P15 Duri Family ✌️Final ✌️✌️✌️Sekuru Mukotsanjera

  Рет қаралды 73,231

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

2 ай бұрын

Пікірлер: 740
@shungupenyayi1052
@shungupenyayi1052 2 ай бұрын
Sekuru Mukotsanjera vanogona kwete kurapa chete asi nekuyananisa mhuri, kusiya vakuwirirana, big up Sekuru 💯💯💯
@user-su5uc1uh1s
@user-su5uc1uh1s 2 ай бұрын
Karanganda maEpisodes akaita seanaDuri vaMalawi. After 6 months mozombodzoka nekafeedback ❤❤
@mariakatsande2403
@mariakatsande2403 2 ай бұрын
True
@spencerelton7433
@spencerelton7433 2 ай бұрын
Eya
@nomattergwariro3875
@nomattergwariro3875 2 ай бұрын
Chokwadi
@titi123-hm1qh
@titi123-hm1qh Ай бұрын
Kkkk kune chapter 16 cmng soon .Shumba yengozi is in Honde Valley today.
@user-su5uc1uh1s
@user-su5uc1uh1s Ай бұрын
@@titi123-hm1qh that would be good
@Mabatho-ds6vd
@Mabatho-ds6vd 2 ай бұрын
Sekuru mukotsanjera huchi kani tongoti mwari nevadzimu ngavavape simba kusvika kure vachibatsira nyika nemoyo wavo urambe wakadaro totenda zvikuru❤❤❤❤❤❤
@user-wy2ti4hb7c
@user-wy2ti4hb7c 2 ай бұрын
Sekuru vanobata basa kwete zvemafanizi, Mukotsanjera to the world.
@judithmwatauseni5157
@judithmwatauseni5157 2 ай бұрын
TATEGURU MUKOTSANJERA eishiee mwari ngavarambe vachikushandisai isu vana SAMANYIKA TAKAREMERWA
@cattpanealbeters1555
@cattpanealbeters1555 2 ай бұрын
That's great kubatanidza dzinza zvinotendwa pasi nekudenga
@liniagumbo9339
@liniagumbo9339 2 ай бұрын
CHEERS TO US VANOISA LIKE FIRST BEFORE WATCHING 🥂
@BestarMashamba-nn6km
@BestarMashamba-nn6km 2 ай бұрын
tiripo
@user-ln9qj9mt7t
@user-ln9qj9mt7t 2 ай бұрын
Takwanda wena
@priviledgeshoko6784
@priviledgeshoko6784 2 ай бұрын
Takawanda
@user-bu3vf1bx3g
@user-bu3vf1bx3g 2 ай бұрын
@tsungiriraigurumani7180
@tsungiriraigurumani7180 2 ай бұрын
​@@BestarMashamba-nn6km😊😊😊😊😊😊
@user-ly9nh3zo7u
@user-ly9nh3zo7u 2 ай бұрын
Thank you sekuru mukotsanjera u hv done a great job, u made peace for the family after 10 yrs well done. Sekuru u knw ur job❤❤❤❤❤❤
@mdkt1097
@mdkt1097 2 ай бұрын
Vanogona kuyananisa mhuri kuti vasarwa nekuti hama dzi danane futi. Sekuru Mukotsanjera tendererai nyika yese. Vanhu vakaremerwa mumamisha umu.
