First. Baba Taps keep it up. Muri kutivaraidza. Matiregerera plz tipei update yechipikiri paguva,baba Kabati,vekwaMutambanengwe,Baba Mureyani and Kagurabadza😂 . Munotisiya takahanger ,nyaya dzenyu hadzisi kuzopera.
@user-bb8ps4qk2p6 ай бұрын
Chokwadi takamirira
@user-bu6gi8hp1h6 ай бұрын
Chokwadi
@stanleymuusha28356 ай бұрын
Eya kwa Chigodora ndikwo kwatino mhanyira kuno burwa dzakawanda
@samuelngirazi96366 ай бұрын
Nhai nhai
@nancyrimai12246 ай бұрын
Thanku neniwo ndakadzimirira especially yechipikiri paguva iya naKabati
@claitosverengera1176 ай бұрын
Mutasa ndiye mambo anotonga zviri fair muchinda unoda shamhu
@kundaimiedzok6 ай бұрын
Thank you ba taps, please wandirai kwaMambo Mutasa, his Dare is so very organised, he judges fairly and is not rude to his people . Its good to watch zvinhu zvisina hudyire
@user-ug5ch6nj3j4 ай бұрын
This Chief is very good thank you chief mutasa
@takundanashepemhiwa89246 ай бұрын
😂😂we need part 2 continuation of the fight please!!
@farayichishongo95616 ай бұрын
😂😂😂😂
@liciousnyamande42516 ай бұрын
Masubscribers arikuwanda kwete zvekutamba baba Taps you must say thank you to Headman Chigodora ndiye munhu awanza masubscribers
@preciousnhau28666 ай бұрын
Ini zvekurovana ndinokasika kuve emotional shame, the way yavamukanda pasi nyangwe atadza hazvina kundiitira ko munhu akakuvara nhy😢😢😢
@tamupiwanashe19746 ай бұрын
Next time haatuki mambo
@goldenjowa60876 ай бұрын
You are right, I found it disgusting and barbaric too. Munhu wese anekodzero yekunzwikwa. If he had crossed any line, ngaapihwe mutongo zvakafanira nedare. Kwete kurova munhu. Zvinoipisa zita ramambo. That was a criminal offense (assault). Mambo ngavasatendera zvakadaro.
@tmatz64676 ай бұрын
Mambo haisi imbwa, aigona kunovharirwa kuchitokisi. Anofanira kurangwa in part 2.
@preciousnhau28666 ай бұрын
@@tmatz6467 beta avharirwe kana akanganisa than kukuwadza munhun
@nigelharry-ind37826 ай бұрын
Hameno kuti ndiniwo here kana kuti isound Quality but pavatukwa mambo handina kupanzwa. I mesn the actual insult in words. Pls direct me and il check it again. I have great respect for both Headman Chigodora and Chief Mutasa, i learn alot from both.@@tamupiwanashe1974
@gideongavera3996 ай бұрын
Mambo Mutasa is very mature and educated. No one could have been a better chief!
@alanmshengu47466 ай бұрын
I like the chiefs degree of tolerance. Well done chief Mutasa.
@StobertChimedza-yb9rw6 ай бұрын
Amen manbo vazukuru kumusha kwavo
@nicholasfungurani9677Ай бұрын
Dai ari Chigodora dai patoitika zvimwe ipapa. Mutasa is a legend
@FaithKamutsungira6 ай бұрын
Mambo Mutasa ndinotenda, you are so composed, wise and very fair. May God continue to give you wisdom like Solomon. Infact you are King Solomon of your time. Thank you very much once again.
Pane issue yatarwa nemuchinda which is very sensetive ihama vanhu ava vatanıra kutongana Mumba yehumambo to me bringing it padare was an error mambo vazviona that’s why he wisely stopped the issue at wants ndezvemumba izvi
@jefreymoyane60986 ай бұрын
Yaa ndapanzwa vo neni 😂
@Troys_Aaliyah_s-Dad6 ай бұрын
Kkkkk baba vegumbo rinokamhina vanehasha vakomana 😂😂😂
@moyowity6 ай бұрын
Kuti getaway kuna Mambo haaa kubhaiza kwemhando yepamusoro soro Ndopaunoona kuti kambwa kanonyengera 😂😂😂 kutuka mambo padare
Baba Taps wandirai kwaMambo mutasa vamwe maChief they are so rough u end up confused kuti nyaya yacho irikutaurwa ndeip
@Mpholosisndlam86756 ай бұрын
Very true Chigodora does not respect his people they so rude and unfair
@PaloSant6 ай бұрын
@@Mpholosisndlam8675 kwete kwete. Chigodora anotonga chaizvo. You must understand kuti nyaya dzimwe dzekwa Headman dzinenge dziri nyaya dzaanenge achitoziva already dzisati dzapinda mudare because vanhu vacho hobho vanenge vari vemuma village ari directly under him. So panoitika ka friction. Whereas kwa Chief, anenge achitotonga a very big area and kazhinji haatorina clue zviri pa ground chaipo chaipo. Chigodora isimbi. Ukateerera vanhu vanenge vauya kuzonzwa nyaya kudare kwaChigodora unotonzwa vachibvumirana na headman cz vanenge vachitoziva vanhu vacho. Even mivhunzo inozobva muvanhu vauya kuzonzwa nyaya unotoinzwa kuti kuti ndeye vanhu vari kuziva nyaya yese
@user-oh8jd5jv6r6 ай бұрын
😅😅😅😅😅 ange Ave pasi ne two mins😊
@maryagneskaingwe62866 ай бұрын
Mambo Mutasa you are a hero ndafara chaizwo nehutongi wenyu kwedu kunenyayakadaro zwekuti kana pekufudzira mombe hapana mumuda mendu makomba makomba vachiforomazwindinha
@timothychibike35126 ай бұрын
BaTaps kutinyaaaaaaaaa kwete chuuuuu😂😂😂😂
@dominicchikwaikwai40616 ай бұрын
Wisdom. Thank you baba Taps
@Mpholosisndlam86756 ай бұрын
The king is very wise and the court is organized unlike Chigodora comedy
@ENKOSI196 ай бұрын
I think they is different he is a chief and thus headman so it suppose to be like that chief is high level
@musashoko13896 ай бұрын
iiiii 😂😂😂 sevamwe varume 2 vekwa Chigodora so ma1 ...
