Sekuru Mukotsajera Wofumura Zvashata Zvakabatwa Mumhuri

  Рет қаралды 34,139

TICHKACH MTV

TICHKACH MTV

16 күн бұрын

Пікірлер: 199
@Mabatho-ds6vd
@Mabatho-ds6vd 9 күн бұрын
Famba chikomana basa munorova sekuru mukotsanjera big up thx mukoma Robert nezvamoitira nyika musaneta rambai makadaro taisa zvanza kuna tateguru mukotsanjera👏👏👏👏👏👏💓💓💓
@user-ux8nl7wb4r
@user-ux8nl7wb4r 15 күн бұрын
Im addicted to sekuru mkotsanjera
@user-rl8xc4jz9h
@user-rl8xc4jz9h 15 күн бұрын
Handina akawanda naMukotsanjera .regai nditi i love this men .kwete zviyazviya but natural😂
@abilitymatopi6654
@abilitymatopi6654 15 күн бұрын
So far Zimbabwe yese chimuti china Mukotsanjera
@lijahmamvura86
@lijahmamvura86 11 күн бұрын
Taura hako mukonzanjera ❤
@Beloved5
@Beloved5 15 күн бұрын
I love runyararo rune mhuri iyi mukunetsa kwehupenyu zvakangodaro, vanoratidza kubatana nechido chekuti zvinhu zvigadzirisike, zvinakire mumhu wese..chete!
@rejoycezinyama7963
@rejoycezinyama7963 15 күн бұрын
Sekuru Mukotsanjera to the world. Sando dzenyu. Chibaba chengozi nehurombwa.❤❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉❤❤❤🎉
@Rumbidzai-c9b
@Rumbidzai-c9b 15 күн бұрын
@@rejoycezinyama7963 problem photographer avengers katanga ambomwira too back ground too much noise
@ZVIRIMUDZIMBA
@ZVIRIMUDZIMBA 14 күн бұрын
𝑹𝒆𝒋𝒐𝒊𝒄𝒆 𝑰 𝒍𝒐𝒗𝒆 𝒚𝒐𝒖 𝒔𝒉𝒂𝒂𝒂
@elliotmukozhojaravaza7508
@elliotmukozhojaravaza7508 15 күн бұрын
My favourite sekuru Mukotsanjera
@KingSigauke-l5f
@KingSigauke-l5f 13 күн бұрын
Sekuru mukotsanjera chengozi ndechenyu munozvigona I salute you
@elphuselvisnyangombe383
@elphuselvisnyangombe383 15 күн бұрын
One bhuru nyika yese rengozi, midzimu,mweya yetsvina, zvikwambo anobata munhu zvisina chikiribidi
@richardgavaza3569
@richardgavaza3569 13 күн бұрын
Addiction yacho yandave nayo na mukotsanjera ichanetsa kupera ❤
@elphuselvisnyangombe383
@elphuselvisnyangombe383 15 күн бұрын
We are here on tjis channel strictly for Dr Mukotsanjera mwana waTangwena gamba regorongozi, Tsoka one munhu anobata basa ari one akachena anoita ipapo anorova imbwa nehunhu hwayo nepayamamira
@plaxedeschangorora6066
@plaxedeschangorora6066 15 күн бұрын
❤️❤️❤️❤️❤️ sekuru Mukotsanjera chivororo chengoziii chibaba
@JustinMukobo
@JustinMukobo 15 күн бұрын
Well done sekuru mukotsanjera Batai matsotsi ese
@DaphineLizwe
@DaphineLizwe 15 күн бұрын
Baba ava vaishanda kuMutare council, long back Kuma 1993. Arikuramba hake but aitamba nemuMalawian
@beautyzimbabwe1001
@beautyzimbabwe1001 15 күн бұрын
Shuwa here
@shivaayrudra2988
@shivaayrudra2988 13 күн бұрын
musada kufadza social media nekudairira zvemunhu wamusingazive
@tinotengajayden8906
@tinotengajayden8906 14 күн бұрын
Jus watching cz of sekuru vedu but haa cameraman improve
