DARE RACHIF MUTASA KUPUMHANA HUROYI
37:57
11 сағат бұрын
DARE RACHIEF MUTASA .CHINHU CHAIFAMBA MUMWIRI
55:34
DARE  RACHIEF MUTASA  MASABHUKU ORWIRA MUNDA
19:57
Mukotsanjera mabhinya ozvipereka ega part 4
59:37
Mukotsanjera mabhinya ozvipereka ega
1:06:20
Mukotsanjera obata Zvidhoma part 1 720p
1:08:46
part 7 kufakwemapostori duri family
46:25
kufakwemapostori panomuka hohoho part6
1:42:34
kufakwemapostori part 5 gogomagumbo
1:28:06
KUFAKWEMAPOSTORI  PART 2 GOGO MAGUMBO
53:05
CHIRINNDA PART 8 MUKOTSANJERA
1:38:19
CHIRINDA PART 7 MUKOTSANJERA
1:29:41
CHIRINDA PART 6 MUKOTSANJERA
33:54
PART 5CHIRINDA FAMILY MUKOTSANJERA
1:03:58
PART4 CHIRINDA FAMILY MUKOTSANJERA
2:24:19
3 CHIRINDA MUKOTSANJERA
54:57
Ай бұрын
NYARADZO
45:33
Ай бұрын
1964 Garden
19:18
Ай бұрын
Пікірлер
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 9 сағат бұрын
But why why why why why mombe 10 kana kuti $3k why why sekuru Tasvu rubbish
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 9 сағат бұрын
Chief Mutasa vanogaritaura shuwa kuti usanwe chinhu chausina kuuya nacho uye chausingazive Tasvu ari kubira vanhu after downing his mudzepete.
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 10 сағат бұрын
Endai munopiwa muzepete naTasvu wenyu
@user-zk8ii5ku5w
@user-zk8ii5ku5w 22 сағат бұрын
Best chief ever. Munezodzo mambo mune ruooko rwamwari. You have the Solomon type of wisdom.
@user-ux8nl7wb4r
@user-ux8nl7wb4r Күн бұрын
Ndini ndatanga
@pamelanyabereka968
@pamelanyabereka968 Күн бұрын
King Solomon of our time.. a fountain of wisdom this man...haa Shumba wanopedzera ndati...mutupo wangu hauna kucheaper ba...
@melodydorothymasiyanyama3041
@melodydorothymasiyanyama3041 2 күн бұрын
Chief mutasa failed to justify
@LovenessMugadza-vq1fl
@LovenessMugadza-vq1fl 4 күн бұрын
Bhejuu
@melodychidawanyika3155
@melodychidawanyika3155 5 күн бұрын
Tsoka in your natural self you are very handsome.
@KeayRoy-k5u
@KeayRoy-k5u 8 күн бұрын
Kaprivanish
@MemoryMusonza
@MemoryMusonza 11 күн бұрын
Ende zvakaoma shuwa hama kuuraya here ne kudya machende nemunhu ...vanhu vakaoma moyo ava
@ChikaraShumba-gn8nx
@ChikaraShumba-gn8nx 13 күн бұрын
😂😂
@user-ux8nl7wb4r
@user-ux8nl7wb4r 13 күн бұрын
But why nhau zhinji ndedze machende ewanhu
@fradrickmapudzi8995
@fradrickmapudzi8995 13 күн бұрын
Asi hakusisina zvitsva here
@dollmanmatare
@dollmanmatare 14 күн бұрын
Zvawangoba pa karanganda wani wadii kutsvaka zvako
@user-nv1ln5wr9l
@user-nv1ln5wr9l 14 күн бұрын
We want to invite mkotsanjera kuhurungwe karoi mudzimu vambochenesawo❤
@user-ux8nl7wb4r
@user-ux8nl7wb4r 17 күн бұрын
Mkoma konoriyo kkk
@ChikaraShumba-gn8nx
@ChikaraShumba-gn8nx 18 күн бұрын
Mhuri inotamburaa iyoooo vongonongedzana
@ChikaraShumba-gn8nx
@ChikaraShumba-gn8nx 18 күн бұрын
Mapostori sei musingaindisi vana kuchipataraa yoooo vanavoperaaa
@user-ux8nl7wb4r
@user-ux8nl7wb4r 19 күн бұрын
Kedu konoriyo
@user-ux8nl7wb4r
@user-ux8nl7wb4r 19 күн бұрын
Repeat
@user-ux8nl7wb4r
@user-ux8nl7wb4r 20 күн бұрын
Duri Mranganwa Vapostori here
@user-ux8nl7wb4r
@user-ux8nl7wb4r 20 күн бұрын
Oooh imhuri ipi iyi
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 20 күн бұрын
Education is the key of life, this family seems like vose zvavo madhanda head hapana chinigadzirisika.
