Liberty is an adult. He is accountable for his actions. Mai avo havana hukama naLiberty pachishona chaipo saka she cannot be held responsible for the actions of Liberty.
@JudgeMSithole17 күн бұрын
tezvara ava itsotsi ,from the looks varikungoda mari ivo vasina kurera mwana. He was never involved muhupenyu wemwanasikana ndosaka vasina any communication even nemwanasikana wavo plus mukwasha. Vakangomitisa mai vemuroora vakaenda ku America. Mwana akaroodzwa naana Sekuru ,ambuya mushakabvu, babamunini ivo tezvara variku America.
@lovemorechinyadza660319 күн бұрын
Hapana kunomhangarwa here kana madzimambo achitadza kutonga
@user-cl5hv1ep5v19 күн бұрын
Mambo Makoni nedare ravo kugokura pamutumbi asi mubrain hapana chinozikanwa
Mambo vanzwa kuti mface ari kuma Euro uko,so according to chief ane cash
@upenyuchikaka501119 күн бұрын
Amai vakamboroorera mwana gore ripi. Hakuna chivanhu chakadaro. Mai muroorwawo
@gideonmunyika762216 күн бұрын
Taura hako
@josiahnyanda532619 күн бұрын
Apa pakanganiswa apa. Muridzi wedare havasi amai. Mutidzi wedare ndibaba vaLiberty. Kana baba va Liberty vakafa, muridzi wedare ndivana babamunini kana kuti babamukuru vaLiberty, or ma brothers va Liberty. Pamwe pacho vadare vanorasika. Varume vazhinji varimudarè umu vanotsikirira madzimai
@kudakwashenobertmakwiyana205119 күн бұрын
But Mai mubereki zvakare, in this case vangotumwa nemsg kumwana wavo kuti tumira mari yakudiwa , also kana zvichivaremera ngavaudze ana baba vemunhu kuti kune nyaya yemwana kudare
@jeffreymakwarimba19 күн бұрын
@@kudakwashenobertmakwiyana2051mai havachadi kuti vana vafambidzane nevekwa baba vavo since vakuwana cash thus why mambo ari kuvatsika kuti vatevedze correct channel, she was not supposed to be there but vakuzviita baba
@DeliciousDodza18 күн бұрын
@@jeffreymakwarimbaapa wapagona
@JairoTowers-op4ug19 күн бұрын
Hurumende must close chidare ichi chakamama. Hakuna mhosva ino tongwa zvaka dhakwa kudai.
@gideonmunyika762216 күн бұрын
Ava mambo ava vanenge vasinganyatsozive kutonga ava
Lobola should be abolished.Why should a pay for a bride?Indirect slavery.
@nomsanyika15118 күн бұрын
Abolished for the why
@TerrenceMatamisa-dg1vl19 күн бұрын
Chief imbavha iyo haazivi nyaya
@joycepilime782019 күн бұрын
Uyu muroora ari kunzi akakurira kumba kwana sekuru meaning kuti baba ava had nothing to do do ne upbringing yemwanasikana wavo vakaona kuti akaroorwa painana sekuru hapana chavanowana. He is trying to be clever. Amai avo vaedza kuzvitaura asi vabva vanyaradzwa. The uncles should also go kudare and demand roora for their own daughter as well
@jeffreymakwarimba19 күн бұрын
Hauterere nyaya kana ichitaurwa mai vemurume ndivo vakachengeta vana vavo after baba vavo vafa saka vakabva mumusha memurume wavo
@Rumbidzai-c9b19 күн бұрын
Iye muridzi bgabvise asi Akada kai
@Rumbidzai-c9b18 күн бұрын
Iye nuridzi ngadaire nyaya dzake,asi,Akafa kaiii mom'
@lovemorechinyadza660319 күн бұрын
Atezvara vakadzi kuendesa baba vemwana than kuendesa Amai kana baba vasisipo vaienda kuhama dzemwana Kwete Kuna amai
@nomsanyika15118 күн бұрын
Amai ndivo vakangwarisa kana zvavarwadza vachaenda vega kunanababa vemunhu
@user-tr6mn3rs6j19 күн бұрын
Aewa muridzi wenyaya ndiye anofanira kubhadhara kwete kuti mai ndivo vanofanira kubhadhara nekuti ndivo vaka change chengeta doesn't make sense
Gare judgement. Mukadzi anoroorwa kwete kungoita semabva kure
@monkeyplayvr16 күн бұрын
Chete l will give them cash 1000 is nothing kuda mari kwakapusa
@b1nice92318 күн бұрын
This is unfair madhara aya matongero avo echitororo haaite. Vadzimu venyika namusikavanhu havafare nekubatirwa kurikuitwa mai ava.Chief Chief chief gadzirisai ipapo
@MamaMelo-01i19 күн бұрын
Aaah makamboonepi mai vanotorerwa zvinhu zvavo kuroora muroora murume wake arjmupenyu
@upenyuchikaka501119 күн бұрын
Mambo ava handizivi kuti ivo vakaroorerwa mkadzi namai here. Hakuna zvakadaro. Amai muroorwawo. Hapana chinozikanwa apa. Its taboo . Mwana ndiye angatoora amai vake kana baba vasina kunge vakapedza kuroora