@Guvakuva
@Guvakuva 2 ай бұрын
Asi zvimwe ndezvimwr mudhsra Peter akavakamusha wake zvakanakisa chose
@graciouskomoyawo9377
@graciouskomoyawo9377 2 ай бұрын
FAIR
@justicemunyoro5408
@justicemunyoro5408 2 ай бұрын
Kune nyaya yemunda yatongwa zvine corruption , ndaakutambira kuno
@NhamoNyakupinda-jc5uz
@NhamoNyakupinda-jc5uz 2 ай бұрын
Driver wegonyeti zvee
@violamavhatu6434
@violamavhatu6434 2 ай бұрын
Kwachigodora handina kuzvidawo​@@justicemunyoro5408
@PeterChikwanda-zz3xr
@PeterChikwanda-zz3xr 2 ай бұрын
Upenyu hwakaoma hama dzangu
@masbaekatanda6987
@masbaekatanda6987 2 ай бұрын
The celebration at the end is unmatched This si beautiful Well done sekuru Mukotsanjera zvaendwa izvi
@dorcasMushoperi-re6gx
@dorcasMushoperi-re6gx 2 ай бұрын
Kkkkkk paunenge uchiti watangawo kusvika unowana wava panumber 500 haaa zvinorstidza support shuwa ❤❤❤
@mildredmharira8764
@mildredmharira8764 2 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂
@tanyanyiwamaja5710
@tanyanyiwamaja5710 2 ай бұрын
Tinenge takavhura ziso😂😂😂😂
@spearstv9890
@spearstv9890 2 ай бұрын
Tinenge tanonokerwa
@dorcasMushoperi-re6gx
@dorcasMushoperi-re6gx 2 ай бұрын
@@tanyanyiwamaja5710 kkkkkkk taura hako mazuvano unenge wanangobudisa dziso
@dorcasMushoperi-re6gx
@dorcasMushoperi-re6gx 2 ай бұрын
@@spearstv9890 kkkk
@nomsanyika151
@nomsanyika151 2 ай бұрын
Kubva nhasi ndikashanya ndinogara pasi zvekuda masofa bodo unosvikogarira pantry yezvinhu akaromba😮
@leonsithole5610
@leonsithole5610 2 ай бұрын
😂😂😂
@leonsithole5610
@leonsithole5610 2 ай бұрын
unogarira tuvakomana
@kingsdaughtersaltoftheeart5194
@kingsdaughtersaltoftheeart5194 2 ай бұрын
Wataura chokwadi. Kubva nhasi respect masofa😂😂😂😂😂
@user-xz7mz3vt7s
@user-xz7mz3vt7s 2 ай бұрын
Unosara wobudemo watorohwa zvimarounds ndianaboys kkkkk
@EmilyJirivengwa
@EmilyJirivengwa 2 ай бұрын
@@user-xz7mz3vt7s😂😂😂😂 aayas
@violamavhatu6434
@violamavhatu6434 2 ай бұрын
Thank you bataps and Uncle Mukotsanjera for bringing back unity in Duri family and the chirindas much love❤❤
@darlingtonkatsuwa9689
@darlingtonkatsuwa9689 2 ай бұрын
One done, kwasara kuchigadzirisa zvengozi zviya toti mhuri yachena.
@stanbako2706
@stanbako2706 2 ай бұрын
Amana yaaa chakafukidza dzimba matenga,Dr Mukotsanjera sando dzenyu 🔨🔨🔨🔨🔨 haa pakashata hamaweee
@plaxedeschangorora6066
@plaxedeschangorora6066 2 ай бұрын
Mbiri yese kwamuri sekuru Mukotsanjera ❤️❤️❤️ rambai makadero tirikuuyavo kogadziriasa misha
@judithmwatauseni5157
@judithmwatauseni5157 2 ай бұрын
OUR VERY BEST TATEGURU❤ KUMAKOMOYOOO❤TINODADA nemi asekuru MAZVITA
@queenbee322
@queenbee322 2 ай бұрын
Tazoriona sofa racho rinenge richinzi naBa Taps sofa rese kuti dheshe ndiye haradada😂
@melodyjinga5370
@melodyjinga5370 2 ай бұрын
Queen,Queen,Queen😅😂how many times did I call your name kkkk hauite
@enyrue1792
@enyrue1792 2 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@user-wk3qq1pq5r
@user-wk3qq1pq5r 2 ай бұрын
Rethaaa sofa..kuti bhwesheee
@EmilyJirivengwa
@EmilyJirivengwa 2 ай бұрын
😂😂😂 vakazoti deshe sofa rikabva raita serakabhombwa
@thekisonomsa2826
@thekisonomsa2826 2 ай бұрын
@queenbee322😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@user-el3wh3xd3f
@user-el3wh3xd3f 2 ай бұрын
Sekuru mukotsanjera to the world.more blessings to you👏👏👏👏👏
