Very sad 😭😭😭let hope gogo will get the help she needs 💔💔💔thank you Drewmas Media 👏👏
@gellieguysurockityouarethe36252 жыл бұрын
Dremasmedia you always take us to another level thumbs up,,
@yeukaimundonda72752 жыл бұрын
Drumas taking us to another level
@barbaramabuda95122 жыл бұрын
The village scene is invitingly beautiful.....
@loicemunyonga42772 жыл бұрын
How I mic that song mkoma Andrew thanx thanx kana mwana wangu afara nesong yedu .Ndookumusha kwangu chaiko mkoma neshamba madarika nepamachekera xool ndiopanotodzidza vana vangu .mudarikewo nepagogo vaibuda honye pagumbo vaye
@rodneymike89402 жыл бұрын
Prophet Jose ndino vanokwanisa kubetsera. Andrew deedza Prophet JOSE the man of GOD.
@chionisomushambi39592 жыл бұрын
Ndovazivaa baba ava ndanzwa tsitsi 😭😭😭😭
@sdshippers93322 жыл бұрын
Shame zvosiririsa sure dai Mwari avabatsira 👏👏
@maposatich50262 жыл бұрын
Ko vanhu veku Uzumba vanenge vanofunga wani, I can tell from the way they narrate the story, ko zvinozobva nepi zvema 37000
@charitymareya2552 жыл бұрын
Volume please yooh
@ash32372 жыл бұрын
Ndaseka
@sandraedward74542 жыл бұрын
Thank you Drewmas 20 yrs munhu achirwara it’s so sad hope vanowana rubatsiro
@clarakingston22552 жыл бұрын
Ngavaende kuna sekuru vekubatsira Edward Vaya
@shayzgamz26922 жыл бұрын
Zvakaoma mufunge. Hopefully vanowana help. Thank u drewmas media
To protect her dignity it was not possible to show her.So uri kuti hama dzese dzakataura dzainyeba.Uri kuda kungoona munhu achirwara for your own intertainment kuchemgetedza chiremerera chehunhu hwemurwere nemhuri hauneyi nazvo .Ko kana vari kukumura hembe waingoda zvekare uratidzwe here
@LillianMhandu2 жыл бұрын
@@bigpurazeni7604 tibvirepo dignity kudiiko yaunoziva iwe bhangu dignity ingadai yakaitwa kuna mbuya venyoka kwamusami kwete munhu arikurwara asingazosekwe nenyika kana ofamba kana wauya pa public uchida help zve dhiginity siya kumba kwako
@charitymareya2552 жыл бұрын
@@bigpurazeni7604 yoooooh
@marilivandenheever42842 жыл бұрын
Thanks drowmas
@dianaishemunyoro25822 жыл бұрын
Shame hope vachawana help. Thank you baba nekumira nemudzimai wenyu
@sekaimufadza28052 жыл бұрын
It's too long,God have mercy on this family 😭😭😭😭
@matikaterry2 жыл бұрын
Akaimba song IYi ndiyani pliz
@kurrieoriginale36132 жыл бұрын
Hapana muroi . I dimentia
@tobiaschamboko23932 жыл бұрын
Introduction ya karebesa mukoma mukoma Andrew
@mavismapuranga5108 Жыл бұрын
Vanhu ava havana kufamba kuenda kure ...chimbovaendesa kumusha kwavo vanopora
@faithmoyo79242 жыл бұрын
Since 2003! That's a long time munhu achirwara nepfungwa.
@shiyeliainkorea2 жыл бұрын
I hope she gets help asap.
@sibusisiwegwatidzo65082 жыл бұрын
Panganai, Magaya and Makandiwa hero basaka.
@PM-zu9tv2 жыл бұрын
Vana makandiwa ma conman ayo
@benitamungwadzi60142 жыл бұрын
Mapenzi haarapani
@charitymareya2552 жыл бұрын
Hapana chini ziikanwa imbavha idzo dzinema project mu church
Prophet Passion Java hero basa chikomana. Endai munotsotsonya mahumba mahumba ari kupengesa mai avo. Musiye ma burner mweya wakaipa wavapengesa.
