OITISA TETE  [ HANZVADZI YABABA ]  PAMUVIRI
30:55
SEI VANHU VAVAKUWANDA VANOTI VANE MANJUZU ?
20:23
VATUNGAMIRI VENYIKA VASINA KUDZIDZA
29:22
Пікірлер
@emmanuelchaza2952
@emmanuelchaza2952 11 минут бұрын
hondo yakapera riini , takunyeperwa pano
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 11 минут бұрын
Ko DNA asi hamuizive?
@faraimazhindu850
@faraimazhindu850 38 минут бұрын
makurukota kuda kuImpressor mambo🙌🙌🙌 zhowezhowe mudare, apo hapanai zvozikanwa
@Enesco1
@Enesco1 57 минут бұрын
Nhy uya wekufukunura achiti mabhonzo angu ari mumba umu,akazowanikwa here mabhonzo guys❤
@macgmathe2734
@macgmathe2734 Сағат бұрын
Ma korekore kudzungaira chamakaendera ku hondo chii kuswera kupusiswa ne mbavha nhasi uno munongotambura wani
@VhunzaiMachingauta-ji5jp
@VhunzaiMachingauta-ji5jp Сағат бұрын
Chief's Council ndinoona hangu sekuti inofanira kutsiura madzishe pakutevera nyaya dzakaitika kare achitsvaka kuripirwa nokuti dzemakunakuna idzi vamwe vari kutodzokorora even dzakambotongwa but vachitadza kubatsira vanhu zviri fair.
@jepsongombedza7257
@jepsongombedza7257 Сағат бұрын
Vatongi vakadhakwa ava nyaya iri pachena but havagoni kuferefeta
@JamesMandizvidza-yw8cm
@JamesMandizvidza-yw8cm Сағат бұрын
Zvaranayi muwande sejecha
@BelieveGwatiringa
@BelieveGwatiringa 2 сағат бұрын
Ko mukadzi wairova backup voice yakwamatavire Mavis arikurarama hr mukama wangu Shumba
@MunesuMuvhavhika
@MunesuMuvhavhika 2 сағат бұрын
Vakafira mahara hakuna chitaka chirikudyiwa nenyika apa
@MunesuMuvhavhika
@MunesuMuvhavhika 2 сағат бұрын
Vana vanopenga vanoda mweya wemuhodho vanoudii vakufunga kuti vanarangarirwe naEd mt darwin nzara hamusi kuiona hre
@SamuelNdlovu-xn3rj
@SamuelNdlovu-xn3rj 2 сағат бұрын
Pamba pegamba
@KudakwasheKampandeni
@KudakwasheKampandeni 2 сағат бұрын
Hoyo vaneshamba
@waynerushwaya2979
@waynerushwaya2979 2 сағат бұрын
Takanetsa Mari
@NhamoNyakupinda-jc5uz
@NhamoNyakupinda-jc5uz 3 сағат бұрын
Andrew' Neshamba
@zenchen5792
@zenchen5792 3 сағат бұрын
The wife is so beautiful but did she stay mumusha since 1990? Haana kugarwa nhaka nahandsone brother avo here? Hazvisi kumaker sense
@itaimarega1615
@itaimarega1615 3 сағат бұрын
@tafadzwangamurani3468
@tafadzwangamurani3468 3 сағат бұрын
Maswera sei drewmas media team
@user-cl9mu2dj2u
@user-cl9mu2dj2u 3 сағат бұрын
Dewmas media taking us to another level,
@FelixChizeya
@FelixChizeya 2 сағат бұрын
Koooo mapfupa akazowanikwa here uko kwekucherwa imba
@regreatdoreka
@regreatdoreka 2 сағат бұрын
​@@FelixChizeyaAndrew ahana kuzotipa feed back uyu😢 taneta kutoibvunza
@FelixChizeya
@FelixChizeya 2 сағат бұрын
@@regreatdoreka akutadza basa takamirira kuno
@lawrencemathias6560
@lawrencemathias6560 3 сағат бұрын
Ko nyaya yaBee yakazopera sei
@BelieveGwatiringa
@BelieveGwatiringa 3 сағат бұрын
Ndingadavo hr ndichiona mushonga two times
@BelieveGwatiringa
@BelieveGwatiringa 3 сағат бұрын
Ummmmm mdara uyu iduzumani uyu kungoda mari chete
@zenchen5792
@zenchen5792 3 сағат бұрын
Junior can play guitar! And the girls are full of life
@zenchen5792
@zenchen5792 3 сағат бұрын
Very sad. If the government won’t help vanhu ngatibatsire these old parents. At least a roof on his house kuti aitevo dignity.
@BelieveGwatiringa
@BelieveGwatiringa 4 сағат бұрын
Kana Mkwasha anosunungukawo kuona kuti ndakawanira kuvanhu vanonzwisisa zvonakidza kubvuma kùnzwisisa kudzisa mari yavavamboreva
@zenchen5792
@zenchen5792 4 сағат бұрын
Babamunini is bae
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 5 сағат бұрын
Apa Dotaz wamira Mira semutongi Kwete zvainosimboita. Mboko ndiye mukadzi. Wakambo negotiator roora rako? Tikwanirei asikana, usapuse! Usachipe! Usaite hunhu wakasunama ( Dr Choga voice)
@AntonyTafirei
@AntonyTafirei 5 сағат бұрын
Andrew usawanza kutaurisa toda kunzwa vamavinga
@FaithNhira
@FaithNhira 5 сағат бұрын
Ko munyaradzi akazovigwa here yakazondijamba
@ElvisMawele
@ElvisMawele 5 сағат бұрын
Ehe hazvo matare echivanhu anodiwa but they're not up to standard at all.Hakuna dare rinoda mashoko from one side arikutaura zvavarikuda kunzwa benzi that's wrong.Dare ngaribate munhu nemhosva zviri free and fair kwete kuishandisa dictator tactics.Uyu murume anemhosva but dare havagone kutonga zvakasununguka
@Nokutenda774
@Nokutenda774 6 сағат бұрын
Mwana wavo ari kupenga kuno kuUK.
