Пікірлер
@user-sd2qr9gz7g
@user-sd2qr9gz7g 2 сағат бұрын
Why only grace can arrest how those people been stolen more than that they still free no one can say anything live Grace alone her son he was supposed to be president after his father died
@EdithMatimise-lz3lz
@EdithMatimise-lz3lz 3 сағат бұрын
Saka vane chirwere chekudonha
@EdithMatimise-lz3lz
@EdithMatimise-lz3lz 3 сағат бұрын
Unofunga kuti ndingaenda kuchikoro kuti ndizopatiswa. Toenda mberi sei kana zvakadai nhaimi
@user-ds1tp2ho7c
@user-ds1tp2ho7c 5 сағат бұрын
Rest in peace mbavha
@innorafaz7617
@innorafaz7617 9 сағат бұрын
Avochero kusapiwa havana basa vakauraya ma innocent person mu harare vanhu vaivarwira
@user-iv3ml9bu5q
@user-iv3ml9bu5q 9 сағат бұрын
Havana basa nemari .Vanoshora nekutadza kumirira ruzhinji .Masoja ezim vakabviswa pfungwa vakaiswa dze zanu p f
@TendaiTendai-zz2we
@TendaiTendai-zz2we 15 сағат бұрын
Wanorowa vanhu masoja wezanu hamusati matambura
@Potondiwe
@Potondiwe 18 сағат бұрын
Vakuda kuenda ku heroes manje soon 😂😂😂
@Potondiwe
@Potondiwe 18 сағат бұрын
Tazvijaira siyai vatore nyika ndeyawo povo haina basa
@samkadonzvo604
@samkadonzvo604 19 сағат бұрын
Chigumba
@tradermutidzawanayesgodisw7322
@tradermutidzawanayesgodisw7322 20 сағат бұрын
Vari kuchengetedza zanu vasanyepe kuti varikuchetedza vanhu hameno ikoko
@mbiziDube-tn9sl
@mbiziDube-tn9sl 20 сағат бұрын
Inga zig ranzi rinesimba wani ngavatenngerwe maUniform
@PreveledgeNyoni
@PreveledgeNyoni 21 сағат бұрын
Bvuma !! Bvuma iwee !! Bvuma waonyana !! Just singing
@PreveledgeNyoni
@PreveledgeNyoni 21 сағат бұрын
Bvuma !! Bvuma iwee !! Bvuma waonyana !! Just singing
@PreveledgeNyoni
@PreveledgeNyoni 21 сағат бұрын
Bvuma !! Bvuma iwee !! Bvuma waonyana !! Just singing
@kennyrukovo8243
@kennyrukovo8243 23 сағат бұрын
Ndiwo mubairo wokunyenga vakadzi vevanhu. Richahwa serotsva!
@user-il4eq2mu7b
@user-il4eq2mu7b Күн бұрын
Vakura vanhu ava asi kuzorora avadi,ngavagare kumba yave nguwa yekutamba nevazkuru
@user-sd2qr9gz7g
@user-sd2qr9gz7g Күн бұрын
Again shame he needs to rest at home his older man
@EtielMuchemwa-ke1qg
@EtielMuchemwa-ke1qg Күн бұрын
Rest and give other people a chance
@agnesmariba3942
@agnesmariba3942 Күн бұрын
kuitira vechidiki zvinei
@dav8238
@dav8238 Күн бұрын
zvaari mahubwe
@user-js2ob3ln3d
@user-js2ob3ln3d Күн бұрын
Mazimbavha yevanhu teacher wacho ndiED
@tafimuza7642
@tafimuza7642 Күн бұрын
Imbavha. Idzi. Hombeyadzo. diMunangangwa. Ndiye. Muridziwezvese. Mazitsotsi. Asinganyare. From US 👎😄
@user-jl1ke1dz3t
@user-jl1ke1dz3t Күн бұрын
Ummm musati maZion for ed. MaZion hatisi va Ed. Zig pasi naro. Kusadzidza mapostori ndiko kunovanetsa
@KelvinMapani
@KelvinMapani Күн бұрын
Muchamama nezigi renyu
@user-zs3px7nw8z
@user-zs3px7nw8z Күн бұрын
Kkkkkkk zvakutoda kuti mwari vadonhe kudenga kuti tizive kuti mwari varipo chokwadi hey very sorry chaiyo
