Baba sasha ndiwo vanezvivindi ungagara nemunhu anouraya weduwee madiro atakuita varume acho anyanya kana takusvika pakudai 2 iwo mai sasha van e mwana asingataure akaremara somewhere somehow back ground raamai awa hawana kuchena zvachose muroyi chaiye vanoziwa chorwarisa mwana iyeye....anyway rest in peace chenai
@nnnsandraСағат бұрын
they wasted money vachienda kun'anga kunodyirwa mari instead of seeking medical options what a shame nhai
@NomsaNyamaСағат бұрын
Nematambudziko gogo avana kuzovao kuti munhu afa
@NomsaNyamaСағат бұрын
Kana munhu afirwa unoconfusika
@theresamambara5923Сағат бұрын
Ko kupfeka masaga hanzii
@LindahArimonСағат бұрын
Yatova ngozi zvee iyi mai Sasha
@sirchigumira9497Сағат бұрын
NHIWATIWA ARIMBORI KUPI ZVESE IZVI ZVICHIITIKA HAANYARE HERE SEMURUME MUKURU ANE MUKADZI NEVANA KUTI AITE RELAX PAMA SERIOUS ISSUES AKADAI..... KUDA KUTI VANA VEVAMWE VAPARARE IYE ACHINGODYA MARI DZEDU CHETE THIS MAN IS THE ROOT OF ALL PROBLEMS IN UNITED METHODIST CHURCH HE SHOULD FULLY EXPLAIN WHY HE IS QUIET AND NO DENOUNCING THIS DEMONIC MOVEMENT SA BISHOP.. THIS NONSENSE WILL FORCE CITIZENS TO PUT THE LAW IN THEIR HANDS AND ADMONISH EACH AND EVERY HOMOSEXUAL BEING ALLOWED IN OUR CHURCH DOORS. PUSH COMES TO SHOVE NHIWATIWA NDAONA WAROHWA NEMAZIMBABWEAN WAKUNGE MUNHU ANOPENGA MANJE TAURA UKUNYARAR CHI
@victortenga580729 минут бұрын
Let's not blame here apa cz he reports to America where the church came from so if they endorsed this what can he do. The only thing that can be done kubuda chete
@sirchigumira94977 минут бұрын
@@victortenga5807 THEN YOU MUST BE A FOOL. BECAUSE NOT VOCALIZING IT OPENLY IMPLIES THAT HE IS FINE WITH HOMOSEXUALS. IF SOMETHIG IS WRONG ITS WRONG KUDA KUSUPPOERTER NGOCSHNI HAUNYARE HERE IWE IMBWA YEMUNHU MUNOSEMESA MESE NANHIWATIWA WAKO IMBWA DZEVANHU
@i_JamesСағат бұрын
😢😢😢 rest in peace Chenai
@joylinetawonezvi29962 сағат бұрын
Mmmm my heart is broken 💔 😢 Makanganisa zuva rangu
@symblovybzdleish23112 сағат бұрын
Musadanana nevarume vevanhu ayo maresults chero mukatuka mai Sasha dzidzai especially ukatonzi siyana nemurume wangu iwe Woti hakuna munhu we munhu munhu ndewamwari unoenda wega hako ngwarira
@tabithanenzou34432 сағат бұрын
Taurai mutumbi munochemera kwamai Sasha na ba Sasha.
Ini i dont believe hangu kuti akaroiwa. Its our medical system yakadhakwa that lady could have been examined and treated. Now takutsvaga muroi pasina nekupumha vamwe.
@brendamutasa2 сағат бұрын
All because of a man ? 😢
@ChipoSongelani-yr9bc2 сағат бұрын
Mukoma robby very sorry nerufu rwachena l have been following her story
@user-cx8bz4oq1g2 сағат бұрын
Havasi madzbaba avo, madzbaba mavanwi doro
@fithappy94952 сағат бұрын
Ini kana murume ahura ndosiya, sure kuurayira munhu murume here? I know zvorwadza kuhurirwa 😢