Vhovho Anoti Ndaneta Kushandies $50 KuNaizaBoom | NAIZABOOM IN TROUBLE

  Рет қаралды 51,858

Saint Tv

Saint Tv

9 ай бұрын

Vhovho Anoti Ndaneta Kushandies $50 KuNaizaBoom | NAIZABOOM IN TROUBLE
#NAIZABOOM #Vhovho #Jatiwero #Ozemwa

Пікірлер: 368
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 9 ай бұрын
Uncle munobvunza zvakanaka uye mirai ne team work iyi nesu tichabatsira wo
@ZimPitbull
@ZimPitbull 9 ай бұрын
uncle saint munecamera ne everything shandai nevanhu ava pliz ndakumbira
@wilmarmarara2448
@wilmarmarara2448 9 ай бұрын
Sorry vovho.uchifamba nemwana mumasango kuenda kumashooting kuti mugadziresewo upenyu .motsikirirwa hazvibude guys
@deanelroy
@deanelroy 9 ай бұрын
Lesson: Buying cars for individuals was a stupid idea..instead buy a minibus/kombi brand it and use it for everyone’s transportation…pay each individual substantially they’ll buy their own cars/properties etc…
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 9 ай бұрын
Kana kutenga ma stands was gng to be better
@deanelroy
@deanelroy 9 ай бұрын
@@washingtonsandi4404 still vamwe vaizoshaya sezvakuitika apa…the point is vanhu ngavapihwe mari yavo yakafanira…vanhu voita zvavanoda nemari dzavo…
@jabulanimgomesi7950
@jabulanimgomesi7950 9 ай бұрын
Absolutely!
@kushinganyasha1200
@kushinganyasha1200 9 ай бұрын
True
@tholakelesaule9517
@tholakelesaule9517 9 ай бұрын
You can't buy me a car worth $3000 and pay me $50 a month, how do u expect me to maintain it
@rumbiesuwali672
@rumbiesuwali672 9 ай бұрын
Ichatanga kubhohwa nekuti vanonakidza vacho vakubuda. Ndarwadziwa ini shemu
@AfroWisdomVault
@AfroWisdomVault 9 ай бұрын
They should just start something and people with reason will not continue supporting greedy people like Machona using people and crushing dreams like that
@philiptore9967
@philiptore9967 9 ай бұрын
Yadhakwa
@zimartists
@zimartists 9 ай бұрын
​@@AfroWisdomVault😮
@PatriciaMudhenge-te4fy
@PatriciaMudhenge-te4fy 9 ай бұрын
Uncle saint takuda Naiza boom iye ataurewo zvake
@philiptore9967
@philiptore9967 9 ай бұрын
Naiza akadhakwa takazviona kare pakabuda jedza namatsanga
@websterchomugore5199
@websterchomugore5199 9 ай бұрын
Ndakatanga kuona kuora kweNaiza mazuva abuda Jedza zvaidudzira something coz Jedza akataura nhau iyi muchivande zvake but was true
@user-dm3em5di5i
@user-dm3em5di5i 9 ай бұрын
true that 😢
@mujeyivic4032
@mujeyivic4032 9 ай бұрын
Vovo ...so down to earth.....GOD BLESS YOU MAMAYO..IM TOUCHED
@jabulanimgomesi7950
@jabulanimgomesi7950 9 ай бұрын
Let's support these guys. Thank you Saint!
