Пікірлер
@nicerechab2396
@nicerechab2396 22 минут бұрын
Tete avo ngavasade kushishidzira munhu Aida kurara ra ne musikana iye asingamude ngavataure zviri PA moyo pake mudaro imi Dai ari mun'ina wenyu Mai Munyarari dza here thanks musikana nekutendeka
@user-vy3mo7wf9s
@user-vy3mo7wf9s 24 минут бұрын
Imi tete vemuromo padivi siyai mwana hasat asvitsa18 plus zvekut ane imwe nhumbu azvitadzise munhu kuchengeta mwana wake
@ethelmapanzure7970
@ethelmapanzure7970 26 минут бұрын
Zimusoro rako iwe mukomana wakapusa
@JudeMandlovhu
@JudeMandlovhu 26 минут бұрын
Chibaba chidako ichi nxaaa😮
@ethelmapanzure7970
@ethelmapanzure7970 30 минут бұрын
Tete imi vane pink mune utsinye;
@tendaibasira9865
@tendaibasira9865 32 минут бұрын
Zibenzi rababa kusanyara
@ethelmapanzure7970
@ethelmapanzure7970 38 минут бұрын
Tete vane pink imimi dzikamai Mai vemwana vane right to say whatever she want; don’t fight to keep her quiet Musanyeba Mai will be awarded custody
@user-dd9pk2gd7b
@user-dd9pk2gd7b 43 минут бұрын
Haaaa imi mbuya vane pinky musade kunyepera ku reason musatyisidzire mwana court haife yaka supporter hudofo hwenyu
@emeritatee1597
@emeritatee1597 45 минут бұрын
These 2 should seperate and if the children can ,they should move her to a new place and then property acquired during the subsistence of their marriage must be fairly shared
@musekiwamachakanja2628
@musekiwamachakanja2628 49 минут бұрын
Zitete rine pink is intimidating the poor girl. No court in the world would rule against mother's custody regardless of her marital status until the child turns 18 and make a choice. Zitete iro rinoti dai wakazvibata ungadai wave kuroorwa, duzvi, after 3yrs akagarira guyo sembwa? Mazizamo
@paulinevurayai4617
@paulinevurayai4617 50 минут бұрын
Waiting
@user-mp4lj4im1p
@user-mp4lj4im1p 51 минут бұрын
kanga kakunyara kakuti heeee ndoda retest 😂😂😂
@Wizikah
@Wizikah 51 минут бұрын
Momz ipaiwo mamwe madzimai ma notes ekugeza.
@JulietHamadziripi-nc1ho
@JulietHamadziripi-nc1ho 53 минут бұрын
😂😂😂😂ndinoonerera zvank mangwana
@user-dd9pk2gd7b
@user-dd9pk2gd7b 54 минут бұрын
Mmmhhh zvinonyadzisa
@PriscillaMabhuruku
@PriscillaMabhuruku 57 минут бұрын
That time when karma just visit and enter without even knocking the door.When a cheater is cheated 😮
@TafadzwaTiyayi-qf7jw
@TafadzwaTiyayi-qf7jw 58 минут бұрын
Can't wait
@rebeccakabaya8569
@rebeccakabaya8569 Сағат бұрын
Shame💔 she needs rehab thank you Tinashe
@user-lr8xs3px3o
@user-lr8xs3px3o Сағат бұрын
Sabhuku sascum,takabva neko uku ,mukai Tsano!!!