@user-ro4ir1bc6u
@user-ro4ir1bc6u 21 күн бұрын
Tawepo pakaranganda
@user-ux8nl7wb4r
@user-ux8nl7wb4r 22 күн бұрын
Ndatenda mambo Mutasa you are a Star
@mutsamhandu
@mutsamhandu 25 күн бұрын
Long live Chief
@stnsml1
@stnsml1 26 күн бұрын
Ko iye mambo Mutasa sei achitonga ega. Makurukota are ese anenge akangonyarara. Mambo haabvumire or happens nguva kuti makurukota ake nguva yekubvunza mibvunzo
@user-mt5ic2vk8b
@user-mt5ic2vk8b 26 күн бұрын
Apa vatadza kutongwa murume anga achikurira mambo kutaura asi kudzvanyirira mari yakaiswa mumasocks
@user-mt5ic2vk8b
@user-mt5ic2vk8b 26 күн бұрын
Apa matadza kutonga mambo
@plaxedeschangorora6066
@plaxedeschangorora6066 29 күн бұрын
Well done Mambo Mutasa murume uyu anoti twupaper mbovo ere
@user-yz4ih5lg3d
@user-yz4ih5lg3d Ай бұрын
Mambo I'll do something for you ❤ clever
@alexanderkapiya7389
@alexanderkapiya7389 Ай бұрын
Best question ndiyani akapa mwana wake agreement form yekumupa munda
@alexanderkapiya7389
@alexanderkapiya7389 Ай бұрын
Mambo omboti makaenda kuPlot kubasa moti zvee munemhosva makavaka kusiri kwenyu moti zveee makabviswa mukapiwa mumwe munda uyu ukaita vacant dai arimunhu wamurikutonga adaro matomubata nemhosva haiwa iyi makatadza kutonga zvachose. Same nyaya yaTonde u rushed him hongu kuziva munako but take time to listen to your guys mudhara weDairiboard shirt uyo akatombotura zvinemusoro.
@alexanderkapiya7389
@alexanderkapiya7389 Ай бұрын
Court yashanda kamweya kekuti unozivisisa saka i dnt like you Mambo mataya nyaya chaiyo pachikorekore
@alexanderkapiya7389
@alexanderkapiya7389 Ай бұрын
Community Court iyi ichapedzesera yava nemalawyers
@MaxwellBizabani
@MaxwellBizabani Ай бұрын
Intelligence dzachief uyu ndatadza kudziona vangu musapembedze injustice iri pachena. You are corropting that chief.
@user-ps9fr9dj6q
@user-ps9fr9dj6q Ай бұрын
Mambo why Musina kuwana simba rekubvunza kut why vaidzingwa kwese kwava ibva
@user-ps9fr9dj6q
@user-ps9fr9dj6q Ай бұрын
Mambo matadza kutonga avo vanhu vagere pasiri pavo musadaro ingotongai zvamagara muchiita ndarwadziwa zvangu matadza bsa
@user-ps9fr9dj6q
@user-ps9fr9dj6q Ай бұрын
Mambo ndodai munositonga zvakanaka asi nhas matadza kutonga makadya Mari apa
@jaisoncalvintarusarira6348
@jaisoncalvintarusarira6348 Ай бұрын
In every court, traditional or otherwise, your attitude towards the presiding officer will have a huge impact on the outcome. Hauiti ku Changamire! Changamire! Changamire! apa uchivadimbura pakati vachitaura. Mudare unoninipa uchipindura mibvunzo sekuuya kwainenge ichiita nomatter how much you know or you think you're right.
@edinahchatunga5671
@edinahchatunga5671 Ай бұрын
Mazvita Chief
@edinahchatunga5671
@edinahchatunga5671 Ай бұрын
Thank you Chief Mutasa
@edwardurayayi8782
@edwardurayayi8782 Ай бұрын
Uchakuvadzisa vanhu mutasa iwewe hakuna matongero akadaro wakadya mari apa
@edwardurayayi8782
@edwardurayayi8782 Ай бұрын
Aaaa apa vakanyepa apa
@NomakhosiMasekesa
@NomakhosiMasekesa Ай бұрын
👏👏👏
@nkosimagama6335
@nkosimagama6335 Ай бұрын
There is nothing intelligent about this chief in this case.being a beneficiary of an inheritance hazvirevi handina right to demand my right. The guy is claiming kuti they where there by 1995 but he doesn't even ask kuti ishuwa here. Show proof that you have been there 1982
@itaimarega1615
@itaimarega1615 Ай бұрын
Aaaaaaaaamambo munopdisipka
@Taki-ne4qw
@Taki-ne4qw Ай бұрын
Ndaona konoriyo kkkkk
@Taki-ne4qw
@Taki-ne4qw Ай бұрын
Apa mambo mandi dissapointer