Vabati VaJehovha- Zororo Kumatenga

  Рет қаралды 265,677

Pedro Doliz Malone

Pedro Doliz Malone

7 жыл бұрын

ZORORO KUMATENGA
Nziyo iyi inobata moyo wangu, uyezve inondifadza zvikuru. Hama dzangu, garai muchiziva kuti Mwari akakugazirirai nzvimbo huru kuti muzogare naye. Ikoko muchazorora nguva dzose.

Пікірлер: 69
@user-lv7bn8of2s
@user-lv7bn8of2s 7 ай бұрын
May the dear Lord give me strength for the things i fail to talk about ....💔
@excellencetuhwe5564
@excellencetuhwe5564 Жыл бұрын
Chantelle Chanty Crown Tuhwe My 2yr 9months old daughter tofara tasangana. Wakandisiira ronda risingapereri
@user-vz4es7nb9v
@user-vz4es7nb9v 15 күн бұрын
Kunezororo shuwa ndichasangana nemwana wangu wakauraiwa ne ZRP Mutare Mutare achienda zvake kuchikoro 13 yrs kuuraiwa here ngemapurisa hazvina mhosva
@namo206
@namo206 3 күн бұрын
Mabasa evapostori 24:15 kuchava nerumuko rwekafa
@moleenhapazari9813
@moleenhapazari9813 3 күн бұрын
It is well
@VaMujuru
@VaMujuru 4 жыл бұрын
Tofara shuwa tasangana inyasha dzaJehova
@rutendonemukuti4896
@rutendonemukuti4896 4 жыл бұрын
Tofara tasangana kudenga kunezororo pasi pano panorema
@user-ip7is1hn8d
@user-ip7is1hn8d 3 ай бұрын
Indeed we sing in heaven when meet❤
@johnbanda5632
@johnbanda5632 2 жыл бұрын
From Zambia i just love you bishops you really uplift my spirit with your songs Amen
@sithulisilemoyo9131
@sithulisilemoyo9131 2 жыл бұрын
This song reminds me of my mom's burial...rest on power my heroine...love always
@gottalovelife1752
@gottalovelife1752 Жыл бұрын
Wow! He sings so effortlessly! It comes out so naturally. Ane chipo
@matron7428
@matron7428 Жыл бұрын
Mwari varabe vachikukomborerai
@christinekouaibi7841
@christinekouaibi7841 6 жыл бұрын
Amen Amen tinotenda varanda vashe ngavakudzwe mwari ishoko
@josephinemasawi8768
@josephinemasawi8768 4 жыл бұрын
Amen and amen inonyaradza moyo wangu nguva zhinji
@christinekouaibi7841
@christinekouaibi7841 7 жыл бұрын
Ndabatwa pa mwoyo Mwari ngavakuchengetii ne maropafadzo
@nestermuronzwa9283
@nestermuronzwa9283 7 жыл бұрын
Amen ....zvakumberi izvi tinotenda Jehovah shuwa nekuyimba kwakanaka.. God bless you Vabati vaJehovah I like the smartness...ma suits and the video is awesome 👏👏👏👏👏👏👏
@prettysiziba373
@prettysiziba373 6 жыл бұрын
Amem mberi neshoko rashe nyangwe pamwe zvandigumbura ndonyaradwa nenziyo dzashe dzamoimba amen narinhi amen
@tinashenevile4892
@tinashenevile4892 4 жыл бұрын
Reminds me the person who brought me to this earth who passed away 12 years ago. Rest in peace mum
@graciousmapomere4126
@graciousmapomere4126 3 жыл бұрын
Sorry sorry dear
@drblesseddhoroh9004
@drblesseddhoroh9004 2 жыл бұрын
MHSRIP and may the Almighty God heal your wound
@etinatigere3427
@etinatigere3427 6 жыл бұрын
tichanozorara kumatenga .i like this song.Mwari vakuripafadzei
