ANOTHER LEVEL- KAPFUPI

  Рет қаралды 126,921

Drewmas Media

Drewmas Media

3 жыл бұрын

KAPFUPI ON MARABHA..

Пікірлер: 219
@JoeMabunda-wk3iz
@JoeMabunda-wk3iz 3 ай бұрын
Thank you brother Andrew Neshamba for being a good leader and also i would like to say thank you for revealing that you were a manager of brother Feddy Manjalima(Swandla swa rhima in my Tonga language).Also i thank my hero and my role model Kapfupi for being realistic and telling the truth about his origin. Malawi is home,viva Africa.Keep on producing god artists like Jah Praiser aka Mukudzei.
@mabelmidzi897
@mabelmidzi897 3 жыл бұрын
I respect you so much nekutawura chokwadi rwendo rwamakafamba kuti vamwe vadzidze kwete kubata mishonga Mwari ngakusimudzirei mukoma Kapfupi I wish you more life good health 🙏🙏🙏🙏🙏❤❤❤❤❤
@michaelmutsatsa2878
@michaelmutsatsa2878 2 жыл бұрын
Kapfupi is a legend kana mumba munhu wese akatsamwa aiwunza mufaro vanhu votangazve kudanana u are a joy builder kapfupi thank u
@lizzyncube8669
@lizzyncube8669 3 жыл бұрын
My brother Freddy stay blessed ok me and my familly we love you ndisinga kanganwi maiguru mai ngaa blessed indeed
@stellachakufora9415
@stellachakufora9415 3 жыл бұрын
Mai Ngaa ka hanzi kunotamba ngoma minafirst .handi zvinopa sadza mumba hre
@rockmaposa3109
@rockmaposa3109 3 жыл бұрын
........................... , mazviita. Musakanganwawo our best actors for our time as well, Vharazipi 😃😃😃 neteam rake, ndofunga toseka show yese kkkk.
@siphotembe2637
@siphotembe2637 3 жыл бұрын
Thanks drewmas media we are still waiting fore History fore System tszvida
@mambokadzi3755
@mambokadzi3755 3 жыл бұрын
I remember kapfupi's first drama i saw in about 1998, " ahh kuuraya munhu kuuraya munhu. Kķk. Wish you long life and more success Kapfupi.
@g.mmadharikeni2460
@g.mmadharikeni2460 3 жыл бұрын
Kapfupi dzoda shamhu kudai aiti makadiiko kuna Momz wake🙆‍♀️🙆‍♀️🙆‍♀️🔥🔥🔥🔥
@albertchigoche727
@albertchigoche727 3 жыл бұрын
So Inspirational, Heroism coms in various forms & ways .You are a hero Kapfupi, a Legend in your own way & Right!!
@treydenmunya5690
@treydenmunya5690 3 жыл бұрын
Kapfupi anotomboitawo serious here😂🤣😅
@beautyadaarewa6064
@beautyadaarewa6064 3 жыл бұрын
Beautiful mother, kapfupi ndanakirwa uchiti you have made your name but no money manje soo zvino buda here
@muchengetimashiri4219
@muchengetimashiri4219 3 жыл бұрын
Munhu uyo ari boe zvekuti vakashanda kubva kudara tiri vana vana vadiki big up baba ngaa tinemi
@kevinchatukuta7727
@kevinchatukuta7727 3 жыл бұрын
Kwanzi vanhu havasi vangu, ndevenyu/ndevavo....chokwadi chinopedza zvese...aihwa Kapfupi kuseri
@charijindi1876
@charijindi1876 3 жыл бұрын
This is a very touching episode. Our government and the corporates should do more to support the arts. 20 years + providing entertainment, yet nothing to show for it except fame. You'll get a major breakthrough like Tuku did as you said. Thanks for your fantastic work @Drewmas Media.
@lisabrighton7833
@lisabrighton7833 3 жыл бұрын
Ndachema hangu kapfupi
@tinashemangoro
@tinashemangoro 3 жыл бұрын
Success is not measured in substance/money my friend. I guess for him its making people laughter and happiness.
