The Child Without Genitalia | Issues Pane Nyaya

  Рет қаралды 12,300

NRTV

NRTV

8 ай бұрын

Leander Kandiero travelled to Mazarura Nyakudya Village in Mashonaland Central as he spoke with Remigio Nyakudya and his wife on the issue of their child Junior Nyakudya lacking genitals at birth and the struggles of raising a child with this extremely rare condition.
#NRTV #Zimbabweantv #BeyondYourImagination

Пікірлер: 77
@NzwanaiDeve
@NzwanaiDeve 8 ай бұрын
Ndonzwisisa what this family is going thru, in 2008 ndakazvara mwana wangu wekutanga aine hurema but zvanga zviri serious ndezvekuti anga asina buri rekuita naro tsvina,akararamiswa nekuti muskana saka tsvina yacho yaibuda nekunorasa mvura,muno munyika medu mune ma specialists asi chinonetsa ndechekuti hapana anokupa information uye kana usina mari unonzwa nekutenderedzwa .Takazowana rubatsiro mwana atova ne 1yr akadaro asi zvainzi yaiva emergency yekuti aifanira kunge akagadzirwa paakazvarwa.long story short,pana specialist anonzi Mr Mbuwayesango ndiye akazo gadzira mwana pa Harare children's hospital .Dai maikwanisa kuti mumbovaona munzwewo opinion yavo,kana mukaenda ku surgery kwavo.Pliz pliz siyanai ne maporofita hakuna rubatsiro ikoko pa dambudziko iri.Mwari vakutungamirei.
@rojamillerover
@rojamillerover 8 ай бұрын
Eish thats a scary story. I'm glad mwana wenyu akazobatsirwa
@tariroshonhe2268
@tariroshonhe2268 8 ай бұрын
Thanks for the advice. Shuwa maporofita anotenderedza vangu. Long life to your baby
@kudzaielsie161
@kudzaielsie161 8 ай бұрын
Dr Mbuwayesango is the best paediatric surgeon. He operated on my daughter and he is very good. They should surely be assisted vaone chiremba uyu vanobatsirika.
@fortunemushamba7200
@fortunemushamba7200 14 күн бұрын
Dr Mbuwayesango 🔥🔥🔥
@lukemungoshi2452
@lukemungoshi2452 8 ай бұрын
His doctors at Harare hospital can laise with other doctors outside Zimbabwe and an estimated price can be reached at. Then a gofund can be raised for his operation.
@DRRZOE09
@DRRZOE09 8 ай бұрын
Go fund seems not working well ,if my memory serves me correct
@nyashatanyanyiwa683
@nyashatanyanyiwa683 8 ай бұрын
Mwari ratidzai ruoko rwenyu my eyes are filled with tears
@hotstove9
@hotstove9 7 ай бұрын
God created a system, and man was was given dominion over it, , yes God can perform miracles but most of the things we wait for God has given us dominion over, this is a clear dysfunctional health system, clear ignorance, specialist can help with this case, the pple that are stealing the country resources can pay the bills
@user-py8np6fp8s
@user-py8np6fp8s 2 күн бұрын
Ndachema zvngu... I wish I was a doctor, ndai kubatsira for free zvngu..
@honoursande
@honoursande 8 ай бұрын
Ndanga ndisati ndambozvinzwa from Zimbabwe. Over the years I have watched similar issues on KZfaq. It's a rare disorder.
@rosez347
@rosez347 8 ай бұрын
KuAfrica ndezve kukingdom of darkness hazvisi zvega . Vamwe vanomuka nhengo asisina or pakumera yechirume ari mukadzi. Dzinotambwa nadzo nhengo idzi nevasina moyo or kuti isamire yotofa zviriko
@honoursande
@honoursande 8 ай бұрын
Yeah I know zvinoitika. But my thought on this case uhwu hurema wakazvarwa uine mupfanha. If they ignore the possibility ye hurema it might end up hurting the Lil boy . His urinary system and git are working together so closely anogona kuzopedzesera arwara.
@honoursande
@honoursande 8 ай бұрын
Musanyeperwe. This is just similar to being born without a leg. How can you make it grow. From medical studies , these conditions can be solved through surgeries etc. It's not spiritual, where u are putting focus is not the problem.