@sibonginkosimpofu57052 жыл бұрын
Kkkkkkk
@leetondida2 жыл бұрын
i dont mind a long intro as long as chihera avo varipo chete its okay😂
@clayeanchihuri1582 жыл бұрын
I gree with you
@lindiwejiya81792 жыл бұрын
Zvinorwadza vekumusha kwake hamukwanise kumurapisa because haazi ve dzinza renyu
@britiousmuwengwa10782 жыл бұрын
Aaaa kumusha kwangu nhai
@esthermalunga40282 жыл бұрын
Hey ndodambudziko ratinaroo kunamai vedu
@carolinesibanda76732 жыл бұрын
Mwari vachapindira
@dorothychihuri19282 жыл бұрын
Prophet Jose veku Mbare can help
@charitymareya2552 жыл бұрын
Haaa ku Uzumba makanyanyo wanda zvakadiiko? Coz pane kwandoziva muchiita mashura e 37000🤔. Munombozvi fambisa seyi shuwa? Kkkk
@TeeStillStanding2 жыл бұрын
Just wish it didn’t take 4mins before getting to it. Taneta nayo mbira idzo just start kani.
@evelynmahovo12012 жыл бұрын
Shuwa 👍👍
@kurrieoriginale36132 жыл бұрын
Baba chiregai kufamba. Inonzi DIMENTIA. IT IS JUST DEPLETION OF VRAIN CELLS. THE GOVERNMENT SHOULD LOOK AFTER SUCH PEOPLE BUT WHAT DO YOU EXPECT FROM THIS GOVERNMENT
@baechps29612 жыл бұрын
Hi andrew
@aidynkwakwa67682 жыл бұрын
why was Thando not interviewed during Oppahs farewell
@@charitymareya255 Drewmas media check you tube episodes. Panondzi Jive yaChiera
@charitymareya2552 жыл бұрын
@@aidynkwakwa6768 ok thanks
@tafadzwashonhai38672 жыл бұрын
Prophet Jose Mbare chete chete
@sibongilesibanda21802 жыл бұрын
It's sad my daughter is going through same situation 7 years achirwara
@charitymareya2552 жыл бұрын
Ko chiiko anonzweyi nhaiwe for 7 years shuwa?
@Shumba_2632 жыл бұрын
Ko yechigure chakafuchirwa chiri chipenyu ku Beatrice hamuna kuinzwa here
@constancechidomandishona98912 жыл бұрын
Haina kuitwa neimwe chanel here
@pardietaurai46832 жыл бұрын
Too long intro yenyu Ko inga wakataura wega wani kuti we a complaining about ur long intro Ko no changes wani
@samanthamapiye76822 жыл бұрын
Hello pano
@morgannecharingwa33212 жыл бұрын
Hello ursey
@eniakaduwe35542 жыл бұрын
Ummm frm 2003 zvinorwadza sure
@edwardm.chitera60942 жыл бұрын
@@eniakaduwe3554 It's true, the intro is very very very very long. Make it short.
@mashashaveeh37462 жыл бұрын
Kamota aka soooo
@vanzskies892 жыл бұрын
Haaa uzumba handina remuromo nayo
@svodaimuvengwa35932 жыл бұрын
Marwadzo vanoita zvakanaka mwari ngavapindire pana mama ava
@amaramudi10682 жыл бұрын
Same wat happened kuna maiguru vangu ,,,for more than 10 years,,,vakazomwa mushonga vakafa havo ,,,da mbudzi ko iri sometimes rinenge riri rekumusha kwemukadzi ,,,mostly ndezve chiredzwa ndopanotangira nyaya dzacho
@kurrieoriginale36132 жыл бұрын
Its depletion of brain cells ,so causes are many. Just Google alzheimers disease and dementia and see the causes. Chiregai kufamba. Government must be responsible to look after these
@mukudzeyimuseyamwa33142 жыл бұрын
2003 hakusi nhasi apa pane kakunyepa
@fortunatemuchekadzese19392 жыл бұрын
Zvinogona kudaro
@lovenessdenhere91982 жыл бұрын
Sei wati kunyepa munhu haagone kupenga here for that long nhai chiremba
camera person wenyu asi ane nhetemwa kani stop shaking the video pliz
@vostermasara45622 жыл бұрын
It's the "pliz" for me🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@LillianMhandu2 жыл бұрын
@@vostermasara4562 😂😂😂 nhai
@sandraedward74542 жыл бұрын
Vangu vanobatsira pliz itai serious munoti imhepo imhepo hini is inga rapike ngozi here chikwambo here Chii because panoda root cause kupedxa dambudziko iri