@chiedzamabhande1703
@chiedzamabhande1703 8 ай бұрын
Apa wakarohwa hako ne fodya kkkk
@maramurob.s8550
@maramurob.s8550 2 жыл бұрын
Perfect Mr Kapfupi....dat was quite good and spoton
@castinechimedza8154
@castinechimedza8154 3 жыл бұрын
Kkkkkkkk kkkkkkkkkkkkkh kkkkkkkkkll KAPFUPI THANK YOU MY BROTHER NDAFARA KUMUONA THROUGH INTERVIEW YENYU MUKOMA ANDREW NESHAMBA!
@rumbidzaikafurama7128
@rumbidzaikafurama7128 3 жыл бұрын
That life my classmate from gr 1 to 7 on the desk. Well done Freddy always supporting you
@leighlee681
@leighlee681 3 жыл бұрын
Gore ripi
@tryiealexrampiao4783
@tryiealexrampiao4783 3 жыл бұрын
TAURAI ZVENYU.RAYMONDALE PRIMARY SCHOOL.WITH LONG GUM TREES,MAI KUTUKWA,MR GOCHERA,MR MAISIRI,MAI PINGIZA.
@tadiwatamanikwanyamazunzu1925
@tadiwatamanikwanyamazunzu1925 3 жыл бұрын
Haana kumbogara here kwa Murewa. Nzvimbo inonzi Sowa?
@kelvingundani4942
@kelvingundani4942 2 жыл бұрын
@@tryiealexrampiao4783 hhkhjkkjkoljo
@leeroykambale-fe6li
@leeroykambale-fe6li Жыл бұрын
😂😂😂 mwatipweteka nao ma jokes achimwene a Kapfupi keep going without stopping
@memorymangwere4101
@memorymangwere4101 2 жыл бұрын
Ndafara to watch Freddy my best actor, love you Kapfupi❤
@MrNyanduri
@MrNyanduri 3 жыл бұрын
Kwanzi wotobuda panze woona hapapo. Awesome!
@innocentmukora6149
@innocentmukora6149 2 жыл бұрын
This guy is so humbled i respect people who do one thing for a long time its pure genious
@blackjesus1367
@blackjesus1367 3 жыл бұрын
Famba nebhora mwana mwana wababa usacheuka
@TachyChitera-hi6bm
@TachyChitera-hi6bm Жыл бұрын
A talented man, very patient and dedicated,may God continue to bless u
@herodmoyo7748
@herodmoyo7748 3 жыл бұрын
Andrew Neshamba and Crew you are now beyond the toeing line - seri kwekuseri
@KnowledgeMazano
@KnowledgeMazano 3 ай бұрын
Thanks vaneshamba munotigonera zvachose keep on doing it
@saunyamazvepasi5119
@saunyamazvepasi5119 3 жыл бұрын
Good that you give praise to the Almighty God. He will see you through
@stellachakufora9415
@stellachakufora9415 3 жыл бұрын
Kapfupi tese takabva kure tese usati ndiwe wega tikakuudzai zvedu umachita strong bambo
@charitynduwa4840
@charitynduwa4840 3 жыл бұрын
Kkkk pfupis you are a great guy we salute you keep going
@brightonmurevegwa407
@brightonmurevegwa407 3 жыл бұрын
Kapfupi sahwira mukuru
@tatendakanyama2374
@tatendakanyama2374 3 жыл бұрын
Kune vanokwanisa kutsigira kapfupi do it now kwete kuzomuda afa zvatakaona pana Sauro azara pamaStatus evanhu nekuridzirwa pfuti
@KooladNet
@KooladNet 2 жыл бұрын
Living Legend we love you Kapfupi. This was deep he spoke his heart out.
@artwellmaisiric1559
@artwellmaisiric1559 2 жыл бұрын
Very inspiring interview. Thumbs up Drewmas Media
@cdechirume2979
@cdechirume2979 3 жыл бұрын
What a legend. God bless
@sirclassics_uk
@sirclassics_uk 3 жыл бұрын
You are a fan of EWU CREW right?? I see you 😂
@user-db5kw1ve9o
@user-db5kw1ve9o 3 жыл бұрын
Well done Shumba🤣🤣🤣🤣ndafara ini
@marimbirearchford51
@marimbirearchford51 3 жыл бұрын
kkkk interview iyi yandinakidza haaa Kapfupi ndewema drama always ndachema nekuseka
@admiremapiki5364
@admiremapiki5364 2 жыл бұрын
you are a flying star Mr Manjalima
@wilsonfranciszhangare8245
@wilsonfranciszhangare8245 3 жыл бұрын
makanyanya kapfupi hanzi imba pasina imba yatoimba ukapotsa pawabuda napo wapwanya door kkkk. . .