@nodlinemakombe6375
@nodlinemakombe6375 7 ай бұрын
This boy is the same age with my daughter,as a parent i feel your pain maiNyakudya dai mawana help yamurikutsvaga.Mwari varimubatsiri.
@maishaun7142
@maishaun7142 8 ай бұрын
No diligence from the Doctors. From the point ye scan, the parents should have been informed of the baby's anomalies. The parents also seem not to know about their child’s condition or how to meet his needs. Mum was just discharged from the hospital without any explanation. What an inept health system together with its staff. Disgusting!
@honoursande
@honoursande 8 ай бұрын
Our health system has betrayed us too much. Even kana vakugadzirira kurapisa mwana the doctors should be there to help this fam. But it seems like vakangonzi zvionerei.
@michellemupfeki2759
@michellemupfeki2759 8 ай бұрын
May God be with you junior ❤
@user-jz3uo3hh8u
@user-jz3uo3hh8u 8 ай бұрын
Very sad indeed for this child’s situation . He needs to have operation to be able to pass urine. Ko sei madhokotera nemaNurse/midwives vasina kuudza vabereki kuti mwana uyu anga asina genitalia? Why?? This should have been discussed with parents even before discharging them. Musanyeperwa nemaziporofita anonyepa, anozokuudzai zvinhu zvisina basa. Only doctors can solve this problem
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 8 ай бұрын
Nanhasi hauzive hurema kuda kwaSatan?
@rojamillerover
@rojamillerover 8 ай бұрын
Im sure help can be sourced from doctors amd specialists outside the country. I think all you need is someone to crowdfund and liase with a hospital thats willing to help. He is a medical anomaly so im sure a lot of hospitals would be keen to help
@patiencemasawi3079
@patiencemasawi3079 8 ай бұрын
May God do wanders
@nyashatanyanyiwa683
@nyashatanyanyiwa683 8 ай бұрын
Iam very sorry the Nyakudya family
@StarDaughterOfZionDube
@StarDaughterOfZionDube 8 ай бұрын
I Don’t understand the language hower from the title I can figure out what this is about , Firstly I bless this child in the name of Jesus, this child is special and is born for such a time as this , this child could be called to be used by God to fulfil a gigantic calling , this child is like the eunuchs in the bible, however in this generation a eunuch would created to be concecrated to God and complete a mission here on earth, I rather than seeing this as a curse , I see it as a tool that will bring Gods will into completion, I see it as a tool that will bring favour and blessings to this Innocent child , May The Lords will be done concerning his life in Jesus Name 💙 Amen
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 8 ай бұрын
Amen
@Shava120
@Shava120 8 ай бұрын
This 2 year old boy was born without male genitals but the doctors at the hospital proved that he is boy.Now he needs surgery but the parents don't have money.
@tmatz6467
@tmatz6467 6 ай бұрын
你聽懂中文嗎
@tmatz6467
@tmatz6467 6 ай бұрын
Maporofita ese mu Zimbabwe enhema must be arrested, if not ALL.
@honoursande
@honoursande 8 ай бұрын
Mun'anga nemaporofita muchazokwadzisa mwana. Banga rema doctors ndiro rinomubatsira kutangira mukati okqanisa ku separater weti nepooo.
@Jahlady
@Jahlady 8 ай бұрын
So sad. Very sorry Jnr and parents. May the lord intervene in this situation
@michellemupfeki2759
@michellemupfeki2759 8 ай бұрын
Mambuya akakusunungutsai vakatadza sei kuzviona?coz mwana achingobuda nurse anobva atokurakidza kuti mwana wako uyu mwanai.
@honoursande
@honoursande 8 ай бұрын
Mom's mawana anoda surgery kana zvichibuda zvese wet netsvina it means system yake yeweti netsvina pane pazvakabatana. U need to consult ma doctors and get advice on the way forward. Mari inotsvagwa obatsirikana the more u delay zvinozokanganisa mwana
@lesliechipendo6783
@lesliechipendo6783 6 ай бұрын
Ko mbinga dziya dzekutengera vnhu mota huyaiwo mubatsirewo vanhu ava
@evelynmposha3901
@evelynmposha3901 8 ай бұрын
Very sorry 😞 LORD pls help
@Chiravirwa
@Chiravirwa 8 ай бұрын
Inga zvakaoma veduwe handina kana remuromo 😢. Dai Mwari vapindira havo
@phumimabanga962
@phumimabanga962 8 ай бұрын
It's a pity this episode does not have subtitles. I would have loved to know the full story
@rosez347
@rosez347 8 ай бұрын
Hovhorosi yenyu dai yaita ruvara rusiri rwejeri zvaiita nani mmmmmmm makutotyisa vatariri . Murikuita semusungwa anzi bvunza nyaya yakarema kudai
@reginadzapasi9668
@reginadzapasi9668 8 ай бұрын
Mwari zviratodzei pamwana uyu
@chidodanana
@chidodanana 8 ай бұрын
How can we help this family
@everjoylupi7940
@everjoylupi7940 7 ай бұрын
It didn't sit well with me that doctors could not professionally inform the parents from the point of scan to after birth.They waited for the mother to make the shocking discovery on her on😮 Zvisinei maSurgeon ari kuita minana transgender vatadzawo here kubatsira mwana achiri mudiki kudai nekuti time is not on our side!
