Part 3: Murahwa Akapa Mudzimai Huroyi, Vana 87 Voti Ana Amai Vavo 12 Ngavauye Vese KwaSekuru Tasvu

  Рет қаралды 35,276

ZimNews Beat Tv

ZimNews Beat Tv

5 ай бұрын

By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849

Пікірлер: 140
@sinosmajayaya1112
@sinosmajayaya1112 5 ай бұрын
Baba Taps Robert Tapfumaneyi Headman Chigodora Chief Mutasa Well done guys
@judithmwatauseni5157
@judithmwatauseni5157 5 ай бұрын
Am in line with you ❤
@rudoguvakuva4762
@rudoguvakuva4762 5 ай бұрын
They are the best❤❤
@innocentkunyangura1487
@innocentkunyangura1487 5 ай бұрын
Ini ndinoda kuti vabatane vanhu ivava vashande vose , sekuru TASVU , BABA TAPS, ROBERT, HEADMAN CHIGODORA, MAMBO MUTASA NA TINASHE MUGABE. VANHU IVAVA VADYIDZANE.
@judithmwatauseni5157
@judithmwatauseni5157 5 ай бұрын
@@innocentkunyangura1487 ya ya ya ndinobvumirana newe hanzvadzi am sure kungoti mumwe ari uko mumwe uko but vese varii nebhazi rimwe chete
@ValerieMapiye
@ValerieMapiye 5 ай бұрын
Sekuru Tasvu you are doing a great job,Kuna Headman Chigodora nevakomana venyu vye muri kubata basa ❤
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 5 ай бұрын
Haaa sarturday kunenge kuchinakidza kwaheadman Chigodora ❤❤❤
@rudoguvakuva4762
@rudoguvakuva4762 5 ай бұрын
Can't wait 😂😂
@benhilmusem5340
@benhilmusem5340 5 ай бұрын
Tinoda Blessing auye kudare atsanangure nyaya yebhenzi yaishinyira uye nyoka yakapondwa kwakule Tasvu uko.Blessing haana mararamire ekusatipa closure panyaya iyi😅.
@Moniquechiqous8052
@Moniquechiqous8052 5 ай бұрын
Can't wait
@user-kk1og7py7k
@user-kk1og7py7k 4 ай бұрын
Waiyepo er😂😂😂😂
@movenmakumbe6093
@movenmakumbe6093 5 ай бұрын
Mukoma Robert keep on doing what you are doing best
@HanaPhiri
@HanaPhiri 5 ай бұрын
Muyisewo ka music 🎶 kanonakidza kanoperekedza chirongwa chenyu mkoma Robert
@LuciaShumba
@LuciaShumba 5 ай бұрын
Soko Chigodora hero basa mkoma Robert basa mberi motigonera kani
@DzingaiMuchaziwepi-ni5jp
@DzingaiMuchaziwepi-ni5jp 5 ай бұрын
Headman wedzerwai makore ekurarama chokwadi nokt basa ramuri kubata madzimambo chaiwo vari kutadza kuita basa ravo somuitiro wamunoita
@user-gh6pi8vx4j
@user-gh6pi8vx4j 5 ай бұрын
Murahwa ngaaripire dare raheadman chigodora mombe nhatu dzaakataura
@stanleymuusha2835
@stanleymuusha2835 5 ай бұрын
Uno ripa unadzo
@movenmakumbe6093
@movenmakumbe6093 5 ай бұрын
Dzekuti aitei chigodora wacho
@catherinekangoya8964
@catherinekangoya8964 5 ай бұрын
Moven uri suspect imbopinda pa girazi 🤔
@nicolemercy
@nicolemercy 5 ай бұрын
​@@catherinekangoya8964😂😂😂😂😂
@elphuselvisnyangombe383
@elphuselvisnyangombe383 3 ай бұрын
MURAHWA airamba kuti haana kuromba Chigodora akati ukabatwa huroyi hwako uchandipa mombe Nhatu because urikuramba zvauyinazvo
@stanleymuusha2835
@stanleymuusha2835 5 ай бұрын
Headman Chigodora Murahwa uno fanirwa kuripa
@movenmakumbe6093
@movenmakumbe6093 5 ай бұрын
Kuripa ani?
