VAKUWASHA VEKU UK

  Рет қаралды 112,028

Comic Elder

Comic Elder

Жыл бұрын

Пікірлер: 542
@lastborn6652
@lastborn6652 Жыл бұрын
I was preparing to laugh and I end up crying. This is exactly what happened to me recently 😭😭😭.To Comic elder the the sky is the limit.
@lyrics_4_you1710
@lyrics_4_you1710 Жыл бұрын
mainini shut up 😂
@witnesschoto2389
@witnesschoto2389 Жыл бұрын
Team racho harimbodzidze iri mumwe akazoenda kunobatsira ambhuya kuchera manyowa ambhuya kwakukwatisa mufushwa kuti vabikire mukuwasha sezvinoi mkwasha we mari ndobva asvika vakumubatira huku yakabva yakangwa pakupakura mkwasha wemanyowa nyama yehuku but akairamba akati ndipei zvangu mufushwa wamanga mandibikira Vabereki ngatidzidzei kuti hapana anoda kuvamurombo. Saka kana tawanawo mkwasha murombo ngatingovabatei zvinoita kuti vazvionewo sevanhu
@tawandachidakwa1467
@tawandachidakwa1467 Жыл бұрын
It was meant to be a comedy but it turns out to be a reality conveyed here. This is emotional i pray everyone watches all this. Thank you so much. Keep on doing this. Never look down upon someone simply because of richness
@onlyksamanyanga9586
@onlyksamanyanga9586 Жыл бұрын
On point
@beatricekayiya9270
@beatricekayiya9270 Жыл бұрын
WeUK wakagara pama chair, wekwaMurehwa wari pamagaba akapera paint
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 10 ай бұрын
The shameful thing is its not even reality.... Its just stereotyping kungoda kuvengesana vanhu
@davsonTadiwa-ql2ne
@davsonTadiwa-ql2ne 7 ай бұрын
Good project
@musicsimp8276
@musicsimp8276 2 ай бұрын
@@chiyenyumba7135its reality baba , people have been through this in families
@tafloamusementspvtltd530
@tafloamusementspvtltd530 Жыл бұрын
Elder is extra ordinary comedian ❤
@bright.tafadzwa
@bright.tafadzwa Жыл бұрын
😂😂😂😂 ihhhhh
@calvinobo9018
@calvinobo9018 Жыл бұрын
This reality 😢 ...asi kazvinji vanhu vanoshorwa kudai....at the end off journey mwarii anovakomborera❤
@erickchaitezvi2803
@erickchaitezvi2803 Жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣 This one is a real comedian , I'm falling in love with his work
@pheshoshore1305
@pheshoshore1305 Жыл бұрын
Team UK nyararai🤣
@sammy_erwin
@sammy_erwin Жыл бұрын
Ecclesiastes 9 vs 11-12 King James Version (KJV) I returned, and saw under the sun, that the race is not to the swift, nor the battle to the strong, neither yet bread to the wise, nor yet riches to men of understanding, nor yet favour to men of skill; but time and chance happeneth to them all. Well done Comic🔥❤️
@ktm9853
@ktm9853 Жыл бұрын
Iwe hapasi pa chechi.Makaroiwa ne verse here ? Enda uparidze kumwe noti pano haaaa.i comedy iyi not pulpit
@decidephiri8510
@decidephiri8510 Жыл бұрын
Huh comic elder and crew you're the next big thing in comedy apa makapinda deep mumaissues anoitika mudzimba umu, i see you kept your word pawakataura kuti makuda kuwandira mucomedy inodzidzisa
@fiboh4633
@fiboh4633 Жыл бұрын
​@@ktm9853but he is right though. If you really understood the meaning behind this ka hautaure izvi.
@sammy_erwin
@sammy_erwin Жыл бұрын
@@ktm9853 the data is mine , as well as the phone so l post whatever l like 👍 . Handina wandatuka ini.