@user-fl2qx2xu8f
@user-fl2qx2xu8f 8 ай бұрын
Sorry mhamha,,, Mwari pindirayi kumhuri iyi
@sabinajesman3431
@sabinajesman3431 8 ай бұрын
Hy guys
@KhaytwoM
@KhaytwoM 8 ай бұрын
I want to really watch this but I can’t because I don’t understand the language!! 🇿🇦
@lisandige
@lisandige 7 ай бұрын
Zvinopisa tsitsi Mwari vekudenga vakubatsirei
@elmenciatapfumaneyi5393
@elmenciatapfumaneyi5393 8 ай бұрын
Mwari ratidzai hukuru hwenyu ishe panemwana uyu
@ayeshakasegula395
@ayeshakasegula395 2 ай бұрын
Ndi sekuru vangu hanzvadzi yamai vangu
@susanncube1085
@susanncube1085 8 ай бұрын
Zvakaoma
@rojamillerover
@rojamillerover 8 ай бұрын
Some parts of the video are showing the poor child's face. Can you please deal with this insubordination. Thats unacceptable
@lorrainemazhawidza6790
@lorrainemazhawidza6790 8 ай бұрын
Haaaa zvakaomawo shuwa
@tatendakadiki5828
@tatendakadiki5828 8 ай бұрын
Ummm sorry jnr and parents
@florencedzinodya2757
@florencedzinodya2757 8 ай бұрын
Panotoda mari svinu chaiyo
@NomaSibanda-ie3tb
@NomaSibanda-ie3tb 8 ай бұрын
Yah vanhu banoita mashura basi rino basi PANO Mhhhhh 👐srd ndadya 💔ndarwadziwa😭 Mhhhhh shemu yeshi sorry hama very very sorry zorwadza izwi kani Aaaaaa Mwari kani BABA JEHOVAH wedu kani yeshi mbidirai ishe
@everjoylupi7940
@everjoylupi7940 7 ай бұрын
Handifunge kuti Zvine chekuita nemunhu wenyama izvi,iBiology yakagumira munzira muiri wemwana usati wapera kuimbika
@christianmurape5127
@christianmurape5127 8 ай бұрын
Unozvirambira ani
@elmenciatapfumaneyi5393
@elmenciatapfumaneyi5393 8 ай бұрын
Chokwadi hauna wekuzvirqmbira
@lorrainemazhawidza6790
@lorrainemazhawidza6790 8 ай бұрын
Ko zvakatadza kuonekwa sei paakazvagwa nhaimi
@loxlux8118
@loxlux8118 8 ай бұрын
Zve surgical zvinoda prophets here??? Zims uyafadza
@shinelikestars2759
@shinelikestars2759 8 ай бұрын
Nhai zvako
@elizabethmungwazi8192
@elizabethmungwazi8192 8 ай бұрын
Endangered kwaseru Kangoni or kwa gogoShuma vazvoenda Kuda’s opp
@shinelikestars2759
@shinelikestars2759 8 ай бұрын
This is a medical condition. Ngatizive kupatsanura zvinhu not kungomhanya kun'anga. His manhood will be constructed all by surgery
@user-bz1lv2bz4v
@user-bz1lv2bz4v 2 ай бұрын
Yes not kun'nga no zvimwe hazvidi vechivanhu
@joycenyazamba9577
@joycenyazamba9577 6 ай бұрын
Inonzi apallia it's a very rare condition
@NomaSibanda-ie3tb
@NomaSibanda-ie3tb 8 ай бұрын
iiiiiiii iiiiiiii nai mwari wagu nai ishe wagu kani chichakadaro mufuge Nyika yapindwa nei ko ko mwari Baba murip ko pitirai ishe pasi rako RINO Mhhhhh Vanhu izwai tsitsi kani siyayi kuichandisa satanism nemishoga buroi siyai mani sorry mother very very sorry namata mwari ariko zwakawoma pakaipa mufuge vanhu atiNamatei mwari Mhhhhh sorry hama
@nokuthulankomo6657
@nokuthulankomo6657 8 ай бұрын
Nhymie sori mummy. Witchcraft is real