@stanleymuusha2835
@stanleymuusha2835 5 ай бұрын
@@movenmakumbe6093 dare rino ripirwa asi hauzvi zivi kani. Chero ku court chaiko ukanetsa dare unoto wedzerwa mutongo
@dianaishemunyoro2582
@dianaishemunyoro2582 5 ай бұрын
Murahwa naKagurabadza surrender
@TrustChirimerime-mt7cw
@TrustChirimerime-mt7cw 5 ай бұрын
Sure muroyi habvume
@plaxedeschangorora6066
@plaxedeschangorora6066 5 ай бұрын
Head mam Chigodora ngavapihwe mombe ndiMurahwa cozy mudhara uyu airamba , Pamberi naChigodora neteam varoyi ngavasungwe mudare vaende kwasekuru Tasvu
@freedomchitake5552
@freedomchitake5552 5 ай бұрын
Kagurabadza Murahwa Kabati Aiwa pane basa ndapota
@babasaddam1949
@babasaddam1949 5 ай бұрын
Maguma Mbuya X3 varoyi kkkkkkkkkkkk
@user-kk1og7py7k
@user-kk1og7py7k 4 ай бұрын
Kabati akazodii nhy 😂😂😂😂😂😂😂
@pokellokingz
@pokellokingz 5 ай бұрын
Tete havana mhosva avo vaitoshandiswawo vasingazive murahwa ngaaripe mhuri yemukadzi iyoyo huroi hwaakamupa
@joechimmie
@joechimmie 5 ай бұрын
vanayo, vaiziva huroyi hwavo ava. vakafanana
@phillipmarazanye8272
@phillipmarazanye8272 2 ай бұрын
Keep it up sekuru....i love what you're doing
@femahwite
@femahwite 5 ай бұрын
this man is stubbon.No ordinary man can challenge Murahwa
@ttfam8742
@ttfam8742 5 ай бұрын
Sekuru Tasvu plz record these songs
@talentgwatidzo
@talentgwatidzo 5 ай бұрын
vanoimba vaarume avo
@salomechipfuwa5550
@salomechipfuwa5550 5 ай бұрын
Keep the good work
@clemencemutano516
@clemencemutano516 5 ай бұрын
Ndatenda zvangu the Head of masters Boss CHIGODORA
@mavisdzvuke4453
@mavisdzvuke4453 5 ай бұрын
Zisekuru iri rinofanira kuripa mbuya avo uye kudare kwaheadman
@emmanuelkumalo5110
@emmanuelkumalo5110 5 ай бұрын
Ishe Chigodora murikugona chokwadi,dunhu ririkuchena.Vose varikuramba hurombwa vachinobatwa vanofanira kuripa Ishe.Ko Kagurabadza how far?Ndeumwe futi neuya wekutiziwa nevanin'ina pa Xmas takamirira kunzwa ma results namai vekuswinyiwa nengo yavo yesikarudzi toda kunzwa chikonzero.
@OmegaZvakatiramba
@OmegaZvakatiramba 5 ай бұрын
Kkkk kagurabadza hanzi ndanzwa nekurohwa nevana
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 5 ай бұрын
Mukoma Robert ❤❤❤basa mberi
@plaxedeschangorora6066
@plaxedeschangorora6066 5 ай бұрын
Maita basa sekuru Tasvu mubhara vairamba uyu, varoyi ngavaiswe nyora
@mwanawemuporofita5610
@mwanawemuporofita5610 5 ай бұрын
Thanks Robert our brother for giving us these insights of what is going on in our country. Just a quick question how do you you cover Sekuru Tasvu, Bunzamukombe, Kanengo and also the chief courts.