@mwanyaramanjeya17496 ай бұрын
Headman Chigodora kumberi manje
@lioness-nw8pt6 ай бұрын
Chigodora anogona kutonga asi varume 2 vaya vanowanza hasha ende havapi munhu mukana wekuti ataurewo side rake
@user-do3bw5mf8v6 ай бұрын
@@mwanyaramanjeya1749taura hako ini pano kungojegera ndakamirira 4corner
@simbagwariro80066 ай бұрын
Bring part 2 as soon as possible
@Seamusmtepa6 ай бұрын
Zvinhu zvacho sooo 😂😂😂 waiyepo ere ndaiyepo
@user-mn7hg1bb2g3 ай бұрын
Shumba you are very wise rambai mkadaro
@natifmobile29236 ай бұрын
Mambo Mutasa is very wise,one of the best in the country,pamadzimamabo
Mutasa court is organized mature and you even feel respected as a viewer and NIT zvaHeadman Chigidora with his always shoutung and disrespectful assessors
@user-bf7lu3cm2c6 ай бұрын
My King
@tasaraconwellmatutu61066 ай бұрын
manje kana mapurisa ekwaMutasa orova soo what more Chief Nyamaropa
@Taff456 ай бұрын
Chief you always showcase wisdom when presiding on such cases. Thank you but kubata munhu nebhande kwaifanirwa kuitwa kablaz kechemistry kaya kaizviti prophet😂😂😂
Nhai baba Taps headman Chigodora asi havachina nyaya dzavarikutonga hre ? Takamirira nyaya dzovo
@natashalavaya3636 ай бұрын
Vanga vakavhara dare during holidays, so vakavhura dare nezuro. Tese takamirira
@PaloSant6 ай бұрын
@natashalavaya363 thank you for your comment. Ndanga ndanzwa ne anxiety kumirira dare reward Chigodora
@irenenyawaranda6876 ай бұрын
@ba taps part 2 ngaiuye yoweee 😂
@priscillamwembe71626 ай бұрын
Hoo ndisabhuku venzara
@solomonmachokoto12746 ай бұрын
Dambudziko ratinaro nderekuti kana tafarira munhu wedu haachafanirwi kushorwa kana paine paakanganisa. Zviri ku politics, zviri kuma church. Chigodora tiri kuti haapi the accused time to defend themselves. Before vakomana vaave kutonga navo vana Magirazi naVhisikosi, Chigodora used to give people time to speak, even people in the audience, were given time to weigh in with their thoughts. Vana Magirazi that's how they became popular. Now ndivo chete vakuda kutaura. If somebody wants to defend herself/himself unonzwa vave kuti usatambisire dare nguva. People should be given time to defend themselves whether kwa head man, kwa mambo even kwa magistrate. Chigodora has been turned into a dictator by his vadare. He used to be fair but not anymore. These are facts.