@tatendachimwendo6442
@tatendachimwendo6442 8 ай бұрын
Aaaaa we parish mukusaziva.. it’s a medical condition kwete huroyi zviriko izvii
@abrahima4135
@abrahima4135 8 ай бұрын
Somtms zvinogoma kuita spiritual dont just say zvinoda madoctors guys i witnessed these issues same like varume vame nhengo diki smtms kuroiwa cz that problm as a man unogona kutadza kuroora vamwe vanobva vaita ngochani so its spiritual mwana anenge achida kushandiswa nevakaipa
@kashesheclinic5046
@kashesheclinic5046 8 ай бұрын
Hapana kana huroi those abnormalities are common..she needs to go back to hosp get a specialist and owana referal to mahosp anoita those surgeries pane pakabatana system ye urine nedigestive system it can be seperated well and since asina genitals anogona kurarama ne indwelling catheter for urine zvimwe hapana zvekuita nhengo kana pasina hakuna yeplastic...votongozvitambira
@abrahima4135
@abrahima4135 8 ай бұрын
@@kashesheclinic5046 ehoi
@rosez347
@rosez347 8 ай бұрын
@@abrahima4135 I Ndakaona testimony yemwana akazvarwa akavharika kunoita tsvina akanamatirwa kukavhurika. Its so spiritual
@loxlux8118
@loxlux8118 8 ай бұрын
Stoma bag
@user-dd6gi4rh3d
@user-dd6gi4rh3d 8 ай бұрын
Bvisai kahovhorosi ako. Be prfessional.
@nyashatanyanyiwa683
@nyashatanyanyiwa683 8 ай бұрын
Guys kahovhorosi karikutadzisa kunzwa nyaya here let's be matured veduwe
@user-dd6gi4rh3d
@user-dd6gi4rh3d 8 ай бұрын
@@nyashatanyanyiwa683 Ini handina kutopedza nyaya yacho. Because the facetious stance of wearing overalls to an interview regarding a serious medical or genetic issue affecting the well being and the quality of life of a child and their parents.
@rosez347
@rosez347 8 ай бұрын
As a parent this is heartbreaking only God can reverse this situation 🙏🙏🙏🙏🙏
@mamamaka9848
@mamamaka9848 8 ай бұрын
Kkkkkkkkkkkkk
@everjoylupi7940
@everjoylupi7940 7 ай бұрын
Stop majoring the minor please!Pfekai yenyu suit nematumbu ayo muende kunobatsira mwana!
@chihelele424
@chihelele424 8 ай бұрын
Mwana uyu Day 1 raazvarwa dai maNurse vasina kuvaburitsa muchipatara akatoitwa Op arimucheche
What it feels like cleaning up after a toddler.
00:40
Daniel LaBelle
Рет қаралды 88 МЛН
НРАВИТСЯ ЭТОТ ФОРМАТ??
00:37
МЯТНАЯ ФАНТА
Рет қаралды 8 МЛН
Can A Seed Grow In Your Nose? 🤔
00:33
Zack D. Films
Рет қаралды 26 МЛН
Mama vs Son vs Daddy 😭🤣
00:13
DADDYSON SHOW
Рет қаралды 48 МЛН
Munhu akavigwa kasingaperi Dare raChief Mutasa
54:14
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 7 М.
Is Lobola Refundable? | Issues Pane Nyaya
42:19
NRTV
Рет қаралды 873
The Siluya's - Incest & Abuse (Part 1) | Mhosva
24:46
NRTV
Рет қаралды 56 М.
Ollah What is your wifes Name ? Oscar Pambuka
59:12
Dj Ollah 7
Рет қаралды 121 М.
What it feels like cleaning up after a toddler.
00:40
Daniel LaBelle
Рет қаралды 88 МЛН