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi 5 ай бұрын
I usual cover and Sekuru during the course of the week, and then chiefs weekends
@natashatapomwa3187
@natashatapomwa3187 5 ай бұрын
Imwimwi murikuridzaaapo mwakachena ere imwimwi haa ndaaati mwakachena ere kkk😂
@StanleyGumbo
@StanleyGumbo 5 ай бұрын
Ndofarira maimbiro emudhara wehosho
@elphuselvisnyangombe383
@elphuselvisnyangombe383 3 ай бұрын
BABA TAPS ROBERT TAPFUMANEYI CHIEF MUTASA HEADMAN CHIGODORA CHIEF VEKUMADZIVA AIWA MURIKUKADZIRISA NYIKA
@user-gh6pi8vx4j
@user-gh6pi8vx4j 5 ай бұрын
I think headman chigodora vakavhara dare vachavhura 2march tinokuwadzwa nenyaya kuti chuuu
@coniematyex3052
@coniematyex3052 5 ай бұрын
Madhara ekwamarange hamusikuvaziva imi vakaoma musoro vanoramba zvanoziva marambiro Anita mudhara murahwa I wasn't expect kuti vachataura vega 😂😂😂
@ttfam8742
@ttfam8742 5 ай бұрын
Igeneration yacho kwese kwese tanzwa nawo madhara aya
@Ashley-lk6cx
@Ashley-lk6cx 5 ай бұрын
Madhara ese habvumi ko mudhara wekupihwa tsvimbo mupostori here 😅
@Moniquechiqous8052
@Moniquechiqous8052 5 ай бұрын
Haah barika rimwe jeri so pakuroyana
@simbarashegondo2514
@simbarashegondo2514 5 ай бұрын
In love with this song😊
@miriamchiwarakata368
@miriamchiwarakata368 5 ай бұрын
Mbira dzacho dziri kure kani Tofa nge mwoyo ndoo kwedu chinyakare KwaChigodora kune makuwerere hiii 50 baba 50 mhamha Akomana drow
@miriamchiwarakata368
@miriamchiwarakata368 5 ай бұрын
Mbira dzacho dziri kure kani Tofa nge mwoyo ndoo kwedu chinyakare KwaChigodora kune makuwerere hiii 50 baba 50 mhamha Akomana drow
@Amarie077
@Amarie077 5 ай бұрын
🎉🎉🎉 Mukoma Robby at 18k. We look forwad to your chanel.
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi 5 ай бұрын
Keep sharing the link
@Amarie077
@Amarie077 5 ай бұрын
@@robertapfumaneyi Yes l will. I enjoy ypur channel. I love sekuru Shumba. Mukoma Robert munenge munonwa mavavave asekuru shumba kana maenda kkkk. Doro manje hanzi mavave.
@user-ux8nl7wb4r
@user-ux8nl7wb4r 5 ай бұрын
Murahwa anofanira kuripa KwaChigodora sekuti nharo dzaiita aDare raHeadman
@shupikaicharlesmwashusha6471
@shupikaicharlesmwashusha6471 5 ай бұрын
Mzaya wacho enda uratidze vanasekuru wako wadiki video iyi they will believe you
@shumzaali714
@shumzaali714 5 ай бұрын
Mbuya endai kudare nenyaya yenyu murahwa akuripei mbudzi dzenyu
@tiripokuzondishaya2764
@tiripokuzondishaya2764 3 ай бұрын
Nice music
@DosdjadjeValdo
@DosdjadjeValdo 5 ай бұрын
Ndikudao namba dzahedimen chigodora ndikuda kuvatenda
@user-ho9yk3vp4n
@user-ho9yk3vp4n 5 ай бұрын