@judithmwatauseni5157
@judithmwatauseni5157 2 ай бұрын
Well done❤KARANGANDA KUMAKOMOYOOO....5HE BEST EPISODE SO FAR baba Tapis
@MosesHwiza
@MosesHwiza 2 ай бұрын
God when this happen kweduwo this family yasunungurwa zvayo
@valeriemashoko808
@valeriemashoko808 2 ай бұрын
Haaa Final zvechokwadi, thanks baTaps and your team tadzidza zvakawanda from this Duri family .. and ndafarira kufara kwaita mhuri iyi after matare ese apedzwa.. sekuru Mkosanjera you’re the best . Imbosvikaiwo kwedu ku Bindura uko
@manondoe69
@manondoe69 2 ай бұрын
Tap rambai muinamukotsanjere kusvika varipa
@ChatayiMavis-ky9xw
@ChatayiMavis-ky9xw Ай бұрын
Nmbr 1 mukotsanjera
@user-ge4lj8mg5e
@user-ge4lj8mg5e 2 ай бұрын
Thank you so much baTapis nekutipa maEpisodes ese aDoctor mukotsanjera rambai makadero
@thembinyoni1880
@thembinyoni1880 2 ай бұрын
the shaking of hands hugging its tapping blessing from the old man and that was the best part for me I even shared a tear we need this kind of unity in all families and may God protect and guide them alwyz
@linnetgambura9943
@linnetgambura9943 2 ай бұрын
Mapositori nemazita emubhaibheri munoada stereki apa muchiita zvinopesana na Mwari wacho chiitai zvakarurama mutye chakaipa
@user-wk3qq1pq5r
@user-wk3qq1pq5r 2 ай бұрын
Peter
@kingdeedouglasnyoni2745
@kingdeedouglasnyoni2745 2 ай бұрын
Vanhu vakupiwa mafuta ekuzora nemaporofita ava vasingambozivi kuti zvinopanduka
@gracemupita1801
@gracemupita1801 2 ай бұрын
Yaaaa iyi n'anga inoshanda iyi zve sure not vamwe wose awo
@nomsanyika151
@nomsanyika151 2 ай бұрын
Unoda kuti chiremba wemazino ashande kulabour ward here but vese madoctors ka
@FelistasMhuriyengwe-dp8vc
@FelistasMhuriyengwe-dp8vc 2 ай бұрын
😂😂😂😂😂​@@nomsanyika151
@tendaimususa
@tendaimususa 2 ай бұрын
Mumwe ne mumwe anoshanda zvaanoziva
@user-bu3vf1bx3g
@user-bu3vf1bx3g 2 ай бұрын
@user-bu3vf1bx3g
@user-bu3vf1bx3g 2 ай бұрын
​ @@tendaimususa
@TsitsiMukanyakanya
@TsitsiMukanyakanya 2 ай бұрын
Yooh vanhu vanobata veduwe. Sekuru Mukotsanjera itai basa vanhu vayambuke❤
@nnnsandra
@nnnsandra 2 ай бұрын
Mukotsanjera is fit. Kukwira mucieling no ladder
@enyrue1792
@enyrue1792 2 ай бұрын
Ndatodarowo kuti sekuru vakagwinya chaiko
@queenmomakunike9639
@queenmomakunike9639 2 ай бұрын
Gayaa
@priscillasoza3454
@priscillasoza3454 2 ай бұрын
Haaa vakasimba baba
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 2 ай бұрын
Let's vote mukotsa for President guys🎉🎉❤chimudhara manje. Vamwe vese ma drama dzindori nharo. Plus vamwe pride uyu he is very humble like Kanengo ari humble
@demetriakanyemba7119
@demetriakanyemba7119 2 ай бұрын
Tnx baTaps......mhuri yekwaDuri sarai muchinamata mubatane musha wacheneswa nasekuru Mukotsanjera zvakare zvatodarika mabarwa patsva 😍😍😍😍😍
@Ashley-up6xy
@Ashley-up6xy 2 ай бұрын
Mukabva apa mwakuendepi futi 😂😂😂😂 nyaya tinodzidawo zvee kkk
@user-wi9wk7fy8t
@user-wi9wk7fy8t 2 ай бұрын
Kungozi ya tonde kkkkkkk
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 2 ай бұрын
Kkkkkk...kuda kuteera here?
@reginadzapasi9668
@reginadzapasi9668 2 ай бұрын
Tichibva apa takuenda kwa Muranganwa😂😂😂
@enyrue1792
@enyrue1792 2 ай бұрын
Kuya ndokumwe kune drama 😂​@@reginadzapasi9668
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve 2 ай бұрын
😂seni ndatova nestress kut yapererei.
