Zion Apostolic Faith Mission Church passover with Bishop Jameson Pedzisai
Пікірлер: 20
@ShariChari-y6tАй бұрын
Famba Zion
@keepfytin2 жыл бұрын
guys mukuru akafamba nengoma apo. that was an energetic dance! Rugare kumabishop edu ekwa Shoko. great dance. kana izvi zvikaitwa moyo iri panhu pamwe denga rinodurura makomborero. i wish them peace naEzra, nekuti panaMwari hapana ruvengo. My wish is to see them on talking terms cz that will then demonstrate that they are true christians who forgive each other and unite the flock of God. ini hangu ndiri wekwaMakamba, i met Bishop James paChipadze in Bindura, great sermon he shared and delivered there on one of the passovers. ndaisaziva vanotamba kudai. ngatitsvage Mwari hama nguva ichipo, usawanikwa unedaka nomunhu. Rugare maZion!