I remember this story baba vakanyura mudam vachidriver tractor
@nyashabuwerimwe-sw6qu10 ай бұрын
Vakaurawa baba ava ndokutobuda kwazvo baba ava vanototsipika but ngozi inozongobuda chete
@iyletdzokurasa-xf5ti10 ай бұрын
Takatomaonawo mavedios acho
@eustinamandigo128211 ай бұрын
Wamanyika tirikumberi pakukwazisana apa ...Lets go mambo Mutasa❤❤❤❤
@brightmawoko460010 ай бұрын
Chiromboweee
@dakawangu449011 ай бұрын
Cheif Bushu anogona havo ava mambo anonyanye kude kuzviita anoziwa chirungu mudare remamisha
@tamiranashemupinda-ls7yd11 ай бұрын
Chief is a learned man who knows the confides of the law..
@llions563310 ай бұрын
@@tamiranashemupinda-ls7yd heya
@patpateey241410 ай бұрын
Chivanhu hachidi chirungu kkk
@judithmbizi10 ай бұрын
Taurai henyu
@Faith-vc4vc11 ай бұрын
Dare rekwaChigodora ndomakeke manje tokumbirawo baba Taps🙏🙏🙏
@linnetgambura994311 ай бұрын
Musi wa 2 ndopachatongwa nyaya vanhu dzikamai kani
@NomaSibanda-ie3tb10 ай бұрын
Uyu chief agoni kutoka nyaya uyu chere inini ndomukuda Chero ndiri mwana even Grand 5 hatoki sekudai anokudwa BABA aba end banotora said kana bechitoka nyaya
Chigodora anobatira especially vakadzi he don't value them
@linnetgambura994311 ай бұрын
Bab Taps kana asina that video will you please help him ne that first video yamakatora payaaaa 👏👏
@joyceparwazenga754511 ай бұрын
Pamberi nebasa baTaps asi musazokanganwa kupota muchidzokera kwaHeadman Chigodora❤❤❤
@user-sr1pe3qy9g11 ай бұрын
Ehe,naSekuru Sigauke
@user-uk6rp6uc9c11 ай бұрын
😂😂😂😂😂 kule sigauke😂
@nyashabuwerimwe-sw6qu10 ай бұрын
Kwa chigodora kunotapira ba tapu
@lucymasedza470310 ай бұрын
Macourts avo anotanga musiwa 3
@EvelynTsitsiSatumba10 ай бұрын
We miss magada and the gouch guy
@annamercytigere303810 ай бұрын
Matongero enyu Mambo imi haaa sando dzenyu shuwa 👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻
@afronews703410 ай бұрын
Mambomuta is very classy even the armed chairs heis smart neenglish vadharikeni👊👊🕺🕺
@judithdube11 ай бұрын
Mambo varasika zvishoma munhu anogona kutsipikwa
@sqrd353610 ай бұрын
Oh my goodness I remember this case! This guy was implicated then as the person who invited the victim to work that evening 🤔! A few years back and the body found on the edge of the dam on the otherside from where the tractor was found. So that muporofita was right. I thought the police had concluded this case. But there were no drag marks in that mud so I suspect at least three people were involved. Karanganda team thank you for this case👏👏. May justice prevail.
@muchmuleya965110 ай бұрын
I still remember this case me too .