@missgee1981
@missgee1981 2 ай бұрын
I love this family,, ine vibe iri pa high level chaipo😂😂Mwari vakatendeka. Vema church vosvora chivanhu pakadai.. Dr Mukotsanjera to the world 😍😍
@zimharomunyaradzi4416
@zimharomunyaradzi4416 2 ай бұрын
Thanks sekuru mukosanjera good work ❤❤❤❤❤❤ baba taps
@ayandamalombo6144
@ayandamalombo6144 2 ай бұрын
Ndachema nemufaro nemuperero wazoita nyaya iyi finally mhuri yazobatana yanga yanemakore isingataudzane thank you Sekuru Mukotsanjera nekubatanidza mhuri iyi
@EricerChibvongodze
@EricerChibvongodze 20 күн бұрын
Sekuru you God sent to restore our tradition back truth ,peace and homoney in society and families, there is a lot to come keep fighting Sekuru Mukotsanjera.thank you in 🇬🇧
@giftalutadosipani3637
@giftalutadosipani3637 2 ай бұрын
Uyu murume ndichiremba chaiye kwete masaramusi eku harare ana sekuru vaya.
@Rebhara
@Rebhara 2 ай бұрын
Kkkkkk havatauriki nezita munorakashwa nemafans avoka 😂😂😂😂
@giftalutadosipani3637
@giftalutadosipani3637 2 ай бұрын
@@Rebhara unozviroyesa zvako n'anga
@valeriemashoko808
@valeriemashoko808 2 ай бұрын
@@Rebharakkkkkk
@emmiesmit1241
@emmiesmit1241 2 ай бұрын
They are bullies plus kuda mari too much. Pride too much ivavo. Uyu mukono uyu very humble ❤
@cathrinebare2213
@cathrinebare2213 2 ай бұрын
ekizekiri uyu ndewe chokwadi kwete zviri paHarare apo .😂😂😂.vanhu vanonwiswa mudzepete
@chipochiwaza3926
@chipochiwaza3926 2 ай бұрын
Excellent work sekuru Mukotsanjera and karangada u're the best ever ❤
@RuthyChindimba
@RuthyChindimba 2 ай бұрын
Ummm thanks Karanganda munotitandadza sekuru Mukotsanjera l wish to meet you one day
@politedhakazhe3576
@politedhakazhe3576 2 ай бұрын
Kana zvisati zvakuwira unoti hakuna
@user-hw9xu8wl3w
@user-hw9xu8wl3w 2 ай бұрын
Qiniso
@businkala2554
@businkala2554 2 ай бұрын
Uqinisile Bafo... people judge and criticise because akukafiki ngakibo and also abathakathi yibo abathanda ukusola bethi ndochiyi ichocho
@PeterMtetwa-qr4tj
@PeterMtetwa-qr4tj Ай бұрын
Tafara sengendini ndabuka
@user-cl5hv1ep5v
@user-cl5hv1ep5v 2 ай бұрын
Sekuru Mukotsanjera vanoziva basa ravo kwete dzimwe mbavha dziri kudyira vanhu mari mahara
@titi123-hm1qh
@titi123-hm1qh 2 ай бұрын
We are happy isu mhuri yekwaDuri .Well done Tsoka.welldone mkoma Peter 🎉
@athumanimikapa
@athumanimikapa 2 ай бұрын
Jambo tsoka mukobie minaona unajuwa kazh yako na mungu akusaidiye Asante
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 2 ай бұрын
A happy family is always awesome!! I love it!!!