Takaimirira iyi umm Murahwa akaoma shame
@emmahbulazi
@emmahbulazi 5 ай бұрын
Mukoma Robert naro basa muri kumberi ❤❤❤❤❤
@catherinekangoya8964
@catherinekangoya8964 5 ай бұрын
Its the song for me vana vangu amai💃💃💃💃💃💃💃💃
@wellssimbili2750
@wellssimbili2750 3 ай бұрын
This old man vanhuwe anoda counseling yakasimba anenharo dzemuroyi Headman Chigodora muchine basa batsirayi mukuru uyu,imi at list anokunzwayi
@user-sl8uo9wy2h
@user-sl8uo9wy2h 5 ай бұрын
Rina manyanga hariputirwi , kushandiswa kunenge kuchiitwa vamwe vanhu mumhuri kunofadza anozviita nokuti zvake zvinenge zvichimufambira . Nhau iyi yapinda mudare rine masimba , kana achada kubata mabasa ourombwa iye atemerwa nyora zvoreva kuti ndiwo maendero ekwamupfiga nebwe
@tanakachirikure8112
@tanakachirikure8112 5 ай бұрын
Kkk... Roby, taking over
@pokellokingz
@pokellokingz 5 ай бұрын
Kabati family ngaipinde mudariro handidi zvekutaura by public demand❤
@DosdjadjeValdo
@DosdjadjeValdo 5 ай бұрын
Ndiri kumozambique
@kilfordgomba8279
@kilfordgomba8279 5 ай бұрын
❤❤❤🎉🎉
@ndumisonyathi6048
@ndumisonyathi6048 5 ай бұрын
Murahwa naKagurabadza same watsup group
@86Bh701
@86Bh701 5 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂 mapostora ekwamarange
@benhilmusem5340
@benhilmusem5340 5 ай бұрын
NaKabati
@Ashley-lk6cx
@Ashley-lk6cx 5 ай бұрын
Imbosiyai zvekuisa ma church mukati cz wanhu warikuenda ukuu wakawanda
@justicemunyoro5408
@justicemunyoro5408 5 ай бұрын
NaKabati
@RichardAbelNjongonya-ft1tc
@RichardAbelNjongonya-ft1tc 5 ай бұрын
Brother Robert basa mberi
@lindytv3075
@lindytv3075 5 ай бұрын
Baba ava kwanzi ndichiri kuda kuroora kuwedzera vakadzi zvese nevana @87,wosvika wojoiniswa club yekuroya
@tapiwamachingambi8946
@tapiwamachingambi8946 5 ай бұрын
Magemenzi nevaroyi teki teki 😅😂😂
@ElvisMawele
@ElvisMawele 3 ай бұрын
No guys this is fake,i have been following this issue.Sekuru varikushanda ne info yavarikuudzwa nemhuri.I have been around guys going in a different countries especially in Southern Africa.It wasn't difficult for me to identify the fake practice.N'ang a chaidzo haunnzwe vanotaura zvese vega.Zvese zvirikuitika apa it's not adding guys.Ehe baba namai vanenge vakaromba but n'anga ndeye fake iyo pliz
@pokellokingz
@pokellokingz 5 ай бұрын
Kabati
@SandieSharonshez-ku2pe
@SandieSharonshez-ku2pe 4 ай бұрын
Nhai mkoma robert ndiudzeiwo vanhu ava zvinhu izvi pqvanonzi chitorei vanoratidza kuchitya nekusachiziva uye sei vachiuya nemazibag chii chinoita kuti vauye nehembe dzese ikoko.asi pavanopiwa zvinhu izvi zvinenge zvisina kudaro here?