@user-xb1hs6sx8y10 ай бұрын
U a right I remember too
@mandlenkosindhlovu812410 ай бұрын
your suspicions on drag marks are misleading, it is a fact that a single man can carry a corpse without needing to drag anything. over the shoulder like a sack of potatoes
@chikukwachinowawa10 ай бұрын
Muporofita uya tht day padam haana kudoma munhu bt akati munhu arimo mumvura umu asi haana kunyuramo thru accident netractor bt kuti akauraiwa body yake ikatomboiswa somewhere then ikazounzwa mumvura then pane mukadzi mwanasikana wanyamufi ndiye akaita seakubudirwa achiti ndobata here munhu akaita izvi vanhu vakamuti bata then akanobata a certain guy,muchinda iyeye akachema zvakaipa achiti nditezvara vangu ava vafa ndiri mukwasha wavo handingamboite izvi especially nemawirirane andaiita natezvara vangu,tht guy cried bitterly haasiriye ari pamberi pedare nhasi
@sqrd353610 ай бұрын
@@mandlenkosindhlovu8124 I know but I am simply expressing my observation from what I saw at the crime scene where the body was found. It would have been very tasking considering the tractor was found on the other side and the area where the body was found was muddy and overgrown with grass.
@nyaraitaderera936911 ай бұрын
Ko sei uchibatwa ku Na,nga
@patpateey241410 ай бұрын
😮😮 mufi ngaangobuda kuti zvinyadzise
@tamaremanyika377611 ай бұрын
Munofara here team karanganda
@miriambentu878410 ай бұрын
Proudly mumanyika 💃🏽💃🏽mambo mutasa zvinhu
@mimiemmanuel300610 ай бұрын
Vana Chirimo Kana muine Mari endai Kwa prophet miracle Paul Ku Unit L Ku Chitungwiiza musapedza nguva .Endai kuAbraham tent
@blessingmucheri982710 ай бұрын
❤❤❤Karanganda pic quality kwakuseri
@user-ro3ij3qo4b7 ай бұрын
What a classy leader l love you Mr Mutasa ❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉
@ltm45410 ай бұрын
I greatly appreciate the work you are doing baTaps to cover all these traditional courts and share them on KZfaq, my polite request is "if it's possible may you also put subtitles as well and we can reach a wider network because there are people who might want to know more about our traditional courts and cultures,we also would like to share with global friends. ❤❤❤❤❤
@nesterchishanu764210 ай бұрын
Avo mambo vanodao chirungu apa panenge pane vanhuvakuru vasingazvinzwe idare ramambo haisi court taurai rurimi rwaamai 😢😢
@antoniodomingo743310 ай бұрын
Camera inoitisa manyemwe. Ndosaka vakutaura chirungu kuda kukwezva mababie epa sosho media
@pelagiamuguti869310 ай бұрын
@@antoniodomingo7433😂😂😂😂 sometimes pane zvisingatsanangurike neshona u end using English.
@marionmachona264110 ай бұрын
AnaSamanyika chero vakura sei vanoite understand English musatya henyu ndiwo mutauriro weikweyo
@ishmaelmatyenyika896810 ай бұрын
Mwana akafirwa nababa vake aripachokwadi uyu Inga ataura wani kuti arikupomerwa mhosva akabvuma kuti abhadhare ma cost sei mambo vasina kuzvinzwa izvi
@pokellokingz10 ай бұрын
Mambo uyu irubbish chaiyo Saka makapa mhuri mbiri idzi mupurisa kuti aende kunanga here Saka umbowo uripo purisa raivepo nyangani achibatwa
@mphonyanguru86603 ай бұрын
Foolishness on it highest level nyaya iyi its customary side and criminal side . Mambo haakwanise to goo to crimanal side
@sibombawa967810 ай бұрын
My learned Chief ,, Mambo Mutasa muri chidadiso
@briantinorwa620310 ай бұрын
Thanks Ba Taps for making a follow up on this story
@kudzaimagombedze559311 ай бұрын
Mambo tongai vanhu vakagara imi kumira kunorwadza veduwe sekuru avo
@beekays43611 ай бұрын
One of these days, someone is going to collapse because of the heat exposure. So sad, can't this Chief conduct his court in a shelter.