@nomsanyoni4191
@nomsanyoni4191 2 ай бұрын
Ndoona sekuti sekuru mukotsanjera havazvisimudziri pamsoro sezvikuita vamwe vana sekuru vawandirwa nemari vanotobatsira vanu nekuzvininipisa mwari ngavavawenzere makore akawanda ekurarama vabetsere vazhinji
@natienyatoti
@natienyatoti 2 ай бұрын
Sekuru mukotsanjera munhu akakura ari muchurch tichinamata naye saka munhu anoziva Mwari uye anoziva kuyananisa vanhu anogona chokwa Tsoka I proudly of u
@beshinerondozai4185
@beshinerondozai4185 2 ай бұрын
may God bless your family yekwaDuri. mufaro wacho pekupedzisira ndoufadza nyika
@businkala2554
@businkala2554 2 ай бұрын
Freee family thank you God for your son Mukotsanjera and his spiritual guides and the Baba Taps team
@Chikatsa
@Chikatsa 2 ай бұрын
Karanganda munotigonera 👏, Tsoka munotendwa nebasa ramobata 👏
@LovelyAnglerfish-nd7qr
@LovelyAnglerfish-nd7qr 2 ай бұрын
Nice job sekuru mukotsanjera
@user-ds5eg6hd3w
@user-ds5eg6hd3w 2 ай бұрын
Tamira negumbo rimwe kwaTonde ukooo kkkk tinotenda saMkotsanjera nd Karanganda crew....
@mdkt1097
@mdkt1097 2 ай бұрын
Tese nekuno ku England, tenge taka toamirira ma episodes.
@Shady-xu9ct
@Shady-xu9ct 2 ай бұрын
A lesson to all ,,mafuta nezvimatombo zvamunopihwa 1day muchazodemba
@patrickmavhura6035
@patrickmavhura6035 2 ай бұрын
Its a good lesson to other families, I wish my family can do like this,❤❤
@judx34
@judx34 2 ай бұрын
Magumbo akazokurirwa nemhamba.. But suspect imwe chete yabatwa nanadhokotera.. Karaganda our entertainment 🎉🎉🎉
@JessicaMukora
@JessicaMukora 2 ай бұрын
Drama chairo nhai
@masbaekatanda6987
@masbaekatanda6987 2 ай бұрын
Magumbo aiterera zvaitaura vanhu uya haana kushopera kwaaita haa
@chingombedaries
@chingombedaries 2 ай бұрын
Magumbo akashanda with information since vanhu ava vanga vasingawirirane
@Tatenda684
@Tatenda684 2 ай бұрын
MaGumbo Injapisi yakangochinja Industry iye 😂😂😂😂 Apana apana paye
@Tatenda684
@Tatenda684 2 ай бұрын
Mkotsa avashandisi hupfu
@namuinnomla804
@namuinnomla804 2 ай бұрын
Ungaonaa musharukwa voobvumawo nekupaa good speech zvinoratidza kuti chiremba vanobata basa ravo kubva pakutanga kusvikira rapera. Chiremba rambai muine chipo chenyu ichochoo nekubatanidza vayaa vakavengana.
@user-cx8bz4oq1g
@user-cx8bz4oq1g 2 ай бұрын
Nyangwe iNyangwe skru Nhewa rambai makadaro❤
@edinahchatunga5671
@edinahchatunga5671 Ай бұрын
Ndazvifarira izvi sekuru Mukotsanjera makabata basa guru chakanaka ngachitendwe❤
@albertchinheya6792
@albertchinheya6792 2 ай бұрын
Video quality is top notch kwachigodora akuchanakidzi
@margeritaanddavid4967
@margeritaanddavid4967 2 ай бұрын
TM and OK..kana price dzakasiyana wani
@masbaekatanda6987
@masbaekatanda6987 2 ай бұрын
I have stopped watching!!! Nekuti vakabvisirei Baba Taps
@anniekurewa878
@anniekurewa878 2 ай бұрын
Andichaendiyo kwachigodora
@violamavhatu6434
@violamavhatu6434 2 ай бұрын
Siyayi ruvengo weduwee musapindira zvisiri zvenyu ​@@masbaekatanda6987
@Chagwesha_media
@Chagwesha_media 2 ай бұрын
Kkkkkk
@user-su5uc1uh1s
@user-su5uc1uh1s 2 ай бұрын
Happy ending for Duri family ❤❤❤❤❤❤. New beginning musazorega kuripa Ngozi 😂
@ChristopherJavangwe-qp1nq
@ChristopherJavangwe-qp1nq 2 ай бұрын
Best mukotsanjera pan'anga dzose
