Amwene Votsamwa Kuti Muroora Aramba Kuroya Navo: Sekuru Tasvu

  Рет қаралды 23,562

ZimNews Beat Tv

ZimNews Beat Tv

4 ай бұрын

By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849

Пікірлер: 119
@user-ef6xw6wg8u
@user-ef6xw6wg8u 4 ай бұрын
Takamirira charles natete vasimba
@user-wn7ei4jj3t
@user-wn7ei4jj3t 4 ай бұрын
Shuwa vakutinonokera
@lovenessmasango7535
@lovenessmasango7535 4 ай бұрын
Taurai henyu uye naSekuru vaSimba Baba vababa vake futi . Chikwata vari 3
@user-ef6xw6wg8u
@user-ef6xw6wg8u 4 ай бұрын
@@lovenessmasango7535 yaaa toda kuvaona vachitaasvurwa naTateguru tasvu 1
@GraceMapfumo-ep9tx
@GraceMapfumo-ep9tx 4 ай бұрын
NaMartha neshamwari yake, nambuya vake
@JamesM-bz3cl
@JamesM-bz3cl 4 ай бұрын
Yah shuwa ya Simba irikutora nguva yakareba ndofunga zvemumusha imomo zvakarema
@shingiraikambarami1274
@shingiraikambarami1274 4 ай бұрын
Sekuru toda team rese riri kuroya wauye kudare please Chipinge wanoda kuzviita mashasha stereki
@Trymoresetere
@Trymoresetere 4 ай бұрын
Well done sekuru tirimunzira kuuyako tapera navo varoyi vehama kuChipinge
@user-di1oi3kd3x
@user-di1oi3kd3x 4 ай бұрын
Ndikutovhurikawo ipapa veduwee😢😢😢😢ini ndakazvariswa namwene enge handina kumbozoigara imba yangu shem cz varoora vose vavakazvarisa vakaenda zvakaoma😢😢😢😢😢
@makandioneipasipanodya460
@makandioneipasipanodya460 4 ай бұрын
Shame, some mothers in laws are from hell. Shuwa kuona panopinda mwana wavo!!!
@PriscaTsiga
@PriscaTsiga 4 ай бұрын
Well done sekuru tasvu todawo kusangana nemi
@kellylincolnkwaramba1374
@kellylincolnkwaramba1374 4 ай бұрын
Love 💕😘 yu makhoti ingotaura hauna bsa nokt murume mwana wava mwene aripo urikurwadziwa sure kana munhu akakurwadzisa muupenyu unomushaira respect haudyiri huroyi mukunyara well done lyf ndeyako zvouroora wotombosiya
@user-xk4gz3hf1f
@user-xk4gz3hf1f 4 ай бұрын
Hutema hwamai ava iii
@makandioneipasipanodya460
@makandioneipasipanodya460 4 ай бұрын
Dzimba zhinji dzakaparara/ dziri kuparara nekuda kwemadzimwene anoroya aya, ukaramba kutambira wamama unovengwa zvausakamboona. Your are lucky lady, your husband stood by you, the mother didn't bewitch you to turn against your wife, like vamwe vatinoziva. Unopedza nyika uchirambiswa vakadzi 😊😊
@user-es8bj2od6i
@user-es8bj2od6i 4 ай бұрын
True 😂
@elizabethlynemarydzimati2862
@elizabethlynemarydzimati2862 4 ай бұрын
Mwari musazondipawo amwene vanoroya purizi ndakumbira👐
@khumbulanigumbo6908
@khumbulanigumbo6908 4 ай бұрын
Manje uchaitacy ukasangana navo
@user-hj1gx2vr6m
@user-hj1gx2vr6m 4 ай бұрын
Its her wish nothing wrong. Keep praying dear anamwene vanoroya vakaoma
@elizabethlynemarydzimati2862
@elizabethlynemarydzimati2862 4 ай бұрын
@@khumbulanigumbo6908 ndovaendesa kwasekuru kkkkkkk
@joymugwambi3819
@joymugwambi3819 4 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂
@user-pu4cz6sr3r
@user-pu4cz6sr3r 4 ай бұрын
Zvakaoma muroyi aana tsitsi
@user-zm3kg5hi2x
@user-zm3kg5hi2x 4 ай бұрын
Sei muroora akafanana naamwene.
