Tilder Live - Madzibaba Ishmael of Nyabira arrested.

  Рет қаралды 114,941

STAR FM LIVE

STAR FM LIVE

3 ай бұрын

Madzibaba Ishmael Saga: Tilder hosts Aaron Nyamayaro from H-Metro and an elderly woman who escaped Madzibaba Ishmael's Nyabira farm.

Пікірлер: 508
@firstlady2671
@firstlady2671 3 ай бұрын
Not disrespecting zvitendero zvevamwe but vanhu vanogara kupurazi kwamadzibaba Ishamael are the dumbest people ever.
@esierayner533
@esierayner533 3 ай бұрын
Brainwashing
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 3 ай бұрын
True, unganzi neumwe munhu shanda mumunda usingapiwe muripo uchiudzwa manyepo kuti uri mu canan vari kunze vachaparara isu ndisu tiri kuzosara. Kupusa kwakadii ikoko
@felyganda1614
@felyganda1614 3 ай бұрын
Kuitiswa nemumwe munhu
@hotstove9
@hotstove9 3 ай бұрын
You dont understand how a cult operates
@mercymugwagwa
@mercymugwagwa 3 ай бұрын
Vanenge vakavharwa IMI nemushonga
@firstlady2671
@firstlady2671 3 ай бұрын
Thank you Tete Tilda. I couldn't believe kuti zvataurwa happens in Zimbabwe munhu kuita vanhu ma slaves in this modern world. I was taken aback!
@rejoicechingobva5385
@rejoicechingobva5385 3 ай бұрын
This is happening even in America read about Warren Jeffs and FLDS
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 3 ай бұрын
Taura zvako Madzibaba Ishmael muritualist/Satanist Ava vanoda mutongo wekusungirirwa. Mvura inganaye sei nemakunakuna.
@user-jg6zu2om9m
@user-jg6zu2om9m 3 ай бұрын
We want behind prison of madzibaba Ishmael
@winniekashoma6056
@winniekashoma6056 3 ай бұрын
Thank you so much I think operation yakadai yakaitwa kune vari kutengesa ma drugs nyika yedu inonaka. Hats off kumapurisa nemasoja edu eZimbabwe
@jabulanimgomesi7950
@jabulanimgomesi7950 3 ай бұрын
Thank you tete Tilda, Aaron and gogo🙏
@monytalentgwenhere3339
@monytalentgwenhere3339 3 ай бұрын
Tilder is a treasure ❤
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 3 ай бұрын
A rare jewel 💎💎💎
@munasheterera8420
@munasheterera8420 3 ай бұрын
I'm out of words thank you so much tete
@ladyCee-mj9ci
@ladyCee-mj9ci 3 ай бұрын
Great job thank you Lord
@egeniachigwende9924
@egeniachigwende9924 3 ай бұрын
Thank you thank you God keep you and Bless you forever ❤❤
@imath68
@imath68 3 ай бұрын
Thanks Tilda for highlighting the story! You always make things happen .
@KudatheBlessed
@KudatheBlessed 3 ай бұрын
Yea, so true!!! Makore avo awedzerwe!!
@NorahMoyo-ef1qu
@NorahMoyo-ef1qu 3 ай бұрын
amen amen amen
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 3 ай бұрын
Tete Tilder muri simbi yebasa, rambai makadzvanya. Tinemi paminamato kuti murambe muchichengetedzwa. Munogona basa ndimi pioneer pazvose. Kudos Tete Tilder ❤❤❤
@fortunemncube8512
@fortunemncube8512 3 ай бұрын
Sound it's clear thank you engineer ,the cult should stop 🛑
@user-pp3ly1ou9v
@user-pp3ly1ou9v 3 ай бұрын
Thanks sisi Tilder
@user-fn1gb2sc9t
@user-fn1gb2sc9t 3 ай бұрын
Endai kwaMarange futi !!! Mungabatsire Thx Tetez
@DocuZone596
@DocuZone596 3 ай бұрын
Kwamarange kunopisa hakuendwe😂 kunoendwa nguva yemaelections chete
@sabhukuchoko263
@sabhukuchoko263 3 ай бұрын
KwaMarange munopera musarwa naMwari uye hakuvharirwe munhu mapurazi so munenge moenda papi exactly pamsangano wavo or pamusha pemukuru
@wilfredben8264
@wilfredben8264 3 ай бұрын
ED said 'Ndiri mupostori voka'
@faraimayer
@faraimayer 3 ай бұрын
Basa rake rinobva rapera.