@aleckmandebvu5242
@aleckmandebvu5242 2 жыл бұрын
Unobuda panze ipo panze pacho pasipo kkkk
@samsonsteelfabricationptyl774
@samsonsteelfabricationptyl774 2 жыл бұрын
Art industry in Zimbabwe haina mari than other countries
@munyahchinoz2648
@munyahchinoz2648 3 жыл бұрын
Hanzii ne chair iyo kapfupi...ikurira kana uchitaura 😂😂
@irenemhembere2548
@irenemhembere2548 3 жыл бұрын
Cheya yako munhu kkkkk
@munyahchinoz2648
@munyahchinoz2648 3 жыл бұрын
@@irenemhembere2548 kkk pakaipa
@wishesjennifer1656
@wishesjennifer1656 2 жыл бұрын
makanyanya guys ini ndanga ndisiri kuinzwa ndatozoinzwa ndaverenga comment
@moremudhanda6597
@moremudhanda6597 2 жыл бұрын
The Bluffhill days! You were hilarious Freddy with the Z name then. I need to find you when m back.
@richardchiradza6213
@richardchiradza6213 3 жыл бұрын
Kapfupi is an inspiration to us all
@user-tq6pb6kc4x
@user-tq6pb6kc4x 25 күн бұрын
wonderful ,huku inobuda mu TV ASI haina mari
@juddykarambo1048
@juddykarambo1048 3 жыл бұрын
Aaah mai maTraburu vakafa MHSRIP
@tapfumaneimubika5757
@tapfumaneimubika5757 2 жыл бұрын
What a happy soul!
@alexanderbuwe2044
@alexanderbuwe2044 3 жыл бұрын
thank you mr neshamba and team,, tokumbirawo Solomon Skuza pano
@noahndlovu2158
@noahndlovu2158 2 жыл бұрын
He died long back.....he used to stay in my hood Entumbane
@washiemugabe
@washiemugabe 3 жыл бұрын
This interview was so deep
@artwellmaisiric1559
@artwellmaisiric1559 2 жыл бұрын
True that
@africaunite2488
@africaunite2488 3 жыл бұрын
The Living Legend Kapfupi. The ground was rigid, the journey wasn't easy.
@ruvachazika9988
@ruvachazika9988 3 жыл бұрын
Muri cy Mr kapfupi kk
@vanzskies89
@vanzskies89 2 жыл бұрын
The laugh manje, haaa Kapfupi soo😂😂😂
@taumlambo91
@taumlambo91 3 жыл бұрын
Aaah Nyimo akashaya 🤔😢 Shame may his soul rest in peace
@admirebhasera4434
@admirebhasera4434 Жыл бұрын
Neshamba hautaurise unodiwa neruzhinji rweZimbabwe , Tokufarirai ne team renyu rose
@advocatechivara8795
@advocatechivara8795 3 жыл бұрын
Kupfupika kupfupika kapfupi wekwaManjalima kwaanaFreddy kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk
@senzenikahari7330
@senzenikahari7330 3 жыл бұрын
Kapfupi is a legend!!!!!!
@michaelmashiri8103
@michaelmashiri8103 2 жыл бұрын
This guy is funny....just seeing him itori comedy
@Vusahlanganiso-sl3bq
@Vusahlanganiso-sl3bq 9 ай бұрын
Mumba macho hamupo😂😂😂😂😂😂🎉❤
@douglasmothasa7635
@douglasmothasa7635 2 жыл бұрын
Well done kapfupi keep on doing well
@irenemhembere2548
@irenemhembere2548 3 жыл бұрын
Cheya yako mdhara kķkkk
@bramwellkampiyau5586
@bramwellkampiyau5586 3 жыл бұрын
Pazvigure ndizvona kkkk!