@mollineshato8442
@mollineshato8442 4 ай бұрын
Taura hako
@masibandamhazishumba2241
@masibandamhazishumba2241 4 ай бұрын
Charles netete vaSimba mavatadza here sekuru Inga hanzi wenyu wanouya wega.ko apa
@spencerelton7433
@spencerelton7433 4 ай бұрын
Charles aremera sekuru Tasvu vavekunyara kureva Kuti ndavatadza vanhu ava
@TafadzwaTafadzwa-km5kz
@TafadzwaTafadzwa-km5kz 4 ай бұрын
Soro rave bho ere nyamushi
@shingiraikambarami1274
@shingiraikambarami1274 4 ай бұрын
Mai wanonyadzisa awooo
@darlingtonmusiyiwa4137
@darlingtonmusiyiwa4137 4 ай бұрын
Smart job Tasvu
@ntandokhayesumcnganashawa4329
@ntandokhayesumcnganashawa4329 4 ай бұрын
Muroora Mwari vachakuyambutsa ramba uchinamati
@joemakerdzawo5586
@joemakerdzawo5586 4 ай бұрын
How are you TATEGURU TASVU AND YOUR TEAM Mwari vakutungamirireyi
@shingiraikambarami1274
@shingiraikambarami1274 4 ай бұрын
Mandau heavy ,kanyiiii nyamashi batwa
@alicybakeki9803
@alicybakeki9803 4 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@user-wb5tq5eb4r
@user-wb5tq5eb4r 4 ай бұрын
Good job sekuru
@user-vi3hy9dn1s
@user-vi3hy9dn1s 4 ай бұрын
clever muroora hayiii surrend
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 4 ай бұрын
Makot can talk bt I lyk her ❤, vamwene musadaro kudongorera muroora
@user-ch9kw6er5s
@user-ch9kw6er5s 4 ай бұрын
Vanotooneka kuti muroyi amwene avo
@MlauziDhliwayo
@MlauziDhliwayo 4 ай бұрын
Mai vanoda shamhu
@user-pu4cz6sr3r
@user-pu4cz6sr3r 4 ай бұрын
❤❤❤❤ To sekuru Tasvu and mukoma Roby
@tatendampinda2147
@tatendampinda2147 4 ай бұрын
Sekuru vamwe vanonyora mapepacwao zvichiita nesuwo zvedu ngazviitewoTateguru😢
@McDonaldKhamba-nb9vq
@McDonaldKhamba-nb9vq 4 ай бұрын
Dhafu this days avenemari akunzwanungo nzekuturikirwazvinotawurwana Tateguru Tasvu😢
@user-oe9rw8os6w
@user-oe9rw8os6w 4 ай бұрын
Rega anyarare anotobhohwa uyo
@conniejam5575
@conniejam5575 4 ай бұрын
Kusanyara chimbuya ichi kupa huroyi mwana wevanhu matasvuriwa ka
@petronelladube7859
@petronelladube7859 4 ай бұрын
Sando dzenyu sekuru Tasvu
@mollineshato8442
@mollineshato8442 4 ай бұрын
Tikuda Joy naChale wekwaSimba
@Moniquechiqous8052
@Moniquechiqous8052 4 ай бұрын
Mai ava vane moyo wakaoma shem
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 4 ай бұрын
Mamukasei mukoma Robert
@user-zu6ng2eg6q
@user-zu6ng2eg6q 4 ай бұрын
Ko Charles makazodn naye nhai sekuru Tasvu
@officialfaychi7941
@officialfaychi7941 2 ай бұрын
Mbuya avo ka kusviba chiso setsito nfiti muroyi
@darlingtonmusiyiwa4137
@darlingtonmusiyiwa4137 4 ай бұрын
Tasvu 1
@shongedzaimanyaradze7370
@shongedzaimanyaradze7370 4 ай бұрын
Mroora akangwarira uyu
@user-mt7gj9qf3l
@user-mt7gj9qf3l 4 ай бұрын
Chipinge wooooye huroyi tikagaragaa zvikwambo zvidhoma anabheturubhe haaaa zvese zviriko
@clemencetavashure5749