@sammy_erwin
@sammy_erwin Жыл бұрын
@@decidephiri8510 you got it right bro 👏
@productoftate
@productoftate Жыл бұрын
I like comic elder already. He's the only person who understands that Noone shakes a hand whilst sitting down
@takudzwamachona2164
@takudzwamachona2164 Жыл бұрын
😂😂😂
@Khalifakush-vs5xg
@Khalifakush-vs5xg Жыл бұрын
❤ thanks elder
@takudzwachihuri662
@takudzwachihuri662 Жыл бұрын
Ndakahwa izwi richiti Elder mucharamba muchipisa this is extra ordinary love your art..
@takuchrischiyanike28
@takuchrischiyanike28 Жыл бұрын
7:36 Hanzi mune zvamakataura panhamo musafunge handina kuzvinzwa😂😂😂
@TinasheMakichi-ci7uo
@TinasheMakichi-ci7uo Жыл бұрын
I'm feeling the heat of my 2 Zim brothers 😂😂😂😂😂😂
@honestdzafunwa
@honestdzafunwa Жыл бұрын
well done guys dzidziso yakakura yamapakura nhasi
@tapiwamukonowenzou9762
@tapiwamukonowenzou9762 Жыл бұрын
🔥🔥🔥zvidzidzo izvi. Keep up the good work comic and friends
@georgekumanda6252
@georgekumanda6252 Жыл бұрын
Muuye ne Epsode 2 Comic Elder❤ Gadzirisai nyika sekutamba😂😂
@ellar_gmusic
@ellar_gmusic Жыл бұрын
i always thought ndewe ma jokes chete but apa he showed hes the goat😂😂
@lesley2384
@lesley2384 Жыл бұрын
Comic with that real life statement 🥺❤️about chances of making it out
@patiencepawaka2516
@patiencepawaka2516 Жыл бұрын
Yaa zvinoitika for real
@nyashandoro47
@nyashandoro47 Жыл бұрын
😂😂😂😂 Comic Elder yes once again you make my day Aiwa. The fact that in society if you don’t have money people look down upon you is so sad. Truly a reminder to people like me who was once in such a situation but now they send messages saying they love me because I’m better off it’s so pitiful. You should do one where the roles are reversed because as I was watching with my wife she kept on saying team UK has no money. That would be nice.
@Kingsley_Tadiwa-978.
@Kingsley_Tadiwa-978. Жыл бұрын
Comic elder ha munogona bro Im a proud supporter i've watched all 61 videos on this channel keep the fire burning
@aceecalvinofficial5962
@aceecalvinofficial5962 Жыл бұрын
A preacher of reality thru comedy.ndabatikana ...good works bro👍👍
@evidencemadhume9926
@evidencemadhume9926 Жыл бұрын
Ka system kekudzikisira vakwasha vekumusha ka iki . This is a real one💥💥
@carolinesachikunda1714
@carolinesachikunda1714 Жыл бұрын
Great work, real life issues, kana usina bag $$ in our culture hauna value, zvakajeka .....
@talentmutyavaviri2667
@talentmutyavaviri2667 Жыл бұрын
I always like your videos before i even watch them🤣🤣Keep up the good work
@sarudzaizvoma7569
@sarudzaizvoma7569 Жыл бұрын
Its the stance for me comic elder pakunzi garai pasi imi 😂😂😂😂😂😂😂😂😂maita kuzvininipisa 😅😅😅😅😅
@sherrymapolisa2571
@sherrymapolisa2571 Жыл бұрын
Team UK sarai muchiita basa handi murivakwash kkk muromb munhu veduwe kk kana usin chaunacho unowandir kubasa rorwadza😢