@freechipom
@freechipom 5 ай бұрын
Pane nyaya hombe apa. Dai Sekuru vasvika pamusha apa mari dze bhazi dzinganetse.Sekuru tokumbira muno tasvura kumusha uko mhuri isunungurwe
@rudoguvakuva4762
@rudoguvakuva4762 5 ай бұрын
Shuwa vangasunungure vana mudhara airamba padare uyu
@freechipom
@freechipom 5 ай бұрын
Vana mbwa ava vane hutsinye avana Tsitsi. Dai vaita back to sender vozosunungurwa after sometime
@user-ux8nl7wb4r
@user-ux8nl7wb4r 5 ай бұрын
VaMurahwa makaipisisa musatambudze zvibereko zvenyu
@rue-hz2qk
@rue-hz2qk 5 ай бұрын
Mwariwoye tibatsireiwo 😢
@clemencemutano516
@clemencemutano516 5 ай бұрын
Vanhu wakaromba wakutambudza vanhu every time kurahwa nemisonga batai basa màGondwa apere guys
@scnyanyiwa
@scnyanyiwa 5 ай бұрын
Kamudhara aka kakangwara kari kuda kutoromba futi anzi , ndipei zvekuti ndigone kudaidza vanhu vangu chii ichocho
@anesujuniourputirwa8493
@anesujuniourputirwa8493 3 ай бұрын
Ehe nhai😅
@TheresaMaps
@TheresaMaps Ай бұрын
😅😅😅😅
@caltonparatema3833
@caltonparatema3833 5 ай бұрын
Mukoma Robert and Ba Taps complimenting each other
@user-mt7gj9qf3l
@user-mt7gj9qf3l 5 ай бұрын
Robert Robert Robert ❤❤❤❤❤❤
@user-yt3md3re7p
@user-yt3md3re7p 5 ай бұрын
Headman hero basa😅😅😂😂
@edmoretsede3988
@edmoretsede3988 5 ай бұрын
Tasvu 1
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 5 ай бұрын
Rambai muchitibatira basa mkoma Robert ndosaka takakuteverai hatikusiyei
@user-kk1og7py7k
@user-kk1og7py7k 4 ай бұрын
Ooooooh that man 😢😢😢😢
@angelakaonza6168
@angelakaonza6168 5 ай бұрын
Pambira ipapoo!!
@cornelliousbigshipzhawu6669
@cornelliousbigshipzhawu6669 5 ай бұрын
Comb ya Ba Taps na Tapfumaneyi
@DebraTigere
@DebraTigere 5 ай бұрын
Ya zvakaoma
@MaryHanneck
@MaryHanneck Ай бұрын
Hii ingazvakaoma
@chibwarisvo4154
@chibwarisvo4154 5 ай бұрын
Kamudhara aka seiko kaka oma moyo akabvume kuti kamuroyi
@ReginaKariza
@ReginaKariza 5 ай бұрын
Munotendwa chose nekusungura nyika
@wekwamazorodze8660
@wekwamazorodze8660 5 ай бұрын
Murahwa wanted to be a victim 😂😂😂 He is such an evil man. He wants to talk about vakadzi vake forgetting kuti ndiye akaunza huroyi mumhuri make. Nhasi kadzikama wena. Kabenzi kemunhu
@edmoretsede3988
@edmoretsede3988 5 ай бұрын
Mbira dzirikunaka
@user-di1zt1pj3t
@user-di1zt1pj3t 3 ай бұрын
Baba ava vanoramba zvavanoziva
@Rebhara
@Rebhara 5 ай бұрын
Robert ndimakumbi here😂😂😂
@morelifeentertainment120
@morelifeentertainment120 5 ай бұрын
Robert pamberi nebasa
@talentjoseph9267
@talentjoseph9267 5 ай бұрын
Hi mukoma Robert asi hamuchazi kuSly media hr iyi ndiyo yava channel yenyu hr
@wekwamazorodze8660
@wekwamazorodze8660 5 ай бұрын
Yes. He started his own channel
@talentjoseph9267
@talentjoseph9267 5 ай бұрын
@@wekwamazorodze8660 oh thank you ndabva ndoto subscribe because ndino vafarira zvekuti
@robertapfumaneyi
@robertapfumaneyi 5 ай бұрын
I left
@user-fi8yv9om1s
@user-fi8yv9om1s 3 ай бұрын
Sekuru tasvu dai maimbouyawo kunyika yekwedu
@chamumayaza4401
@chamumayaza4401 5 ай бұрын
Ngoma yakabatwa naMacheso zvemachokwadi
@user-kk1og7py7k
@user-kk1og7py7k 4 ай бұрын
Nhy imi that Murahwa ndiye wekuti ndakachena er achinetsana nemwana wake mukomana sooo,shooo don't teli,huye bodo 😅😅😅😅😅😅