@N.e.n.e.z
@N.e.n.e.z 3 ай бұрын
​@@sabhukuchoko263 Vanhu vekwa Marange vanoroodza under age girls you won't understand how it feels till you have a close cousin who's supposed to start high school get married to munhu zichembere ririkuma 60yrs. It's very heartbreaking💔 Hameno pamwe ndozvacho zvinodiwa naMwari?
@firstlady2671
@firstlady2671 3 ай бұрын
I hope he will never get out of prison so those people can have a normal life.
@elaineofgod1442
@elaineofgod1442 3 ай бұрын
Hope no other fool takes over "humambo"
@knowledgekasirai7330
@knowledgekasirai7330 3 ай бұрын
Thanks tete ngavabatwe vanhu vanouraya hupenyu hwevanhu
@antoniodomingo7433
@antoniodomingo7433 3 ай бұрын
Tilder uri gamba. Mapurisa nemasoja. Nesocial welfare. Na registra. I salute yu ..mabvida vanhu muhutapwa
@user-ee3cn2je6w
@user-ee3cn2je6w 3 ай бұрын
Thank you tete
@johnsonkitchens685
@johnsonkitchens685 3 ай бұрын
Thank u sis Tilda
@tafadzwazindoga7784
@tafadzwazindoga7784 3 ай бұрын
Imagine having a parent with that mentality 😢😢
@queenbee322
@queenbee322 3 ай бұрын
Vanenge ndivo vari Kuba vana vadiki ma2 yrs vari kungonzi mwana anyangarika haachatoonekwi. Zvakaoma zvizhinji zvichanobudira kumapurisa mabasa ese avaiita.
@shopemapedze3772
@shopemapedze3772 3 ай бұрын
yaaa ndivo ava. Vaiwanepi vana vese ava
@tmatz6467
@tmatz6467 3 ай бұрын
Cult leaders brainwash pple, magaya, panganayi gava, makandiwa nevamwe vavo vakawanda.
@agelectricalengineering
@agelectricalengineering 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂❤
@sherrys97
@sherrys97 3 ай бұрын
Kkkkkkk
@eustinamandigo1282
@eustinamandigo1282 3 ай бұрын
Thank u so much tete wenyika Mabetsera mufunge
@ThembisaMoyo
@ThembisaMoyo 3 ай бұрын
Normalize reading the bible as an individual , thats the only way one will be able to avoid falling into such issues
@princesskuchatah5155
@princesskuchatah5155 3 ай бұрын
Vanhu havadi
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 3 ай бұрын
True, namata wega Mwari vanonzwa
@sashamoyo9779
@sashamoyo9779 3 ай бұрын
ndorimwe book rekubhoshesa vanhu
@simukaimazenge8124
@simukaimazenge8124 3 ай бұрын
Tendai Kuna Mwari
@alphamatsenga9895
@alphamatsenga9895 3 ай бұрын
THUMBS UP TO MR AARON,
@tatendabanda3692
@tatendabanda3692 3 ай бұрын
There must be a thorough investigation, how many graves are on that farm and are they known to the Police and Central registry
@markgamanya3084
@markgamanya3084 3 ай бұрын
This guy must rot in jail.
@tafadzwazindoga7784
@tafadzwazindoga7784 3 ай бұрын
No wonder why zim is the way it is. Tine mazungairwa too much
@tendaiMufandaedza-ku4gr
@tendaiMufandaedza-ku4gr 3 ай бұрын
Thanks tete
@AllenMhere
@AllenMhere 3 ай бұрын
I m a new subscriber but l m happy to be with us tete tilda
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 3 ай бұрын
Hey nyaya iyi yakabva kare beyond 2019, muZimbabwe here? Mapurisa hero basa.