@charlessimbarashe552
@charlessimbarashe552 6 жыл бұрын
Ishe ngavatiwanire nyasha tigopindavo pazororo revatsvene. Tinotenda Vabati VaJehova. Thanks Brighton
@user-nu2vp7vm9h
@user-nu2vp7vm9h 4 ай бұрын
🎉nysssss keep up guy
@mayandorodzinashe2044
@mayandorodzinashe2044 3 жыл бұрын
Ndikairidza ndochema ndinonzwa nyasha dzichidururwa mandiri kunzwa ndichidedera nemweya mutsvene wanirwai nyasha vabati vajehovha🇿🇼
@fortunatemadamombe7748
@fortunatemadamombe7748 2 жыл бұрын
Keep it up Vabati vaJehovha munondisimbisa
@maideyipamela4199
@maideyipamela4199 7 жыл бұрын
Nziyo dzenyu dzinorapa mweya wangu Vabati Mwari vakupfuudzei mberi nekuimba kunokomborera
@patiencemunkuli3674
@patiencemunkuli3674 2 жыл бұрын
Ndotenda vabati va jehova nzyo dzenyu dzinofàdzda moyo wangu mwari ave ñemi
@rangariraimudzemeti148
@rangariraimudzemeti148 7 жыл бұрын
Kp e fire burning vabati tofara tasangan
@user-ip7is1hn8d
@user-ip7is1hn8d 3 ай бұрын
🙏🙏🙏🙏🙏
@joshuamtonga3060
@joshuamtonga3060 2 жыл бұрын
Pastor aron
@christinekouaibi7841
@christinekouaibi7841 6 жыл бұрын
Amen Amen tinotenda mabasa akanaka vabati vajehova ndinokomborerwa zvakanyanya sety blessed thank you
@What2Watch305
@What2Watch305 4 жыл бұрын
Mhururu kumatenga
@evechimedza70
@evechimedza70 2 жыл бұрын
Ameen Ameen
@kennethtendaimasamba8781
@kennethtendaimasamba8781 3 жыл бұрын
Grt vabati heyiiii 😥😥😥
@jefreyparadza5030
@jefreyparadza5030 3 жыл бұрын
Amen mwari ngakomborere
@user-fp7eq4op8w
@user-fp7eq4op8w 6 ай бұрын
Good work🎉
@josephinemutandiro108
@josephinemutandiro108 5 жыл бұрын
Amen amen tichanozorora kumatenga
@tinotendaushewekunze7469
@tinotendaushewekunze7469 6 жыл бұрын
tichanozorora kumatenga! !!!! powerful
@ednazimhunga1691
@ednazimhunga1691 4 жыл бұрын
Kune zororo kumatenga zvepasi pano zvakaoma
@conspicuouszanelehungwe9283
@conspicuouszanelehungwe9283 6 жыл бұрын
Zororo kumatenga, takunda toimba Hallelujah.
@chipiwausiku9732
@chipiwausiku9732 2 жыл бұрын
vabati team always on point,i like them
@bertha5835
@bertha5835 2 жыл бұрын
AMEN..AMEN
@givenmangena7873
@givenmangena7873 2 жыл бұрын
Ati namateyi zvinesimba vanu vamwari
@paulinedavira7738
@paulinedavira7738 5 жыл бұрын
Zvinokudzwa chaizvo vanavAngu
@nomancube108
@nomancube108 5 жыл бұрын
Amen glory
@GamerSageMode
@GamerSageMode 5 жыл бұрын
You're God's talent guys.. variko mwari kudenga.
@henrynhira6785
@henrynhira6785 3 жыл бұрын
my home boys pa Mhondoro well done
@marthabrito5678
@marthabrito5678 3 жыл бұрын
Rip my father in the Lord Prophet TB Joshua. God s general will always love you papa😭😭😭😭😭
@chenaikaseke2517
@chenaikaseke2517 3 жыл бұрын
amen
@gumbotonderai-bf8bf
@gumbotonderai-bf8bf Жыл бұрын
Reminds me a lot
@tiwirainyamwasha1509
@tiwirainyamwasha1509 3 жыл бұрын
We are blessed with your songs
@montrosehouse938