@RegisChakanetsa11 ай бұрын
Ko inga kwa magistrate kunomirwa wani, munodii kuva tsiura.Ko kana zvirozvo zvavakaudzwa nemadzitateguru avo
@stanleymuusha283510 ай бұрын
Chief Mutasa tinombodzi tongawo kwedu iyo,complainant and accused vaka taura nyaya dzavo both sides munoisa nyaya ku bandla/madhodha first before musati mapindurana imimi nevanhu. Chenyu munozopa judgment dare rambo dzeya first kwete kuita kunge band raana Hosiah Chipanga rekuti ndimi muri kuridza ndimi muri kutamba futi.
@stanleymuusha283510 ай бұрын
Munhu akauraya munhu ano tsitika panoda tungata unogona kufemba kuti the late aone kubuda ataure kuti akaurawa ndiani.
@godwinchiutsi918310 ай бұрын
Nei uchibatwa wega wega mudunhu mune vanhu vakawanda. Mukomana auya kudare because mukomana uyo akabatwa.
@karotakarontinahgandu883710 ай бұрын
This is really good it's a very good court indeed
@dianaishemunyoro258211 ай бұрын
Missing Chigodora and cree
@nyashabuwerimwe-sw6qu10 ай бұрын
Ndasuwa Sachigodora
@kudzie4509 ай бұрын
chigora yangove corruption evrything chinenge chine answer kare anowanza MAKUHWA PLUS boys rake dzingori hasha except asernal boy
@linnetgambura994311 ай бұрын
Oh nhasi mationesao kutanga kwaro dare thank you bab Taps
@mutape6611 ай бұрын
thanks Karanganda for following up on this case. ndonyaya yandakatanga kuona paKaranganda iyi
@user-er3bx6rr2d11 ай бұрын
Yaaa nyaya iyi ndakaiona kumushure uko
@dhobhagondo177625 күн бұрын
Ko baba Taps headman chigodora varipi 🎉
@lawrencechirinda241810 ай бұрын
Yes Chief vanotonga but vanofanira kusiyanisa traditional court ne magistrate or high court
@Maigerald0411 ай бұрын
Thank you baba Taps nezvamotiunzira
@leonmutukwa978310 ай бұрын
Um in love with this chief,chief mutasa did u study Law..
@mateusfernandomuchangamuchanga10 ай бұрын
Baba va taps basa mberi i saport you
@kudakwashegwanzura195410 ай бұрын
mambo tinotenda nebasa renyu asi ndinoona sekuti ndimi munofanira kudaidza mawitness sekuti ndimi mune simba kwete kuti mumhangari ko vakaramba kuuya
@tatendamushukuto31375 ай бұрын
So sad i still remember this story ,thanks for following up
@paulinemckenzie959411 ай бұрын
Anenge achitsitikwa, vanhu vanouraya ava vakaipa chaizvo
@vongairosemarymutebuka942310 ай бұрын
I remember this case u covered it years back
@spcmercygrace11 ай бұрын
aaah baba vake ndivo vangabude pamkadzi wavo here hakuna ngozi yakadaro
@rexzvinoguma643910 ай бұрын
Ko ngozi yemunyasarandi yakabuda sei pamunhu vaasina ukama naye, ikati ndiperekedzewo kuenda kuMalawi akaendeswa wani? Enda kufacebook yaTilder
@muchmuleya965110 ай бұрын
This story was at karanganda few years back it was not Ngozi vanhu vakabudirwa baba vanyangarika vachiudza vanhu Kuti nditsvagei kupi ,vaka zvowanika paside pedam after days
@Wismatic0711 ай бұрын
Uuyu mambo uyu haana chaanoziva kana1 vanhu vanogona kuurayana iye akatarisa
@sandrataderera354611 ай бұрын
1st one here😅
@judithmbizi10 ай бұрын
Haa dare remusharukwa uyu rinobhowa,chirungu too much apa bhora musango futi😮😮
This is one Mambo who handle cases in a professional way
@brightmawoko460010 ай бұрын
Mutasa ❤
@NomaSibanda-ie3tb10 ай бұрын
Haa uyu chief hagoni kutoka nyaya ever mwana anokudwa naBABA uyu iyi nyaya iripachena wani moswa anayo uyu ndiye akauraya
@blessingchabika43139 ай бұрын
Iri ndiro dare chairo use rinonzvera nyaya .dare iri rinotonga neungwaru rine machinda akachenjera .this court displays authority with maturity and dignity pamberi na mambo mutasa .