@clemencetavashure5749 4 ай бұрын
Mwanditsverudza imwimwi ere haaa chigarisano aizve
@enockdzanas2420
@enockdzanas2420 4 ай бұрын
ana amwene sooo
@mellanyaningwe878
@mellanyaningwe878 4 ай бұрын
Amai avo vanooneka kuti vanoroya face yavo ine kaku rema
@ConfusedCherryPie-vz6zd
@ConfusedCherryPie-vz6zd 4 ай бұрын
Zvakangoona mukurarama
@gracemupita1801
@gracemupita1801 4 ай бұрын
Nyika yakazara varoi sure
@user-jl2ry4ed2h
@user-jl2ry4ed2h 4 ай бұрын
Sekuru Tasvu vanhu ava ndevekumba kwangu chaiko varoyi vakazara kwaChecheche uko including kwandinosvarwa I know one day muchatitsimawo kwachecheche
@spencerelton7433
@spencerelton7433 4 ай бұрын
Ndiri pa jack Quinton bridge hama
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 4 ай бұрын
Iii ini amdingavhuriri vamwene never aaah sari reiko kuda kuisa zviro zvavo kupunani kwemuroora
@MemoriesMadoda-tl7uq
@MemoriesMadoda-tl7uq 4 ай бұрын
Ko avana mazino here vamwene
@MemoriesMadoda-tl7uq
@MemoriesMadoda-tl7uq 4 ай бұрын
Chiiko vamwene
@shingiraikambarami1274
@shingiraikambarami1274 4 ай бұрын
Zvakatanga ndakatsonga ukazoita sei paye haaaaaaaa zvakaoma hazvooooo kurewa kuti maitozvida ka kuroya kwachooooo ummmmmmm hazvide kudaro kuuraya murume wakoooooo hey
@ntandokhayesumcnganashawa4329
@ntandokhayesumcnganashawa4329 4 ай бұрын
Zvine danger kucheka asi ane skill set murume wacho
@mollineshato8442
@mollineshato8442 4 ай бұрын
Hamuna kunzwa here kuti mwana waCharles akuita zvaiita Simbawo
@ShadreckPaulo-du1eg
@ShadreckPaulo-du1eg 4 ай бұрын
Muroora anotaurisa please, she is too much mhani
@Moniquechiqous8052
@Moniquechiqous8052 4 ай бұрын
Zvamanje manje team rikutonga pakuroya team mutare, chipinge ne Mozambique 😂
@eddiematsilele3237
@eddiematsilele3237 4 ай бұрын
Well done Tasvu I'm about to meet you soon
@user-mw7rh8cx9m
@user-mw7rh8cx9m 4 ай бұрын
Me too I need your help sukuru Tasvu
@user-bn1nj4nt7e
@user-bn1nj4nt7e 4 ай бұрын
Zvakaoma hazvo
@tyresepartridgechanga704
@tyresepartridgechanga704 4 ай бұрын
Nhasi ndaseka nhamo serugare. Hanzi vanochiziva chinhu chavo. Vanongoti iwe pinda umu 😂
@user-di1oi3kd3x
@user-di1oi3kd3x 4 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂haaa veduwee nhamo iyi i lyk action yemuroora ndozvandiri chaizvo😂😂😂😂😂😂😂i think ndimaMoyo ❤muroora uyu
@SelinaMatsumani
@SelinaMatsumani 4 ай бұрын
Hi
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 4 ай бұрын
Kutoti musabdicheka nxa. Vana vana mai vanoroya varimunhamo chokwadi
@officialfaychi7941
@officialfaychi7941 2 ай бұрын
Ko kamuromo kaGogo kakasonwa😂😂kusunga nyama dzavanhu nhai mbuya
@EvelynKambezo-sr8rd
@EvelynKambezo-sr8rd 4 ай бұрын
Haaa ini hangu handina tsitsi nemaziroi aya.hutsinye hwavaimahwo vanofanira kufa.ipai venyu vana vamakazvara huroi.siyai vana vevanhu.