@lovemorechinyadza6603
@lovemorechinyadza6603 15 күн бұрын
Camera man improve please
@nondochirau9664
@nondochirau9664 15 күн бұрын
Uyu munoneta nekutaura haanzwe unless ma views akadzikira pamwe kkk
@tinotendamatimbira2936
@tinotendamatimbira2936 14 күн бұрын
Take notes from karanganda cameraman
@mangwengweangel
@mangwengweangel 13 күн бұрын
𝕒𝕟𝕠𝕟𝕘𝕠 𝕥𝕖𝕟𝕕𝕖𝕣𝕖𝕕𝕫𝕒 𝕔𝕒𝕞𝕖𝕣𝕒
@simcalnixon333
@simcalnixon333 12 күн бұрын
​@@nondochirau9664🎉❤
@NomsaMadzore-go9eh
@NomsaMadzore-go9eh 15 күн бұрын
Sekuru munodakadza kuona your are the one in the world maoko tsoko🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏
@PortiaPurazi-sd5eg
@PortiaPurazi-sd5eg 15 күн бұрын
VaMukotsanjera number 1 parizvino
@Rone-yf8gr
@Rone-yf8gr 2 күн бұрын
Sekuru i hv bn following ndoda muuye wo kwedu kwababa headlands nekwamai zvose kwaMusana
@anywaychikwanda4315
@anywaychikwanda4315 14 күн бұрын
Kule I love the way you open up this is good stuff
@RopafadzoMavhiya
@RopafadzoMavhiya 9 күн бұрын
Bvondo bvondo sekuru number 1
@FaithShoriwa
@FaithShoriwa 15 күн бұрын
I wish u were our president
@esiterymunzvengwa7878
@esiterymunzvengwa7878 15 күн бұрын
VaMukotsajera number 1
@rejoycezinyama7963
@rejoycezinyama7963 15 күн бұрын
Heyiiiiiii Shumba ye gorongoza Dhlakama. Bhechu Bhechu munomama chese. S Chikwapuro chengozi nehurombwa handeyi tione.😮😮😮😮😮😮❤❤❤❤😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉😮
@anesudephineZimunya
@anesudephineZimunya 15 күн бұрын
You are number one Sekuru Mukotsanjera
@rebeccarebecca3183
@rebeccarebecca3183 15 күн бұрын
You are number one sekuru Mukotsanjera
@FaithKamutsungira
@FaithKamutsungira 15 күн бұрын
Tisvikewo pamatare enyu Tsokaaa hombe, mamuka nekuswera sei Simboti. Rovai ndima nyika ipone
@marychigumira6419
@marychigumira6419 13 күн бұрын
Varoyi vane moyo mukukutu haabvume zvekumhanya
@anniekurewa878
@anniekurewa878 15 күн бұрын
I hama dzangu idzo sekuru Zimunya
@hiltonechiyangwa6574
@hiltonechiyangwa6574 15 күн бұрын
Sekuru Mukonzanjera bhora mberi❤
@hiltonechiyangwa6574
@hiltonechiyangwa6574 15 күн бұрын
❤❤❤❤ sekuru Mukotsanjera❤❤❤
@ShingiraiKahwena
@ShingiraiKahwena 15 күн бұрын
Chibaba chengozi sekuru wegorongozi salute
@tafadzwangamurani3468
@tafadzwangamurani3468 15 күн бұрын
Mune bsa muroi ahabvume zvekumhanya 😂😂😂😂😂
@zenzelenimoyo3308
@zenzelenimoyo3308 11 күн бұрын
Camera man pliz
@user-fh3eb7ot4g
@user-fh3eb7ot4g 12 күн бұрын
Mukotsanjera wakatsipika ngozi ya Tonde sei iye aida kuripirw vanh vanongokup sando dzenhema tikud nyay yengozi ya Tonde yaibata pamukadzi aiva nenhumbu
@user-nd7uf4lw2p
@user-nd7uf4lw2p 15 күн бұрын
Well done sekuru
@judithshumba3541
@judithshumba3541 14 күн бұрын
Mukotsanjera to the world
@urielchance8692
@urielchance8692 13 күн бұрын