@evergracemavunga7565
@evergracemavunga7565 9 ай бұрын
# car for Vovo 😢 together Ozemwa Vovo Jatiwero Netsai starte something with we will support you we love you we feel for you 😢
@AfroWisdomVault
@AfroWisdomVault 9 ай бұрын
Agree 100%. They are the reason y we even followed Naiza
@nashemancube
@nashemancube 9 ай бұрын
true we are behind them
@lawsasha2180
@lawsasha2180 9 ай бұрын
Ngavapiwe half yemacamera then votengera vovo car first
@queententoomanjenjenje7299
@queententoomanjenjenje7299 9 ай бұрын
Mota haibetsere usina pamba pako pekuiparker neyematollgate
@mutututswablessed439
@mutututswablessed439 9 ай бұрын
They should have learn from boss matsanga
@rachealchakare4692
@rachealchakare4692 9 ай бұрын
Matsanga akaona early 😢
@wilmarmarara2448
@wilmarmarara2448 9 ай бұрын
Uncle please.zamai kubatsira team iri risimukewo.wanotosimuka bcz wanhu wanowadisa nekugona kwawo 😢😢.aaaaa upenyu mutoro guys.ko vanwe wanoti director haarwadzirwe nekusimudzira vanhu wanonga wachivharidzira zvapachena.saSolo akabva interview paDj olla aiti director boe munhu😢😢
@proactiveafrica323
@proactiveafrica323 9 ай бұрын
Anoda kumamiswa Naiza boom
@tarirojaricha747
@tarirojaricha747 9 ай бұрын
😂😂😂😂anoda rumamiso
@ruechihlangu45
@ruechihlangu45 9 ай бұрын
I love you vhovho pihwa mota yako usiyane nekabenz aka
@user-ep1cf6qp4e
@user-ep1cf6qp4e 9 ай бұрын
Mutori team wani itai mega imi aaah
@mutxekapisavanhu9623
@mutxekapisavanhu9623 9 ай бұрын
Please naiza boom try to solve your issues pliz don't split 😢
@robertutete7243
@robertutete7243 9 ай бұрын
Anorambidza vanhu kutora ma pic asi ndezvemushonga kani 😢
@nyaraitaderera9369
@nyaraitaderera9369 9 ай бұрын
Nhai zvako
@mehlulindlera9721
@mehlulindlera9721 9 ай бұрын
Haaa taura hako
@yvonnemavismashaira-vd3mp
@yvonnemavismashaira-vd3mp 9 ай бұрын
Ummm hutsinye chaiwo hune huroyi mukat
@godfreymapuranga4070
@godfreymapuranga4070 9 ай бұрын
Ini hangu ndotsigira NB zvana Vovo ummm handitevere kutambisa Data rangu mahara
@robertutete7243
@robertutete7243 9 ай бұрын
Ah naiza anonyepera zino irema haadi Kuti vamwe vabudirire
@bostenzindere2545
@bostenzindere2545 9 ай бұрын
Yah true idako Naiza
@josemutajstmutangadura7008
@josemutajstmutangadura7008 9 ай бұрын
Jatiwero, Vovo, Ozemwa, Netsai, of course na Duff, ndiyo Naiza Boom, otherwise without these 5 NB hapana. Wish you well in your next move and projects
@gibsonmphongo1416
@gibsonmphongo1416 9 ай бұрын
Mfana we naiza boom uyo careers yake ichapera bcz ma actors ava ndovaneyese siyanai naye mutange zvenyu mega....
@paulchikwekwete5003
@paulchikwekwete5003 9 ай бұрын
naiza ndaikanamatira ndichiti munhu kwaye apa karikuuraya vanhu nenzara hahahaha kandibhohwa aka ka naiza
@wcwashie
@wcwashie 9 ай бұрын
kamboko kanaiza
@fadzaisabe2978
@fadzaisabe2978 9 ай бұрын
😂😂
@SvodaiSivanda-sg2dz
@SvodaiSivanda-sg2dz 9 ай бұрын
Vovo ,jatiwere,Netsai Ozemwa Matsanga & Jedza . makabatana makutobudisa manake move
@livingstonelenny2590
@livingstonelenny2590 9 ай бұрын
It’s tough I understand very well what’s happening it’s part of life guys I remember tiriwana taiti tikadonha pasi wobva wanzi sorry mwanangu watokura so I understood it now ndakura kuti unogona kudonhedzwa muma deals it’s doesn’t mean madonha but matokura coz you’re not starting from zero but from experience so when you start guys you’ll make something bigger than before don’t give up guys
@pridemutengera1225
@pridemutengera1225 9 ай бұрын
They need kubatana Jati ,Jedza ,matsanga,netsai and ozemwa panobaka fire
@Capetimber-vl7ye
@Capetimber-vl7ye 9 ай бұрын
Truiiiiii8
@pridemutengera1225
@pridemutengera1225 9 ай бұрын
Tisingakanganwe Vovo she’s the best this crew ndokuti Naiza Boom kana mazogara but muzim handisati ndaona actor one akabudirira nemadramas what’s going on
@collymoremaswa5406
@collymoremaswa5406 9 ай бұрын
Ukuziya
@terminagematinyarare8699
@terminagematinyarare8699 9 ай бұрын
Downfall for Naiza Boom
@user-bq9oq9rc1s
@user-bq9oq9rc1s 9 ай бұрын
Uncle Saint please help Naiza so that they can work together again and I thing I have picked one problem they is no transparency in the way the director is running the show .