@tambudzainechiwowe4968
@tambudzainechiwowe4968 4 ай бұрын
Kutya kuchekwa nerazer asi ivo vairoya vachiuraya vamwe nxaa . Ini ndakanzi naamwene tione mastich kuti ari kupora zvakanaka here ndikaramba.
@user-wz4re4kn2c
@user-wz4re4kn2c 4 ай бұрын
😢😢
@ntandokhayesumcnganashawa4329
@ntandokhayesumcnganashawa4329 4 ай бұрын
Kucheka uku kune danger yeurwere not safe
@khumbulanigumbo6908
@khumbulanigumbo6908 4 ай бұрын
Sekuru manyama
@clariskumba3538
@clariskumba3538 4 ай бұрын
Mwari musandipe vamwene vanoroya handina hana ini😅😅😅
@emelykapita4181
@emelykapita4181 4 ай бұрын
Aaaa ko zvaurikurira kudaro ko chii kunge urikusakura parukangarabwe pavarukuveura mbuya iyo aaaaa
@pardingtonnyakunu2598
@pardingtonnyakunu2598 4 ай бұрын
So sad hey
@EuniceChinyoka-tb5vh
@EuniceChinyoka-tb5vh 4 ай бұрын
So sad
@yolandamutanda4592
@yolandamutanda4592 4 ай бұрын
Wamwe wanoda kurohwa
@lindytv3075
@lindytv3075 4 ай бұрын
Muroora atambutambudzika
@TafadzwaTafadzwa-km5kz
@TafadzwaTafadzwa-km5kz 4 ай бұрын
😂😂😂😂Muroora anonakidza kkkkkkkkkk
@flassiamutsigiri5328
@flassiamutsigiri5328 4 ай бұрын
Apa uri kurwara wonzi tsanya aaa zvakaoma
@user-bo9if7ul2k
@user-bo9if7ul2k 4 ай бұрын
Thank you Mukoma Robert, l liked the way you showed us in segments, mudare diagnosis, as well as taking the medication. Totenda sekuru as well as brother Robert , this is reality at its best👏🏽
@tsitsimutombo2216
@tsitsimutombo2216 4 ай бұрын
Veduweeka kutambudza mwana wevanhu kudai nxa☹
@user-rr1jm1jt1c
@user-rr1jm1jt1c 4 ай бұрын
😂 ndoone gumo kuseka nhamo serigare 😢😢
@SharonMakara-sn7pc
@SharonMakara-sn7pc 4 ай бұрын
Muroora maa1😂😂😂😂
@clariskumba3538
@clariskumba3538 4 ай бұрын
Chipinge makanyanya 😅😅😅😅
@eniakaduwe3554
@eniakaduwe3554 4 ай бұрын
Mugeri wandigera sei
@doreenmushowo1409
@doreenmushowo1409 4 ай бұрын
Nhai Sekuru koidhava varoyi vasina nyika yavo yavanga kuti varoyane vadyanane kusvikira vapedzana pachavo?? Zvinorwadza izvii
@user-oe9rw8os6w
@user-oe9rw8os6w 4 ай бұрын
Pachawo hawadyanane wanoda yako iwe usingaroye ,I think ndoinonaka
@paulinemuhomba6571
@paulinemuhomba6571 4 ай бұрын
​@@user-oe9rw8os6wkkkkkkkkkkkkkkk haaa minduro yacho tinobva tatotyaka nhai kkkkk
@philemontinoota
@philemontinoota 4 ай бұрын
Uuum varoyi variko chokwadi
@user-qx4st7xo9u
@user-qx4st7xo9u 4 ай бұрын
Ehe tabvuma kuti msi muroyi asi imi chiitai muchinozvigarira
@user-di1oi3kd3x
@user-di1oi3kd3x 4 ай бұрын
Muroora uyu ane kadzungu kanenge kangu😂😂😂😂ini handina secret kubva nhau ya2000 ndokudzai😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂one day its one day sekuru Tasvu muchandiona ikoko😂😂😂😂😂😂
@takemurawu465
@takemurawu465 4 ай бұрын
Checheche yapindira😅
@rascocky6366
@rascocky6366 4 ай бұрын
It's foolish and never done to fly armed jets in peace time and with no apparent threat from any neighbour. The cost of doing that rises tremendously. Which weapons are on those jets bombs, missiles, rockets or guns/artillery? Why would a plane be armed 24/7?