@pacienciamatchinga100
@pacienciamatchinga100 3 жыл бұрын
Kapfupi ndokufarira zvekuti dhuu
@mangomakundai6296
@mangomakundai6296 3 жыл бұрын
yess Jp used to be Curtain raiser wakapfupi
@morgentaputai3427
@morgentaputai3427 3 жыл бұрын
Imboendao kwavharazip enduru
@clientithinktafireyizvakay5768
@clientithinktafireyizvakay5768 3 жыл бұрын
I subscribed this channel becoz of frddy
@peenyikayaramba5433
@peenyikayaramba5433 3 жыл бұрын
Mbuya maNjalima vachiri chi babes❤️❤️
@S-phiry
@S-phiry 3 жыл бұрын
😂😂pa pefum apoo
@S-phiry
@S-phiry 3 жыл бұрын
😂😂😂😭
@elliotronald1884
@elliotronald1884 3 жыл бұрын
Jah Prazer please do something ku bridge rako iro please
@seniachinyoka9936
@seniachinyoka9936 3 жыл бұрын
Taura hako
@stellachakufora9415
@stellachakufora9415 3 жыл бұрын
Pakuzivikanwa apa mazuva ano better nemamask opfeka mabingo matema hakuna anokuziva zvino step yakapfupi hakuna asingaizive
@cdechirume2979
@cdechirume2979 3 жыл бұрын
The way he laughs
@hudsonmunyuki144
@hudsonmunyuki144 3 жыл бұрын
Umphathi ntampo hahahaha kapfuki kkkkkkkkkkk wakapenga mkoma 😂😂😂
@septimmedia9144
@septimmedia9144 2 жыл бұрын
All the best kapfupi unosvika chete
@elderriggz4588
@elderriggz4588 3 жыл бұрын
Vazongokanganwa kubvunza yekurova vanaVatezvara.
@tracybiriati1448
@tracybiriati1448 3 жыл бұрын
Hupenyu hunobva Kure sure Freddy akabva Kure chokwadii
@kingkonde9207
@kingkonde9207 3 жыл бұрын
Fredy vakazodirwa mbama naMugwati vaita noise paassembly
@amosmakuyana3924
@amosmakuyana3924 3 жыл бұрын
Tsika dzako Kapfupi😁
@leighlee681
@leighlee681 3 жыл бұрын
Asi kapfupi kapfupi 🤣
@noxblablabla136
@noxblablabla136 3 жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣
@tendaichamanga1541
@tendaichamanga1541 Жыл бұрын
Ichokwadi kuti akabereka Jah Prayzah, vakamboridza vese paZengeza 4 kuChitungwiza Jah asati anembiri
@tawanachauke1092
@tawanachauke1092 3 жыл бұрын
Kapfupi mumhari ndedzemudanga vamhari varungu
@sitholesasha3521
@sitholesasha3521 2 жыл бұрын
Thanks drewmas media ,ko zvaimbonzi kapfupi waiva teacher wani kkkkkkk ayayas ,at least chokwadi chobuda kumuridzi
@shiyeliainkorea
@shiyeliainkorea 3 жыл бұрын
Yambutsai vapfana Kapfupi, keep the level!!
@Sehclear263
@Sehclear263 3 жыл бұрын
Nice 1
@chibvumburasamanyikastation263
@chibvumburasamanyikastation263 2 жыл бұрын
Unaziwa kutemwa nedombo ndikapfupi kana kupwanyirwa camera🤣😂😂😂😂😂😂😭😭😭
@solomonringoziwa5948
@solomonringoziwa5948 3 жыл бұрын
Nice one
@alexzachariah8130
@alexzachariah8130 3 жыл бұрын
Kapfupi kapfupaudo mushonga westress
@archiefordsikoti5848
@archiefordsikoti5848 2 жыл бұрын
Pana kapfupi ndakaziva kuti huboss haubhadhare.Group leader wavo aive Aphiri.Pavakatanga kuuya pat v akazviita boss kapfupi ndobva aenda nesimbi.Vakiraiwo Phiri imba please.