@user-vl2gi2zi3i
@user-vl2gi2zi3i 9 ай бұрын
Gadzirisanai zvifambe zvinowanikwa mukashanda prosperity comes after a long struggle
@wilmarmarara2448
@wilmarmarara2448 9 ай бұрын
Mataurire aita Ozemwa kubva 2016 pachine hope here guys
@doreendzongai3583
@doreendzongai3583 9 ай бұрын
Hapachina hope
@Gotamii
@Gotamii 9 ай бұрын
Vhurai chanel.... we'll support you 🎉🎉 don't give up
@kuziva7816
@kuziva7816 9 ай бұрын
That Uncle Saint is there to destroy
@saunyamazvepasi5119
@saunyamazvepasi5119 9 ай бұрын
Destroy who?
@zimartists
@zimartists 9 ай бұрын
Dako rako shaaaa warwadziwa nei
@PatriciaDadirayi
@PatriciaDadirayi 9 ай бұрын
Chakutsvagai mafans edu zvenaiza boom tatoregawo😂😂
@edgarmarevangepo8614
@edgarmarevangepo8614 9 ай бұрын
he is full of pride naiza boom& he is greeeed isina basa
@dorothykufakwedeke350
@dorothykufakwedeke350 9 ай бұрын
We love this Naizaboom if they left we will leave with them
@pamelaphilile9226
@pamelaphilile9226 9 ай бұрын
Mabby Naiza otherwise ayitonyepa kuti hardrive yecomputer yaka crusher nonsense am sad😢greedness
@mamoe5858
@mamoe5858 9 ай бұрын
Nb is never gonna be the same
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 9 ай бұрын
Kutoita unsubscribe ndo kuzvipedza
@carolynmashingaidze3365
@carolynmashingaidze3365 9 ай бұрын
Yes I have stopped following Naiza and will not be watching anything he posts coz he is ruthless. Haana hanya nevanhu, selfish !!!
@user-rasatmi2j
@user-rasatmi2j 9 ай бұрын
True yawe pfuti isina bara
@user-ol1bq8pc5k
@user-ol1bq8pc5k 9 ай бұрын
Vhovho 😢😢😢😢
@travirrwafa1870
@travirrwafa1870 9 ай бұрын
Naiza boom is one of the fastgrowing industry in Zim!!! unfortunately greediness is destroying its future shame.Naiza do something or else zvadhakwa!!!!
@maideenengomasha3317
@maideenengomasha3317 9 ай бұрын
So painful
@madzowe3611
@madzowe3611 9 ай бұрын
Mari yese yapera kudyiwa naMasvingo
@emmanuellewena6729
@emmanuellewena6729 9 ай бұрын
Pamberi nekusiya naiza boom guys
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 9 ай бұрын
Hatimudonhedzei.
@andrewsimaila1556
@andrewsimaila1556 9 ай бұрын
❤NIce move guys ,
@user-yn4lc7xq1u
@user-yn4lc7xq1u 9 ай бұрын
Uncle saint take over u have a gud herat Naiza kachachema
@rolandmoyo-yy3ok
@rolandmoyo-yy3ok 9 ай бұрын
This is a very sad, painful and disturbing story considering maViews aripamaVideos eNaiza-Boom. Vanhu ava kwavakabva vachiPusher maWorks ndokunorwadza.