@user-vp4mn7wk7o
@user-vp4mn7wk7o 7 ай бұрын
Comic elder wakaipa wangu 😂😂😂❤
@blessedsithole5372
@blessedsithole5372 Жыл бұрын
It's team UK for me 😂..... keep it up Comic Elder
@Moreloveskits
@Moreloveskits Жыл бұрын
Hama yangu urisei ndokumbirawo subscribing yenyu ndino actor mafunny videos anodakadza kwazvo.ndokumbirawo zvokwadi
@chadah24
@chadah24 11 ай бұрын
Comic pastor yu r the next big superstar wakaipa wangu yu dsv all the flowers. Hats off for you my king
@PamelaForoma-su1vm
@PamelaForoma-su1vm Жыл бұрын
Team UK 😂😂😂 comic_Elder never disappoint.ndimi mune chimuti sofar
@simbaskimbo8407
@simbaskimbo8407 Жыл бұрын
Comic elder mabvriii, tese tirivakuwasha😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅
@owenmubayiwa6929
@owenmubayiwa6929 Жыл бұрын
This is reality zvakatomboitika ndripo zvakadai
@dadiraimukandi5556
@dadiraimukandi5556 Жыл бұрын
Tese Kani ini ndainzi uyai muzotsvaira nekubika pamoto.nekuenda kutsime ndimi matozvijaira ummm zvakandipa shungu ndikati haisi life iyi 😭😭😭
@Moreloveskits
@Moreloveskits Жыл бұрын
Hama yangu urisei ndokumbirawo subscribing yenyu ndino actor mafunny videos anodakadza kwazvo.ndokumbirawo zvokwadi
@Kidman_sweet
@Kidman_sweet Ай бұрын
10! Times watching this 😂😂😂
@moerblessingsvimoni1722
@moerblessingsvimoni1722 Жыл бұрын
Chero kuvaroora zvriko ngatibatei vanhu zvakafanana munhu wese akakosha vatezvara mashaisha
@Moreloveskits
@Moreloveskits Жыл бұрын
Hama yangu urisei ndokumbirawo subscribing yenyu ndino actor mafunny videos anodakadza kwazvo.ndokumbirawo zvokwadi
@eriamumbamuchena3147
@eriamumbamuchena3147 Жыл бұрын
i guess this one ichadzidzisa vanhu kungoonawo setakafanana not zvekuti unobva kuUK or kupi , great message mkoma lee🔥❤‍🔥
@raphaelabasi779
@raphaelabasi779 10 ай бұрын
Guys munogona we need real issues like these in comedy keep doing.l-much love.Please may this be a series Vakwasha vane mari🏧
@stelladeredzai7792
@stelladeredzai7792 11 ай бұрын
Good work Comic elder keep going 🎉
@tafarapaul
@tafarapaul Жыл бұрын
I'll not let my wife or tsano or any of their family members call me mkwasha weku UK or treat me better than the others, no way.
@ginaginabriii6429
@ginaginabriii6429 Жыл бұрын
UK on chairs Murehwa on migomo
@Moreloveskits
@Moreloveskits Жыл бұрын
Hama yangu urisei ndokumbirawo subscribing yenyu ndino actor mafunny videos anodakadza kwazvo.ndokumbirawo zvokwadi
@evidencenyamatsanza7770
@evidencenyamatsanza7770 Жыл бұрын
We can relate good content
@ishmaelncube2090
@ishmaelncube2090 Жыл бұрын
Anonzi comic elder uyoo muhombe . He's the best
@mercuryjack1502
@mercuryjack1502 Жыл бұрын
😂😂😂well done Comic nedzidziso vanhu vanokanganwa Kut vakwasha vakafanana
@Ruquxxo
@Ruquxxo 11 ай бұрын
You guys are killing it, it's a comedy haro but zvinoitika izvi.