Mukotsanjera ndiye aneChimuti kwete zven,anga dzeHarare dzinokara cash
@user-kv2qd8fb6c
@user-kv2qd8fb6c 10 күн бұрын
Mune number dzacho hr sekuru mukodza
@chingombedaries
@chingombedaries 15 күн бұрын
Idzo ingozi dzekuisira seyi achitanga ambonzwa nyaya ngozi yozobuda muchapepuka henyu nematsotsi aya anoshanda nezvikwambo
@AgathaMncube-zl8fg
@AgathaMncube-zl8fg 14 күн бұрын
Very true
@user-nv1pe8yv3e
@user-nv1pe8yv3e 10 күн бұрын
Munoziva chakunetsa ndechekuti takupihwa part 1 chete kuti tizopihwa part2 kanakuti pazvakaperera hapana hapana chii chirikumbonyatsoitika dzakawanda chaizvo dzatisirikumboona kwazvakazoperara
@user-wi9wk7fy8t
@user-wi9wk7fy8t 15 күн бұрын
Fambai naro Tsokaaaa❤❤❤❤❤❤
@clemencemugodzva8335
@clemencemugodzva8335 15 күн бұрын
This guy sometimes uses common sense
@TonderaiMachobani-zf6qi
@TonderaiMachobani-zf6qi 14 күн бұрын
Wy are you saying this
@chikarashumba-cy1pt
@chikarashumba-cy1pt 14 күн бұрын
Munhu wese ane common sense so muchidimbu chishandisawo common sense kuchenesa misha yacho bva nhy
@MemoryMusonza
@MemoryMusonza 11 күн бұрын
Sekuru Mukotsanjera ndinokfarirai zvangu munogona matare
@fransgumbo9062
@fransgumbo9062 3 күн бұрын
Famvanebasa sekuru mukotsa njera
@shivaayrudra2988
@shivaayrudra2988 13 күн бұрын
Becareful na Mukotsanjera uyu😅😅😅 Takaona zvinodarika apa nana Tsikamutanda~ pepukai
@user-oq5bs8dm1c
@user-oq5bs8dm1c 15 күн бұрын
😂😂😂😂 mukotsanjere rinopedza bhora ndimi makaurauya😂😂
@EvermoreMuchingami
@EvermoreMuchingami 14 күн бұрын
Big up Tsokaaaaaaaaa
@user-vx3qi8cu3d
@user-vx3qi8cu3d 15 күн бұрын
Well done Sekuru
@ntandokhayesumcnganashawa4329
@ntandokhayesumcnganashawa4329 14 күн бұрын
Bvondooo 🎉
@JudithMakonye-it8jv
@JudithMakonye-it8jv 15 күн бұрын
Sekuru mukosanjera varikubata basa rambai makadaro sekuru
@user-mf5mo6qd3z
@user-mf5mo6qd3z 15 күн бұрын
Sekuru mukotsanjera makatumwa panyika kuzopatsira vanhu
@user-qs1bu3jd5x
@user-qs1bu3jd5x 14 күн бұрын
Kk chirikwa odzi chirikwa save Mati pane dzinza risina zvinonetsa 😂😂
@matthewndukwana1655
@matthewndukwana1655 15 күн бұрын
Famba sekuru makatumwa
@madamboss7216
@madamboss7216 15 күн бұрын
Haaaa mukotsanjera chibaba😮
@Paradzaisesedza-hu6bi
@Paradzaisesedza-hu6bi 14 күн бұрын
Pedzerai vanhu khule mukotsanjera
@MonalisahSibiya
@MonalisahSibiya 15 күн бұрын
Mukotsanjera bsa bsa murivahombe
@graciouschingwena2910
@graciouschingwena2910 15 күн бұрын
❤❤❤
@MelodyTawachera
@MelodyTawachera 15 күн бұрын
Sekuru mukotsanjera simbi yebasa
@user-wk8zl6tn9n
@user-wk8zl6tn9n 15 күн бұрын
Next time dzingai wanhu wanouya kuzoterera wane noise
@MTK-xd3cm
@MTK-xd3cm 13 күн бұрын
Sekuru Mukotsanjera isu tanetseka nemukwasha kushungurudza mkadzi. Akada kuzi tipezve mwana wedu tifambe naye haadi.