@JaneMazivisa
@JaneMazivisa 9 ай бұрын
😂😂😂zvagara vanhu vakaonda vari selfish Naiza hauko iwewe😢
@silvestermaraga3118
@silvestermaraga3118 9 ай бұрын
Ibenzi anoda kukiyiwa
@SarudzaiMushweweshiri-rk7ko
@SarudzaiMushweweshiri-rk7ko 9 ай бұрын
Naiza wacho ndeupi
@sithabilegwarazimba1492
@sithabilegwarazimba1492 9 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂
@user-fx6lj4dg1k
@user-fx6lj4dg1k 9 ай бұрын
Budai sure nguva yekushandiswa mahara yakadarika😂
@tanyamufanechiya
@tanyamufanechiya 9 ай бұрын
haaa director nĝavasadaro soo aaa mari haaiite iyi aaa zvinorwadza mhani
@tbm0709
@tbm0709 9 ай бұрын
Ini hangu handizivi kut chii ndakangoerekana ndanzwa kusada kuramba ndoteverera NB kaare asi vanhu ivava vaindiitira. So far ndikumhanya ne MAGTOM Media asi mukavhura yenyu channel will follow you ladies and jentlemen. Musaora moyo zvinoita
@admiregumbo7886
@admiregumbo7886 9 ай бұрын
We will support u guys
@PhillipTapfuma-rt7le
@PhillipTapfuma-rt7le 9 ай бұрын
Guys we are here to saport you. Bcz zvinorwadza zvamakasangana nazvo.pamunotangira ipapo tatowapo
@user-rv5bt7ih1c
@user-rv5bt7ih1c 9 ай бұрын
😢kushandisa chaiko yoo
@sir.jamiel
@sir.jamiel 9 ай бұрын
Ndakufollower Mr Ridhikurasi
@liliann29189
@liliann29189 9 ай бұрын
It's so disheartening, it shall be well with you. Mari iri kudyiwa naMoira lol😂
@TulumbeMudenda-bj5rw
@TulumbeMudenda-bj5rw 9 ай бұрын
Thank you Vovo much love
@robynsaptouw9172
@robynsaptouw9172 9 ай бұрын
Tengerwa motor yako vovo uyo director imbwa yemunhu wese nadhafu vanofarira kuparara kwehupenyu hwevamwe god is not sleeping 1day is 1day much ❤ kune vakabuda munaiza boom hakuna kwairi kuenda iyo
@evanssidhladhima3918
@evanssidhladhima3918 9 ай бұрын
Ngava create their own ll follow them ❤
@neliarubacha4056
@neliarubacha4056 9 ай бұрын
Uncle tsvagai netsai futi😢😢 zvinorwadza izvi Naiza ngaasadaro
@wilmarmarara2448
@wilmarmarara2448 9 ай бұрын
Apa zvakuratidza sekuti director akurasa vanhu wekare bcz wakubvunza mare dzawarikushandira😢
@neliarubacha4056
@neliarubacha4056 9 ай бұрын
@@wilmarmarara2448 yes haachadi kupa vanhu mari
@fortula.tichwagoramuog8784
@fortula.tichwagoramuog8784 9 ай бұрын
Sorry zvako.Get well soon darling!
@Abelbhalo
@Abelbhalo 9 ай бұрын
haaaa vese vabuda avo vakabatana naMtsanga panobvira moto haaaaa itayi zvenyu mega henyu do your things guys
@brendasinanje5506
@brendasinanje5506 9 ай бұрын
Naiza ngaakwane so pamakanomunyengerera ndopaakaona kuti anokwnisa kuita yese yese kwamuri uuuuh ende zvakaoma chokwadi
@enesianyamutunbu7936
@enesianyamutunbu7936 9 ай бұрын
Plan B guys ❤
@julietmatimba1046
@julietmatimba1046 9 ай бұрын
Uuummm ndarwadziwa mufunge neNaizaboom mufunge ngavasawore moyo havo .Mwari vanova vhirira zvimwe ndiri kukunamatirai kt mwari vakuendesei mberi.
