ай бұрын
Amen
@abigailmhuriyadziya7972
@abigailmhuriyadziya7972 7 ай бұрын
Amen
@user-fw2ky4fn5z
@user-fw2ky4fn5z 7 ай бұрын
Amen
@blessingchisepo9584
@blessingchisepo9584 7 ай бұрын
aiwa munogona pastor
Pastor N Matende   Gamuchirai Kupona Official Video
5:10
PASTOR N. MATENDE
Рет қаралды 64 М.
PASTOR N. MATENDE - TIPEIO SIMBA - Produced by B. Magaya
8:12
PASTOR N. MATENDE
Рет қаралды 49 М.
What it feels like cleaning up after a toddler.
00:40
Daniel LaBelle
Рет қаралды 77 МЛН
БАБУШКИН КОМПОТ В СОЛО
00:23
⚡️КАН АНДРЕЙ⚡️
Рет қаралды 15 МЛН
Does size matter? BEACH EDITION
00:32
Mini Katana
Рет қаралды 20 МЛН
Cool Items! New Gadgets, Smart Appliances 🌟 By 123 GO! House
00:18
123 GO! HOUSE
Рет қаралды 17 МЛН
Kilo Tunku (Is There Anything Else) (Live)
12:48
Kay Wonder
Рет қаралды 8 М.
TIMBOTAURA NOMWEYA
3:48
MASAI SAI EGUNGWA GOSPEL MUSIC
Рет қаралды 3,2 М.
Pastor N Matende  - Pamsoro Pakudenga official video
5:07
PASTOR N. MATENDE
Рет қаралды 23 М.
Minister Linos Ndozviudza aniko & Rumbidzwai Wedenga Hymnals
8:33
Minister Linos
Рет қаралды 23 М.
Pastor N. Matende - Sawi neZviyo
6:21
PASTOR N. MATENDE
Рет қаралды 18 М.
Unaweza kufanya | You made a way deep worship by Purity Atieno
19:51
Pastor N matende _ Ndotaura Munana Official Music  Video Laktam studios 2021
7:07
Brighton Magaya Laktam Studios
Рет қаралды 112 М.
What it feels like cleaning up after a toddler.
00:40
Daniel LaBelle
Рет қаралды 77 МЛН