@nyashamakumana
@nyashamakumana Жыл бұрын
Lee you really know how to do your part😅😅😅😅😅
@Moreloveskits
@Moreloveskits Жыл бұрын
Hama yangu urisei ndokumbirawo subscribing yenyu ndino actor mafunny videos anodakadza kwazvo.ndokumbirawo zvokwadi
@tanzagowe128
@tanzagowe128 Жыл бұрын
Vakuwasha vekwaMurehwa vakagariswa pazvigaba 🤣🤣
@mushipetv8184
@mushipetv8184 Жыл бұрын
😂😂 coz Havana mari😂
@Moreloveskits
@Moreloveskits Жыл бұрын
Hama yangu urisei ndokumbirawo subscribing yenyu ndino actor mafunny videos anodakadza kwazvo.ndokumbirawo zvokwadi
@F-35raptor
@F-35raptor 9 ай бұрын
Lee and team you're stars ⭐⭐⭐⭐⭐⭐⭐⭐⭐. You have what it takes to championship 💖💖💖💯 lots of love from Rapture
@rosemarymungwariri1874
@rosemarymungwariri1874 Жыл бұрын
😢😢Chinonzi kushaya kuve murombo chinhu chakashata
@thandekandlovu9516
@thandekandlovu9516 Жыл бұрын
This is real Mwari ndibatsireiwo ndibatsirewo hanzvadzi yangu 1 yandinayo isina cahinacho😢
@mangomakundai6296
@mangomakundai6296 Жыл бұрын
😢this is Sad i want to work hard izvi handidi
@fidelisjunior
@fidelisjunior Жыл бұрын
keep it up
@dadiraimukandi5556
@dadiraimukandi5556 Жыл бұрын
Sheedzera ndaizviitwa izvi Kani 🤣🤣🤣🤣🤣
@ibrahimmupeni7808
@ibrahimmupeni7808 Жыл бұрын
We are working hard outside here trying everyday kudikitira kushaya hope the thing is hatifanane muhupenyu uye tovana pakasiyana . We love kubatsira pane vamwe but........😢 Kushanda kunodiwa
@esinahladye4089
@esinahladye4089 Жыл бұрын
I can feel yr pain in this comment😢
@geshemnash9058
@geshemnash9058 9 ай бұрын
😂😂😂
@craigsaonga67
@craigsaonga67 Жыл бұрын
Isu atiite zvama group in Vharazipi voice 😂 , Elder thank you for educating the society
@gratianopaulkariwo-pt6ku
@gratianopaulkariwo-pt6ku Жыл бұрын
Less akomana hanzi tsano imi mogara muharare takasiyanei vapinda hardy tsano😊
@ttkayzproduction908
@ttkayzproduction908 Жыл бұрын
Good work and that is true that's e kibd of life we are living 😢😢😢
@Regismafuwe-is8lw
@Regismafuwe-is8lw Жыл бұрын
Talented Elder 💥💥💥💥
@gamuchiraichigwida1264
@gamuchiraichigwida1264 Жыл бұрын
Garai pasi baba vangu😂😂😂U a good keep it up
@tafarapaul
@tafarapaul Жыл бұрын
Haaaaaa ma1 ayo, ini I'll be Mkwasha weku UK😂😂😂😂😂😂
@ChillswithMaestro
@ChillswithMaestro Жыл бұрын
these guys i respect hanqu kkkkklol ....these is my fifth time watching this ..this is super comedy
@RUBYmater
@RUBYmater 6 ай бұрын
Comic elder keep it up brother.. munogona Shem
@SenatorKnori2308
@SenatorKnori2308 Жыл бұрын
Kkk huh nhasi ndaseka ....hanzi garai pasi baGamu😂😂😂
@advicedamu6599
@advicedamu6599 Жыл бұрын
Keep going Comic Elder 😂😂😂
@zeviamurambiw6348
@zeviamurambiw6348 Жыл бұрын
"Murombo Munhu haavigwi ari mupenyu....haisekwi mhanza gaisekwi"
@Moreloveskits
@Moreloveskits Жыл бұрын
Hama yangu urisei ndokumbirawo subscribing yenyu ndino actor mafunny videos anodakadza kwazvo.ndokumbirawo zvokwadi
@owensilingwani2609
@owensilingwani2609 Жыл бұрын
Kushaya mari hakusi right semukwashaa🤣
@darlingtonsango3770
@darlingtonsango3770 Жыл бұрын
Huh lee Imwe mbeu aah😂😂❤
@user-nw5yp7zm8e
@user-nw5yp7zm8e Жыл бұрын
Great work💯
@Moreloveskits
@Moreloveskits Жыл бұрын
Hama yangu urisei ndokumbirawo subscribing yenyu ndino actor mafunny videos anodakadza kwazvo.ndokumbirawo zvokwadi
@Natie-Benn02
@Natie-Benn02 Жыл бұрын
Yeah, this is deep❤
@mannierichie
@mannierichie Жыл бұрын
😂😂😂zvazorasikira papi?..keep up the good work, Elder
@godwinmabwe7178
@godwinmabwe7178 Жыл бұрын
Comic apa wabaya dede nemukanwa keep it up
@jacksonrobert7447
@jacksonrobert7447 Жыл бұрын
😂😂😂 team murehwa ratsikirirwa
@iangodwin282
@iangodwin282 Жыл бұрын
You're the best guys but pakuzo advertiser mukuru apo let's hope makawana something😢
@pablokikk7054
@pablokikk7054 Жыл бұрын
Hnzi ndovanozowundura huku nekutakura huni kuma pardon😂
@romeochongore6643
@romeochongore6643 6 ай бұрын
(chakanyanya ichi guyz well done) I wish if I could put a voice note on the comment section, I gut nothing against the rich but murombo munhu so "Get Rich or Die Trying"
@josphiwemudede4140
@josphiwemudede4140 Жыл бұрын
Yaa zviriko izvi but it's so painful mabatirwe anoitwa vamwe muma gatherings
@ezrakuzivakwashe8940
@ezrakuzivakwashe8940 Жыл бұрын
Yaaaah zvinorwadza guys
@princemupfurutsa1156
@princemupfurutsa1156 Жыл бұрын
Garai pasi baba gamu 😂😂😂😂😂😂😂😂
@tinayechidukwana3587
@tinayechidukwana3587 Жыл бұрын
Too emotional this one, maDeepisa Comic Elder kkkkkk.