@nyaraitaderera9369
@nyaraitaderera9369 9 ай бұрын
Vhovho plz plz dzokera munotaurirana manje iwe ukabva please dzokera wakabva Kure Na iza iye Naiza Boom ngasaita hasha pabsa Kana achishanda nevanhu ngakutengere Mota zvakashata
@brytmasango999
@brytmasango999 9 ай бұрын
Naiza une udzvanyiriri same nezanu pf....hauna munhu iwe i am going to usubscribe
@sheltermarondera4509
@sheltermarondera4509 9 ай бұрын
Vovo akazopihwa mari yezvihwitsi here guys
@jeffreykasere8203
@jeffreykasere8203 9 ай бұрын
KZfaqrs make about $0.18 per view. An episode with 20000 views makes USD3600. With the amount of content this channel creates and the viewership it’s more than enough to pay the actors decent livable wages
@savagelunaticgirl
@savagelunaticgirl 9 ай бұрын
Actually it's $18 per 1000 views which is 1k
@lawsasha2180
@lawsasha2180 9 ай бұрын
So it means the can buy car in 2month this year only one ko ma camera Acho share futi
@arnoldnacdchikomo4820
@arnoldnacdchikomo4820 9 ай бұрын
And it also increases ne number yema subscriptions plus hanzi vanhu ve local vakawanda inobhadhara more
@queententoomanjenjenje7299
@queententoomanjenjenje7299 9 ай бұрын
Haibo saka this guy naiza ari greed zvekudaro
@queententoomanjenjenje7299
@queententoomanjenjenje7299 9 ай бұрын
@@arnoldnacdchikomo4820 aizve nhaimi
@juddykarambo1048
@juddykarambo1048 9 ай бұрын
Saka ndiani achachema nhai Jatiwero
@user-tx4pn8ef3l
@user-tx4pn8ef3l 9 ай бұрын
Yaaa we never left team iro,kana Pane ane financial help batsiraiwo team redu
@johannemachukela6260
@johannemachukela6260 9 ай бұрын
Naiza boom uchasara naSolo ega Shem ndarwadzirwa naJatiwero.Ozemwa and Vhovho nemashoko avarikutaura
@providencemajaha1695
@providencemajaha1695 9 ай бұрын
Achasar naDhafu futi nxaaa.
@mikekufa3520
@mikekufa3520 9 ай бұрын
Itai zvenyu will always support you
@primrosesalika398
@primrosesalika398 9 ай бұрын
Ma new actors ari happy kuti ma big actors aku buda there is no way vanhu ava ne kwavabva vango tanga kubuda or kuramwa Ts painful vasadaro💔
@user-bd8jx5iu1z
@user-bd8jx5iu1z 9 ай бұрын
❤❤❤ vovo wethu😊
@NCNC-lr1wt
@NCNC-lr1wt 9 ай бұрын
Naiza ngaarege kudaro .Vanhu vangatadza kubhadhara rant hre .Huuuuu ngaasadaro
@perishgwemba6226
@perishgwemba6226 9 ай бұрын
Chimbotarisaiwo ma actor edzimwe nyika kuti anotambirawo marii ini zii semunhu mukuru
@ketazy596
@ketazy596 9 ай бұрын
Problem ndiWickell akapa Vharazipi $10000 vamwevakuona senge vasingaite mari vachikombeya $50 mari
@bezzythedrummer7605
@bezzythedrummer7605 9 ай бұрын
Ko Saint TV ikatotanga production nevanhu ava moita henyu zvekubatsira vanhu zvenyu zviya muchi mixer nemadrama evanhu ava kusvikawo vasimba vozozviitira pamberi apo
@user-qt6th3qs8u
@user-qt6th3qs8u 9 ай бұрын
Pamunotanga zvenyu pliz musasiye Solo power
@neliarubacha4056
@neliarubacha4056 9 ай бұрын
Anobvuma hre solo
@user-qe7pf6js7i
@user-qe7pf6js7i 9 ай бұрын
Tangai zvenyu guys
@nyashamutanga85
@nyashamutanga85 9 ай бұрын
Plan b guys ❤❤❤
@israeltakawira9674
@israeltakawira9674 9 ай бұрын
So painful shem ndarwadziwa
@veronicachifamba7998
@veronicachifamba7998 9 ай бұрын
Im just curious Numbering yekutenga mota iyi yakarongwa sei Vakanhonga zvipepa zvine ma number here lol
@kaniziorusere1450