@user-gs3ex7fd6n
@user-gs3ex7fd6n 6 сағат бұрын
Makuna Kuna asimuka kwamambo mombe inotodiwa unoripa chete
@dykenyamhunga9867
@dykenyamhunga9867 7 сағат бұрын
Ngavaitei dna test apo, maybe mwana haasi wake
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 Сағат бұрын
ASI usvira aisvira tete
@margiendlela8356
@margiendlela8356 7 сағат бұрын
Zvakaoma izvi
@Chidhuwa
@Chidhuwa 8 сағат бұрын
Drewmas Media munofanira kufambira nyaya iyi mozotiudzawo kuti Action akazoita sei, ndaona se arikuda kubatirirwa chete ,inyaya yeruvengo nekurwisana kwavakaita kare
@netsietumu7767
@netsietumu7767 3 сағат бұрын
Kana akamitisa uyu
@Chidhuwa
@Chidhuwa 55 минут бұрын
@@netsietumu7767 DNA ndoingatoburitsa chokwadi apa
@faithchipere6126
@faithchipere6126 8 сағат бұрын
Drewmas tipei nyaya dzinopera wekucherwa mumba how far
@EvelynMutizwa
@EvelynMutizwa 7 сағат бұрын
Chokwadi ndakatoimirirawo
@RudoMukombe
@RudoMukombe 7 сағат бұрын
Irikupi yekutanga yachi
@FaithNhira
@FaithNhira 5 сағат бұрын
Chokwadi mazuva acho atiwande yanonoka kkkk
@user-pn7el2pq7p
@user-pn7el2pq7p 8 сағат бұрын
Baba vemusikana avo havana oder zvinonyadza izvo ndivo vanhu varikuudza mwana vavo kuita zvisina kukwana
@rebeccapasipanodya7393
@rebeccapasipanodya7393 8 сағат бұрын
4mwedzi angaarimepi
@phillthedrill
@phillthedrill 9 сағат бұрын
Dare iri i rubbish, my reasons there was no fairness apa there were excited with case without considering everything 1 ruling ya headman yakati chii 2 what good reason why the woman wouldnt attend the session? 3 there were excited to convict shown by not giving each other chances 4 Call for a DNA under mambo, than to leave it as his personal juice 5 Am not saying he is not innocent or guilt but he 6 Am glad he wants to take it further
@Rumbidzai-c9b
@Rumbidzai-c9b 9 сағат бұрын
Tata ndobenxi
@Rumbidzai-c9b
@Rumbidzai-c9b 9 сағат бұрын
Tete ndobenzi
@paulinegwati8782
@paulinegwati8782 10 сағат бұрын
Makurukota ko hamupanane time here mongokakavadzana
@dykenyamhunga9867
@dykenyamhunga9867 7 сағат бұрын
Ehe nhai vanokatana mumwe vachitaura
@paulinegwati8782
@paulinegwati8782 6 сағат бұрын
@@dykenyamhunga9867 haaa zvakaoma kuda kunzwikwa
@amhomeimprovements
@amhomeimprovements 10 сағат бұрын
Itai DNA zvipere
@constancemarifiye6658
@constancemarifiye6658 7 сағат бұрын
True
@SamMasango-id8qg
@SamMasango-id8qg 10 сағат бұрын
Madzibaba Ava vanoda kurohwa zvakasimba gogo mavaisepiko l love gogo
@tblo9107
@tblo9107 10 сағат бұрын
N'anga yakakwana iyi.Hakuna Bishop anosanganisa Jesu kristu nechivanhu.Hakuna zvakadaro.
@rutendomarufu2929
@rutendomarufu2929 10 сағат бұрын
Thank you Drewmas media
@Vincentkamhips4875
@Vincentkamhips4875 10 сағат бұрын
He is so eloquent when speaking nekungwarisa zvose. Akabyatso ronga tsoro yake. Underestimate him at, your own peril. I guess as an orphan akatakura, mitoro achiri mudiki zvakaita, kuti akurumbidze kukukura for survival.
@ClarahMakusiro-nv9ue
@ClarahMakusiro-nv9ue 11 сағат бұрын
Masowe ngaavharwe Kani zvazonyanya izvi masatanist
@marthamukombe3544
@marthamukombe3544 11 сағат бұрын
Aaaah zvakaoma zvrkuitika munyika yedu ende zvrkutoitika
@tafadzwangamurani3468
@tafadzwangamurani3468 11 сағат бұрын
Vanhu varikubata mabsa anotyisa pasi rino
@morismafoti8230
@morismafoti8230 12 сағат бұрын
Itori ngozi yemusha zvoratidza kuti zviripo zvihombe fambai