@sandrasibanda8552
@sandrasibanda8552 2 ай бұрын
I lovwd how the family appreciated him .............and abva vanhu vakuwirira ........🎉🎉🎉🎉🎉 karanganda woye
@Kudzymutema
@Kudzymutema 2 ай бұрын
Camera man maRisker nhasi ahhhhh🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌
@lydiamusarapasi4528
@lydiamusarapasi4528 2 ай бұрын
Handina mashoko , kufara kutendesa skru Mukotsanjera nebasa hombe ramaita pamhuri yange yave ne 10 yrs vasina kubata. Bravo 👏 tozoda ma results after work kt vasara vachibatana hr
@user-wj9ei4br7x
@user-wj9ei4br7x 2 ай бұрын
Uiiimmmm imari inonetsa chete ndozvodikwa kuitwa kuti wanhu wagare zvakanaka mukotsanjera the latest
@alexrathete8483
@alexrathete8483 2 ай бұрын
I like the happiness iripa Musha uyo.dankoooo mukotsanjera ‼️
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve 2 ай бұрын
Sekuru ndaibamudawo kumusha kwedu zvimadhara zvikutitadzisa kuita misha uye tonoshanda bt nothing to show,since ndakatanga kuvaka bt yoh imba yacho haisi kupera mari ikunetsa kubatika
@user-bm7xi4xd6n
@user-bm7xi4xd6n Ай бұрын
I love mukotsanjera he is jus cheerful 😊always
@MissNatie
@MissNatie 2 ай бұрын
Ndafarira kubatanidzwa kwaitwa mhuri iyi kwete zvedzimwe n'anga dzinotuka zvinyadzi nekuvhunditsira saka mbuya magumbo vaye aaah nxaaa ndochii nhaimi Munhu akabata anotoda kunyengererwa kuti abvume kuti zvigadziriswe nekuti mukamutyisidzira anongoti hameno ikoko ngatife
@douglasmncube2787
@douglasmncube2787 2 ай бұрын
Iwe woshoora zvakadai,karanganda woye kuti bweshe ,pasofa rese waiyepo ere Sekuru mukotsanjera we love you 💕 you as Karanganda
@BrianNjerrBrianNjere
@BrianNjerrBrianNjere 2 ай бұрын
Vamwe vakutoda huni kunyanyo vakadzi. Asi ndafara chaizvoo . ❤🎉
@linnetgambura9943
@linnetgambura9943 2 ай бұрын
Muranganwa hokoyoooooooo zvasarira kwenyu
@lucyholokani2211
@lucyholokani2211 2 ай бұрын
Im soo happy for Duri family musha mukuru masunungurwa Nditenda sekuru mukotsanjera well done sekuru matora nguva yenyu kuyambutsa Duri Family sando dzenyu
@user-jo1dx1ot1q
@user-jo1dx1ot1q 2 ай бұрын
Kubata panhamo nematambudziko musaka ganwe kuripa Ngozi ndapota hangu
@lavendazenda
@lavendazenda 2 ай бұрын
Happy endimg well done,zvinodasisa
@MillicentSambaza
@MillicentSambaza 2 ай бұрын
😊😊😊 kutorwadziwa zvngu kufunga kuti tichazoonazve imwe inodarika iyi here ndandatova addicted But wish you the best family chisingaperi chinotaura Much love karanganda ndaivepo 🎉
@lovemoretakaedza4233
@lovemoretakaedza4233 2 ай бұрын
Kwatonde kwakakora muto wangu,,
@gladystsikayi1919
@gladystsikayi1919 2 ай бұрын
Thank you sekuru Mukotsanjera chokwadi basa masiya mapedza❤❤❤❤❤❤
@user-rm2zb2tk1x
@user-rm2zb2tk1x 2 ай бұрын
Mazvita tsoka simboti nebsa maita suy tezvara wangu haaa murichibaba sure 🙏🙏🙏🙏
@mc_martie
@mc_martie 2 ай бұрын
Peter urimuroyi hako asi une musha wako
@gloriamubaira4802
@gloriamubaira4802 2 ай бұрын
Ndanga ndakaigarira .Thank you team Karanganda
@user-ro4ir1bc6u
@user-ro4ir1bc6u 2 ай бұрын
Always don't forget to lyk before you watch
@tutsikaronga
@tutsikaronga 2 ай бұрын
Kkk like me
@TamaryManyika
@TamaryManyika 2 ай бұрын
Nhasi ndazokasirawo 🥰🥰🥰
@user-ps5fy4rj6w
@user-ps5fy4rj6w 2 ай бұрын