@user-kd3ip1sr7d
@user-kd3ip1sr7d 3 ай бұрын
Kuswera uchitambudzwa Iye Jesu akatifira Kare shame
@KudatheBlessed
@KudatheBlessed 3 ай бұрын
Very sad…🙏🙏
@ghettoversez
@ghettoversez 3 ай бұрын
iko kufirwa na Jeso zvinomborei kuti takafirwa ?
@sheillarnyamupfukudza3375
@sheillarnyamupfukudza3375 3 ай бұрын
Strange things, God help us
@Angylngumashupa-gt3yz
@Angylngumashupa-gt3yz 3 ай бұрын
Madzibaba Ishmael ndivo vakaipa moyo vakadzimaidza pfungwa dzevanhu vachidzidzsa vanhu zvinhu zvakadhakwa vasingaende kuchikoro
@chipomusuka8479
@chipomusuka8479 3 ай бұрын
Masowe ngabhanwe
@muchmuleya9651
@muchmuleya9651 3 ай бұрын
Once for all nyika ikatanga nyaya dze masowe or maporofita ,chihure ,makuhwa ,kudyiwa Mari
@ghettoversez
@ghettoversez 3 ай бұрын
soze
@ghettoversez
@ghettoversez 3 ай бұрын
all churches must be banned.
@IsraelDzemwa
@IsraelDzemwa 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂 Iiii nemadire aanoitwa nevanhu uuum
@sabhukuchoko263
@sabhukuchoko263 3 ай бұрын
Tangai kuvhara Roma
@tapiwakatandi6763
@tapiwakatandi6763 3 ай бұрын
These things are happening because of President Mnangagwa and his government, Country resources, ideas,machinery etc is all focused on fighting Opposition Mumazidzoro kungofunga nezve 3rd term, Chamisa,Tshabangu etc.....and controlling from sport to courts Zvose must work towards keeping and maintaining Zanu pf grip to power
@rejoicechingobva5385
@rejoicechingobva5385 3 ай бұрын
Its happening even in American read about Warren Jeffs and FLDS church
@blv-db2sk
@blv-db2sk 3 ай бұрын
Tete Tilder muendewo kwaMarange vana varikuroorwa nnema11yrs, vasikana vanogumira grade 7
@user-nf5wg8fh8g
@user-nf5wg8fh8g 3 ай бұрын
Ndafara Tete kutimadzi babavaye vasungwa 💃💃💃💃
@moonchilddistrict7234
@moonchilddistrict7234 3 ай бұрын
But when it was about TB Joshua you said they were lies, people been making cults forever
@thembinkosinyoni1240
@thembinkosinyoni1240 3 ай бұрын
Thank you kuti vasungwa may you interview him in prison
@chiherachashe8208
@chiherachashe8208 3 ай бұрын
Yeah we need him on the behind the prison episode
@tatendahmadzviti8913
@tatendahmadzviti8913 3 ай бұрын
True dat
@memorygoche2574
@memorygoche2574 3 ай бұрын
Hanzi atoburitswa mujeri macho
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 3 ай бұрын
My thoughts and wish
@IsraelDzemwa
@IsraelDzemwa 3 ай бұрын
Takatoimirira interview iyoyo
@user-ny6rw1rh8n
@user-ny6rw1rh8n 3 ай бұрын
Ndinemubvunzo ko purazi racho akapiwanani tangayi ipapo , sabhuku wake , Chief wake ndiyani canan yeyi tibviirepo iwe , batayi munhu vakomana itayi basa sezvamakadzidza hamuudzirwe
@Patience-wc1zw
@Patience-wc1zw 3 ай бұрын
Thank you tete venyika
@user-fn1gb2sc9t
@user-fn1gb2sc9t 3 ай бұрын
Tete Tilda kune kunonzi kwaMadzibaba Rhami vanoshandisa futi vanhu kupurazi kwavo…vanogezesesa vanhu mvura dzezvitunha vanhu vopusa. Every trip pavanoenda kumativi panofa munhu haaa so sad . Munhu akatanga kuenda ikoko anoita sedzisimo
@enchiladapatati379
@enchiladapatati379 3 ай бұрын
Vanhu vachimboendereiko in the first place
@EvermoreMuchingami
@EvermoreMuchingami 3 ай бұрын
Ummm kunana madzibaba uku endai mega, thank you tete Tilda
@alexheart3976
@alexheart3976 3 ай бұрын
How is it possible to know the right age if people doesn't have birth certificate.