@andremtetwa97806 ай бұрын
No to violence uyuwo wegumbo uyo akutotsika munhu ahhhh
@TafadzwaGono-cv8vc6 ай бұрын
Ko matadza kunyatso bhura benzi here iro
@samuelngirazi96366 ай бұрын
Ndafarira panzi musiyeyi ataure, dai kuri kwaChigodora atonzi nyarara hauna zvauri kutaura
Kuti chuuu @Karanganda isai Part 2 nekukurumidzaaaa😂😂
@user-mx7ei7gu4f6 ай бұрын
First
@pellagiamukora4266 ай бұрын
Iri dare handisati ndambonzwa vachingotaura zvemari sezvinoitwa uko kungodai wauya ne mari yangu here munhu kungopikiswa mhiko akutonzi 20 yangu yematare uuuuu Mmmm
@sarahmoyo-tt6hz6 ай бұрын
Baba taps mune ma update hobho amusati matipa chipikiri nyanga yekuchema mudare baba vaye vekuti abata mbeva ndeyake dzakawanda
@zimzimm-qe5in6 ай бұрын
Kuzvidza mambo imwe nyaya
@samuelngirazi96366 ай бұрын
GRJ man akanganisirwa nyaya yake nebenzi iro, nyaya yanga yatopera zvakanaka
@nobertmabvure77246 ай бұрын
Dzakarohwa skuna 🤣🤣🤣🤣
@momoza29856 ай бұрын
Saka varikuti Mtasa anogona kutonga anotongei iye achiita hasha dzekubvisa munhu mudare nekutomurova ipapo
@chingombedaries6 ай бұрын
Chigodora must learn from chief Mutasa.mutasa anopa munhu nguva to explain asati amupindura and he dont take sides
@maravanyikatalee15446 ай бұрын
Kkkk kachirema kandinakidza ako😂😂😂
@jayr93476 ай бұрын
Really!!!!!! you describe a person like that, akasiyana chii newe.
@Suewally6 ай бұрын
Pabvutwa munhu apo NAWANADEM
@petertembo94966 ай бұрын
Tinokutendai Mambo
@LawrenceNkomo6 ай бұрын
Mambo Mutasa is wise vanhu ngavachenjere mabook ehusabhuku anourayisa vanhu
@tiko36316 ай бұрын
Where is part 2 kwa Chief Mutasa haaa uku kuri well disciplined ❤❤❤
@user-nh2iq2nm6k6 ай бұрын
Part too ngaiye yenge ichinakidza
@sheillahchakanyuka12606 ай бұрын
Mambo mutasa vanotonga zvisina tsvete varipachokwadi
@florencemahore-fq9wj6 ай бұрын
Gegegege😂
@gmaunga6 ай бұрын
Karanganda TV hamuna ka kuzotipa Part 2 yedare iri.
Anenge Ari murume wako achinzi ah aha ah ah garai pasi 🤔
@djkingyadahchamangurangura29796 ай бұрын
Please Karanganda mambo Mutasa kunyanya this king is real
@user-gk3ck4gs3w6 ай бұрын
Thanks karanganda nekutiunzira mambo Mutasa
@Seamusmtepa6 ай бұрын
Two yacho inouya riinhiko plz
@tinshemakem41406 ай бұрын
Kkkkkkkkkkkkkk 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 ahhhhhhhh
@geniusnhukarume78056 ай бұрын
Part 2 iripi imwi zviro zvacho kutichuuuuuuu
@RobsonMhandu6 ай бұрын
Zvizvinji bvunzai isu takakura nema chinda acho vaingokiya kubva kare
@Chisha886 ай бұрын
Vana sekuru
@joycepanganai48666 ай бұрын
Kutuka kuti imbwa padare ramambo watotuka mambo unobatwa batwa
@user-yd2gd7ui9t6 ай бұрын
Ndomufarira mambo uyu
@edinahchatunga56716 ай бұрын
Yoweee
@mistyma1chekudyahachidadir1006 ай бұрын
Mambo vadzimbiwa ne true
@haisonmuzungu7536 ай бұрын
Can sm1 please explain to me MHOSVA yaparwa nemudhara uyo aida kurohwa. Handina kupabata
@masasi706 ай бұрын
Arikuti mambo ari baised
@Olcool6 ай бұрын
atuka mambo ka pakuti muri kufa vor vazukuru venyu plus pane zvimwe zvaataura paange akuenda achizunza maoko zvatisina kunzwa pa vedio.
@user-zg5ek9ff9t6 ай бұрын
Part 2 ngaiuye
@user-ow8ft9sf6r6 ай бұрын
Mambo anoda kurohwa munhu
@NobertChando-fq9np6 ай бұрын
Part 2
@Olcool6 ай бұрын
Chigodora anogara achiitaura nyaya iyi kuti vazukuru endai kudzinza kwenyu nekuti mukakurira kwana Sekuru muchazonetsa panhaka. Same story again Chief Mutasa is saying it. Ini baba vangu vakazvitaura and vazukuru vakaendeswa kudzimba kwavo.
@VincentMtetwa6 ай бұрын
Kuti chuuu baba taps ❤❤❤
@kudzanaimakiwa60346 ай бұрын
Dare rakanaka iri wanopa munhu tym
@tribal15466 ай бұрын
😂😂😂😂
@nomsanyika1516 ай бұрын
Ko tipeika part 2yefight
@phinnyndhlovu85436 ай бұрын
Haaaaa vanhu 7 kuda kubata 1
@reniousprecious1646 ай бұрын
Rovai munhu uyo madzishe ashora dare
@henrygovo96806 ай бұрын
Haa iwe, munhu anoroveerweiko? Aita sei ipapa? Avo vana bharanzi vari kumurova ndivo vanoda kumamiswa heavy fanika ako kano kamhina.