@kaniziorusere1450 9 ай бұрын
Vhovho, Senzeni, Dhafu,, Netsai, Black, Dhimba,, Paida, Ozemwa, Jatiwell, Jedza rambai makabatana
@user-ne2mg6iw8t
@user-ne2mg6iw8t 9 ай бұрын
Zvorwadza xem but be strong zvichanaka anything happen for reason
@chiccoantonio-rb8jx
@chiccoantonio-rb8jx 9 ай бұрын
the bad part of it aitenga mota dzodhura ndokudhakwa ikoko imi musati makugona kubhadharana zvakanaka unganotenga motor ye$4500 kkk stand ichiita $1300 paziko apa haaa dzidzai kuna comic pastor naNijo kkk
@user-kt8bj6xc2g
@user-kt8bj6xc2g 5 ай бұрын
Ngaapfekewo braa
@paulguta279
@paulguta279 9 ай бұрын
Muchadero ritori rimwe movie!!!!!!😜😜😜😜
@neliarubacha4056
@neliarubacha4056 9 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂
@user-iz6zy5pm9u
@user-iz6zy5pm9u 9 ай бұрын
Vhovho wagona kuuya wakapfeka izvi kutaridza kut hauna chawaishandira tangai zvenyu makadaro mowana ma followers
@rudzichief6207
@rudzichief6207 9 ай бұрын
Wakanyengedzwa nevamwe unoti mota inouya as mana from heaven forget and smile
@robertutete7243
@robertutete7243 9 ай бұрын
Ummmm sorry vhovho 😢😢😢zvorwadza izvi
@user-ym9bc2ow6w
@user-ym9bc2ow6w 9 ай бұрын
Vovo the best musaramwa itai murimoga tokusimudzirai x
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 9 ай бұрын
Ka 26 yars kanodaro vanhu ka satan chaiko uuuuu Mmmm Zvakaoma hazvo team Ozawa batanai
@justicetmanyadze9127
@justicetmanyadze9127 9 ай бұрын
It's painfully eyiii
@iamLegend04
@iamLegend04 9 ай бұрын
Kungowomokawo ana vovo ava hapana kugona kuactor apa.
@tichkachmtvdjtone
@tichkachmtvdjtone 9 ай бұрын
Ma1 uncle
@juniorfreedom8775
@juniorfreedom8775 9 ай бұрын
Dhafu tevera chikwata mese naSolo zvidhakwe
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 9 ай бұрын
Dhafu haabve ku Naiza nekuti akatengerwa mazino. Anoswera amatorerwa akatanga ku thithina
@TalentDewa-mm1ks
@TalentDewa-mm1ks 9 ай бұрын
😢😢😢😢😢
@user-lg1ok1um4r
@user-lg1ok1um4r 9 ай бұрын
Uyu asiya zvake ndei ashanda awane mota ,mbavha nde avo vatiza nemota
@saunyamazvepasi5119
@saunyamazvepasi5119 9 ай бұрын
Life goes on guys. Vanhu havadye kubhabhadzirwa, vanoda mari. This Naiza Boom guy is selfish. Manje atopera so.
@geoffreyziweta4246
@geoffreyziweta4246 9 ай бұрын
Ko imbodawo iye Naiza wacho azotaurawo ega
@user-dg9ew6zy1t
@user-dg9ew6zy1t 9 ай бұрын
Naiza Boom ane hutsinye kutaura chokwadi kugunun’una kwevanhu achaita munyama
@josephinebasera2961
@josephinebasera2961 9 ай бұрын
Personalising vanhu kuvaita furniture, sad he took advantage of these guys coz vaisaziva their rights as actors
@leadmorebakuri5469
@leadmorebakuri5469 9 ай бұрын
Naiza aneutsinye Ummm,,,,ngawabatane Iwo watange kuactr wo
Alex hid in the closet #shorts
00:14
Mihdens
Рет қаралды 12 МЛН
Looks realistic #tiktok
00:22
Анастасия Тарасова
Рет қаралды 105 МЛН
July 8, 2024
14:23
Madzibaba masango
Рет қаралды 8 М.
Naizaboom was sidelining us so we left - Jatwero and Vhovho
46:07
Chapepa Respond To Jatiwero After Leaving NaizaBoom
13:29
Saint Tv
Рет қаралды 28 М.
Пранк над Махачевым🥶
0:19
FERMACHI
Рет қаралды 10 МЛН
Rabbit doesn't know who hit her#Short #Officer Rabbit #angel
0:46
兔子警官
Рет қаралды 9 МЛН
The thieves pulled a prank on the Policeman ! 😬👮🤣
0:38
BOGDANCHIKI
Рет қаралды 10 МЛН