Nhasi handirare ndinenge ndingovhumuka nhasi zvangu zvekusada kusarira😅😅😅
@politedhakazhe3576
@politedhakazhe3576 2 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂Kuda zviró 😂😂😂😂😂 meso anoda kugutswa kani
@auxilliakapotsa168
@auxilliakapotsa168 2 ай бұрын
Koini kurota ndiriini ndisvikirwa kikkkkk
@definemafurashereni2518
@definemafurashereni2518 2 ай бұрын
Pray before you sleep ❤
@user-bu3vf1bx3g
@user-bu3vf1bx3g 2 ай бұрын
@Kudzymutema
@Kudzymutema 2 ай бұрын
Apa ini ndikuona midnight 😂
@user-eb6xg5gu8i
@user-eb6xg5gu8i 2 ай бұрын
Ndafara kusvika pakuchema mufunge henyu nekufara kwaita vanhu pakubatana kwavo I wish woo dzinza rangu ridarowo 😢😢😢 hatiwiraneni zvenyu ASI tichiri Vana vadiki first born yedu irikuturner 39 years this year 😢😢😢😢 ndarwadziwa ndafara zvakare , Sekuru Mukotsanjera komborerwa Dai mwari vazotisanganusawo matibatsirawo mufunge henyu
@jeremiahchikanda1528
@jeremiahchikanda1528 Ай бұрын
Ndaona kufara kwevanhu I wish mhuri dzese kunze uko dziitewo sekudai
@sqrd3536
@sqrd3536 2 ай бұрын
Chaitonga musha chibaba icho. Thanks K-TV. Sekuru MK mashanda chiazvo. You have a beautiful gift of uniting families❤. Mozotipa update panyaya ya Tondi. Kwa Chirimo zvakazofamba sei?
@RovaiNyamhunga-nc6yg
@RovaiNyamhunga-nc6yg Ай бұрын
Zvinhu zvinobatwa izvo ini ipapo handioni iri chokwadi ini pakubatsira anobatsira asi pakuzoti ndiri kubata zvirombwa, pane chitsotsi apo kuti vanhu vaone kuburitsa mari
@melodychidawanyika3155
@melodychidawanyika3155 24 күн бұрын
Me too vanodyarira zvinhu vanhu ava
@user-rm2zb2tk1x
@user-rm2zb2tk1x 2 ай бұрын
Aiwa bsa murikybata tezvara wangu simboti tagwena musingadye chakafa choga ndatenda hangu simboti tsoka
@user-ln9qj9mt7t
@user-ln9qj9mt7t 2 ай бұрын
👏👏👏👏👏👏👏👏taisa maoko
@phineasmasori3540
@phineasmasori3540 2 ай бұрын
Ba taps munodzoka muchitiudza kuti mukadzi wabatsirwa uyoooooooo avanemwana ere
@PoliteMabhena
@PoliteMabhena Ай бұрын
Number one l like it❤
@lucynapwaro5725
@lucynapwaro5725 2 ай бұрын
Totenda nekusunungurwa kwe mhuri iyi 🙏❤️
@shanteldineo
@shanteldineo 2 ай бұрын
Waiting for ngozi yaTonde manje sekuru part 6
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve 2 ай бұрын
Sekuru Mukotsanjera munoshanda zvenyu big up bhudhi vangu,💪
@user-np7zn8el5l
@user-np7zn8el5l 2 ай бұрын
Tavapoo karanganda were ❤❤❤❤❤ munotigonera bba taps n sekuru tangwena
@rmavhunga7244
@rmavhunga7244 2 ай бұрын
I
@natienyatoti
@natienyatoti 2 ай бұрын
I proudly of u Tsoka munogona makatumwa chokwadi
@TichaonaNechiwewe
@TichaonaNechiwewe 2 ай бұрын
Zvondinetsa n'anga dzinombotsvaga chinhu chavarikuona sei
@PelaChibvongodze-wq6mc
@PelaChibvongodze-wq6mc 2 ай бұрын
Mbuya magumbo vakambotitambisira nguva vachimwa chi supper chavo kkkkkeee big up kule katonjera
@kingsdaughtersaltoftheeart5194
@kingsdaughtersaltoftheeart5194 2 ай бұрын
Magumbo was scared but akanga aona. Peter was a witch. Zvinotyisa kubata izvi vhunzai ana samanyika😂😂😂😂😂😂
@obertdube6165
@obertdube6165 2 ай бұрын
Kkkk vanhu hamukanganwi asi mbuya iya yainyeperawo
@kingsdaughtersaltoftheeart5194
@kingsdaughtersaltoftheeart5194 2 ай бұрын
Mbuya iya yakatya akatonyepa ndiye uya we bibo wepadare ramambo Mutasa ainwa futi doro anozviti mudzimu madzimai.
