Akuuya kuno ega akabvuma wani mavidio aripo wani aitaura ega wani
@tinashenyangari2826 ай бұрын
Uyu mdhara airamba kwaChigodora
@kudzaidzvairo43636 ай бұрын
Imagine😅
@bossgmlambo74056 ай бұрын
Yaa thanks mudhara wachena waita open kwasara mukadzi
@user-yx7vz2ko4z6 ай бұрын
Mudhara uyu aiti akachena kwa chigodora kkkkkkkkkkkkk arikunyenga mwanasikana wake nevaroora asi airamba😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂mudhara akangwarisa uyu😂😂😂😂😂😂
@user-ej5hf5fo9j6 ай бұрын
😂😂😂😂
@pepukaimutambiranwa31106 ай бұрын
Nooo tasvu ATI mukadzi no4 ndiye arikumushandisa zvose zvaarikuita kuvana saka tasvu ATI he need that lady mudhara ariclean only welucky rekubhora ndowaakabta kkkkkk
@ruvimbomachokoto75296 ай бұрын
Team Chigodora yoweeee
@hadigujacumbuia97306 ай бұрын
Wakati wakachena mudare rachigodora uyu kkkkkk
@samuelngirazi96366 ай бұрын
Nhai nhai 😅
@PaloSant6 ай бұрын
Kanopenga kamudhara aka
@shumzaali7146 ай бұрын
Kuwanza zvinyaya muroyi wedhara
@marthachinyanga46646 ай бұрын
Aaaaaaah ka baba aka kuramba kwakakaita pa dare ra.mambo chigodora kuti andiroye ...nhasi zvabuda
@user-un3vu2et2s6 ай бұрын
Murahwa kuramba 😢😢😢😢 zvino zvawabatwa
@evansdzinzi31526 ай бұрын
Akanoramba futi kudare 😂😂😂
@ruemazuru2236 ай бұрын
Some people blamed Headman chigodora Hanzi heee havagoni kutonga hezvoka .VaChigodora woyeeee
@PaloSant6 ай бұрын
Vanhu vanopenga kani. Apa headman said he knew sekuru avo kare vachishanda vese kuTanganda
@sithabilebaloye6 ай бұрын
Chigodora happy new year
@MelodyBaddas6 ай бұрын
Sekuru ngava ekite comedy 😅😅😅😅😅😂😂😂ndaseka nhasi
@user-oe9rw8os6w6 ай бұрын
Chigodora special ,ndasiririswa hangu nasekuru ,wanga woda kurohwa nevana ,pamwe pacho munhu anoda kupihwawo time yekutsanangurawo side rake
@djkingyadahchamangurangura29796 ай бұрын
Vanotove neGomo rinonzi MURAHWA kana pane anoziva MUTARE SHOW GROUND.. THAT AREA MUNOTOITIRWA SHOW NDIYE MUDHARA WACHO IYEYU VARIDZI VEMUTARE ANOREMA MUDHARA UYO BHORA AYITSIKA ZVEMBIRI VAMWECHETE NANA MATONDO ifamily yebhora kune vanoziva ana Ian MATONDO neumwe aitambira Tan Tan ndomhuri yacho
@normamunyama6 ай бұрын
@@djkingyadahchamangurangura2979 zvekuzoti ndivo muridzi weMurahwq hill thats not tru. Munhu uyu is a brother kuna baba vamai vangu baba umwe vanamai ndivo vakasiyana. I grew up ndichinzwq kut vanoroya zvisingaite
Asi Magona gadzirisai zvinonetsa kutanga mushonga we ngozi kuiripa kwete kuitiza kana Mona Ata monamata musina hira pafudzi
@MelodyBaddas6 ай бұрын
Mdara koinga waiita nharo wani, tag headman Chigodora pliz
@frankmoyo72676 ай бұрын
Baba ava ini ndakavaona kuti nharo dzavaita paya pa dare vaitoziva kuti hapana n'anga uye vane mushonga weruvhuno,headman vaitomboratidza kukundikana
@paulmakonye80896 ай бұрын
Varoyi Vandana Dai ndine marii sekuru vayimbopinda shurungwi vambobata takutokumbiraa Kuna mukoma Robert kuti vambotaurawo nasekuru nekuti marii hating but todawo rubatsiro nekuti varoyi vakanyanya
@EmilliaNhema6 ай бұрын
Better haana kunzi ndiye arikuyeyeka mwana wake kkkkkkk
Considering his confessions here, I don’t think he’s wrong to have told Chigodora kuti “ndakachena “ because aiita zven’anga before achibva atendeukira kuMaDzibaba. (disclaimer: I don’t wanna discuss the which church is right and which is not)
Mudhara wekuTanganda wairamba wani . Musadaro vaMurahwa vana vachitambura
@BiaBianca-qn5tx6 ай бұрын
Zvorwadza kushungurudza vana apo woramba futi zvakaoma hazvo Baba avaka
@user-bn1nj4nt7e6 ай бұрын
Vanhu vanobata zvakashata pakurarama kwavo
@eunamasanganise26746 ай бұрын
Sekuru Dakaona pamakapinda padare raheadman makanzi fambai nemhuri asi nhasi muri mega kwaTasvu
@tinakasiyandima38426 ай бұрын
Katsotsi kamudhara ako kkkk
@natashatapomwa31875 ай бұрын
Saka wairombera bhora remunharaunda here 😂😂😂😂kkkkk zvakaoma
@bravochanaka86236 ай бұрын
Nyaya yemudhara uyu yakabuda pa Karanganda TV 2 weeks ago but aiti akachena mudhara uyu""Tasvu 1 akachenjera haasati apedzera mudhara uyu tichanzwa zvakawanda nezve mudhara uyu mu part 2
@ganyaz6 ай бұрын
ende airamba kt haana mushonga aiti mukadzi ndiye muroyi