Kudherera ikoko ungapa munhu dhora iwe uchipiwa $40 000 (USD) Musava vhotera ingotorai bedzi zvavauya nazvo but don't vote for them
@xeddiem9096 Жыл бұрын
Hezvo🤣
@thecitizen492 Жыл бұрын
Kuuta vanhu maatupid chaiko, vachibudisa mari munyika.
@georgenyakudya7883 Жыл бұрын
Dei apa bofu kana akaremera , iye kana asingadi dollar saka sei achiona umwe munhu akarikodzera . Semunhu anozviita artist ndanzwa kubatikana nekudzikisira kwaanoita vanhu vanorarama nehurema .
@mollychirume8180 Жыл бұрын
Zvokwadi why kuda kuti vamwe vanhu vapiwe mari yawaramba? Zvinoti rwadzei chose kana vanhu vanorarama nehurema vachidzikisirwa zvakadai.Mari yacho kana yaramba kushanda kwauri inoshanda sei kune umwe munhu?Disability does not mean inability.Tose tiri vanhu.