@lucillemukunyadzi6914
@lucillemukunyadzi6914 3 ай бұрын
Zimbabwe svinurai mhani this year people still listening to mapositori.
@masvingozimuto
@masvingozimuto 3 ай бұрын
On snother platform i saw a lady saying we dont want maCC we support ZANU PF It seems everyone who wants to break the law will identify themselves as belonging to ZANU PF.
@floet3498
@floet3498 2 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂
@cathrinemavhiyiwa5980
@cathrinemavhiyiwa5980 3 ай бұрын
shri inozongofa zvakuwanai madzibaba Ishmael church ndakaivenga hangu iyi zvedi
@washingtonchisuko3355
@washingtonchisuko3355 3 ай бұрын
Mune revenge ne church not zviri kunzi zvakaitika
@shopemapedze3772
@shopemapedze3772 3 ай бұрын
Haaa chero ini ndakaivenga zvemashuwa
@JoelMoyo-wz7be
@JoelMoyo-wz7be 3 ай бұрын
Good evening
@priscillandawi
@priscillandawi 3 ай бұрын
Good job tinotenda neoperation yaitwa iyi iii its so sad vanhu vedu vaparara nekushaya zivo Mwari pindirai
@Angylngumashupa-gt3yz
@Angylngumashupa-gt3yz 3 ай бұрын
Chinonetsa ndechekuti vakapihwa naani nzvimbo yakakura kudaro vanhu ivavo
@user-zj1jd8cw5z
@user-zj1jd8cw5z 3 ай бұрын
Ehe ndozvandanga ndikufunga
@anywaychikwanda4315
@anywaychikwanda4315 3 ай бұрын
ndezvezanu izvo masatanists awo iteam zanu iro
@primze165
@primze165 3 ай бұрын
Aaah koo handiti muridzi we land munyika it’s only 1 person
@rastonchikafa6801
@rastonchikafa6801 3 ай бұрын
vana Baba nana Mai ngativhurike pfungwa kuitwa boiler hr kuchengetwa mupurazi usikabudimo unoona vamwe vana Madzibaba vakasvika kutadza kufunga kuti kwandawe kuendeswa hakuna denga uku denga haripinzwi nemutungamiri wechurch anopinza denga ndimwari sunurai anhu woye
@user-hl4gn1cp9t
@user-hl4gn1cp9t 2 ай бұрын
CLOSE THIS CULT CENTRE
@user-oj6dt3is5y
@user-oj6dt3is5y 3 ай бұрын
Ini ndinemuvhunzo Tete madzibaba ava havazirivo vamwe chete vainamatira kubudiriro 2 mu park ,,paye pekumbonzi mapurisa varwisana nema positori here.ndanzwa Mai vafona vachiti ndakanzi enda kubudiriro,,Zita ramadzibaba rimwechete ,mitemo yacho imwechete .
@antoniodomingo7433
@antoniodomingo7433 3 ай бұрын
Ehe hanzi ndivo vakambosungwa ikoko varwisa mapurisa
@user-oj6dt3is5y
@user-oj6dt3is5y 3 ай бұрын
@@antoniodomingo7433 Saka vakabuditsirwi nhai zvinhu zvacho soo vabva vatonoita worse
@MamaKimManjex-lv7do
@MamaKimManjex-lv7do 3 ай бұрын
Ndivo vanhu vamwe chete ivavo zvakare vakambogara futi mujeri varwisa mapurisa pamwe naVaJohn Ndanga .dai vangonzi life in prison kut vana nemhuri dzasara vachitanga a normal life that's my wish
@user-oj6dt3is5y
@user-oj6dt3is5y 3 ай бұрын
@@MamaKimManjex-lv7do chokwadi dai havo vanzi Life in prison then hurumende yo monitor vasarako nekuti vanoramba vachidaro futi .