nhy chief manga makateerera here pataurwawo kuti vakafamba kuvabatsiri 2 vachingotaura chinhu 1 plus uyo wekubudirwa wechi3. tsanangurirai vanhu neshona idare rechivanhu iri hope vari kunzwisisa chingezi chacho
@masasi7010 ай бұрын
Taurai henyu vapasiya plus munhu uyu akatotsipikwa
@miriamchiwarakata3685 ай бұрын
Yes ndoo chiwanhu chaicho kkkkk yaaandizvozvo
@annamercytigere303810 ай бұрын
Karanganda kana murimi makabudisa nyaya iyi pekutanga pls help vana avo muvape vedio repakutanga
@miriamchiwarakata3685 ай бұрын
Nhai mukomana inotongwa sei Waita kakuzungaira ipapa Usaite chirunhu
@annamercytigere303810 ай бұрын
Nyaya iyi takainzwa kubva musi washaikwa munhu nekuzowanikwa ari mumvura chokwadi pane musikana akabudirwa akataura zvese nepaiva nehat yemufi ikanowanikwa ipapo nepaiva nemishonga yakadhandiswa nevaurai zvakawanikwa paitaura akabudirwa. Vana vemufi ngavadzokere kumashure pakabudiswa nyaya iyi ne Karanganda tv vatsvage vedio yacho akabudirwa achitaura
@mandlenkosindhlovu812411 ай бұрын
2:29 ndamira pamberi pedare ra Mambe mpasa 🤣🤣🤣🤣
@wilmarmarara244811 ай бұрын
Iwewewoka kkkkk😂😂😂😂
@nyashabuwerimwe-sw6qu10 ай бұрын
Kkkkkk😂
@pmuringa110 ай бұрын
Kkkkkk panenge pachipisa😊
@marykachisi856210 ай бұрын
Kikikikiki ndafunga kuti handina kunatso nzwa
@user-xb1hs6sx8y10 ай бұрын
Kkkk ma1
@user-kr7fj5kw2r10 ай бұрын
Mambo wanowanza chirungu. Wasakanganwe kuti wari kutonga wanhu wamwecwasingatonzzwi chirungu. Be neutral Ishe
@liliosamumwe97338 ай бұрын
Waiyepo here baTaps muriyo here
@tsitsimuchechetere174211 ай бұрын
Apa Gray akura now lastyr anga achir mudiki pakaitika chiitiko chacho
@blessingmashandureblessing965010 ай бұрын
Mambo aneuchenjeri uyu ❤❤❤❤❤
@tinamakasa749311 ай бұрын
Mwaiyepo here
@JoyleenChibanda-vu3gp11 ай бұрын
Nyaya iyoyo ndakamboiona
@muchmuleya965110 ай бұрын
Few years back I remember this story at karanganda ,musikana akabudirwa akava rayira June hat yababa ,Ava vaka nangwa so nabo go to the ground with this case , that's why I love chigodora court you don't walk away ,they know how to question,manje mambo musatonge mega batsirwai nevamwe. Chigodora akati ndicha pfamba nayo unokaura.
@cynthiakashiri301310 ай бұрын
Dai ari chigodora afamba nayo wakanzwa ati teramirai bambo unokaura
@mariakatsande240310 ай бұрын
Please iyo nyaya tikuda party 2 baba taps
@margarethmaroso315010 ай бұрын
Zvaari munhu wekuziva Nyangani
@melodymuchafuruka649211 ай бұрын
Waiyepo ere kkkk
@ChipoRungano10 ай бұрын
Ndaiziva nyaya iyi
@user-qc6qx8if5x3 ай бұрын
Murume uyo arikungonhanzva nhanzva muromo wake anotisemesa
@royalblue406410 ай бұрын
Is there any hope that they will get a covering in this court. Kana kwanaya court yotombomiswa?