@tafadzwangamurani3468
@tafadzwangamurani3468 15 күн бұрын
Sekuru Mukotsanjera simbi yebsa
@rejoycezinyama7963
@rejoycezinyama7963 15 күн бұрын
Ummmmmm vanhu varikuita noise hatichanzwa. Nyararaiwo kani veduwee?😮😮😮😮
@silascheyinacho978
@silascheyinacho978 15 күн бұрын
Kushata nemoyo ende meso anotooneka ruvengo kumunin'ina wake.zvino naMukotsanjera anochibvondora
@mildredmharira8764
@mildredmharira8764 15 күн бұрын
Mazviona sei, zveruvengo kumunin'ina 😂
@DefiniteMaponga
@DefiniteMaponga 14 күн бұрын
Anoramba zvaanoziva itsotsi iro
@user-xj5ut5rx2p
@user-xj5ut5rx2p 14 күн бұрын
But this days sekuru varikuita sekuti varikupotsa ...ndiyani arikuzvionawo sory hama kana ndaresva kutaura
@user-ps6vj6ok5w
@user-ps6vj6ok5w 14 күн бұрын
Akutyisidzira vanhu uyu 😅
@crazymaze4611
@crazymaze4611 15 күн бұрын
Cameraman madhodhi chaiwo hapana zvinozikanwa , anenge asiya asungira camera pamuti ikungoenda nemhepo 😅😅😅
@PreciousChikwede
@PreciousChikwede 14 күн бұрын
Ende futi wandisekesa 😅😂
@lilianpmapiyo
@lilianpmapiyo 13 күн бұрын
mose murikutaura chokwadi Zimbabwe yese Mukotsanjera ndiye so far arikugona dai akaramba akadaro
@FungaiKanoda
@FungaiKanoda 15 күн бұрын
Fambai nebasa.sekuru
@madamboss7216
@madamboss7216 15 күн бұрын
Fambai nebsa anasekuru murikugona bsa nyika yazara hurombwa
@boyzdzerandoravevo6520
@boyzdzerandoravevo6520 12 күн бұрын
Apa I'm not sure coz zvandisingazive handibvume
@KnowledgeMabatenyoka
@KnowledgeMabatenyoka 14 күн бұрын
😂😂 kwai usanyepera kupfavirira iwe uri katsotsiwo kkk
@vanzskies89
@vanzskies89 8 күн бұрын
Kamudhara kanonyepera kudzungaira ako nxaa
@user-qb1pf6ym3t
@user-qb1pf6ym3t 14 күн бұрын
Karanganda TV pliz tiitierewo srs ...tuma vanhu vanoziva zvavanoita kuno hapana chatirikuona
@user-ys9ro3ty3g
@user-ys9ro3ty3g 15 күн бұрын
Ava sekuru ndinotoshuwirawo kuti vambosvikawo mumusha medu tisati tapera 😢
@it3788
@it3788 15 күн бұрын
Hnaka ngangadzikasanota ngadzibike hwahwa😂😂
@user-zs9ii7ej7z
@user-zs9ii7ej7z 15 күн бұрын
Sekuru Mukotsanjera mazondinakidza hanzi uyu ndiGorge Bush umwe ndi Chissano naKamuzi Banda combination yacho so
@marthachinyanga4664
@marthachinyanga4664 10 күн бұрын
Sekuru kotsa 🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌😂😂😂😂😂
@user-ux8nl7wb4r
@user-ux8nl7wb4r 15 күн бұрын
Tsoka❤
@LukasSithole-vw6yr
@LukasSithole-vw6yr 15 күн бұрын
Number 8
@PreciousMutenda-zk9rb
@PreciousMutenda-zk9rb 15 күн бұрын
Camera munodarikwa na Baba taps munongomhanyisa hatina chatiri kuona isu
@fortunatengaaseke8459
@fortunatengaaseke8459 15 күн бұрын
Shanda mukomana sando dzenyu sekuru bvondoooo😂
@enockdzanas2420