@jeritamakiwa6575
@jeritamakiwa6575 3 ай бұрын
Vakabuda nekuti vanobata mishonga kwete kuti vanonamata
@tavongarmunangwa-chiwanza46
@tavongarmunangwa-chiwanza46 3 ай бұрын
This sounds like that story from Kenya were that cult leader was arrested Graves were found there, 100s of graves
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 3 ай бұрын
Same WhatsApp group
@everestmabodza1738
@everestmabodza1738 3 ай бұрын
It's a cult trying to brainwash many
@NamatiraiMurazvu-kr4oq
@NamatiraiMurazvu-kr4oq 3 ай бұрын
Hezvoooo, zvatingorigere vamwe vatove Canaan nechekare. Tete Tilda thank you so much nebasa guru ramurikuita👏
@reasonkupenga4925
@reasonkupenga4925 3 ай бұрын
😂😂😂😂 makasara vamwe vadove Cannaan kuuchi nemkaka
@charityrusike7055
@charityrusike7055 3 ай бұрын
Nhy gogo makazo ziva zvakawanda kidaro sei, muri umwe wacho
@user-qq4eo8cg6q
@user-qq4eo8cg6q 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂
@user-sg7jn5mq8w
@user-sg7jn5mq8w 3 ай бұрын
Nhamo muzimbabwe zvakuita Kuti vanhu varombe zvakanyanya zvakaoma Mwari tibatsireiwo chokwa tachema Vana vezimbabwe ED atikaurisa chokwadi asi Mwari havamwe doro
@enchiladapatati379
@enchiladapatati379 3 ай бұрын
​@@reasonkupenga4925kkkkk kana zvirizvo zvirikuCannan kwacho kubva uchi nemkaka handizvizivi 😂
@odettechinembiri-lh1gj
@odettechinembiri-lh1gj 3 ай бұрын
I think vanhu vepapurazi apa ngavasheiwe umwe neumwe pekuvaka nekurima zvopfuwo zvosheyaniswa no more purazi kwatove ku village
@IsraelDzemwa
@IsraelDzemwa 3 ай бұрын
Gd idea wa reasoner zvandafarira❤❤❤❤
@BrendaEbinah-tv1iq
@BrendaEbinah-tv1iq 3 ай бұрын
Lord have mercy
@sarudzaimutsago7896
@sarudzaimutsago7896 3 ай бұрын
Thanks tete nekubatsira
@tafadzwazindoga7784
@tafadzwazindoga7784 3 ай бұрын
Hope they dont let him out ndo team ra ed kairi
@user-oo2bx8wb7j
@user-oo2bx8wb7j 3 ай бұрын
Our Tete ❤❤❤
@DailyChristianRap
@DailyChristianRap 3 ай бұрын
Good ndokuti inaye
@tracyzimhindo1841
@tracyzimhindo1841 3 ай бұрын
Am shocked 😅all this established an noticed.
@NaumeMupararwa-ox2uw
@NaumeMupararwa-ox2uw 3 ай бұрын
Thank you Tete Tilder ndodada nemi nekushanda be police , hurumende yedu ndinodada nemi nekuchengetedza kodzero dzevanhu, mufunge 😢 handina kumboziva kuti zvinhu zvakadaro zvimunyika yedu yoo ummm haaa zvakawoma veduwe ayaa ndoo madhunamutuna satanism irikukanganisa kunaya kwemvura
@phillipadhamanje-ni2rr
@phillipadhamanje-ni2rr 3 ай бұрын
Baba ava vanonyatsotsanangura
@ClarisNdoroRealEstate
@ClarisNdoroRealEstate 3 ай бұрын
It's the same story in the USA in Utah of Warren Jeffs.