@miriamchiwarakata3685 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂 Ndatiiii kkkkkkk
@markmauto11010 ай бұрын
Mambo ava aaah hapana zviripo apa ,chakutodiwa mufi ngaamutswe anetse vanhu vakamuuraya
@patpateey241410 ай бұрын
True
@sandraedward745410 ай бұрын
Baba taps thank you
@faithchipere612611 ай бұрын
😢chigodora takusuwa
@sharon360110 ай бұрын
Chief ava is highly learned maybe vaiva judge or lawyer before. Very professional.
@nyaumwefungayi702110 ай бұрын
He is a qualified lawyer..by the way
@peterjayanduna78911 ай бұрын
Udzai mambo vatange nekunamata nhai
@nyaumwefungayi702110 ай бұрын
Mambo manyama
@SassyQBs11 ай бұрын
Ndaiyepo
@erinanyamunokora636511 ай бұрын
Vanhu ava havana kumbouya hre kwemambo vakapiwa mupurisa vekufamba naye
@eustinamandigo128211 ай бұрын
Yakambonetsa nyaya iyi pa karanganda...murisei
@plaxedesgariyano330411 ай бұрын
Gray ataura kuti vakafamba nemupurisa wamambo zvikangobatwa kut vakauraya munhu saka ndikushaya kut vakubvunza mwana mibvunzo hobho sei
@CandiceKeke-uc1ue11 ай бұрын
Hoo vakapondwa baba vaya inga zvakaoma
@MrKuda20089 ай бұрын
Ava Mambo vanenge vanogona .very objective
@dakawangu449011 ай бұрын
Karanganda kaaaranganda woye maivepo here
@winniemunemo579010 ай бұрын
I also remmember this case paibudirwa vanhu payee kwamutare
@user-wk8wv5rx1w11 ай бұрын
I remember nyaya if. Pane ari kutsipika. Vanhu keep evidence
@nyashabuwerimwe-sw6qu10 ай бұрын
Even ini ndaiziva nyaya iyi mufi akatooneka akutoshata mufunge
Mambo anofanira kuvadaidza cos vagona kuzongouya vakashota futi
@mateusfernandomuchangamuchanga10 ай бұрын
Ma love nema like kuna mambo mutasa
@wilmarmarara244811 ай бұрын
Waiyepo waiyepoere karangadhaaa❤
@Vincentkamhips487510 ай бұрын
Whether he is guilt or not vadii vasiya mufi arwisa wega, mushonga wengozi kuiripa, nyaya iyi sekutaura kwamambo ine ma loopholes, mufi akaitwa post mortem here, uye reason yekuti auraiwe, chekupedzisira sei mapurisa vakaisiya isina kupere kana evidence iripo.
@pokellokingz10 ай бұрын
Mambo agurwa uyu
@Smart-er6hf10 ай бұрын
Mkomana uyu akaurairwa baba I benzi haana kana 1witness
@user-nv1ln5wr9l4 ай бұрын
Yooo varikuvharwaka vnhu nemishonga vanotsanangura sei
@nesterchishanu764210 ай бұрын
Ndaiziva nyaya iyi shame 😢
@user-vb8ho8jc2w10 ай бұрын
Haaa uyo ndiye akauraya ko akati vana ava vaende kuna,nga ndiani
@mikeljuniour341311 ай бұрын
I really want to be the first one to comment but mmmmmm ma1
@emmanuelmahove99896 күн бұрын
Mambo munobata basa
@shongedzaimanyaradze737011 ай бұрын
I remember the story ummm mhosva hairowi
@linnetgambura994311 ай бұрын
Ummmm nyaya iyiii ndaiziva makambotionesa rimwe gore sooo bab Taps not padare zvapo