@raphaeltsambai
@raphaeltsambai Күн бұрын
Vachamama ne nzara
@nyati3613
@nyati3613 Күн бұрын
Kupusa kwacho Ed vacho anofamba nema USA .havasati vatanga
@user-jv6ng9ux4b
@user-jv6ng9ux4b Күн бұрын
Mupengo vemu Zimbabwe
@PambeniZvashata-or3mv
@PambeniZvashata-or3mv Күн бұрын
Hapana chinamato chakadai politics kuchurch
@juliabest6370
@juliabest6370 Күн бұрын
Mapostori akangofanana nevanhu vekumaramapfugwe kushaya chikoro. Hacienda kuchikoro saka Zig inovanakira nokuti vakangobika sadza nema vege zwavo zwinenengezwaita nokuti ruzivo rwe mupostori rushoma
@user-xn5yb2sm8v
@user-xn5yb2sm8v Күн бұрын
Aàh shame zvimapostori
@lovemoremuvhaki5898
@lovemoremuvhaki5898 Күн бұрын
Ukundiko kumbunyikidza vanhu chaiko utsinye chairwo
@user-dp4ys4bn6x
@user-dp4ys4bn6x Күн бұрын
Umm masowe aye apinda nyoka mnje . But mapedza kuimba chiendai pa ground ndopamunoona kuti hachisi chinhu
@MelindaMelindaJones
@MelindaMelindaJones 2 күн бұрын
Thieving here and there. Thats ZANU PF's mandate!!
@ZivayiChikweya
@ZivayiChikweya 2 күн бұрын
Thanks for updating
@user-fc1gw9nf6m
@user-fc1gw9nf6m 2 күн бұрын
If the Warvets removed Mugabe let them do so ED
@MelindaMelindaJones
@MelindaMelindaJones 2 күн бұрын
No 1 rule for one person and another rule for others!
@user-zr4xx1bg2g
@user-zr4xx1bg2g 2 күн бұрын
Maaa war Vert akafaaa kareee
@BettyKundishora
@BettyKundishora 2 күн бұрын
Hh too too too but by CT CT
@chrispenchambwera3311
@chrispenchambwera3311 2 күн бұрын
These war veterans subjected themselves to abuse by zanu pf by accepting to be patronized and become zanu pf campaign tools against the citizens of Zimbabwe. Thereby losing their legacy as veterans of the liberation war who faught for the freedom of the people of Zimbabwe. Today they are crying foul. Its their own making.
@dennismakalakala4249
@dennismakalakala4249 2 күн бұрын
Case is over and Finnishe. No Zanupf tribe Will jailed. I knew it, it was only a game because we have no power. Look all gold mafias group of corrupt people are moving free
@user-ge5su6ex8k
@user-ge5su6ex8k 2 күн бұрын
Thanks
@wazhanaimaphosa-qt5kf
@wazhanaimaphosa-qt5kf 2 күн бұрын
They should include vana mujimba nana chimbwido tirikushupikawo
@wilsonmahachi2318
@wilsonmahachi2318 2 күн бұрын
Varikutengerana mota,yet no clean water munyika, no,working hospitals,you vote wrong you can see it yourself
@tracykawelenga-sb1wh
@tracykawelenga-sb1wh 2 күн бұрын
Please send your number of whatsup for product Advert
@memorygatsi9505
@memorygatsi9505 2 күн бұрын
Should have kept him in jail longer.
@dorothymate3755
@dorothymate3755 2 күн бұрын
Makore.arikufamba pasina.chirikubuda hazvibatsire
@user-sr9cp7iy2p
@user-sr9cp7iy2p 2 күн бұрын
Ma1
@user-zs3px7nw8z
@user-zs3px7nw8z 2 күн бұрын
But guyz edzai kutsvaga news dziri nani kwete kungotora tunyaya twamunonzwa muma whattsapp