@sehhudy6172
@sehhudy6172 3 ай бұрын
Exactly, I watched the documentary…
@gracempofu7433
@gracempofu7433 3 ай бұрын
Canana kunofiwa here
@antoniodomingo7433
@antoniodomingo7433 3 ай бұрын
Madzibaba ava Jeri vanenge vanorifarira.....manje. Vasungwa vose hoyo. Kerry on nayo canaan muchikuribhi
@josephinechapfimvira1930
@josephinechapfimvira1930 3 ай бұрын
Thank you Tete
@lindamarimbita9340
@lindamarimbita9340 3 ай бұрын
How do we start worrying about kuroorwa getting pregnant at 17 , ana Amai pliz
@ghettoversez
@ghettoversez 3 ай бұрын
very sad
@user-qq4eo8cg6q
@user-qq4eo8cg6q 3 ай бұрын
😢😢😢😢 nkosi yam
@buhleguduza9139
@buhleguduza9139 3 ай бұрын
Cult and poverty easy to control people 😊
@silindiwetshumasilindiwe7811
@silindiwetshumasilindiwe7811 3 ай бұрын
I'm sure nzvimbo iyo yeNyabira inema ghost cz ummm what's happening there is scary
@SibongileNdlovhu
@SibongileNdlovhu 3 ай бұрын
Ungati tirimu movie heee
@rejoicechingobva5385
@rejoicechingobva5385 3 ай бұрын
Cults re evrywhere read on FLDS church in America
@kim6jay
@kim6jay 3 ай бұрын
Vavakaromba baba ava and vaivashandisira mishonga
@margeritaanddavid4967
@margeritaanddavid4967 3 ай бұрын
Some one needs to do a pillow therapy ku jeri kuna ishumari
@mekong7529
@mekong7529 3 ай бұрын
This cult has links to powerful people in politics, anogona kutobuditswa mangwana chaiye
@Shava120
@Shava120 3 ай бұрын
100% ndiko kuri kuperera vanhu nekwakabva scarf
@mekong7529
@mekong7529 3 ай бұрын
He has been released
@VaPunungwe
@VaPunungwe 3 ай бұрын
The apex guardian of minor children is the state acting through the high-court. So in this case the state has the power to arrest the parents for child neglect and abuse. The state has the power to detain all members of the cult. Zimbabwe has a problem of state officials (police, social workers, etc) who do not understand their duties. For example given the report of deaths have occurred at the farm that may include murder, the whole site was supposed to be secured for proper forensic investigation including exhumation and professional pathological forensics to determine the causes of death. The state should have arranged accommodation for members not accused of crimes and removed them from the site to prevent possible evidence tempering and defeating the ends of justice.
@Exodus1075
@Exodus1075 3 ай бұрын
Well said
@TendaiTembo-ck8vt
@TendaiTembo-ck8vt 3 ай бұрын
Shame 😢
@berthamatex
@berthamatex 3 ай бұрын
So sad
@user-ht1uw8yl4r
@user-ht1uw8yl4r 3 ай бұрын
That men must never come out of prison...never
@Mr-lz5ob
@Mr-lz5ob 3 ай бұрын
Tete some of your questions & tone is very unkind at times.It's not what you say but how you say it. (constructive judgment. No judgment intended)
@busimpofu2169
@busimpofu2169 3 ай бұрын
Very true.She has been told that by lots of viewers.l don't know you don't take it as constructive criticism tete.
@firstlady2671
@firstlady2671 3 ай бұрын
If they don't accept our rules and laws as a country, ngavabude mu Zim vaende kunyika that aligns with their ridiculous beliefs.
@user-vt4il8mm5t
@user-vt4il8mm5t 3 ай бұрын
Not to disrespect mamwe ma chrches but kunana madzibaba ava endai mega
@itayikaseke3480
@itayikaseke3480 3 ай бұрын
😂😂😂
@allennhamomaweni2176
@allennhamomaweni2176 3 ай бұрын
This makes me believe kuti census is just game. We could be more than 25million in this country 😂
@natashammunjoma2699
@natashammunjoma2699 3 ай бұрын
😂😂kkkkkkkkk say that again
@talentnyakura9431
@talentnyakura9431 3 ай бұрын
Ko anonzi akambosungwa ,akazobudisirwei mujeri?