@priscamradzikwapriscamradz7919
@priscamradzikwapriscamradz7919 3 жыл бұрын
Kkkk nhoroondo dzako kunge drama
@tendainyakurwa8490
@tendainyakurwa8490 2 жыл бұрын
Umpatitambo kkkkkkkkkkkkkkkkk wazondipedza kapfupi pakupedzisira apoo
@ibastegtsatse741
@ibastegtsatse741 Жыл бұрын
Living legend
@tendaimatingo4287
@tendaimatingo4287 2 жыл бұрын
Life is a journey makabva nekure baba kapfupi
@wishesjennifer1656
@wishesjennifer1656 2 жыл бұрын
kapfupi anotomboita serious kudai its so nyc shame
@preveladgepreveladge1194
@preveladgepreveladge1194 2 жыл бұрын
Zvaonekwa Shumba aaaaa kkkk muchatibudisa mudzimu yedu neshumba irikudzvova iyo
@samsontendwa7343
@samsontendwa7343 2 жыл бұрын
Mr kapfupi 👍👍💟
@TheAnzanga
@TheAnzanga 3 жыл бұрын
Usasiye Mai Ngaa vakabva newe kure Kapfupi.Zvekuda kutora mamwe madzimai zvawanga waita paya ka hazvibhadhare
@rasinachiliyo4715
@rasinachiliyo4715 3 жыл бұрын
Rambai makadaro nekutifadza tinotenda nechipo chenyu
@marthatarwireyi4712
@marthatarwireyi4712 3 жыл бұрын
Kapfupi munondigonera zvenyu
@albertmutemeri3199
@albertmutemeri3199 2 жыл бұрын
Thank you.
@leighlee681
@leighlee681 3 жыл бұрын
What a humble man kapfupi 💪
@rumbidzaikafurama7128
@rumbidzaikafurama7128 3 жыл бұрын
Leigh we completed our gr 7 in 1993 at Raymondale Pri Sch on the same desk🙄🙄🙄🙄🙄
@Fivestar5227
@Fivestar5227 3 жыл бұрын
Life is a journey
@dst998
@dst998 3 жыл бұрын
Tipewo vharazipi
@phillipgeorge7283
@phillipgeorge7283 3 жыл бұрын
First album Launch yakaitirwa kupi?Nguvai, tell us about it
@phillipgeorge7283
@phillipgeorge7283 3 жыл бұрын
There were some exciting events that day , I will ask the producer to get hold of Kapfupi on this.
@lukachapeyama
@lukachapeyama 3 жыл бұрын
Hanzi vaida kuita imbwa kumahumbwe dzingori imbwa ini adult life nambuya Manjalima! Kkkkkkk
ANOTHER LEVEL- BABA HARARE
39:10
Drewmas Media
Рет қаралды 93 М.
CHEGUTU......MWANA WEKUURAYIRWA $100 AVIGWA
16:06
Drewmas Media
Рет қаралды 7 М.
Sigma Kid Hair #funny #sigma #comedy
00:33
CRAZY GREAPA
Рет қаралды 33 МЛН
CHIMHANDA........... NYOKA YOTENGERWA FUKO NEKUCHERERWA GUVA SEMUNHU
36:27
Ndakasiirwa Mota Yakabiwa Kuti Ndigadzire
29:51
SlyMediaTv
Рет қаралды 39 М.
ANOTHER LEVEL- ALICK MACHESO ODZIDZISA COUNSELLING BOYS KUNYORA NZIYO
58:18
ANOTHER LEVEL- SABHUKU VHARAZIPI
39:36
Drewmas Media
Рет қаралды 151 М.
Gringo and kapfupi wakuenda ku Dubai ft mbudziyadhura
13:36
Pwaaaaka skits ( Gringo jnr )
Рет қаралды 26 М.
ANOTHER LEVEL-MARK NGWAZI
48:54
Drewmas Media
Рет қаралды 100 М.
Ndakarara naTezvara Vakandipa $4 Chete Tiri Musango A MUST WATCH
30:53
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 218 М.
ANOTHER LEVEL-PARADZAI MESI
35:36
Drewmas Media
Рет қаралды 166 М.
Бушмен и бабуин. В поисках воды.
0:42
BERMUDA
Рет қаралды 10 МЛН
我说我不是故意的,你们信吗
0:25
侠客红尘
Рет қаралды 22 МЛН