@silentmutsikamahwe6906
@silentmutsikamahwe6906 2 ай бұрын
Uya mahumbwe chaiwo aakaita paye..... Zvemadzinza izvi zvinenge zvoda homwe dzechirume
@SHADRECKDURI
@SHADRECKDURI 2 ай бұрын
Akataura chokwadi bit power rekubvisa papasina
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 2 ай бұрын
Haaaaaaa gogo vanga vari mwana pabasa ranga riri mudzinza mana Duri .
@TawandaMataranyika-lu1by
@TawandaMataranyika-lu1by 2 ай бұрын
Tangwena munorema👏👏👏🙏
@lucyholokani2211
@lucyholokani2211 2 ай бұрын
I did following form the stary dzimwe n'anga dzakadzitadza vaiita shortcut but ini makatanga kubva padzinde renyaya rambai muchibatsara nyika ndinoramba ndichitenda
@mdkt1097
@mdkt1097 2 ай бұрын
Ma "Dr Mukotsanjera Episodes" ngaarambe achiuya please. I am addicted now. Dr Mukotsanjera to the World, you are the best. Karanganda musamira, keep on giving us the best. 🌹🌹🌹🌹🌹🌹🌹🌹🌹🌹🌹🌹🌹🌹🌹🌹🌹
@mdkt1097
@mdkt1097 2 ай бұрын
Ku England, we are following the best.
@CleverManatsa
@CleverManatsa 2 ай бұрын
True
@judx34
@judx34 2 ай бұрын
Taapo🎉🎉🎉.. Danke
@chipochiwaza3926
@chipochiwaza3926 2 ай бұрын
Baba Taps munotendwa kasingaperi keep it up ❤
P9 DURI FAM Kufa kwemapositori #MUKOTSANJERA # Karanganda TV
1:06:49
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 121 М.
Kufa kwa Sabhuku
1:19:21
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 127 М.
Best Toilet Gadgets and #Hacks you must try!!💩💩
00:49
Poly Holy Yow
Рет қаралды 18 МЛН
Clowns abuse children#Short #Officer Rabbit #angel
00:51
兔子警官
Рет қаралды 78 МЛН
50 YouTubers Fight For $1,000,000
41:27
MrBeast
Рет қаралды 204 МЛН
Ndakaisirwa Chikwambo chechikadzi Headman Chigodora
1:07:15
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 157 М.
Takabatwa uroyi .Headman Chigodora
1:05:17
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 221 М.
P5 Ngozi yaTonde #Mukotsanjera #Karanganda TV
1:48:24
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 81 М.
P10 Duri Family Mukotsanjera #Karanganda TV
40:19
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 44 М.
TEZVARA  MAGA WOPOMERA MUKWASHA MAKA KUT MUROYI
50:37
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 5 М.
P11 Duri Family Mukotsanjera Kufa kwemapositori#Karanganda TV
1:12:35
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 43 М.
Mambo Mutasa varambidza Mapostori Kunamatira Mugomo Rinoyera
37:04
TICHKACH MTV
Рет қаралды 18 М.
Czn Burak vs Argenby Which sigma is better?
0:19
ARGEN
Рет қаралды 13 МЛН
ToRung short film: i sell watermelon🍉
0:38
ToRung
Рет қаралды 19 МЛН
Rang Pi Liya Mama 😂 #shorts #tiktokvideo #funnyshorts #comedy #ytshorts
0:46
Sukhasan Ka Rahman Bhai
Рет қаралды 34 МЛН
Finger Heart - Fancy Refill (Inside Out Animation)
0:30
FASH
Рет қаралды 24 МЛН