@brightkchikerema273
@brightkchikerema273 Жыл бұрын
this is reality vekumusha kkkkk hamuna chamotaura
@Moreloveskits
@Moreloveskits Жыл бұрын
Hama yangu urisei ndokumbirawo subscribing yenyu ndino actor mafunny videos anodakadza kwazvo.ndokumbirawo zvokwadi
@innocentnyandoro
@innocentnyandoro 5 ай бұрын
Good work Elder
@moerblessingsvimoni1722
@moerblessingsvimoni1722 Жыл бұрын
Iiiii veduwe vamwe pabucket amana😂😂😂
@lloydmuchena8096
@lloydmuchena8096 4 ай бұрын
Powerful Message here paSkit iri
@ClarahMakusiro-nv9ue
@ClarahMakusiro-nv9ue 6 күн бұрын
Ndarwadziwa nevarikunzi mirai uuuu veduwe Kani musadaro vamwe Kani
@maxwelltaranhike9194
@maxwelltaranhike9194 Жыл бұрын
Mari yacho inoshandwa ku UK varikuita manual labour yavo ikoko...maybe baba ndivo vasina kubata vanhu vese zvakanaka. Team UK hapana chavatadza..
@kudzai2891
@kudzai2891 Жыл бұрын
Sorry Ana baba ndakuita sendakukudzoserai kumashure😂
@Moreloveskits
@Moreloveskits Жыл бұрын
Hama yangu urisei ndokumbirawo subscribing yenyu ndino actor mafunny videos anodakadza kwazvo.ndokumbirawo zvokwadi
@kingsleyduche-rm1qv
@kingsleyduche-rm1qv Жыл бұрын
Hupenyu haurambi wkadaro😂😂
@Kingsley_Tadiwa-978.
@Kingsley_Tadiwa-978. Жыл бұрын
😂😂😂😂
@fidelisjunior
@fidelisjunior Жыл бұрын
Vakaenda vakomana😂😂😂😂😂
@mikemavunga
@mikemavunga Жыл бұрын
Kkkkk kutambura ma1 kuundura huku
@normanjames9502
@normanjames9502 Жыл бұрын
Ndizvozvinotipa shungu dzekushanda Mmmmm lee soo iiii 😢😢😢😢
@simbarashechimusimbe1276
@simbarashechimusimbe1276 Жыл бұрын
Zvanzi ndakuita sendirikukudzoserai kumasure,lol😂😂😂
@MinisterTatendaHaitsvimoyo
@MinisterTatendaHaitsvimoyo 6 ай бұрын
comic elder you are preaching good.