@enockdzanas2420 13 күн бұрын
ko icho chitsvimbo chinenge chidhoma chii ko bhonzo ndereyi patsvimbo haa chivanhu chakaoma
@user-ux8nl7wb4r
@user-ux8nl7wb4r 15 күн бұрын
Mkotsanjera muhombe Bvondorai Tsoka
@kissmorem756
@kissmorem756 14 күн бұрын
Camera man 0 please look for another person
@PortiaPurazi-sd5eg
@PortiaPurazi-sd5eg 15 күн бұрын
VaMukotsanjera munogona hamumanikidzi munhu but munobudisa mhepo yotaura zvobuda pachena
@urielchance8692
@urielchance8692 13 күн бұрын
Iro zimifesi rine phone usaite kunge Dzubvu kubva waita kuisa phone mumeso yevanhu,use Zoom in and zoom out
@lukemunhumumwe7719
@lukemunhumumwe7719 11 күн бұрын
Chibaba chengozi
@user-ho9oj3rj3f
@user-ho9oj3rj3f 10 күн бұрын
Mkotsanjera ma1 😅
@KripperDuD
@KripperDuD 15 күн бұрын
Pfeeee tapinda tapinda😂
@praisemuchenje7400
@praisemuchenje7400 9 күн бұрын
Tikukudawo kwedu purizi hamusikubatika pafone taneta nevanhu ava
@LynetteChakabuda
@LynetteChakabuda 2 күн бұрын
Chitsvimbo chacho ma1 chaiwo ukachinongedzwa nacho unobvuma mosva dzausina kupara😂
@PriviledgeShiri-zl9qz
@PriviledgeShiri-zl9qz 15 күн бұрын
Ndavepo
@LovenessMubvuma-ms5tj
@LovenessMubvuma-ms5tj 14 күн бұрын
Maoko kwamuri Sekuru Mukotsanjera
@tkjtb-g6i
@tkjtb-g6i 15 күн бұрын
vana vamukotsanjere maswera sei ndasiya pane 42likes ko iwe wamasiya apapi
@elphuselvisnyangombe383
@elphuselvisnyangombe383 15 күн бұрын
Tiriyo vana vaMukotsanjera
@user-yx1wc8tz8y
@user-yx1wc8tz8y 15 күн бұрын
Gonzo nachin'ai zvotosvorana
@EdwardTakudzwaBhozha-rr1oz
@EdwardTakudzwaBhozha-rr1oz 15 күн бұрын
Heeeeeèeyiiìiii
@InocenteMatule
@InocenteMatule 5 сағат бұрын
Kkkkk hondo yemabhinya.
@sundayposo238
@sundayposo238 13 күн бұрын
Camera man, camera man, camera man, how many times did i call you??
@ntandokhayesumcnganashawa4329
@ntandokhayesumcnganashawa4329 15 күн бұрын
Masokisi kunge ekujeri hombarume asi.....😮
@Nuu-vo4me
@Nuu-vo4me 14 күн бұрын
Camera man mudzimu ukutaura auna mic ine power asi ukutaridza vanhu vasina basa tonzwa sei nhau yacho improve improve
Chief Mutasa Vanemyoyo Unerudo Chokwadi
14:11
TICHKACH MTV
Рет қаралды 33 М.
Mom's Unique Approach to Teaching Kids Hygiene #shorts
00:16
Fabiosa Stories
Рет қаралды 23 МЛН
Chief Mutasa Wopedza Makuhwa Munharaunda Mawo
20:34
TICHKACH MTV
Рет қаралды 1,8 М.
muchairi wemagonyeti anzwa nekuita matsaona haasiri kuziva zvirikubva kupi
21:55
TRUE LOVE 💕 TV Zimbabwe
Рет қаралды 35 М.
July 8, 2024
14:23
Madzibaba masango
Рет қаралды 7 М.
baba vafumurwa pamberi pevanhu,Nyoka yavo yakabuda pachena/#3
40:38
SekuruTasvu Officials
Рет қаралды 430 М.
Dare Rachief Mutasa
34:02
TICHKACH MTV
Рет қаралды 9 М.