@user-jg2tp2kc8s
@user-jg2tp2kc8s 3 ай бұрын
Ngavasungwe kudzvanyirira zviripachena
@heatherkadzombe4572
@heatherkadzombe4572 3 ай бұрын
This is sad
@swemarichardmakonope1532
@swemarichardmakonope1532 3 ай бұрын
Well done Zimbabwe police apa maratidza kubatana nekubatsira mhuri iyi.Haaaaa zvokwadi baba Ishumairi kudenga kure kupusisa vanhu kudaro
@carolinendlovu5456
@carolinendlovu5456 3 ай бұрын
Well done Zim police 🙏🙏🙏
@perseverencedzama4832
@perseverencedzama4832 3 ай бұрын
Ah vagona basa taura hako zvinofadza😀👏🏻
@teeliving4
@teeliving4 3 ай бұрын
Zvakaoma hazvo, nyika yedu is letting down the most vulnerable people. Nzvimbo idzi dzinenge dzakatowanda chete 😭
@blessingmashandureblessing9650
@blessingmashandureblessing9650 3 ай бұрын
Zimbabwe iyi😢😢😢😢😢
@loicemakoti6310
@loicemakoti6310 3 ай бұрын
Nhaimi is this our Zimbabwe 😢
@Tinto4490
@Tinto4490 3 ай бұрын
Ishimari same neMarange..imboendai kwaMarange zvakare Mapurisa I good move iyi yamaita
@talentmasinaro9599
@talentmasinaro9599 3 ай бұрын
Kuya vakakutadza kare kubv nguv yegwirikiti iya havamboigon marange
@AllseasonsProduce
@AllseasonsProduce 3 ай бұрын
Kuvigwa uine mwana mudumbu moti mvura inganaye shuwaaaaaa
@charleschihope7322
@charleschihope7322 3 ай бұрын
Vanhu ngatidzidze kunamata isu pachedu kwete nyaya yekudazvekushandirwa iyi, honai manje...?
@takudzwaveremo3419
@takudzwaveremo3419 3 ай бұрын
nhai nhai
@jeritamakiwa6575
@jeritamakiwa6575 3 ай бұрын
Its so sad but madzibaba ava nekuda kwemushonga vanogona kubuda futi
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 3 ай бұрын
Hmmm vakabuda ihondo
@user-ud3yy7yh9o
@user-ud3yy7yh9o 3 ай бұрын
Madzibaba Ishmael vanofanira kuitwa life in jail or kungouraiwa
@user-eq1yp5xx3y
@user-eq1yp5xx3y 3 ай бұрын
2021 uuuuuuu zvakaoma aiitumwa namnagangwa kuita izvi
@Shava120
@Shava120 3 ай бұрын
Imagine saka scarf always. Zvakuzo fumuka
@kudzaitoyindepi5059
@kudzaitoyindepi5059 3 ай бұрын
Painful what a barbaric world they live in
@norahmudiwi3028
@norahmudiwi3028 3 ай бұрын
Murikuwanza kutaura nangai munyaya daya rinopera pasina chataurwa
Stupid Barry Find Mellstroy in Escape From Prison Challenge
00:29
Garri Creative
Рет қаралды 21 МЛН
КАРМАНЧИК 2 СЕЗОН 7 СЕРИЯ ФИНАЛ
21:37
Inter Production
Рет қаралды 291 М.
OMG😳 #tiktok #shorts #potapova_blog
00:58
Potapova_blog
Рет қаралды 3,7 МЛН
Tilder Live -  Ndakarara nemukadzi wen'anga ndikamera mazamu
53:00
STAR FM LIVE
Рет қаралды 73 М.
The return of Gringo season two episode 5
24:15
Pwaaaaka skits ( Gringo jnr )
Рет қаралды 80 М.
madzimai vakatorwa neNjuzu muna Lake Chivero?
20:52
Drewmas Media
Рет қаралды 112 М.
Stupid Barry Find Mellstroy in Escape From Prison Challenge
00:29
Garri Creative
Рет қаралды 21 МЛН