@lorrainemashongamhende4547
@lorrainemashongamhende4547 4 ай бұрын
Ko uyo sei achidzokorora zviri kutaurwa shona iri straight inenge yataurwa
@user-yx5nu2wp5r
@user-yx5nu2wp5r 3 ай бұрын
Mkomana ane brown t shirt anotamba sasimba
@GoodNyamadzawo-du7qc
@GoodNyamadzawo-du7qc 5 ай бұрын
Pamberi nokubata varoyi sekuru tasvu
@ShupMacheka-vj7qw
@ShupMacheka-vj7qw 5 ай бұрын
Munhu anomutswa tingati muroyi here nhai vehama
@livingstonemakuku593
@livingstonemakuku593 4 ай бұрын
Tasvu haisi n'anga iyi
@user-ub9ic5cm3l
@user-ub9ic5cm3l 2 ай бұрын
Pakaipa huroyi ma1😂😂😂
@DavidMatanda-xv8gd
@DavidMatanda-xv8gd Ай бұрын
Kkkkk bt haaaa murahwa chibaba pakuramba zvaanoziva so ka kkkkk
@cap10sachinda19
@cap10sachinda19 5 ай бұрын
Cameraman cameraman ukutadza basa
@NokuChuma-ve2si
@NokuChuma-ve2si 4 ай бұрын
Saka vanenge vachimborambirei kumatare kaChigodora uko kadharaka
@shumzaali714
@shumzaali714 5 ай бұрын
Iko kuita mudungwe wevakadzi ndokudii muroyi
@balistenbmbolam7809
@balistenbmbolam7809 5 ай бұрын
Siyanai nezvisi zvenyu kunze kwehuroyi chete
@shumzaali714
@shumzaali714 5 ай бұрын
@@balistenbmbolam7809 chakanaka chiii ipapo
@netsietumu7767
@netsietumu7767 5 ай бұрын
Ayinge ane vakadzi 12
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 5 ай бұрын
Ehonde vamwe vakatofa ipapa 87 ndovasara vana
@freedomchitake5552
@freedomchitake5552 5 ай бұрын
Kkkkkk kunzwisa tsitsi kani Murahwa
@babasaddam1949
@babasaddam1949 5 ай бұрын
Kabatwa pachikirimbani Kkkkkkkkkkkkkkkkk
@user-kc3vp4gq4v
@user-kc3vp4gq4v 5 ай бұрын
Ko vave nemazuda
@user-gy8ho4hf4w
@user-gy8ho4hf4w 5 ай бұрын
😂😂😂
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 5 ай бұрын
Mapotsori ekwa Johane Masowe
@samcbivharo3408
@samcbivharo3408 5 ай бұрын
Ko nhasi Zvega arikupi
@TatendaZiki-yz1ew
@TatendaZiki-yz1ew 2 ай бұрын
Rovaizi zudairo
@patrickjutte1701
@patrickjutte1701 4 ай бұрын
'promosm'
@Rebhara
@Rebhara 5 ай бұрын
Munhu anomanikidzwa kubvuma, there is intimidation in this whole thing
UZUMBA: Mugabe Ounzwa Kudare Mushure Mekumitisa Mwana Ari Pachikoro
46:15
DO YOU HAVE FRIENDS LIKE THIS?
00:17
dednahype
Рет қаралды 87 МЛН
Heartwarming: Stranger Saves Puppy from Hot Car #shorts
00:22
Fabiosa Best Lifehacks
Рет қаралды 21 МЛН
Пробую самое сладкое вещество во Вселенной
00:41
Part 2 Mudhara Murahwa Auya Kuzosiya Horumbwa Hwake NeVamwe Vana
28:57
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 78 М.
Headman Chigodora .Mr Matimba & Wife
1:40:29
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 189 М.
Inzwai Nyaya YaAmai Ava .....Hilarious
28:25
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 36 М.
Girlfriend Mandi Ave Kubuda SeNgozi Achiti Ndakaurayiwa naB
29:28
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 24 М.
Dare raChief Mutasa : Nhau yemabhinya
1:04:18
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 86 М.
Vakadya Mwana Wangu Akuvamukira
28:21
SlyMediaTv
Рет қаралды 11 М.
Akatsika Munhu Nemota ngozi yonetsa Part 2
34:20
TICHKACH MTV
Рет қаралды 11 М.
DO YOU HAVE FRIENDS LIKE THIS?
00:17
dednahype
Рет қаралды 87 МЛН