@TendaiJenniferKufakunesu-wl6gx
@TendaiJenniferKufakunesu-wl6gx 8 ай бұрын
The best comedians ever❤
@TKMedia1525
@TKMedia1525 Жыл бұрын
Vakwasha kuvhiya huku😂😂😂
@incognito7406
@incognito7406 Жыл бұрын
ndanzwa tsitsi 😢, this is real muma families ende zvinotozodzika down kuvana like kuti vana vekwa babamunini vanolinker wo ne vari affluent 😢😢
@tapiwabilliard4212
@tapiwabilliard4212 Жыл бұрын
Mmmmmm guyz mazvifungasey izvi its a reality mufunge 😢😢😢
@bridgetchindowa237
@bridgetchindowa237 Жыл бұрын
I need to visit Murehwa kkkkk
@Moreloveskits
@Moreloveskits Жыл бұрын
Hama yangu urisei ndokumbirawo subscribing yenyu ndino actor mafunny videos anodakadza kwazvo.ndokumbirawo zvokwadi
@trivedymukuze9970
@trivedymukuze9970 Жыл бұрын
Pakupedzisira vaita zvandanga ndichifunga chaizvo. Kungosimuka kwakusiyana nazvo.
@cleo_skales
@cleo_skales Жыл бұрын
Good work famo 🔥👏🏼 you’re improving in every video
@takudzwakudzichikore1878
@takudzwakudzichikore1878 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂 combo iyi inondiputitsa hangu.
@williemazurutse1880
@williemazurutse1880 Жыл бұрын
Team murehwa vanga vakagariswa pama buckets😂😂😂😂😅
@mademoiselle327
@mademoiselle327 Жыл бұрын
Imajeni 🤭😝
@williemazurutse1880
@williemazurutse1880 Жыл бұрын
@@mademoiselle327 kushaya mari yakutoita kunge mhosva🤣🤣😂😂
@wha-ajr92
@wha-ajr92 Жыл бұрын
Dai ndanga ndiri ini i was going to walk away kkkkkkkk
@TapfumaneiNyatsanga
@TapfumaneiNyatsanga 8 ай бұрын
😅😅😅😅 U made my day guys
@huldahjay8495
@huldahjay8495 Жыл бұрын
Excellent regai team UK iite basa rese nonsense kushamisira mahara UK ndoo kumusha kwavo. Well done for standing up to their nonsense
@abigailmuneka442
@abigailmuneka442 Жыл бұрын
Elder madzosera vanhu kumashure bt u were talking sense❤
@user-fk2ck6rd5d
@user-fk2ck6rd5d Жыл бұрын
This is nice bt sad at the same tym. Tipeiwo episode 2 comic elder
@gratitude8107
@gratitude8107 Жыл бұрын
We want a Part 2 PLEASE!
@denzeldube7347
@denzeldube7347 11 ай бұрын
Part 2 veku UK vakutambura ana Lee na Sosora vane mari 🔥🔥😂
@FungaiMupira-er9yj
@FungaiMupira-er9yj Жыл бұрын
Aaaaa vaakukanganwa kuti baGamu ndovanovabatsira all the time .vazviramba baGamu u.k inoshamisei pahunhu hwemunu
VANOGARA PANO
7:54
Comic Elder
Рет қаралды 141 М.
Ngaabude muRound
7:33
Nyarie
Рет қаралды 67 М.
Опасность фирменной зарядки Apple
00:57
SuperCrastan
Рет қаралды 9 МЛН
A teacher captured the cutest moment at the nursery #shorts
00:33
Fabiosa Stories
Рет қаралды 38 МЛН
Как бесплатно замутить iphone 15 pro max
00:59
ЖЕЛЕЗНЫЙ КОРОЛЬ
Рет қаралды 7 МЛН
Mari ye Church||#zimcomedy
7:12
Comic Elder
Рет қаралды 53 М.
MUFUNDISI MUNYOWANI
5:53
Comic Elder
Рет қаралды 65 М.
Frets Frets😂
3:37
Patricia Putsayi
Рет қаралды 134 М.
Dambudziko re mbereko||#zimcomedy
4:50
Comic Elder
Рет қаралды 83 М.
MUKOMA VAUYA
8:03
Comic Elder
Рет қаралды 103 М.
MOTA INOITA
6:43
Comic Elder
Рет қаралды 52 М.
LOCAL POLICE S1 EPISODE (4)
13:46
Comic Elder
Рет қаралды 49 М.
MAROJA MANYAMA
5:52
Comic Pastor
Рет қаралды 104 М.
Опасность фирменной зарядки Apple
00:57
SuperCrastan
Рет қаралды 9 МЛН