The general tone is not mearnt for people who are in zim i guess , muskana haiti kunge wekuzimbabwe ndewe kusouth “
@nyfbby1010 сағат бұрын
Comic 😂😂
@tmada827012 сағат бұрын
How do I get in touch with the pastor for adverts?
@AaronShu12 сағат бұрын
😂😂😂
@kelvinmunyaradzi484913 сағат бұрын
Haa pazita ndopamatirasa. Anonzaniko😩
@calmdube745114 сағат бұрын
Do ur comedy without mentioning Zim the bad way
@dailyshowtelevisiondstv558513 сағат бұрын
Kasi uri kuZim here, unsubscriber kana zvakusvota.😂😂😂
@hoto3113 сағат бұрын
ungato pinda nemoyo zvinhu zvepa social kudaro kokune chinhu here muZim macho nhamo chete
@user-vu5xr4kl7d12 сағат бұрын
Kkkk munozviitirei musingade kuti zvitaurwe
@munyaradzigodziro11 сағат бұрын
Warwadziwa😂
@kithdennis30678 сағат бұрын
nothing good happens in zim changova chi tin chisina basa
@vitaliszvinavashe386014 сағат бұрын
Kastatement kekuti "hakusi kuZimbabwe kuno" hamusi mava kukanyanyira here? You think you have arrived so everything Zimbabwean is poor? You can do your comedy without belittling your country. I have heard you several times now
@hoto3113 сағат бұрын
wachema chema wena usapinde nemoyo nezvinhu zvesocial izvi live your life
@user-vu5xr4kl7d12 сағат бұрын
Saka mafunga kumuitasei Mr or Mrs Prefect weYou Tube