@PassionateMupinyuri
@PassionateMupinyuri 4 ай бұрын
Mrora unotaura hake uyu😂
@Maisibongile
@Maisibongile 4 ай бұрын
Chipinge yapindira
@rascocky6366
@rascocky6366 4 ай бұрын
You are just blowing, out of proportion, a simple incident. No serious military will waste their time on such childish, outdated moves. How can the military draw attention to themselves? You will see that the guys who sent the email will be found out and probably caught, unless they did it from somewhere in Europe or US.
@user-xw5wd5bx9g
@user-xw5wd5bx9g 4 ай бұрын
Ummmmmmm muntidhanisireyi vantu vekanyi
@dorothychihuri1928
@dorothychihuri1928 4 ай бұрын
But sei muroora achingotaura ega ega varume vese ava kungoti ziii kunge marema
@user-ef5qp5yp7o
@user-ef5qp5yp7o 4 ай бұрын
Murora arikutaura nekuti ndiye arikuroiwaka ndiye arikurwadziwa
@user-xk4gz3hf1f
@user-xk4gz3hf1f 4 ай бұрын
Ndiye akatambura nekuroiwa
@MunyaMabhanga
@MunyaMabhanga 2 ай бұрын
Ndomuziva musikana uyo anobva kuchipinge aaaah shame
@user-mt7gj9qf3l
@user-mt7gj9qf3l 4 ай бұрын
Zvatononoka mahwan
@user-wf8gk2hz7m
@user-wf8gk2hz7m 4 ай бұрын
Muroora wakangwarisa ndosaka uchiroyiwa dzikama iwe
@lorettachogugudza-kn1vb
@lorettachogugudza-kn1vb 4 ай бұрын
Dzimwe nyaya hadzionekwe husiku iiiiiiii
@user-kz9kq5by3h
@user-kz9kq5by3h 4 ай бұрын
Munhu ngaagerwe
Iron Chin ✅ Isaih made this look too easy
00:13
Power Slap
Рет қаралды 34 МЛН
Who has won ?? 😀 #shortvideo #lizzyisaeva
00:24
Lizzy Isaeva
Рет қаралды 65 МЛН
Cat Corn?! 🙀 #cat #cute #catlover
00:54
Stocat
Рет қаралды 16 МЛН
SADZA......SHATO YAKASHUNGURUDZA SEKURU MUSANGO
1:00:21
Drewmas Media
Рет қаралды 19 М.
@HeadmanChigodora baba vane ndiro yemuti
35:52
Headman Chigodora Community Court
Рет қаралды 60 М.
DOTITO: Akamitisa Tete Vake Vakatoita Mwana Asi Akuramba Mwana Wacho
25:02
Takanobatwa kwa Tasvu .DARE RA HEADMAN CHIGODORA
39:07
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 206 М.
PART 2: Kagurabadza, "Aenda Kudare RaSekuru Tasvu, Inzwai Zvakabudamo"
56:58
Iron Chin ✅ Isaih made this look too easy
00:13
Power Slap
Рет қаралды 34 МЛН