@user-lr8xs3px3o
@user-lr8xs3px3o Сағат бұрын
Chief ngavatore bhuku iri harina mutungamiri
@tendayindori-mharadze6949
@tendayindori-mharadze6949 Сағат бұрын
Tete avo kuda kutyisidzira mwana hanzi dzikama imimi dzikamai ndimi mune problem ndevekupiko mai ava kutyisidzira zvekupenga
@Tsitsi414
@Tsitsi414 Сағат бұрын
I liked the girl very much ❤❤❤ ❤❤❤
@user-ss4mf4tk7e
@user-ss4mf4tk7e Сағат бұрын
Iwe chiromo chakatsveyama udzikame iwe futi ne hanzvadzi yako uidzikamise futi wakakomborerwa iwe usina kuitwa rough nevakakuzvarisa
@alvinachimedza2964
@alvinachimedza2964 Сағат бұрын
Ko sei mafuta ake arikungowandira kumaoko 😢
@mellisajokonya2622
@mellisajokonya2622 2 сағат бұрын
Tete benzi
@user-in6gd3wx1r
@user-in6gd3wx1r 2 сағат бұрын
That episode is for today
@silomatara4733
@silomatara4733 2 сағат бұрын
Tina madii takarindira
@user-bs1qe9bx2e
@user-bs1qe9bx2e 2 сағат бұрын
Mr Mike 😅😅😅😅😅
@chrisjnroskdojemera6232
@chrisjnroskdojemera6232 2 сағат бұрын
Young man bt vry mch mature may almighty God bless your marriage yu beautiful couple
@LisaDhana
@LisaDhana 2 сағат бұрын
Is it today or tomorrow
@humphreytaitosi1907
@humphreytaitosi1907 2 сағат бұрын
zidhara iri harifunge shame
@agnesgombera7676
@agnesgombera7676 2 сағат бұрын
It's about time
@getrudehombasha6365
@getrudehombasha6365 2 сағат бұрын
Chirombe chemurume
@FaithBushu
@FaithBushu 2 сағат бұрын
This is very unfair tinashe unosiya vanhu vachirova makoti , many pple vacharamba next time , so poor security
@tobiasvhera2272
@tobiasvhera2272 2 сағат бұрын
Pane chikubuda hre apa
@lauranemoyo4890
@lauranemoyo4890 2 сағат бұрын
Vatete vatete vatete, how many times did I call you?
@virginiagono9614
@virginiagono9614 2 сағат бұрын
Haa iyi yakaipa
@user-pg7wq7lm9p
@user-pg7wq7lm9p 2 сағат бұрын
Sorry girl stop crying
@user-pg7wq7lm9p
@user-pg7wq7lm9p 3 сағат бұрын
Vamwene i love your attitude
@EdithMacheka
@EdithMacheka 3 сағат бұрын
Vamwene avo ndivo vasingadi muroora. Mukomana anoda mkadzi wake. Regai vana vapedzerane
@almunemo
@almunemo 3 сағат бұрын
Baba ava ka zvakaoma
@armiedz2375
@armiedz2375 3 сағат бұрын
Makoti ibhishu hake....same same nemuface....but that family yemurume....surrender🥺
@CynthiaMaster-fg2zs
@CynthiaMaster-fg2zs 3 сағат бұрын
Ama2k haikona mhani ,2nd pregnancy yemurume wemunhu fut ,haa zvakaoma ,vana vedu vasikana ava Surrender
@user-jh2ce1we4r
@user-jh2ce1we4r 3 сағат бұрын
Yooo iyi yandifungidza iya yabotswana, mabviravira chaiwo
@AlexHungwe-xg2gj
@AlexHungwe-xg2gj 3 сағат бұрын
Tinoendepi senyika kana nyika ichitungamirirwa nematununu emasabhuku akadai
@user-oo2bx8wb7j
@user-oo2bx8wb7j 3 сағат бұрын
Ndatogara pano abiyangu😂😂😂 handibviba
@EthelMaphosa-ep1be
@EthelMaphosa-ep1be 3 сағат бұрын
Shumba maphosa kutanga kuinzwa
@MephiasChingwe
@MephiasChingwe 3 сағат бұрын
Iwe iwe iwe 😅😅😅😅
@tariromafirakurewa9498
@tariromafirakurewa9498 3 сағат бұрын
Zimuromo tete, hanzvadzi yenyu haina mumwe musikana here , Dai Mwana wako akazviitwa unzwe kurwadza kwazvo, mandinyadzisa
@morrismbangani2662
@morrismbangani2662 3 сағат бұрын
Gogo is a good mother may God bless her