@montrosehouse938 3 жыл бұрын
True
@montrosehouse938
@montrosehouse938 3 жыл бұрын
True
@montrosehouse938
@montrosehouse938 3 жыл бұрын
True
@NeliaMazhuwa-bo5xc
@NeliaMazhuwa-bo5xc 9 ай бұрын
Amen 🙏🙏🙏
@EurekaQuest
@EurekaQuest Жыл бұрын
Translation please 😭😭😭♥️
@sizwenncubs7804
@sizwenncubs7804 5 жыл бұрын
Amen glory
@tanakaprincess8041
@tanakaprincess8041 2 жыл бұрын
Nyc nyc
@prettysiziba373
@prettysiziba373 6 жыл бұрын
kana ndikarwadziwa pamoyo wangu nziyo dzenyu dzondi poresa
@cindymhike2978
@cindymhike2978 3 жыл бұрын
Amen 🙏
@nothandosibanda6629
@nothandosibanda6629 7 жыл бұрын
Amen
@tibsrunyowa9856
@tibsrunyowa9856 6 жыл бұрын
pliz may you upload the whole album madzibaba brighton
@munyaradzimanongwa9645
@munyaradzimanongwa9645 2 жыл бұрын
Pullen Marimo
@kelvinkahumwe4967
@kelvinkahumwe4967 6 жыл бұрын
Amen and Amen
@pedrodolizmalone4197
@pedrodolizmalone4197 6 жыл бұрын
Good comments.
@andrewm257
@andrewm257 4 жыл бұрын
Hi, i'm looking for a Vabati VaJehova track i guess the name is Ikoko Kudenga, with the lyrics " jazz richapera nengoma dzichapera"
@munyaradzimanongwa9645
@munyaradzimanongwa9645 2 жыл бұрын
How can I promote this
@godfreymazungura4502
@godfreymazungura4502 6 жыл бұрын
amen
@elodich-stefaneebata5755
@elodich-stefaneebata5755 3 жыл бұрын
Amen 🙏
Joseph Tivafire -Mushandiri Washe Official video
5:02
Brighton Magaya Laktam Studios
Рет қаралды 1,6 МЛН
ABRAHAMA TIYERESE  VABATI VEVHANGERI
4:37
nothando siyakatshana
Рет қаралды 129 М.
A little girl was shy at her first ballet lesson #shorts
00:35
Fabiosa Animated
Рет қаралды 9 МЛН
БАБУШКИН КОМПОТ В СОЛО
00:23
⚡️КАН АНДРЕЙ⚡️
Рет қаралды 15 МЛН
Как бесплатно замутить iphone 15 pro max
00:59
ЖЕЛЕЗНЫЙ КОРОЛЬ
Рет қаралды 6 МЛН
Clowns abuse children#Short #Officer Rabbit #angel
00:51
兔子警官
Рет қаралды 76 МЛН
VABATI VAJEHOVA NDOMUDANA- Classic
9:23
Lenon Rwizi
Рет қаралды 142 М.
vabati vaJehovha - Narinhi (video lead by Richard Magaya)
6:45
FTV studios entertainment
Рет қаралды 36 М.
Masimba Edenga - Mazambara
7:52
Zimbabwe Arts and Entertainment
Рет қаралды 137 М.
Vabati VaJehovha-Tirimo Munzira(Munoenda Here)
6:32
Gilbert Ngoni
Рет қаралды 56 М.
Pandimire Pakaoma. (Where I Stand Things are Difficult)
7:16
TT Translates
Рет қаралды 22 М.
Chiedza ChaVatendi -Munyaradzi Jesu Official Video laktam Studios 2019
5:03
Brighton Magaya Laktam Studios
Рет қаралды 526 М.
MAZUVA MASHOMA ASARA CHIEDZA CHAVATENDI
5:24
nothando siyakatshana
Рет қаралды 293 М.
Chegutu : Ruvimbo wekuurairwa $100 onzi opfuka asati avigwa
1:03:06
Mambo Dhuterere - Noah Noah(Nyasha Dzedenga)
6:38
audecious mugwagwa
Рет қаралды 640 М.
Nziyo Dzenyasha 🙏
1:11:24
ZIMBABWE GOSPEL MUSIC.... Parira ~Special
Рет қаралды 263 М.
A little girl was shy at her first ballet lesson #shorts
00:35
Fabiosa Animated
Рет қаралды 9 МЛН